Shocking🥵Honai Zanu-PF MPs voita musangano pakafira vanhu veAnglican Church vebus rakatsva reBenard💔

Sdílet
Vložit

Komentáře • 20

  • @user-qc8yh1kx8z
    @user-qc8yh1kx8z Před 11 dny +1

    Aaah zvekupenga chaizvo

  • @user-ts4uw3tz5s
    @user-ts4uw3tz5s Před 11 dny +1

    Hii

  • @samkadonzvo604
    @samkadonzvo604 Před 11 dny +1

    Chigumba killed them

  • @bongimasaa8257
    @bongimasaa8257 Před 11 dny

    No roads in Zimbabwe,hazvishamise izvi.

  • @Ryanmatanda
    @Ryanmatanda Před 11 dny

    Aha zviriko here izvo

  • @user-ud3wy1hj6w
    @user-ud3wy1hj6w Před 11 dny

    Wachrkeresa wanhu avo makambozvionepi Kuti pafiwa kwakuita mufaro ipapo.maninji.

  • @user-gi2ru7op3r
    @user-gi2ru7op3r Před 7 dny +1

    Ndine urombo nemi'mbwamwi.
    Pasare padoko-doko,ini Jeso ndakuuya.
    Muchashure chando kunopisa mwese
    zvianhu zvitema zvemuzimbabwe.
    Ndikandobudise mwana wangu imomo mutsvimbo iyoyo.
    Mwese mwapera.
    Mwana wangu nevana vake....vanhu vana/varongomuna imomo munyika,ruzhinji rwese munyika umu,pachenyu.
    Zvitema zvenyu mwese ndizvo zvichakununudzirayi,uye tinonga tichiona,nekuzwa.
    Muri kumama henyuzve.Mirai muone.😮

  • @AlexanderSibanda-ps5cr

    Musachekerese vanhu ,zvinorwadza zvamunoits ,pane kuchema imi muotofara henyu, mwari ndewe vanhu vose

  • @user-uy6gr8vk3l
    @user-uy6gr8vk3l Před 11 dny

    Asi chii nhy mwari vuyai mutibatsire

  • @user-pi8og7ye1x
    @user-pi8og7ye1x Před 11 dny

    Zvinorwadza hamadzangu kuita slogan parufu pafiwa anesure here Munangagwa wofaea kuti pafiwa woita slogan Munangagwa anofanirwa kubvunzwa nechiitiko ichi

  • @TendaiTendai-zz2we
    @TendaiTendai-zz2we Před 11 dny

    Apa vanhu wari kumanikidza kuita slogan zanu iri kudzvinyirira vanhu wachinzi pururudzai nekuombera maoko

  • @TheHeartofSpear
    @TheHeartofSpear Před 11 dny

    Iiii uyu akakwana here .Hakuna munhu akakwana anoita izvi vanhu varikuchema iwe woita zvemusangano.Vanhu Hatisisina hunhu idi.Chivanhu chakaendepi????.

  • @ThembMoyo
    @ThembMoyo Před 11 dny

    Guys are these zanupf people normal,slogan made people

  • @ThembMoyo
    @ThembMoyo Před 11 dny

    Guys this is terrible slogan for what

  • @TheHeartofSpear
    @TheHeartofSpear Před 11 dny

    Kufanira ropa uuuu.

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k Před 11 dny +1

    Amana vanhu weznu pf musadaro sure kuita kumanikidza vanhu kudaro

  • @TheHeartofSpear
    @TheHeartofSpear Před 11 dny

    Don't worship saints plz . Worship God direct.

  • @priscillarmaenzanise6480

    What's the Hak .how can you do a slogan in times of a tragedy 😢people are grifed and you shouting pamberi pamberi .are you saying pamberi even vanhu vafa getaway

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 Před 11 dny

    R.I.P

  • @xolanindhlovu98
    @xolanindhlovu98 Před 11 dny

    How a man can make a slogan on a in a bad thing like that