Mskana uyu is just silly, mkomana uyu ngaamusiye, yesterday she said she loves the guy, but would have preferred he'd done in some place other than Mambos,like girl!, what the hack were you doing in Mambos, and how do you embarras someone you claim to love like that?, girl!, thts not love, hauna kunaka futi, mkomana siya hako,hadzisi type dzekuisa mumba idzi, show off isina basa uko!!!!.
Iye mukomana anewo dzungu. Kuteedza chirungu here? Zvomboreveiko izvozvi? Zvimwe zvinhu zvatoda kuteedzerakaa...honai pazvobudira manje. Musikana ane munhu wake kare iwe wouya neka ring kasina nebasa rese! Akauraa. Dai atoita nekumusvipira kumeso. Stupid yemukomanaa!!
There are a lot of beautiful girls out there! i cant kneel down in public for the sake of proving love after all the videos of such disappointments which i have encountered on social media before! Men don't lower yourselves to that level of licking a girl's feet ! That's nonsense. Apa muskana wacho dai akanaka better ! Some girls are not created for marriage bro, don't attract public embarrassment again guys!
Kana uchida zve jikelele siya chihure,ukaona wa double croser babe raunoda kuroora neriya rema tk away,ibva waramba vese utange zvitsva bcz us ladies if u gv us shit,we multiply ur shit &gv it bck 2 u smdy,watokanganwa zvako kkk
@@brightonchibanda632 nde zvako uri iwe uno ndzwa sei akambo zvitiri pane vhunu ku shamisa ka uko thats he wants he hes goten the test of his own medison
Women these days don’t appreciate kindness or believe in romance , they prefer money and comfort sadly. Zvino konzerwa ne nhamo .
It's sad and better that way....love doesn't exist in men nowadays ..you will be used and dumped if you believe in rudo ibofu
What kindness?Clout?Men can be stupid, why not just propose in private?Or kuenda kwatete?
I agree with u
Wangu tirikuto zvidyisa cash redu,kupiwa its a bonus hatisi kutoda zvekutengwa isu,quality tym,and ini bedzi ndizvo zvatinotodawo,izvi zvekuti moita kunge muri ma bhero anobatwa newese arikupfuura,hazvipere mushe kkk
very true indeed
ASI Murume uyu anopenga, Shuwa angano proposer kune HURE. Dhemeti mhani
Musikana bhoo. Umwe wedu muface ndodofooo!!
Nyangwe musikana aida, pamwe haatofarirewo method yacho. Musikana akabva kuvanhu anoita zvetsika kana yave yewanano.
Kkkkkkk
Pamwe vese vari 2 mahure
It’s a skit. Camera,lighting and muskana ane mic pa jacket apo. Saka vanhu mirai kutuka mu comment section 😂
Jack__vaonavo zvandaona true its drama aneka black mic pajacket ako kange kagara kaisirwei vanhu vanovharwa ,kuseni seni sure
Yeah I saw that too
That gyal is a bad actor😂😂😂
Very much
Apa watochembera apa urikuramba kuroorwa
Siyanai netuchirungu padenga ndezvevarungu kwedutoita kusengBere daiwatakura munhu
Mskana uyu is just silly, mkomana uyu ngaamusiye, yesterday she said she loves the guy, but would have preferred he'd done in some place other than Mambos,like girl!, what the hack were you doing in Mambos, and how do you embarras someone you claim to love like that?, girl!, thts not love, hauna kunaka futi, mkomana siya hako,hadzisi type dzekuisa mumba idzi, show off isina basa uko!!!!.
Iye mukomana anewo dzungu. Kuteedza chirungu here? Zvomboreveiko izvozvi?
Zvimwe zvinhu zvatoda kuteedzerakaa...honai pazvobudira manje.
Musikana ane munhu wake kare iwe wouya neka ring kasina nebasa rese!
Akauraa.
Dai atoita nekumusvipira kumeso. Stupid yemukomanaa!!
True vaudzei truth is truth
Chaka chenjedza nde chakatanga wangu kkkkk
Looks like Mambos Chicken is the place to be 💯
There are a lot of beautiful girls out there! i cant kneel down in public for the sake of proving love after all the videos of such disappointments which i have encountered on social media before! Men don't lower yourselves to that level of licking a girl's feet ! That's nonsense. Apa muskana wacho dai akanaka better ! Some girls are not created for marriage bro, don't attract public embarrassment again guys!
Vukumbo sedhadha riri kudhidha ndizvo zvakaita musikana izvozvo?.
Asika musadaro..unongobvuma ka ozoramba mave mega
But ndakanyara this day 😢... I shouldn't have been more romantic umm
mahure awandisa in zim because of poverty
Asi vanhu amhudzidzi seiko siya zvema proposer pachaunga iwe unogona ku Perera iye asina ndozvaveko Mazuva ano😅😅😅😅😅
Kana uchida zve jikelele siya chihure,ukaona wa double croser babe raunoda kuroora neriya rema tk away,ibva waramba vese utange zvitsva bcz us ladies if u gv us shit,we multiply ur shit &gv it bck 2 u smdy,watokanganwa zvako kkk
zvakagara zviriko, kazhinji waunoda anewaanodawo anokudawo haumude
Drama gone wrong 😂😂
Inini ndirikutozo zviita umwe munhu,bt lm thinkng of, leave him in the Altar,revenge is sour blv me
Of course we believe that you're openly inviting misfortunes into your miserable life, You get what you give.
Kushata kwakaita musakana uyo angaatoita luck chairo
Pliz🤣🤣🤣🤣
Nemoyo wacho wakabva washatowo
Best way to find out if the person in u life really serious
Don't worry bro, she is not your type. She is too special now and good at humiliating.
Nedzino fizura wedu wee kkkkkkkkk
With this Zim confused girls
Vatsvuku siyana navo, tsvagai kamublackbuilt kenyu blaz
Shame she shouldn't have done that in public....so sad
Maizviziva here kuti zidhori iro rinoita $100USD😹😹😹😹
ane nharo mface uyo. akaudzwa kare kuti zvatrikuita ndezvema 2mins
veganda dzvuku vekumabvazuva vanoti , "she's belongs to the stress"
A lie wanna go viral
Anedzungu, kuda kuwanza chirungu chemu TV zvisina basa. Amama
Kune vakadzi varinani kwete izvi atogona nekurambe because ndovakadzi vanozokunetsa mangwana
Hezvoooo 😲... Ko hanziiko💖💘
Staged
Firiimu renyu makaisa vanhu vasingagone kuactor
Why the tag on the jacket
i skit iroo hamuone uyooo munhu atogadzirisa kamike kemusikana pajacket rake
Kuzvitsvagira munyama uko aaaah,
it's a skit mic pajacket iyo kkkk
Nhai mwanasikana wadirei kunyadzisa amai vako
Ko varume munodziidza rinhi
No bupuba
Ibotsoooo
Ko izvi zveku pfugamira mukadzi zvakazotanga rinhi? Kuda kubatira pamusoro culture yevarungu yamusingazive futi.
Siyanai nemahure ayo
Ndarwadziwa dat gal is wicked kahure nxaaa
Hezvoo kikkkkk saka mukadzi haabvlmirwe kuramba asi kurambwa ariye
Dai akangobvuma akazoramba vave 2
Ndorinonzi drama iri
Group link please
Ndambofunga kuti ichokwadi ndazoona aiwa I drama wani kkkkk
Apa bby wacho akashata
Munhu wemunhu.
Kkkkkkk Mjolo the pandemic
this was planned
Ibva waziva muri 50 pamunhu 1
simps!
lmao!
Shadhaya huya uone
Drama
Idununu Maan Ava!
Skit
Apo babe iCorn🌽
kkkk yaaah
That a shem wrong mové
Haaa ka skit aka ahh imika itai mushe
@@brightonchibanda632 saka uno zvei
@@simbamukandatsama6333 mati kudii handina kunzwisisa
@@brightonchibanda632 nde zvako uri iwe uno ndzwa sei akambo zvitiri pane vhunu ku shamisa ka uko thats he wants he hes goten the test of his own medison
Musazouye kumasowe kuda muteuro weimba