Truth be told! VaSembwe is an icon who deserves to be up there with Mukadota’s Mutirowafanze’s Gringo’s. Hilarious! I rest my case🤣💦 Even his dressing is on point. And the eyes are so expressive. Shuwa this choir master is a master indeed.
It's in Manresa Estate just after Support Unit. Turn left into Woodfern. it's directly opposite FLO Service Station stone Wall. 576 Cnr Woodfern & Boulders Way.
Love you guys munondisekesa zvekubuda musodzi love your acting you talented n gifted may God continue to bless you and keep on making the videos 🤣🤣🤣🙏🙏❣️
I'm here to watch for the 5th time 🤣🤣. Saka ndozvatanga tatofambira?. Saka ndonyaya yacho yawaiti urikufunga??. Saka ndonyaya yanzi namai Dube nyaya hombe??? Vasembwe♥️♥️🤣🤣
Aya ndoo ma Zim celeb kwete zvekuti munhu akatuka vanhu nekufumura nekuzvifumira otonzi celeb .real talent plus hard work
Taura zvako
True
TEAM nijo and Patricia 👏👏👏
Eggzactly
I hope I'm not the only one who notices that they are greatly talented and they prove it effortless👏👏... My favorites 😊
Easy easy they potray the characters like noone else
Big time😂😂 talent yakazara apa 🔥
🎶🎵OoOh this is good 😩🤣🤣 Nijo how come to you so 🤣
Truth be told! VaSembwe is an icon who deserves to be up there with Mukadota’s Mutirowafanze’s Gringo’s. Hilarious! I rest my case🤣💦
Even his dressing is on point. And the eyes are so expressive.
Shuwa this choir master is a master indeed.
Don't forget Patricia too.
Whoever built that shelter of twigs is a Genius.
Do you know the location?
It's in Manresa Estate just after Support Unit. Turn left into Woodfern. it's directly opposite FLO Service Station stone Wall. 576 Cnr Woodfern & Boulders Way.
Who else presses the like button before watching
I do...
Mattress n stove yavasembwe manje 🤣🤣🤣🤣vasembwe you killed me today
Vanotobika vakarara nepaneplug apo 🤣🤣🤣🤣
Havasi serious VaSembwe ndipo pai pavari kugara ipapo 😂
😂😂😂😂😂😂😂
6yrs sure here Vasembwe
Hanzi 6-8yrs so to practise makuseni nemasikati so mogona kutongo garira kuri kumba
Ohhhhh this is goooood 🤣🤣🤣🤣
"Ndoda kuti tifambidzane,muite teacher vangu veMusic "🤣🤣🤣
“This is God “in soprano😂😂
Kkkkkk kkkkkk haaa zvakaoma
😂😂😂 pandipedza
😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
Kkkkkk ndopapedza masports
Sembwe arwadziwa, still in disbelief about nyaya iyi🤣🤣🤣🤣
guys guys guys Nijo is the definition of Comedy, anondispaka muface uyu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣. Keep us entertained our brother.
Nijo should have just married Patricia in real life....PERIOD
facts 💯
Was thinking so tooo
Takangozvifungawo hedu😁🤭
Please musadaro,
Vanhu ve vanhu vamava kuda kuita match making. Kugona basa hazvirevi kuti vanhu ngavadanane.
Hahaha 😂 heartbreak before relationship kkkk
student ichafoira, mahigh notes avaSembwe haimagoni
"Ndoda vanhu vane Pashon!"😂
His reactions to being "let down" are out there!😂
czcams.com/video/ZXASHehrkMg/video.html
Ooohhh this is goooood🎵🎶🔉🔊
Hope is a dangerous thing🤣🤣🤣
NeMumba makadai vane faith isingaite
@@TarisaiVushe 😂😂😂😂ka two plate stove next to metiresi.
VaSembwe 😂😂😂
Moyo wafara, asi pfungwa dzati dzikama😂😂😂😂
Vasembwe dai mapedza masports mamuudza zvirimumoyo menyu 😂😂🎵🎵“Mwanaskana watoraa moyoo wamudharaaa”
Moyo wangu wafara asi pfungwa dzangu dzirikundiudza kuti dzikama🤣🤣🤣🤣
How does Nijo make the disappointed face😂😂😂🙌
does he even? 🤣
Kufambadzina panyaya yemusic 😂😂
Keep it up, so so effortlessly..pure talent...
Ohhh this is gooooddd🎼😂😂😂😂
You guys never disappoint 😂vasembwe vakaoma🙌🙌. You are so talented. Keep it up💯🔥🔥🔥
Love you guys munondisekesa zvekubuda musodzi love your acting you talented n gifted may God continue to bless you and keep on making the videos 🤣🤣🤣🙏🙏❣️
Pano tachifanira kudya asi nenguva hazvibudi 😹😹😹😹🖐️
VaSembwe fixing back hanzi 6 years 😂😂😂
Pure talent, love you guys
Pure talent well done guys
Am watching this 2024 this is quality comedy 😂
Haa aSembwe hamuitee 😂hanzi zvinotozikanwa newe muridzi nemukana😂🤣😂
hahahaha. tifambidzane hedu panyaya yeMusic. Eish akomana musadaro VaSembwe. Denga hamurione imi. kikikiki
Oohh this is Good 😂😂😂🙌🏾
Ndakanonoka kufollower, you're the best guys😂😂
Angatozive ndiwemuridzi wemukana
Musavadaro asembwe plz. Inzwaiwo tsitsi na choir master
You guys never disappoint😍
BriTa Hills Venue is BEAUTIFUL🔥❤️💯
Nhy iri kupy brita hills
6 to 8 years😂😂😂
🤣🤣🤣🤣 hanzi asi kuti magarira pedyo neni!!
😂😂
@@allenmunoriyarwa2008 😂😂😂
Kkkkkkkkkk hanzi unenge wakutogarira kumba kwangu kuti zvikasire kkkkk vaSembwe kaaa🙌🙌🙌
Kunoita kunge ku paradise 😂🤣🤣
Moyo wangu wafara asi pfungwa dzangu dzikundiudza kuti dzikama 🤣
Kkkkk Vasembwe,zvino ndoodiniko 🎤🎤🎤🎤🎤
Aaaaassa paty usadaroooo shar,wachwora mabonzo abla nijooo
last part kuimba here or kuchema kuti musikana anoda kuvasiya achienda kuchando🤣😂🤣😂🤣keep it up
lol hanzi this is Goooooooooooooooooooood
Ngatiendei hedu.... student 🤣🤣
God is goooood!!! hahaha well done
Haaa nunobata henyu
Buh am I the only one adakuziva ...location😁☺
Maita premature celebration vaSembwe haha hanzii oooh this is God... Haaa makwikwi, nyaya hombe yacho iyi ka
Kkkkkkk it's ngatiyendei hedu student for me kwaaaaaaa
Hoo saka apa ndirikuku trainer kut uende ,,,Can someone explain to me in capital letters why nijo wasn't recognized in NAMA awards
I was also surprised and i could not even understand it as well
You guys are my stress medicine
Keep it up .
Kkkk this is good its the soprano for me kkkk munhu ane passion
This Is Good ....singing. saka ndikukudzidzisa kuti uende kkk
Hoo music iyi ndeye kuti iwewe uyende 😂😂😂😂😂
Kakunyaririra kacho! Well done guys!!
I loooove you guys 😍😍😍😍
AMAZING STORYLINE - well done guys
🤣🤣🤣thz ppl r so talented apa it looks real😂😂😂haa guys thumbs up
House yaVaSembwe cht yandioedza power
😂😂😂😂😂😂😂I haven't ... laughed this hard in a while
Ka Hoooo ako boooo here nijo
😂😂😂😂 ndonyaya yandanzi nyaya hombe
VaSembwe ndimi mune yese❤️❤️
VaSembwe ibhachura chairo kkkk kasingle mattress pakaipa
Vasembwe ka 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Best actor's, ✅✅✅✅✅🔥🔥🔥🔥
😂😂😂 saka apa ndirikukudzidzisa music kuti uende🔥🔥🔥
ooohhh this is good🤣🤣🤣🤣
ahhhhh koo kakuimbirira manje🤣🤣🤣🤣🤣
🔥🔥😂😂😂vasembwe kaaa
Sembwe Sembwe how man
Kkkkkkk course ye music kkkkk munogona guys
Forogonyo ya VaSembwe yabva yakwira kkkkkkkkkkk expecting 💕 but dololo kkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣amana why did I watch this. I have stitches on me I just had an operation
I'm here to watch for the 5th time 🤣🤣. Saka ndozvatanga tatofambira?. Saka ndonyaya yacho yawaiti urikufunga??. Saka ndonyaya yanzi namai Dube nyaya hombe??? Vasembwe♥️♥️🤣🤣
Kkkkkkkkkk tifambidzane muiite teacher wangu wemusic
Vasembwe is a legend 😂😂😂😂😂
These guys are something else!
Hope is a dangerous thing🤣🤣
Haahh makaipa team
Music kuti uende 😂😂😂wozoenda after 6to8yrs🎉🎉🎉
Panyaya ye muzic😝😝🤣
VaSembwe you are the one 😅😅😅
🔥🔥🔥🔥
Ndaona paita remix ye song iya yaSembwe yekuti Hoyiyeeeeee hoyiyeeeee😂😂😂😂😂😂
Nzvimbo yakasotwa iyi 🎉🎉
Patricia Moyo wako wakagona😂😂,usadaro vasembwe iih I felt his pain😂😂
6-8yrs yatova medicine 🤣🤣🤣
Can't wait
hahaha Vasembwe neSTEWARD REMIT havagone
Kkkkkk hanzi angatoziva nguva ndiwe muridzi wenguva
Thank you Va Sembwe for not allowing kuitiswa..gender iyoyi inogona kukufudzisa yausinga kami mukaka #unotsvirei kana tea isina shuga
😆😆😆😆👐
Surrender 🙌🙌
😂😂😂Music Teacher
Ndozvatanga tafambira🙈🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤪🤪🤪🤪
ohhh this is good🤣🤣
KKK Imba yavasembwe kaaa kkkkk and its the last part for me hanzi student kkkkkkkk...keep it up guys you are so natural
but chidzosai bamnini nijo
😂😂😂😂😂😂😂 muridzi wemukana
Kkkkkkk saka ndikukudzidzisa music kuti uende😂😂😂😂😂
😂😂😂😂Nigel and Patricia Bodo...you really know what you are doing guys...course inopera here iyo