Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Vanhu ngavatye Marwari, huroyi ndehwa satan. Tendeukai mukumbire Mwari ruregerero.
Kkkkkk Green machine yapedza masports 🤣🤣🤣🤣. Hanzi zvadhakwa , muno hamuchagarike😂😂😂😂🤣🤣🤣
Pwaaaaaaaa😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkkkkk zvanzi zvombo zvirikushaikwa
takutadziswa kunwa hwahwa nekuti tiri kugara tiri kurufu 😂😂😂😂
Judah bhoo here 😂😂
Kkkkkkk
pandoita mari ndokutengera ma hilux nema isuzu bkie kuti mufambe zvakanaka for easy transport coz kumwe kumaruzevha kunoda mota dzkakwirira .keep up the good work guys
Hanzi vanhu vemashop vese vanehuroi 🤣🤣🤣 ahhh mdhara ucharohwa iwe kkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣
Ngavatongoviga chitunha chacho izvo ndezvemushong🙏🙏🙏☺☺
Pisa Pisa bottle store maiwona here 😂😂😂😂😂 ndofunga ndokunopiswa pay yese my bottle store
🤣🤣🤣
Pulooooooo... Hoyooo.... 😂😂😂😂😂😂😂
Fanike inini ndinonzi Judhaaa kkkk nyaya yezvombo izvi ndiyo iri kuita kuti munhu asavigwa
Mai baba vanhu tisaromba weduwee
yoweeee masaramusi ayo emishonga Mozambique musaijairire kana mazogara
Mmmmmm, nyaya dze Zimbabwe dzehuroyi dzinonyadzisa.Hurombo here hunoita vanhu wabatebate , zvakaoma.
Witchcraft is worldwide so not only Zim
Inungo nothing much
Nungo dzekushanda
Mu supporters e caps bhoo here 😂😂😂😂😂
Haa vecaps vakatopenga
I like watching your channel a lot...
😂😂😂haa song 👐👐👐
Keep it 👆 up the standard
Murisei mukoma Andrew komatikanganwa here takangoteya nzeve yakazoperera papi yenyoka yagogo vekwa musami
Thanx bro for ndebele
Mashiripiti paZim. Zvakaoma!
Mface weCaps uyo akanyanya 🤣🤣🤣
Muface weCaps United arikusanganisa nyaya🤣
😅😂😂
Hahahahaha imajeni
Mamuchimbotii imi vanhu imi makapfeka yellow wani kkl
😂😂😂haa ka song ako boe here..haa iye iye ndapera strong 😂😂👍👍🇿🇼🇿🇼
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Hooo hushereketwa aaah bva. Mishonga yake ndiyo yakumutadzisa kuenda kudenga
Keppe keppe Guy akanyanya kkkk imbanje idzo
Ku Mvurwi hakuitwe ma funnies mmmmm nzvimbo iyo ndakaigara yakaoma
Kkkkkk Rasta vane green ma1
Hanzi nemuface we caps United ,takutotadza kudhakwa ,tichingobata maoko everyday🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Haa yaaa🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😅😅😅 it's Judah fo me veduwe...
Ummm mashura nhaimi munyika
Good job
Zvinhu izvi ndezvemarudzi anobva Mozambique nemalawi chete muzimbabwe marudzi emo hamuna mishonga yakadai ndezviya zvinonzi munhu anorarama katatu marudzi aya kana dzinyoka vanodya
Ummm ngatisadarono tese tiri vanhu wena, Zim tinavowo varoi ingawani
Haureve nhema vanhu vechirudzi vanozviita vanorarama kakawanda vachifa vachimuka otonorarama mishonga iyoo
Akaita dumwa.Pakuzvarwa kwemunhu Mwari nevadzimu vanokutarira makore auchararama panyika.So anoromba nemwana mudiki owedzera makore aifana kuraramwa nemwana uya pamakore Ake .Saka Ake makore ekufa paanokwana anofa but anotanga kurarama makore emwana aye Ave kune imwe nzvimbo.Haafaniri kusangana nehama yake.So it depends akaromba nevana vangani ndosaka muchiona vana vazhinji vachiurayiwa
@@tawandaandrew5204 mbuya vangu ndewe kumoza vakanditsanangurira the same thing akasangana nehama anobva afa zvamuchose aazomuke
Uuuumm zvishamiso chaizvo
Kkkkk judhas haufe wakachinja kkkkk
Nyaya iyi yakambobuda pachirongwa chabhozhongora ndaifunga inhema
Me too ndakainzwawo naBhozhongora
Andrew neshamba taking us to another level
Zviriko zvakamboitika paSilobela
Wanhu wanobata bata ndapota
I love Drewmas media hamuite zvemakwai munotaura zvinhu zvinobatika hamuna second hand info
iii judha akanyanya
Zvakaoma munhu kunotaura zverufu rwake
Kkkkkkkk
Watching after ads
Mungaitewo no dza Judah😂
Hanzi takutadza kumwa doro kkkkk
Kikikkk ndaseka Judha akapenga
Mmmm zvakaoma izvi vanhu vakuromba asi nyaya yacho haiperi mushe mubairo yacho unomuwana
That's song though I'm dead 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Song ma1
Kkkkkk haaa unokanganwa nhamo yese ...nekunakirwa nesong...not zvana Beyonce
Kkkkkkkkk hit
Thought ndini chete kunzwa song iyi ,am in tears ,laughing out loud 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Blaz vane green vakudhomoka havo chokwadi
kushereketana,tichikura taingonzwa ngana abaiswa nababa nhingi.asi mumvurwi.......mmmmh kushereketa chete.................
Ndokumbiravo nziyo iyo yedrewmas media
Kkk
That mbira song tipeyiwo veduwe
Haaa, vanhu vanomboitireiko zvemishonga nhai veduwee? Iko zvino zvaakunetsa vamwe vasinei nehurombwa hwavo
First
Pakaipa ma 1
Song iyi ndianko artist uyu
Kkkkk judha kkkk chidhakwe chinorasa nyaya
Changa chakatsva heavy chi judah👏🏾
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🤣😂😂😂😂😂
Akazovigwa here
Ngaadzoserwe ma parts ake ane Shungu
Ka bbe kari activate & quick ako she got awesome presenting skills
Nyika yedu ma one zviiko nhaimi zvikungoitika zvotyisa
Tokumbirao support nyika yoserekusimudzira dremmers media
Pa mvukwesi apo ndabva ndafunga kumusha Guruve ne tara
Hanzi zvadhakwa
Igama laku ngubani sister
Ngoma iro kuseri kkkkkkkkkk
Supporter ye caps 😂😂😂 pane 1 irikuregerera dzimwe
❤❤❤❤
Munhu akatoyenda ku Mozambique kudhara haaaaa mishonga yakaoma iyi
Nyaya iyi iri complicated
Ummmm daidzai. Vakuru vauye zvinotyisa 🤫
Uripi chihera
I'm surprised I know this hospital cause nfakadzidza pa umvukwesi
kkkkkkkkkkk haa green machine vakanyanya kkkk
But it's Soo sad really
Murikutaura ngano kasi titi jefunde
This makurumidza Kupakura imboitai enough research mozotipa yaibva
Zvekuromba izvi ma one shuwa
Kwahi hazvipo zvomboo Blaz veTshirt yegreen ma1 chaiwooo dzkusanganiswa nedzekuChiweshe ahhhhhh nekazukuru kakazvisungirira
Uuuuum
Chihuta wakutotaura zvese kkkkkkk kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Sanibonani Drewmas team .
Lol caps United Jersey ma1
Uuuum maone
Ihhh zvakaoma
Kkkkkkkkk mdhara Chimunda ma1
Zvekuromba dai vanhu vasiyana nazvo
Great works, pava kungodiwa ma Camera anonyatso kuwona apa
Ava vanhu vane zvikwambo,yaka mboitika,nyaya yadai kucapetown muWallacedene,kare
Mkadzi uyoo anoziva nemurume wake
And mvurwi mandinyadzisa
Ko ivo vashandi vepachipatara varikudii kubusa chitunha hama dzitoreka chizotsakatika vava kumberi
Basa sebasa
Uum zvakaoma hazvooo chivi chinotevera mweni wacho munhu unokohwa zvawakarima ,zvinobhowaa seiko kt now ave kupinza vanhu busy haiwaooo mhosva ndeyani ngavavige zviripo kana shungu pfuma yeropa inoparira
Gokwe irinani guyz ko izvi zvakadii
Nayero naNero Payero guys muite muchiparidzawo shoko reshanduko kwamunofambira koko
Kkjkk chihuta udhekwe iwe
Inga zvakaoma nhai huroyi hwakatiwande kuzim hai rambaimakabata makadaro tavakutozivawo zvakatiwandei kubvaku dewmas media bhora mberi
MaZimba azotambura veduwe. Dai nyika yacho yachinakawo shuwa vanhu varega havo kutsvaga mishonga yekupfuma
KuSA kana Botswana kune good life but varikuromba every minute
What is surprising thst house does not seem to be worthy for someone to lose their private parts where is the money for all this witchcraft
Itaibasa baba
Varombi vakawanda havana kupfuma
Kkkk
Yeah Mvurwi yakatakura, even pachikoro pacho paMvurwi high school ma1
True mvurwi mmm ma1 kwaka komberedzwa nema mines
ndoosaka vanhu vakadai vasingadi kunzwa nezvema porofita

Kwahi hazvipo zvomboo
Blaz veTshirt yegreen ma1 chaiwooo dzkusanganiswa nedzekuChiweshe ahhhhhh nekazukuru kakazvisungirira