Mai Tt and Baba Harare Studio Session
Vložit
- čas přidán 30. 10. 2022
- Copyright © 2022 Mai T's Diaries
All rights reserved. No part of this publication may be reproduced, distributed, or transmitted in any form or by any means, including, recording, or Posting on a CZcams channel, without the prior written permission of the publisher. @Kelvin_Jumo
CONNECT WITH ME :
►Facebook : / maitsdiaries
►Instagram: / maitsdiaries
►Tiktok : / maitsdiaries1
BOOKINGS
Calls : +263 773 633 381
maitsdiaries@gmail.com - Komedie
Yeeeeeeees, yeeeeeees keep pushing👌👌👌👌that's lovely
Zvichir zvekuimba here aah kamubatiro ako hazviko inobva yazongodyiwa ikoko🤣🤣🤣🤣
The men is keeping his cool
Mabhoyi chibjoyi chakakunamai. Please watch strictly come dancing UK zvaukutaura izvi hapana nyaya ndive unepfingwa dzapinda mutoriro.
😃😃😃😃
@@tektekchihera8466 inga ikoko variko vanozongodanana wani kustrictly kwacho. Pa rehearsal mustudio hapana, hapo need yekupurizira munhu kudaro kikkkkk
@@tektekchihera8466 vanozongodanana fut saka urikutii
Zvichir zvekuimba hre kamubatiro akoo lol
Love this wonderful soul we are waiting for the song mai tt and baba harare
Ummmm kamubatiro ako, zvinozopera zvakanaka here?
Aiwa this woman is super talented
Kkkk ko baba harare kuzonyarawo kani😅
Kkkkkk
Ndanga ndichiti ndini ndega ndazviona vakunyara kkkkk
I can't wait for the this song
Ini hangu cant wait🔥🔥🔥🔥💃💃
Mai tt vanoda bba Harare
Gono chirandu gumirai pakuimba plz hanzvadzi
Love you guys 😘
Can't wait amana
❤❤👏👏
Can't wait Muraa and Baba Harare 🔥🔥
Lv u guys
Mai TT ngavazive kuti Baba Harare havasi vengungobatabata hazvipere mushe Munochema mangwana ma episodes tanzwa veduwe. Chimbomirai ma❤Itayi zvekuimba chete. Asi makaita a zvenyu mukada kuitora further because he really understands you and you have been very good friends for long. I’ll be happy for you if he is still single.
kkk kamubatiro ako ka🤣
Murudo murudo💥💥💥
Yr combination always super
Haa chichitotorai henyu baba soziberry Mai tt ndaona zvaita ofishari pamberi APo
chimheni ichi 🌧⚡⚡⚡⚡🔥🔥🔥
Beautiful
First pano
Ko ku bata bata murume we munhu ??
I think it was auckward for baba harare
Mura unogona mhani
Mai tt varikunyenga baba harare and he clearly seems not to be interested 😂
kkk kamubatiro ako ka🤣
paita rudo apa
Itai zvekuimba kwete zvekubatabata baba weimwe imba