Chiweshe:Mwanasikana Akaroiwa Ashanya Kumusha KwavođŸ˜± HaachatauređŸ€Sabhuku Vopenga

SdĂ­let
VloĆŸit
  • čas pƙidĂĄn 24. 06. 2024
  • #trending #news #foryou #viral #africa #zimsocial #zimbabwe
  • Hudba

Komentáƙe • 20

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Pƙed měsĂ­cem +1

    I Shangure kaiyi!

  • @joycemafigo3517
    @joycemafigo3517 Pƙed měsĂ­cem +1

    ZveChiweshe zvakaoma kumusha kwamai vangu,

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm Pƙed měsĂ­cem +1

    Mukonzanjere hero njito

  • @enockdzanas2420
    @enockdzanas2420 Pƙed měsĂ­cem +1

    varoyi vanyanya muzimbzbwe

  • @user-fn3cp9hu5v
    @user-fn3cp9hu5v Pƙed měsĂ­cem +1

    Uroi huri kukura shuwa haah

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda Pƙed měsĂ­cem +1

    Fambai nemwana mhai

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Pƙed měsĂ­cem +1

    Zvinotyisa veduwe chiii chaizvone kuoma kwe upenyu nhaka topera rekushandiswa muurombwa mwari batsirai mhuri iyivasina chavanoziva asi vakaromba rovai neshamhu

  • @PATIENCESYMON
    @PATIENCESYMON Pƙed měsĂ­cem +1

    Zvaoma

  • @user-fn3cp9hu5v
    @user-fn3cp9hu5v Pƙed měsĂ­cem

    Tasvu ka1

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm Pƙed měsĂ­cem +1

    Danayi tsoka

  • @joycemafigo3517
    @joycemafigo3517 Pƙed měsĂ­cem

    đŸ«ŁđŸ«ŁđŸ«ŁđŸ«Ł

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 Pƙed měsĂ­cem

    Mirai zve church mumboenda naye mwana kwaana sekuru Kanengo munobatsirika amai 😼

  • @washingtonsandi4404
    @washingtonsandi4404 Pƙed měsĂ­cem

    Nhau iyi irikuda Sekuru Tasvu. Ndivo vanenharo nezvinenharo. Ana Samaz , Chimutashu , Walemba vakada kuita tunharo asi vakagwadama. Kune vamwe ana sekuru vari kurova basa sebasa futi ana Sekuru Bunzamukombe, Sekuru Amadu, Sekuru Ndudzo, Sekuru Dengu Mhofu, Sekuru Nyangatayani , Sekuru Kanengo, sekuru Nehoreka, sekuru Chamunorwa haaa idzo vanodzipedza rakacheka nyika

    • @ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
      @ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb Pƙed měsĂ­cem

      Ichokwadi iyoyo wangu 😼😱😱😱 vana nehoreka plus kanengo

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda Pƙed měsĂ­cem

    Manje makope wacho haiwa zvaitoda Nyamaropa

    • @washingtonsandi4404
      @washingtonsandi4404 Pƙed měsĂ­cem

      😂 chief Makope varinani pana Chief Marange uko unotofa vachida kutanga varipwa. Simba akazoponera kwa Sekuru Tasvu. Akagwesha kwenguva refu mdhara achiti hunzai mombe. Chief Nyamaropa , Chief Bushu, Chief Makoni, Chief Mutasa na Headman Chigodora haaa vanopedza ma sports. Munonzi potai seri kwechuru izvozvi

    • @ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
      @ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb Pƙed měsĂ­cem

      ​@@washingtonsandi4404ichokwadi iyoyo

  • @it3788
    @it3788 Pƙed měsĂ­cem +1

    Haanakustrocker here did yugo to the hospital