Haaa murume anonzii Baba Junior ndamu surrender hngu ndaboe naye shame abva awedzeraa motoo kumba ma Baba na Mai Kikie yoh 🤣🤣🤣 Haa kune vasingarwadziwe na Baba Junior isai ma likes
Ndaona Dady Jona vakadya cash yaDhibhobhoni naThembeni kkkk ,Oppah so ukutambiswa front naSlim,zvamanje manje baKiki ndiye munhu Ari kubhebha kkkk,l am so proud of my self zvaendwa izvi in Slimi's voice kkk
I know we are all not builders 😂At least Let's just give our own zim best channel a structure ...kusubscribe neku liker kunogwadza here in Baba juju's voice❤I thank you all🙏
Haaaaaa baba Juju yamuri kurongera baba Kiki mahorror kkkkk apa munhu acapture pic (or video) vanhu vachi huggana 🫂. Evidence nayo kuna mai Kiki 🙆🏾♀️🙆🏾♀️
Haa Bajue kkkk 😅 chayii .well done fam baba mmm zvopera mushe here na dibhobhoni .tete na mai jue sweet spirit ❤. Mai Kiki and tete well done 👏 Oppa ne Dara rako kkkk well done magtom
Luvbu guys ❤kna usingarwadziwe nemagtom siya like pno❤
Haaaa magtom huchiii gyz varikuwirirana neni Siya like❤
Haaa murume anonzii Baba Junior ndamu surrender hngu ndaboe naye shame abva awedzeraa motoo kumba ma Baba na Mai Kikie yoh 🤣🤣🤣
Haa kune vasingarwadziwe na Baba Junior isai ma likes
❤
Love zvese like yacho❤
Haaaa ndafa nekuseka zvangu kuchema chaiko hanzi izvozvi atori padhuze
Mai Juju deserves something big 🎉🎉she carried this series from season 1 episode 1
She's brilliant
Ngavauye vatore Salem Brands peanut butter
Vafarira kushanda kwePGS yatete namai Juju gather here❤
mai kiky havanyegerereki paunofunga kt vakunzwissa vanobva vatokuratdza hauna zvaur kuita 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
More likes weduwe don't just view
Shuwa tikurivara Ku liker tomhanyira kuvona
Shuwa vanhu vanorwadziwa nekuzongoisa like
Wangu inini magtom ndisati ndaona ndotoisa like ...CA ,Family, skit and or even rl nana Goridhe ndotanga ne like coz i know inobika zvinonaka
Yaah shoo
Mai Juju hanzi you are free to go, izvo munhu haasi kurevesa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
I'm happy to see Mai Junior na Tete vachikurukuraa n plan ya tete yabudiriraa yoh sando dzenyu tete 😂😂😂😂😂
Ndaona Dady Jona vakadya cash yaDhibhobhoni naThembeni kkkk ,Oppah so ukutambiswa front naSlim,zvamanje manje baKiki ndiye munhu Ari kubhebha kkkk,l am so proud of my self zvaendwa izvi in Slimi's voice kkk
Musiwe we new creation, ndakazvihwa ende futi mai Kiki so
Kkkkk wakunz musi wecreation kkkkk
Haaa Dibobon ndosaka wakasvuurwa mari yose naDaddy Jona🙌
I know we are all not builders 😂At least Let's just give our own zim best channel a structure ...kusubscribe neku liker kunogwadza here in Baba juju's voice❤I thank you all🙏
Yes bro
Mai kikie 😂 pfeka jacket tiende unonamatira mereji
i love the relationship between mai juju and tete ❤
Me too kutonzwa tumaziso twangu kujenga misodzi kkkkkkkk tete nemuroora vibes ayo aaawe sweet
Me too I like her
Am happy Mai Juju vafara kkkkkkkk mahwina maijujula❤❤❤❤
First time kutangawo kuonà nhc
Slimie urikuda mai juju chingobuda pachena 😂😂😂
Haaaaaa baba Juju yamuri kurongera baba Kiki mahorror kkkkk apa munhu acapture pic (or video) vanhu vachi huggana 🫂. Evidence nayo kuna mai Kiki 🙆🏾♀️🙆🏾♀️
Mai kiki is nailing this character veduweee shz making it so real .....we all need a Tete like slimmie's sister
Mai juju ita semunhu mukuru makadzi haasiye vana pliz
Daddy Jona mahorror ayo 😂😂😂😂😂
Tsola
Pgs yatete yashanda at least maJuju vadzoserwa kamwe kachidimbu kehumai
Watching from kuwait ,haa shamhu yestress inopedza masports❤
Mai P ngavadzoke vagadzirise nyika😂
😂😂😂😂😂
Malike ngaenzane nemaviers
BabaJuju huya pano!! Why do you do us like this? Uri kuda kuti tiitesei with the pain in our ribs 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Asi babaJuju hamuna tsitsi Oppah muri kumuitisa veduwe🤣🤣iye kutoti hanzi dhara riya ndinorida🤦🏽♀️🤦🏽♀️
Magtom yangu mhai😂😂😂😂
Haaaaaa nyadz dzokunda rufu chokwad bba juju watobvuma defeat nhaik Kkkkkkkkkkkkkk vakadz kumberi varume tabvum kupusa Delilah adzok , Abraham ega ndiye akang akashing ummmmmmm
😂😂Huh Mahuchi mavharisa this episode mmm hnz Jesus Christ
Kusvika pakuti my God, haaa vari kubhebha 😂
Musi we new creation guys kaaa😂😂. Uku ba juu varikudzima moto nepeturu. Ba juju ariku wedzera kuoma musoro hanzi unechiii kushona coz haunzwisise
Mai Kiki vachida kuvhura mapics hr guys makuti zvakwana, ende futi
Kkkkkk
Imagine
I love relationship yatete namai Juju
Zvimwe tingataure hedu ka ndasuwa mai pee ndochokwadi itai plan
I am so proud of myself.... baba Kiki's smile yandipedza
Makumbo apera fuel 😂😂😂😂baba juju's voice
Anobika hake mukomana uyu
Haaa ndobvumaa nasii kna mazogaraa murume wamunotii Jonah haa ndo tsotsii chairo rekupedzeseraa haa rega Mahuchii akazotii i gevhaa riyaa 😂😂😂😂😂
Anyway i love u guys ❤❤❤❤❤❤
Mai Pee vakazvitaura
Hanzi nababa Kiki anyway ndichaona, ndoyambuka gwizi ndasvika 🤣🤣🤣🤣🤣 shame
Baba Juju hamudaro shuwa, hanzi I feel so proud of myself, pics sent 😭😭😭😭
The picture quality is excellent, real life situations in this drama, keep up the good work guys.
Slimmy wemaplan omuwando. Zvamamanje BaKickie vari kukangwa nemafuta avo. Ko mbeva inongoteiwa nechainodhla zve😂😂😂
Dzanga dzafara kuona Oppah 😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Kovakangondisiya ndikaenda😂😂😂mai juju inga wamboti waakuenda hako wani
Ndadzoka kuzoona futi hanzi icho mai kikiki
Kkkkkkk baba Juju muri vahombe mukati yenyu imba haingaparari yega kwete 😂😂😂😂baba kiki mavhurirwa hombe kudhara 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Nhai BaJuju, nzara dzemumaoko chete here kkkk aiwa maspaka mdhara, Mai Juju and Tete you are best actors.
Bba juju vane maths yekut ukaswer uchitamba navo unoswera wave chama Kuvancu😀😀
hama pa the family muri kugonesa good job guys
Haaaaaaaaaa ndaseka baba Juju kwayi am soooo proud of myself
😂😂😂😂hanzi namai kiki saka urikufeeler proud here
Haaaa baba Juju vanoda vana vavo weduweeee, shame even vachiziva havasi vavo
😅😅😅😅😂Ba Juju i'm happy ne evidence maHuchiii ngaasiye nyaya yevana
Would you be able to just ignore nyaya yakadaro wanzwa kuti vana ndevako. Pakatooma apa.
Uchinamatira vanavako ka smile kachibuda kubva kunamai Kiki vachinzwa tete vachitaura 😂😂😂😂😂
Mai Kiki une love yakavedzerwa shaa
Ndonamatira my kidoss ,mai kiky musadaro
Yapera ndakajegera veduwee 🎉🎉🎉 shamhu dzinofaraidza thank magtom media I really appreciate
😂😂😂 Maihwe wandiuraya Opah
Hakuna Munhu wakadai 😂🤣🤣 Baba JuJu
Slimmy ypu will not kill me nekaubenzi Kaun ako soooo😅😅😅😅😅😅😅😅 live chaiyo uri right right kkkkkkkk nhasu ndaseka
Kkkkkk I love you guys ,I'm so proud of myself baba Juju's voice wow
🔥🔥 baJuju varohwa nePGS, bt haa daddy Jonah musadaro
Nhasi ndakasira kusvika .magtom hoyooo
😂😂😂😂 am feeling soo happy hiiiiiiiiiiiika
Nhasi zvandangoona chete ==== ummmm Mai Juju vakanaka aaaaaaa heeeyi
Eish haa tete makanyanya madzosera mai Juju mustyle haa love you guys❤❤❤
Hanzi wandiuraya😂😂😂😂Mahuchi wafa iwewe
😂😂😂😂😂 vanhu vanoda kutanga yoooooh
Magtom media munondigonera keep it up
Well-done baba Chapungu 😂😂😂munobika zvekut
Haaaa 🙌Chokwadi Magtom Media Huchest 🎉🔥
Yuuu ndonzwa kufara zvangu ini magtom kumberi❤❤❤
this is good magtom you are the best
Well done magtom
Nhac PGS yiya yasandisirwa imi baJuju well done tete namai juju
Kkkkkk bakiki vakandwa vivi remoto nabajuju musazodaro guy's uko ddy vapedza Mari yemukwambo. Haa chiri kubvira kumagtom. Takaenda guys ❤❤❤ magtom shamhu yestrees
Haaaa these guys are good...Slimmy chigame chako chePGS wakachimaster ....kwaBaKiki zvatanga ma1.....asi kwako zvaakuita nani wagona kunyevenutsao moyo waMai Juju weduwe zvinowanikwa zvirimudzimba umu...
I’m so proud of myself 😂😂😂😂😂😂😂Slimmie ka
Haa this episode was fire
😂😂😂😂😂😂 happy for mai JuJu pgs yashanda, Baba Kiki rwizi moyambuka masvika asi muchenjere kuti muchasvika Save adira 🤣🤣
Haa Bajue kkkk 😅 chayii .well done fam baba mmm zvopera mushe here na dibhobhoni .tete na mai jue sweet spirit ❤. Mai Kiki and tete well done 👏 Oppa ne Dara rako kkkk well done magtom
Can't wait fir maiKiki's reaction by the tym when dhebis going to see Mahuchii kkkkkk
Number 1 ndini pano
Kwete bambo number 1 ndini😂
Makumbo apera fuel hre baba Juju 😂😂
Yaaaaa Magtom media ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ baba vaJuju nhasi ndaseka hangu ini 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
haaa baJuju maakunyanyira sekuru Mahuchi . thank you MagTom shamhu yestress
Zimudhara iro zi gweja chairo gwere gwere kkkk
Mai kiki ngavabudewo sezvakaita murume kkkkkkkk
Mai mahuchi has improved as an actress, haaa varikupisa
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 hanzi namai Juju “ndisaenda?”
You're burning guyz❤❤❤
Hop Slimmie haana kunyeperwa Joni asisade kubhadhara mukadzi uya.
BbaJuju munondigonera munogonesa🎉
Nice yellow dress Maggie
😂😂Hanzi l feel proud of myself nabajuju
Dai hanzvadzi yairoorwa ndingadai ndakaroora yangu kwete kuchiva runako asi kuchiva tsika kwete zvandakazoroora haa inhamo chaiyo system voice
Baba kiki maraurwa shame zvamanje manje baba juju ndovanechimuti
Mai Juju vahwinha🤣🤣🤣🤣
I love Tete veduwe vanotodawo muroora wavo Mai Juju
Aiwaaaaaaa guys hatidi game yakadai....pazvinenge zvonakidza imwi mobva mati dambu zvenyu.....haaaaaaa munogona zvenyuuuuu
mai juju itii ndoda kudzoka mubedroom ukaramba ndoenda nevana vangu 😂😂
🤣🤣🤣I'm feeling happy ,I'm so proud of myself in baba juju's voice
Ndini ndatanga nhasii yeeee
Has kana ndakamboseka haaa apa heey Baba Kiki vagadzwa mudhishi haaa zvadhakwa 😂😂😂😂