Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Kana usati wabirwa hauzvinzwisise pamberi nekugadzira mbavha muchazvirega henyu zvekuba izvi mazuva ano unotoba at your own risk
Mfana anovhaira nemishonga uyu. Hongu Kuba hakutenderwi asiwo mishonga haitambwi nayo
Hakuna Bishop vanodai , baba ava iN'anga
@@user-dr4en2my1t n'anga yemakoko
Kkkkkkkoo
@@user-dr4en2my1tN'anga chaiyo yemandiriri iyi inoda kuhwanda nekunamata.
Mbavha hatikurudzire.Hunza imbwa yemunhu!
Good marketing drama . I wonder why pple fall for these gimics😂😂😂😂😂
Imbwa imbwa sure Kuba chaiko kkkk nhaisi hona zvaitika
My question is why is phone number Dzabhishop being advertised,😂😂😂😂
If you think it's a scam send message uchimutukirira sterek wodzoka wotiudza kuti howfar
Marketing strategy for bishop
I never trust these things but this one looks real. Therapy that guy is barking is the way a chowchow dog barks
pamberi ne kugadzira Mbavha bishop kkkk
Dai vaita kuti ataure zve coz mahwani toziva sei kwairi imbwa yacho zvinhu zvacho so mahwani
😂😂😂😂😂
Good ramba wakadaro samuronda mbavha dzoita shoma
Pamurume mukuru zvinonyadzisa
Mkadzi wekuba bhero aive weku dz3 uyu wembwa dz 3 futi zviri kumbofamba sei
Bata basa SamuRonda
But hu rough henyu ne chinamato hazvienderani apa wamukuitira hasha ndoakaba here,
Ndozvinorakidza kuti masimba ekumadokero arikushanda ipapo ,zvemweya chaizvo Pano shanda hunyoro kwete boasting,ngavashandise havo Zita rekuti bishop harisi kuenderana nehunhu hwavo
Bishop number 1 ndokuti Vanhu vasabe
Ava ndivo vekuvavisa ambuya vekuba mabhero here 😮😮 kushoresa chinamato uku
Ndivo kkkkkkkkk bishop
Kushoresa chii chacho kuda kukurudzira humbavha kana zvisati zvakuwana unodaro Pasi nembavha ngahukure adye mabonzo nemadotii
Ndiwe imwe mbavha iweee ncaaa
Asi urimbavha kani iwee
@@jacobzinguvo1030 ehe kkkkkk zviro zvacho
Haisi skit here
Or vari kuita advertise yembwa. B/ness at highest level🤦♀️🤦♀️
Skittt
Haa Samuronda anopedza uyo hapana gimmick apo
KuZimbabwe zve mjolo nezvehumbavha dzangove nharo chete😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Haunyepi Kani usimbe neruchiva chete. Haaa vachazvirega
Pamba pacho pane security vakuru ahhhh mazimbwa ayoo....😮😮😮😮😮😮😮
Chimusunungurai adzidza vedu 😮😮😮😮😮
Pakaipaaaa
Dai Baba vedu Jehovah vatinonamata vaiva nemwoyo wakaomarara seuyu zvaizobuda here?
Bhabha ngadzigure rwendo rwuno tadzwa nekubirwa isu
Dzimwe hadzisi imbwa vanhu yoweee😂
Bishop hunhu henyu ndohwandasvora mbavha ngadzibatwe asi auya chibadharisai kwete kupanisha asina mhosva
Kkkkk hanzi whoo whòo kkķkk muchangwara
Hmmmm zvakawoma sure
Haasi munhu wamwari ndigodobori chaiye
Ende zvnhu zvacho ko.imbwa vaibirei ko vaidi kuba zvimwe ende zvimwe zvnhu so kurwarwiswa n mbwa aaaaa
Kikikiki dzosai mbwa pliz kikiki
Ndoda kutoiyawo pane wandakakweretesa Mari yangu arikutamba kudzosa bishop
Askana uyo auya nemunhu ndowanfonzwira tsitsi
Kuba kwemurume mukuru zimbavha
Ummm mbavha hatikurudzire hedu asi munhu waMwari mishongaka iyooo
1000 us
HaBishop wamuri kuitira hasha saka toita sei manje nokuti mbvava ndiyo iri kurwara
Baba vekubirwa imbwa Havana kumbobuda neimwe nyaya here yesterday.
Ndonhema idzi
Ndakatobirwawo jack Russell yangu last month
Kkkkkkkkkkkkk watanga madrama ako
Gadzirisai nyika
Ehe ngavataure kuti imbwa iripi vaone kuripa
Bishop murinanga here handisati ndombonzwa bishop snodaita munamato wakadai rinenge drama zvavo murume mukuru kuba imbwa
Ndokumbirawo kut muvasunungure munhu wamwari pliz
,,,, mbavha dzotemesa musoroo ukabirwa ndoo paunoona kurwadza kwazvo
Hachisi chinamato chashandiswa apa..mishonga yekuroya....chinamato dololo
Saka obirwa zvake here cz ndi bishop
@@user-jo7kx6jm9e bottom line haisi spirit yamwari irikushanda apa.
@@tblo9107Taura zvako
Anokupai sei imbwa yacho imi iye achi hukura kudaro musungurei ataure kune imbwa yacho
🤣🤣🤣🤣 chipopo
ha ndoda nmbr dza bishop avo cz vnhu vnetsa
Mwari honai sure vanhu venyu voparara nekushaya zivo
Let this be a lesson kune mbavha....
Madhara eHarare
$1000 yooo
Kkkkk mbavha muchakauta
Ma1
Yaaah mbavha ngadzigadzirwe
Ngaaende kwaSekuru Tasvu
Dai maita kut ataure mongonotora kwairi
Maone
Imbavha it!KwaMurehwa.Tamba!
Avo baba vakashinga moyo wavo havangambotadzi kuziva mushonga
😂😂😂😂😂😂
Minamato hre or mishonga
Samuel Nyagwizo come
Mbavha ngai sotwe
Ungaroyera munhu mbwa urimwa iwe
Imbwa hautengesi! Licence yembwa!Mukati!
😂😂😂
Fakerapo Jeri imbwa ngaidzoke vanhu ngavashande
Saka anodzosa cy iye atowe inmwawo
😂😂😂😂😂🐕🐕🐕
Hautyise ne mboko dzako idzo!
Haisi minamato mishonga
Zvakaoma
Ehee ndivo
Imbwa dzakana zvekuti ndoda one yekutenga
Lyer market Yr self
Hanzi ndakatopindira church iyoyo minana iyoyi.Shame vanhu vangu vaparara nekushayiwa zivo.Hakuna church yakadaro.
Point
Uuum kan'anga ako kane rough yakanyanya
Washandisa right name chaiyo Ka N'anga,kwete varikuti bishop
ha mosota
ava vanosota
Haisi munamato ingotii mushonga dzangu
Correct vakuwanda nechitendero
Kushandisa munamato or mushonga no problem, chakakosha kubata mbavha. Ini ndaimbozviita zvekunzwira mbavha tsitsi bcz ndakanga ndisati ndabirwa. Ukabirwa unodaidzira kuti mbavha ngaife.
@@tambudzainechiwowe4968taura hako
@@Ryanmatandachete.Taura hako
Ngavamusiyepo kana asingadi kutaurirana. Akaba shuwa asi musunungureikaa apedze nyaya yake kana akafa zvinozonakidza here imbwa muchapiwa Nani kana akafa
Ahafi
@@JamiaSamu😂😂😂😂😂
Munenge muchisaiza kuti kamfana aka..manje amama
ma1
Mushonga inoshanda asi inoshanduka. Zvokudzokera futi munhu akafa. Yave ngozi