Madzibaba Reminance (St Peter) Against Madzibaba Echoes

Sdílet
Vložit

Komentáře • 13

  • @allenmoyo1323
    @allenmoyo1323 Před 6 dny +2

    Regardless of him being loud please don't take anything away from this man he has shared with us lots of deep spiritual insights...listen to him with a clear mind forget the Masowe politics he drops gems from time to time myself I have learnt a great deal from this beautiful soul

  • @michaelndawi586
    @michaelndawi586 Před 11 dny +2

    Tipeiwo reply ya Echoes on this one, madzibaba, thank you for the videos

    • @johanemasove
      @johanemasove  Před 11 dny

      ᴛɪɴᴏᴛᴇɴᴅᴀ ᴛɪɴᴏᴋᴜᴘᴀɪ ꜱᴏᴏɴ

  • @amosdimikira5112
    @amosdimikira5112 Před 9 dny +1

    Mujerusarema mune chipo kana mazogara

  • @gideonmanyusamcips3310
    @gideonmanyusamcips3310 Před 11 dny +1

    The same question can be asked kwaari iye Remnance uyo, kuti ko ivo zvavasingabate machira matsvuku kana e green, chii chinobatika chakaitika munyika? Chavanogona kutuka nekuramba vanhu, asi chabuda hapana. Zvavakamuramba Dhaswes pamusoro pegomo, chavakasara vakaita chairatidza kuti ivo ndivo vari munzira chii? Dhaswes wacho akatoratidza simba paakavaporofita kuti muchaburuka mugomo maita chipini, havana kuzomuburuka here mugomo macho? Ngaatiitire mushe uyo. Basa kutuka uye kurovana pamasowe, unofunga nyika inganamatire izvozvo? Chavanogona kuramba vaperedhisi, kuramba Emanuwero uye kuramba Jorodhani, wakamboonepi munhu anonzi anobhabhatidzwa nemanzwi? Unofunga dai mazwi aibhabhatidza munhu , Jesu aizvinetserei kujorodhwa na Johwani. Ngaatibvire uyo Remnence uyo..

    • @johanemasove
      @johanemasove  Před 11 dny

      ᴄʜᴏᴋᴡᴀᴅɪ ʙᴀʙᴀ.....ᴍᴀᴛᴀᴜʀᴀᴀᴀ ᴀᴘᴀ ᴋᴜꜱᴀᴢɪᴡᴀ

  • @amosdimikira5112
    @amosdimikira5112 Před 9 dny +1

    Vakomana ava vanofunga kuti ndi o vega vane mweta mutsvene

  • @user-tn4uc5lr2o
    @user-tn4uc5lr2o Před 11 dny +1

    Haisiyo mharidzo iyi yekuswera kuattacka vanhu.Deno Jo1 aiparidzaso nhasi kusina chinamato.VaRasmenzi imi chero nemivo nest peters yenyu hamukuendi ose maruweruwe

  • @user-tn4uc5lr2o
    @user-tn4uc5lr2o Před 11 dny +2

    Hamuna chamurikutaura imi.Imi ndimi munonamata mwari chaiye?