@@panpanashe9628 inga ndati ichurch yevanhu wani kwete yaMwari ndarasika papi mu church yaMwari mweya ndiye anotungamirira asi yevanhu vanhu vanotungamirira
U think this is normal, wen u bring the world things in the house of God, these singers are good but not in the house of God where is the respect of God
Vangeri pa side haaa vanu vamwari varasika zveshuwa. Jah ndomufarira hangu but apa wrong place. Nyika yapamagumo hanzi nemazuva ekupedzisira pachaitika zvinhu zvisinga nzvisisike ndo zvakuitika manje, Lord have mercy
Uuuuum yaaa nyika yoenda kumagumo zvedi kkkkkk hanzi church ndeyedu toita zvatoda🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭hanzi are you ready for jahprazer muchurch imomo kkkkkkk jar ndomufarira hangu but kwete izvi aaaaah
One thing is for sure that these people are having a good. I just don't know how fits in the praising the Lord equation 🤷🏿♂️. Asi vaMagaya vataura zvavo kuti it's his church 😆
Kutamba naMwari uku, my people perish because of lack of knowledge. Bible pasi tsveee Bhiza nezvenyika muchechi. Yaiva Sunday here saka kwakaparidzwa shoko rokuti kudii after all this. 🙌🏿
It's Magaya's church so he does whatever he Wants. We call upon all our beloved Zimbabwean citizenry to shun these so-called prophets who are actually Satan's agents.
THANK YOU FOR WATCHING❤
PLEASE DON'T FORGET TO SUBSCRIBE, LIKE, COMMENT & SHARE
111111 😂z1 11
@@liliasantana6548lll
Welldone jp love you go higher please ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
I keep watching this every time halleluya Ameen and Ameen sofa rinosvika kure chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Whaaal ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Vataura havo kuti vanoita zvavanoda muchurch mavo kwete ya Kirisitu .Jesu vanoti ndivo musoro wekereke asi ava vanoti ndeyavo .Pindirayi Mwari
Do not judge for you'll be judged with same measure.
For all have sinned and fall short of the glory of God.
Ingavataurq wani kt church ndeyavo kwete ya jesu
PhD woyee 🎉
❤❤❤soja rinosvika kure
Magaya church ndeyaMwari, vanhu ndevaMwari. Musazombopakanganwa ipapo
❤l love him l wish I was there l would have gone to the stage and sang with him lol❤❤❤❤❤
Me tooo nechurch yacho ndatoida
Whaal iplay this Again and Again chokwadi halleluya 😂😂😂😂❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Jesu chiuyai nyikq yenyu yanyqngad,zwa
❤❤❤toita zvatinoda ku PHD rumbidza mwari the way you can🙏🙏
Iplay this Again and Again 😂😂😂halleluya Ameen
True this is not a church kutandara zvavo vachinyepera mwari vanowana zvakavamirira ..regai vaenjoye ndodenga ravo ...irori
welldone Profet Magaya
Haaaaa kwai faya kunyanya pamama magaya apo tinoda fara🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Love you jarprazar keep going higher halleluya Ameen 😂😂😂
Ku Church ye vanhu vanhu vanoita zvivanoda asi yaMwari inotungamirirwa namweya
Marasika mukuru church hamudi mashura aya
Yaa iyi ndeyake haisi yaJeso,ko kana uriwekurashwa ndoo chaizvo zvinofadza nyama,mweya yenyu iri kure naMwari 😂 😂 😂 kudenga kure
@@panpanashe9628 inga ndati ichurch yevanhu wani kwete yaMwari ndarasika papi mu church yaMwari mweya ndiye anotungamirira asi yevanhu vanhu vanotungamirira
Foma yako yahwe. Wasvotwaka?
@@tawandatmapanda5320 kkkk kusvotwa nei hangu kana kunzwa godo nazvo ini
Wooow!! It was amazing hay
I wish one day to perform there in Mr Pastor Magaya
Thank you very much
Papa we love you from Jamaica.
Magaya anotoda zvemafaro zvake zvamwari izvi uyu
Aaaah nhai muchurch munoitwa zvakadai
Hapana zvakashata zvamboitika apa ari kuimba zvakatsiga wani kana jaivhi yawo yakatsiga wani vanhu musaremwe kutuka vanhu vaMwari
So muimbi hachauyi muimba yamwari ere
Iwe ipa vanhu mari dzavo dzawakadya mutumwa weku ghana
🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂
Handiti makadya mese naye. Chanetsa chii?
Happy new year chokwadii wondderfull jp chi baba welcome guys😂😂😂😂
Pamberi vamangaya chero vachitaura zvanoda pamberi ne mi
Muchurch yaMwari hamuitwe izvi bvunzai maIsralites vanokuudzayi Mwari havaitirwe marara akadai
Language barrier:is this song worshipping and praising God?
just bringing joy to God's creation
Is jah back into his famous military dress code?
M so happy!!
No its an old video of around 2018
@@thisistanyaeohhh poor me!😂😂😂😂
Oh Lord have mercy upon us. We are being led astray by agents of the evil one
Wat do you mean
Do you know the way yourself?
Mmmm
I mean what I mean. Its just simple English I used.@MelysahMoyo-hv5bp
@@shingiraitrevormboto2105so is that the way. Even the blind spiritually can see that this is not God's way. The church is God's not man's
Thank you papa powerful i receive
Ha baba magaya vanoda joy yoooo
Neni ndauya ndaona Jah
They're is no place which you can be happy than church glory be to God of our father prophet W Magaya
Magaya is an occultic charlatan and rapist not a prophet. Futseki
U think this is normal, wen u bring the world things in the house of God, these singers are good but not in the house of God where is the respect of God
Hohwe zvodana girozo hr kubvunza zvangu
muudze kuti next time, ngaunze kamukonana kaye kakaimba music yekuti: mazita Ako here ese aya? i 4get his name.
Magumo enyika.mwari uyai
Haaaa Taurai henyu vanhu havachaziva kwekufarira
Zvichiri zvekunamata here izvi
Ska waiti ndezvekudiii vhura yko church
Jesu akadii mutembere zviya avawana vachitamba makasi nekutengesa imomo Magaya ucharohwa nechamboko gara zvako
Hehe you always made my day right guys chokwadi ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Church ndeyamwari asi vanoita zvavanoda muchurch yavo inotungamirwa navaMagaya
Kwedu kuPHD toita zvatoda
Woooow that's nice ❤
Wow l like Jarprazer
Thats might God bless
Zvinokudzwa tinotenda ❤
Iyi ndo banana church chaiyo haa mwari wonaivo
Ku church kunonakidza i wish i was there ndaitamba ndikarutsa😀😀😀
Kuchurch kunonakidza....
Vangeri pa side haaa vanu vamwari varasika zveshuwa. Jah ndomufarira hangu but apa wrong place. Nyika yapamagumo hanzi nemazuva ekupedzisira pachaitika zvinhu zvisinga nzvisisike ndo zvakuitika manje, Lord have mercy
Wabhayiza apo mfana wangu Magaya u were sleeping when u feature this man neh
Jah Prayzah anogona amana
Kkkkkkkkkk kudenga kure chokwadi
@@tanakazinyama1159wakambokuenda?
Uuuuum yaaa nyika yoenda kumagumo zvedi kkkkkk hanzi church ndeyedu toita zvatoda🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭hanzi are you ready for jahprazer muchurch imomo kkkkkkk jar ndomufarira hangu but kwete izvi aaaaah
Ehe toita zvatinoda😅😅😅😅😅😅😅😅ukuzvionerei
Im just sitting on the terrace
JP THE GOAT 🔥📍✊
😂😂😂❤❤❤❤Papa makaipa
Hativengi munhu asi church haisi yenyu
One thing is for sure that these people are having a good. I just don't know how fits in the praising the Lord equation 🤷🏿♂️. Asi vaMagaya vataura zvavo kuti it's his church 😆
What he truly meant was that its his church and not Gods church - Welcome to deep apostasy.
Hapana zvaMwari muungano iyi.
Powerful
@@ayihlome2446zvamwari zvawakazivepi pauri ipapo?
Endeka. Imiwee hameno shuwa
Mwari tirangarireiwo nyika yoenda kumawere
Thats great ndafara so amazingly
I have liked it
Whaal wonderful powerful 😂😂😂
Saka I church yake kwete yamwari mukuru vakarasika Ava nevanovatevere zvose vanhu vangu voparara nekushaya zivo
Vakarashika nokushaiwa zivo taurai zvenyu havatsvaki jehova vanotsvaka zvinovafadza
Mwari pindirai chokwadi
Ummmm "vanhu vangu" ? Une vanhu here Edinah?
Amen vazhinji vacharasika nekutevera zvisina nebasa. Vanhu vangu var kurasika nekushaya zivo.
That was Jah's show chete that's it. Hakuna zva Mwari zvakadai.
mapharisee and saducee vabhowekana kkkk
Heavy heavy Jarprazer but apa hauna kunyatsotamba sezvandokuziva Jarprazer
Kwaive kuchrch kaa ..l know him
Zvadhakwa akuna zvakadai
Zviriko wangu
Wakagona apo magaya coz vanhu vanongovavata but hapana mutsvene kunze kwa jesu ah
Whaaaaaat!!!!!!!
The WORLD has entered the CHURCH and sat down
Yes actually the church is where they belong
Is the church in the world?
Nhasi hapana anokumisa klkkk
Mazuva aya anga achiri kugona kwete zvaarikutiitira mazuvano
Meteo world/Nyika ya Mateu/Lefase la Mateo/Shango la Mateu Shango la Madi/pula/meetse/water/mvura.
Gamba redu❤❤ you
Zvichiri zvekwamwari here izvi mmmm
Hanzi anoridza killer T muchechi uyu
Hoyooooooo, zunza zunza !!
His track list was supposed to vana ndirangarirei mambo, ishe ishe etc kwete vana Eriza ava kkkkkkkkkl
Achemera Mwari wake
Imhiko yemari
É verdade. Ate igreja de madzibaba tambem faz isso. Yuuu ja são os ultimos tempos mesmo.
Ndiyo church yakristu
Music has power
Jah chibaba
Kuchurch kunonakidza akomana
Haaaaa PHD inonakidza veduwe tofarira muchrch kwete kubhawa
Mazuva ekupedzisira aya
Ku church kwakunakidza kudarika ku bar
😂😂😂Magaya chingoendai kumafaro once ....😂😂😂ndokwenyu chaiko...
Izvi zvaMwari muri kngomanikidzira mukuru😅😅😅😅
church yemunhu anoita zvaanoda but YaMwari haiitwe izvi
You can say that again
Taura hako
Its truu
Haiwe .....ichurch yako here .....judge not wanq....iwe ndiwe watokanganisa apa
Tinoita zvatinoda🎉🎉🎉🎉🎉🎉muchurch medu....iwe kana usingazvifariri ndezvako naMwari vako😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅kutsvaga mafans nezvinhu zvisina basa
Kutamba naMwari uku, my people perish because of lack of knowledge. Bible pasi tsveee Bhiza nezvenyika muchechi. Yaiva Sunday here saka kwakaparidzwa shoko rokuti kudii after all this. 🙌🏿
My question also. I wonder which scripture was opened after this
Hazi ndonyanyofarira pavanoti muchurch mako😂😂😂😂😂
Hezvo,zviri kuita mucnurch hre izvi?
Uuuuu izvi sweatshirts mushumo Gigi muchurch
Haaa church yaKristu yakafirwa naKristu haiitwe zvakadai....mweya mutsvene haagare pakadai
Uri mwari here
Church yedu
Vanhu vatema you are problems, it's New year saka vanhu ngavafare
Mwari honayi
Ukaona uchiti uku kuchurch uri patight
Chokwadi. Hapana chamwari apa. That's why Magaya is always raping women.
Kkkkl I support you
🙏
Only God knws
Legend
David used to sing for Saul and demons will release him...its never stated it was gospel music
Zvinodiwa izvi
Zvakaoma ..chimbotqndarai...kkkkkk
Yatova tarven nedoro muchurch ririmo
Judge not leave it for the almighty u heard it from the host mouth it's his church his ways
It's Magaya's church so he does whatever he Wants. We call upon all our beloved Zimbabwean citizenry to shun these so-called prophets who are actually Satan's agents.
❤❤