Mai Tt - On behalf of those who wants to get married
Vložit
- čas přidán 27. 10. 2022
- Copyright © 2022 Mai T's Diaries
All rights reserved. No part of this publication may be reproduced, distributed, or transmitted in any form or by any means, including, recording, or Posting on a CZcams channel, without the prior written permission of the publisher. @Kelvin_Jumo
CONNECT WITH ME :
►Facebook : / maitsdiaries
►Instagram: / maitsdiaries
►Tiktok : / maitsdiaries1
BOOKINGS
Calls : +263 773 633 381
maitsdiaries@gmail.com - Komedie
Shuwa uyashula uhulumene uzahambisa abakhe mahala🤣🤣
Kana tiri vana vemusangano zvichaitika kwete vedu vatakabara ngazviperere kustate house ikoko
Amashula shuwa. Ukuhamba amahala. Angifale lami. Nonsensical mura. Preach.
Hi Mura. How you doing ❤️❤️
Ngazviperere kustate house kwavo kwete vana vedu ,l think ndivo varikuda kungotora vana vevanhu mahara idzo chembere idzodzo
Tsika dzechivanhu dzaraswa,tirivanhu vatema tinotevedzera chivanhu,nyaya yekuroorana haina kuunzwa nehurumende ,mutemo wagara uripo kubva pasichigare,hazvinei necourt kana hurumende zvekuroora,itsika yedu kubva kare yekuroorana,we say no to tht,hunzvanyiriri chaiwo
We are not happy wooooo
Chokwadi izvo hazviiteba mahara kupenga uko varume vanofanirwa kutobvisa roots not mahara
Taurai zvenyu mai tt
It's bhakosi for me Feli haaa hazviite
There are promoting chihure
Tine mukosho isu veduwe usingaiti
I dieded 50x
Haiwa tibvire apo
Bayagula akukho lokho
😂😂😂😂Ama Shula shuwa kkkk siya lota nyani.
🤣🤣😅😂
Tofiyakwa hatiende ko kwarume kwacho no penny for the why
President or who so ever passed it ll send his or her on kids for free.This is more than being a nonsense..Wat kind of a country z this really..# Into oyenzayo siyayizonda...No to this nonsense...
Lobola is actually not promoting girl child .