I am highly disturbed with the guy who is sitting next to the guy ane suit first of all he was eating hake apedza nguva yati fambei vanga vakunonyona mazino havo vakagara kunge vari kumba kwe small house havo now dude is on his phone not even considering mumwe arikutaura zverufu rwemwana wake dai moyo wavo wanga usiri padare ko kubva vonorara havo what kind of a normal human being actually behave like that panonzi padare? Besides dare zvinhu zvinhu gayaiwo its disturbing really.
Ana Neshamba munotomboziva kt data rodhura here ,mukuwanza kutaura muchinonoka kuunza nyaya iri mudariro ,no wonder musiri kukura ..kasong Kenyu kanonakidza fani bt mukunyanya kukaita long play
And dzekudare dzakarebesa futi saka zvokuti ivo vamboitaura is not necessary, ngavangotanga mudare tinzwe dare racho nokuti ivo havasivo mumhan'ari saka havatozivivo nyaya, ngavasiye dare ritaure.
@eresinamaisiri7490 very true vanotipedzera data futi vachingoita hungati I flirting here hungati chii zvemitupo yavo and kukanda ma cv kuna shumba ntoni ntoni .chii ichocho chinenge ngozi .stret kunyaya tonzwa zvopera aaaah
Ndokumbirawo kubvunza sei mambo ava vasina mhondoro kana vanhu wechivanhu wavanobata navo. Kuitira nyaya dzakadai. Idunhu rudzii risina varidzi wenzvimbo
Varoyi vazhinji vanopfeka huso hwevamwe saka zvinonetsa kungoti ndivo .Mozviparira mhosva.
Kanengo wavanoda anoita zvekuvhunza uya nekutyityidzira 😂😂
Muzim vanhu vakungotsvaga Mari maporofita zvese nen'anga vakupesanisa vanhu nekutsvaga Mari hapana zviripo
Madzishe kana muchitonga nyaya regai zvekudya chikafu .itai nyaya mozodya
😂 maybe it's lunch dear remember varungu they do meetings while eating 😂😂😂
😅😅😅😅dare iri ndashaiwa mupanda waro
The song Sahwira Woye inotonakidza kudarika twumwe tunyaya twepano
Sure Ndiritoidzidzawo.
😂😂😂😂ahunyepi ipapo
Uuuuu Mmmm zvavakafumuka kudya chikafu padare here Chii chakadaro chinenge Ngozi
Aka ndakafarira. Mambo and team a good combination of smart thinkers. Kwete kutsvagurudza nyaya dzisipo big up ndekupi uku??
I am highly disturbed with the guy who is sitting next to the guy ane suit first of all he was eating hake apedza nguva yati fambei vanga vakunonyona mazino havo vakagara kunge vari kumba kwe small house havo now dude is on his phone not even considering mumwe arikutaura zverufu rwemwana wake dai moyo wavo wanga usiri padare ko kubva vonorara havo what kind of a normal human being actually behave like that panonzi padare? Besides dare zvinhu zvinhu gayaiwo its disturbing really.
Drewmas media taking us to another level especially maNdlovu special 🎉
Ngiyabonga ngawe Jehovah nkosi yami EMNANDI EMHLABENI NJENGOKWAMUKELE ISIMO SAKHA BESE UPHILA IMPILO ELINGANA NAMANDLA AKHO AMEN NGISIZE NKOSI NGINGASUKU ENDEARING YAM thanks haa
Good sound..good pic qlty and nyaya dzematare idzi dzinodzidzisa bcz dziri straight well done Drewmas Media 👏👏
Aw wooow!! Handisati ndamboona varume vanozvida kudai?? Vamwe padzifoni vamwe ndovanonon’ona mazino vamwe vonon’ona nzeve pamberi pedare wooooow!! Yah humambo tirikuhuona for sure 😂
Shuwa apo munhu ari kuchema kufirwa nemwana wake zvinorwadza
Kkkkk mambo akudada nehome stead yemurungu nezvimota zvekupiwa nezanu dats why achicampainer kuzanu😢
Ndakuona munya nhasi ndanonoka asi ndanga ndichiuya Drewmas media taking us to another level thank you so much Drewmas media
Waiting
Ndakuona chimunya ndanonoka ndanga ndichiuya😅😅😅😅
Zimbabwe inyika inonakidza chokwadi haa veduweka Zimbabwe ndiyo nyika iri kutemesa mwari musoro surrender ummnn varoyi hayibo
mhondoro yasimudzirazve🙆
kurwadziwa is no excuse we need facts here.aka kababa aka ka...
Mhondoro my home but haaa mambo ava kaaa dunhu redu harina mambo
Mhondoro hamusi makuzvinyanya here
Ko makadii kusheedza Mai Manu naSekuru avo mwana arimupenyu pane kuzouya nenyaya mwana afa muchawanei pakati pazvo
Mwana haapengi hake waroi waroi
Muroyi haatode kuzivikanwa icho ndochokwadi...anopfeka chiso chemumwe..
Baba ava ndivo vakadya mwana ahhh😮😮😮
Ana Neshamba munotomboziva kt data rodhura here ,mukuwanza kutaura muchinonoka kuunza nyaya iri mudariro ,no wonder musiri kukura ..kasong Kenyu kanonakidza fani bt mukunyanya kukaita long play
And dzekudare dzakarebesa futi saka zvokuti ivo vamboitaura is not necessary, ngavangotanga mudare tinzwe dare racho nokuti ivo havasivo mumhan'ari saka havatozivivo nyaya, ngavasiye dare ritaure.
@eresinamaisiri7490 very true vanotipedzera data futi vachingoita hungati I flirting here hungati chii zvemitupo yavo and kukanda ma cv kuna shumba ntoni ntoni .chii ichocho chinenge ngozi .stret kunyaya tonzwa zvopera aaaah
Ava havagone kutonga Neshamba siyanai navo vanokanganisa zita renyu
Chokwadi ngawaende kuManicaland waone kunonzi kutonga kwaChigodora
Mudhara ayo anoroya chete ngavaenda kwa Kanengo zvinondobuda chete
Pfungwa yekusiyana nazvo wakatopara mhosva.Tese tinofirwa asi hausvike pakudaro.
Matare anongoda Headman Chigodora chete haikona machief anogara mutown ayo
Mambo wacho ndeupi
Çhief nevanhu vake vanobvaira hakuna vanhu vanotonga vachiseka mhunu nachief ngasadhero
Kudada chaiko
Frinandooo mmmm zita tinemunyama
Usandione kunonoka ndanga ndichiuya❤❤❤❤
Mhondoro yangova yema move chete chete
Inga rather 😂😂😂 Mambo vanopiwa chikafu vachidya vamwe vakatarisa shuwa 😮
Kadare kakazara mahure nevaroyi fakofu mhani, sei muchifevhera varoyi imiii
Baba awa muroi ngaaende kwa Tasvu or Kanengo plz and wakaregerera mwana dai wakaenda naye kwa kanengo mwana aisafa
Mwana akauraiwa nevanh
Tirimo muberevere takamirira kuuya kwenyu vaneshamba
Muroyi akatohwanda nezita rababa ava
Ngavafambe toda kuona muroyi baba Ava havapengi kuti mwana wavo ndozvaakataura
Mambo avo havana zodzo tsvagai mumwe mambo
Pa feya haaana chiremerera
Munhu akafirwa ndiye anofamba nehama dzake vachidakunzwa kuti mwana akafasei voudzwa naa Kanengo
Drewmas Media taking you to another level ❤
Dreams kwedu wakato dzinga ende wakaenda waka dzoka chifume wakadzingwa
Next time ngavadye nekun'ona mazino b4 dare
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kudherera chaiko kwanoitq mambo
Kurecoder mwana achirwara hazvigoneke iye wekudzingwa parufu kana akachena arwadziwa nei
Nhaiii ndaona abatwa futiii..kamuroi kemunhu
Chief ngezi nhasi Vati regai ndidye chikafu instead ye castle light😂
Mwana webenzi haana rugare baba benzi ava
nyangwe vakati mufi baba avo vakatadza kubatwa kumaporofita kwacho vanofanira kuripwa kuti mandinanga.
Mazuva ano kunana Sekuru Tasvu nana Kanengo .Ngavatange Vaenda Ikoko.?Zvimwe zvese Zvozvoitwa.
@@faraipedzisa2985 uri Pedzisa wepi
Ndadarikwa ne live😢
Aah murume uyo anofanira kuenda kunana godobori pamwe nemurume arikupomerwa mhosva chokwadi chobuda.
❤
Ndokumbirawo kubvunza sei mambo ava vasina mhondoro kana vanhu wechivanhu wavanobata navo. Kuitira nyaya dzakadai. Idunhu rudzii risina varidzi wenzvimbo
Mukadzi wababa avo vari kunzi muroyi uuuuu Mmmm vanotodya avo kutaura chokwadi
Ngoma manyama 😂😂
Mhondoro futi ghetto rangu zvazonyanyawo
Kkkk geto redu rakuzvinyanya wena
There is fairness in how the chief and his team has dealt with the case.
kiki kayo,musati mavatema tangai mafamba😂😂
Baba vekupuma munh huroi ngavasugwe
Ndiri kukumbirawo update on this issue
Mambo magona zvamaronga kti vaende kwa Sekuru Kanengo or kwa Tasvu magoona Kanengo i sanndo
Iiii mambo wacho anenge anotodada uyu kutonga kwacho kunge asingadi
Baba ava ngaasungwe vapumha mhunu uroyi zvinorwadza kudzi uri muroi gys
Ko mukazoona kuti arikutaura chokwadi? Why kunanga munhu one muvillage munhe vanhu hobho....
Vanhu vanoroya mufunge henyu baba Ava namai vekukumbira mbambaira vakadya mwana
Chandinetsawo pairwara mwana ndiye munu akaita wekutanga kusvika pamba ipapo futi vanenyaya baba avo namai vembambaira ivavo
Duties rine fon iro put me off,😳
Data tato tenga
Mambo vazogona kutaura vanogona basa ravo
Kufirwa kuriko and kunorwadza asi bamunn makamhanya kupumha munhu, dai makatanga kufamba kwakawanda mobata chokwadi
Chihera ngava dzoko nasoko
endai kwa hadman chigodora vanogona kugaszirisa nyaya idzi
Varikunzi vakauraya avo ndinoona kunge panenyaya vane kakusagadzikana mavari maonerewo angu
Chidare ichi chakadhakwq
Ha hazviko zve kudzinga munhu pa rufu
Anotobva achisiya nyaya mambo wenyu mmmmm qnozvinyanya
Tsano makufumura tezvara hr amana😂
Ukadyirwa Mwana iwe haurambire muroyi iwe newe unorambira muroyi hausati wasangana nazvo uchazviziwa hako kana zvakusvikira musapupurire waroyi Imi uye zvemapirofiti Anga ATI afamba zvenguwai IPO pasina time munhu AFA wachafamba hawoka kana wakanzi Baya netsono wobaya zvako iwe nxaaaa hapana chinhu chakaoma sekudyirwa Mwana uye mibvunzo nhando irikubvunzwa yekupenga iyo yekuti maisambotaura her mazita anaFerrinando nxaaaa Mumba munotaura mazita ewanhu wakawanda Sei Mwana achizotaura iwawo badzi Moti ayipenga her Mwana muroyi anobhowa mhani suka
Musashungurudze muunhu atofirwa mhani haunganyepika Kuti Mwana ayiti ko kubaya kunobayiwa anehukama chete her
Ngavaende kune vamwe Kanengo wenyu hapana zviripo uya anotoita kutyisa munhu hake
Iwe ndiwe ukuona kuti Kanengo apana zviripo asi vakabatsirwa naKanengo they know kuti anobatsira
Vatongi ava vanozvinzwa
Imii mbuya mutwugirazi hamuna kukwana
Tatomirira kare
Ko mambo vanodya vega😢
Ngavaende kwasekuru kanengo vanotokonora nzungu maporofita anopesanisa very sorry baba makarasikirwa nemwana chidzorai kufungisisa zvakanyanya
Why vanhu vanorowa vasingade kunzi urimuroi
Aiwaka kana usingamuke unotyei
Mdara pa-fair fair kana uchirowa dzingwa mudhara
Moda kushandisa marecordings kuti zviite sei. Tongai nyaya
Uuuuu Mmmm mbuya iyo uuuuuuu inomuka iyo
Mambo ndivovanga vachifanira kudana vano batsira apa
daro racho harinatso nakidza matongero acho hazvina chiremerer
Mambo kufanana nachimbetu wani
😂😮😅😅
Ehe nepfungwa dzavo vanomanikidza vanhu kuita zvezanu
Kanondibhowa kamu blaz ikaka kamambo kekupenga
imagine uchiti ndiye hubby wangu anonon'a mazino paCamera died 😂😂😂😂zvinomakisa
Mhondoro takuzvinyanya manje
Kwangu kwa Mashayamombe
Kanengo imbavha yemari haana chaanoziva uya anobatsira munhu ambotanga aziva magariro enyu kupinda mudare 500 us kuzobatsirwa 3000us imi
Ukati imbavha wave kutaura zvisizvo cauz vana Rumbi nana Admire vakabatsirwa tichizviona dzidza kutaura zvinovaka
@@madubespecially569 imbavha ndatopedza newe siyana neni idyai mari dzevanhu nasekuru vako asi dzichapanduka shiri inozongofa hama wee
Vamwe varipamafoni, vamwe varikuisa zvitanda mu nzeve, vamwe busy kunono’na mazino. Kwoitawo kasina kupfeka zvinodiwa padare with a red top. Hakuna dare ramambo rakadayi.
DISRESPECTFUL!!!
Vana mambo murikutonga nyaya dzemakuhwa uye akafirwa uyo why murikuramba muchiti ngafambe kudakumupedzera mari apa achikuchema
Indai kwatasvu sekuru monobviswa munyama
Varikutonga mese munoroya
Tatomirira tisati tanzwa
Zvakaoma hazvo
Varume ava vanogona kuenzanisa asi baba avo handivachenese
Anonyepa mufi haasi iye akadzingaparufu