Thnx baba shero muyimbi wedu ane mimhanzi ine ma massage. I think zviripo zvichada hama ari kuti hakuna munhu asina basa uye anofanirwa kutarisirwa pasi ungava une hupfumi hwako asi wehukama nerimwe zuva uchazomusvaka kunyange akava murombo asi pane paachadiwa so ngatiregerei kutarisira hama dzedu pasi nekuti zviripo zvichada hama❤❤
Mukomana uyo mupe basa Macheso excellent
Amen mubereki atukwe kunyanya mai hezvo
Frango becarefull
Urombo kuma talents anyura mumagungwa.😮
I remember the prophetic wird given by the man of God doctor Ian ndlovu when i see this man sing...
Hanzii iwweeeeee hiiiiiwe
Thnx baba shero muyimbi wedu ane mimhanzi ine ma massage. I think zviripo zvichada hama ari kuti hakuna munhu asina basa uye anofanirwa kutarisirwa pasi ungava une hupfumi hwako asi wehukama nerimwe zuva uchazomusvaka kunyange akava murombo asi pane paachadiwa so ngatiregerei kutarisira hama dzedu pasi nekuti zviripo zvichada hama❤❤
Mudhara ipa mwana uyo basa
Macheso tora vana avo
Kasamba sei kumhanyira kuti zvkwana..cz he can 💃 better😂😂😂😂
Uyo apedzesera uyo magetsii chaiwooo
For mi haaa iwee
baba shell plz ipaa vana avo basa
majuice anonzwa seanotsva
Mpfana apedzisira uyo atori ma1
Wire idzi bhoo manjee ❤
Que le pasoooooo.
Lo conectaron a 380 bol.
Zvedzungu chaizvo asi mwana waMajuice
😂😂😂
Franco .majuice so far kumberikwazvo on top of the rest .art inosanganisa even kumboita drama ravarikuita iro kuti zvityise
Majuice anochema
😂😂😂
Macheso will never take this type hake
Yaaaa Cheso apererwa
Wechi 3 newe chi 4 asiya atoisa application yake 😂😂
Generation after Generation
woow
Kasmba uri kukudza dumbu nechabuku and your dancers now vafana awo wanotamba makuti zvakwana😅😅
Koiwo magaro😂😂😂😂
vechidiki varikuisa tuma spice ka 😅😅😅
New talents bhozvkt mombozorodza ana mdra chale
😢
Showing us all how she gets what she wants 😂😮
Chikomana chatamba ichi
Kkk vechidiki
Uyo wechi 2 kana kuma levels a Franco anogona kusvika anotamba uyo
😂😂😂😂😂😂
Motorbike baba Sharon azotambiea band renyu❤
Soon afta this I will demote him 😅 we cant have such a leader 😂 but
We need to check on Majuice if hes still okay coz haaa pakaipa
Baba Shero ngavasiyane nezvekuita maInterview emaDancer pamaShows
KwaMacheso kwakasiya neanwe ma Company vana vese munopuwa mukana wekuratidza zvipo zvenyu
Vapfana avo vanogona kutopfuura team iriko now
Saka zvipo zvoonekerwepi
Why?
Hezvo
Zvedzungu chaizvo asi mwana waMajuice
Zvedzungu chaizvo asi mwana waMajuice
Zvedzungu chaizvo asi mwana waMajuice
Zvedzungu chaizvo asi mwana waMajuice