The STORY of my life....I start crying if I hear such skits..This is my STORY....kuvharwa nemutorwa kuri nani...Thanks Nijo and Gamu for highlighting this....
Thanks to Nigel's wife for the support she gave the husband the guy is still working well we are entertained guy....Gamu l want to be you when l grow up
Thats the situation that are facing other people guys it's the reality, zvinorwadza kani kuti nemashandiro aunenge uchitadza kudya zvinonaka vosvikoona zvinhu zvakadai
Nijo akatoita better. Inin ndakajirwa ma millions chaiwo hapana kana penny yakandaona. 😢uncle vacho ndokutenga a big mansion.anyway mansion yakapanywa naGarwe so vaa back to square 1
The STORY of my life....I start crying if I hear such skits..This is my STORY....kuvharwa nemutorwa kuri nani...Thanks Nijo and Gamu for highlighting this....
Sorry hako.
It happens all the time shuwa...it's not even a laughing matter zvinorwadza
Imajini uchishanda shift uchienda kuUniversity maskati...haa Mwari anoona
Sorry dea
Eish -so sorry. I can't imagine the pain. May what you lost be restored.
Thanks to Nigel's wife for the support she gave the husband the guy is still working well we are entertained guy....Gamu l want to be you when l grow up
Hahqhqhaqhaa
She has to be supportive that's how her bread is buttered
@@tam2046 😂😂😂 na-true
czcams.com/video/7F302ZFfFnI/video.html
Wow
Sadly this is the reality for a lot of people. There are lots of heartless relatives out there, and l say shame on you.
czcams.com/video/6lYdwpRxGH8/video.html
czcams.com/video/6lYdwpRxGH8/video.html
Ukanzwa tone yaNijo yakudzika wobva waziva zvadhakwa 🤣🤣🤣🤣
Kkkkk Hama dzinenge Nigel Mwari Ave Nemi
Hadzisi hama...zvivaroyi zvevanhu
Kkkkkkkkkkkk varoyi sure
@@cherylmartin9031 Taura hako
Nijo, chivhindi chekuratidza munhu "STRUCTURE" yakadai unochiwanepi nhai? 😂😂😂
czcams.com/video/6lYdwpRxGH8/video.html
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk akapenga mkomana uyu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Its work in progress kaaa😂
Structure 😂😂😆
Hanzi ndizvo zviripo so far 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Nijo you are always on the wrong side 🤣🤣🤣🤣 haaaaa makanyanya mukoma👏👏👏
Mukoma McDonald ndibatsireiwo kusvika mu 999 SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God bless🙏 you mukoma McDonald
There is always something amiss about Nijo🤣🤣🤣🤣
@@rangariraimancube8289 kkkkk this man got talent kkkkk yoooh
czcams.com/video/7F302ZFfFnI/video.html
Team UK hanzi “zuva ririkupisa oh my Gaad!” 🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂
My "gaad" indeed!!!😂😂😂
Thats the situation that are facing other people guys it's the reality, zvinorwadza kani kuti nemashandiro aunenge uchitadza kudya zvinonaka vosvikoona zvinhu zvakadai
Bibiana ndibatsireiwo kusvika mu 998 SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God bless you🙏 Bibiana
True,very true and it's painful
@@Kaflashi New subscriber
Ndizvo zviri kuita vanhu mufunge
Nigel anobva aita sekunge he is not acting at all 😂😂😂🙌🏽...
Nijo akatoita better. Inin ndakajirwa ma millions chaiwo hapana kana penny yakandaona. 😢uncle vacho ndokutenga a big mansion.anyway mansion yakapanywa naGarwe so vaa back to square 1
That's Karma darling, life always gives you back what you did, vaiti vakugadzika pasi, Iwe shanda chete simba mukaka
@@isabelleisabelle7182 Yaah taura hako Karma never miss the address
Ini ndakangodyirwa mari ndikati nditumirei ndimbopaona aaah pakashaikwa anga ave ma stories hanzi ma stands acho varikugadzirisa mapepa ndiwo mapepa nanhasi
This is our structure🤣😂I mean this is your stand🤣😂Nigel won't disappoint pliz
Chirungu and accent Gamu🤣🤣🤣🤣
czcams.com/video/6lYdwpRxGH8/video.html
😂😂yazochinja accent aona "Structure"
😂😂yazochinja accent aona "Structure"
Haa iyo structure inopedza simba 😒😂😂😂
Mai Tadiwa smart iro wooow.... ndanakirwa. Keep Shinning
Hahaha. I'm sure makatofawo nekuseka as you were making this. Ah, Nigel! 🙆🏿♀️😂, pengai shuwa sisi! 😂😂😂
czcams.com/video/7F302ZFfFnI/video.html
A lesson in the humour. Please invest wisely and not sentimentally. Thank you VAKA for availing yourself to help our diaspora family
This is what happened to me, as for now I don't have relatives, because of what they did to me, kuzima bamfowethu siyafela e uk.
So sorry sihlobo..
So sorry heey😢
So sorry
Sorry dear
With confidence "huyai muone nekuside uku" 😂😂😂😂
😅🤣🤣🤣🤣🤣ungatoti kuside kwacho kuri nani
Well executed message. You take the crown guys! (But where are the dwellers of those miserable structures as you enact your drama?)
"That's our structure" killed me😂😂😂😂😂
Huyai kumber kunyasoona😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkkk huyai kumberi munystsoona
@@bkessingishmael4717 😂😂😂 ndafa hangu nekuseka ipapo
Anzi ndopamba😜😜😜😜😜😜🙆♂️
This deserves 100k subscribers at once🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣👌👌👌
As usual Nigel wont disappoint. Unobva watoshaya zvekuita
Work in progress.... Unohwa seunotsva
Paulina my sister🤗ndibatsireiwo kusvika mu 1k SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God bless you my sister 🙏
😂😂😂😂zvakaoma
Kutohwa kuzarirwa
czcams.com/video/7F302ZFfFnI/video.html
@@Kaflashi
Nditsvage l have a plan
Kkkkkk i like it when Nigel go nemunhu with confidence kunomuratidza zvisipo😂😂😂😂
so far yes....kana wapanzwa wa boe na ninjola
i loved the part "dai ndisina kupinda pamuyedzo" kkkkkk mari yakadyiwa iyoyo
😂 one of your biggest fans Nijo kkk nice
😂😂😂😂hanzi instructure ndopamba pamuri kuvaka kkkk Nijo to the world
Mai mufaro sorry nekunetsa ndokumbirawo kubatsirwa kungosvika 500 SUBSCRIBERS nekungo SUBSCRIBER pangu unongo baya pa pic rangu woendeswa ku channel wobaya pic futi usakanganwe ku baya ka bhero kabhero plz
czcams.com/video/6lYdwpRxGH8/video.html
if you had a brother like Nigel unenge uripama 1.
😂😂😂😂Kana accent yekuEngland inotomboenda paside. Welldone Nigel and Vaka Hardware
Nijo simudziro yaanoita brugwa soo 🤣🤣🤣🙌🏻🙌🏻🙌🏻surrender
czcams.com/video/7F302ZFfFnI/video.html
😅 kana neni I surrender.Theres always that thing within this type yaNigel in the fam.Unoti kuroiwa here,zvabva zvamutadzisa kusunga belt tight.
Ndakavharwa mariiii haaa cc vatonyura
These guys ar gud at advertising 🔥🔥🔥🔥🔥
czcams.com/video/7F302ZFfFnI/video.html
Gamu the way you're talking yooh like munhu arikubva kuUK for sure 😄😄👏
Minute 6:29
"Saka mapicture awayitumira ndeeimba ipi?", "ndeepana Sipren!!!"😂😂
Nigel haachinji amana😂😂😂😂
Gamu you’re so natural!!!
Asi Nijel mari yese inotumirwa kubva kudhara pamaskits ese inoendepi sure😂😂😂😂😂😂😂
Ah much as team iri riri rekubvisa stress 😂😂😂 ndozvirikuitwa hama dzedu dziri kudiaspora. 😥😥😥
Its that bhachi for me 🤣🤣🤣🤣🤣 Nijo unondiitira bho zvangu aiwa
Soooooo Cool!
😂 you wicked guys!
Round of applause for Nijo.its the structure for me!!!
czcams.com/video/7F302ZFfFnI/video.html
This team never disappoints ha ha ha you really keep us entertained
God bless you guys
Working progress ya Nigel ...LOL ....Gamu ndiyo den yacho iyoyo..LOL
Nijo.... Uh always on point
Notification what!!!💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽
iii yah they never disappoint😭😭😭💀💀💀ahhh hanzi ndo apa😂😂
gamu manje hanzi dont waka waka😭😭💀💀💀haaa yahh
This is zimbabwean life 🤣🤣🤣🤣🤣 at it's best
This is every diasporas nightmare….
Taurus hako havibude kani
Ayaaas but i live iyoyi
I still remember dzimba dzakadaro taidziwaka kumunda togara imomo tichibika tichirinda makudo 😂😂😂😂😂😂
"THAT'S OUR STRUCTURE" 😂😂😂 2023 still watching.
Bro Nijo waratidza sisi padongoo(ndiudzeio ne vaka yenyu. Watching u frm chakadero!!
Gamu slim shady yakaip.....dis is real Mari inodyiwa vachigaya haudzoke kkkkkk unenge uchit ndichaona Zimba kkkkk Nigel neva disappoint 🔥🔥🔥
Well done, chandinakidza
Hanzi so far ka ehe 😂😂😂😂😂
Maihweeee zvangu 🤣🤣🤣🤣🤣Nijo usadaro kani kkkkkkkkk.haaa Patricia u are very strong.ndiriini ndaitombofenda ndonomukira kuchipatara 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkk Nijo kurikuendwa uko bhoo here vachaona ground chete
Hanzi ' so far eeh' 😂😂😂
Nijo naGamu good combination.🤣🤣🤣🤣🤣🤣😜chivindi chako Nigel unochiwanepi nhài.baby rapera chido
Nijo mara why kundiigira chizumbu you are guys are so talented
🤣🤣🤣🤣 Ndukuti ndopanapa but its work in progress 🙌 Nijo
Welldone team
Sisi vaNigel munogonesa NANIGEL WACHOE....KIP IT UP😂😂😂😂😂
"yekwana Sipren......" imba ino yaifana kufanana neyana Sipren🙌🙌🤣🤣
Pamwe pacho unenge usingade kuseka but bamunini nijo kaaa 🙌😅😅
Ibvaapo Nigel 😂😂😂,unoti mari inonhongwa here
Kkkkkkkk "so far ehee"🤣🤣JESUS
Mari yangu ndosungirira gore randoenda kumba ndonozviitira zvinhu zvangu... Apa matidzimbira maronda
Haaaa Nijo mukat ari right right here guys🤣🤣🤣🤣
Izvi ndozvataita so far,eh musadhume😂😂😂🙌
Nijo sadaro shaa🙆♀️😂😂
Mkkkkkkkkkk 😂😂😂😂 ndopamba sofar
Ndazviziva Kuti Hakuna chiriko Nigel unopedza power. Hey izvi hazviiti
Mati temporary here baba Maritinyu 😂😂😂😂
😂😂😂😂2023 l wish l knew this guy earlier. NDOPAMBA 🤣🤣🤣
Nigel haasi kutombomira. Gamu is very patient
Nijo uri mu gold bigger shzz
I like confidence dza Nigel achi explainer kkkk
Kikikiki Nigel maiwee hiiii. Ndanyara
Nijooooo moto
🔥🔥🔥🔥......
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣this one killed me Nigel haaaa👐
Nijo kaaaaaaaaaaaaaaa🤩🤩
🤣🤣🤣🤣🤣🤣hanzi work in progress Nijo ita serious iwe
😂😂😂😂😂work in progress 😂😂😂😂😂😂ndiri kuti ndostructure😂😂
Gamu : ichi ichii
Nijo : ndopamba
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
"That's our structure" is a goated statement hahaha,
kkkkkk ayahhh hanzi WIP Nigel aiwa kana.
Working progress kkkkkk Nijo
😜😜😜😜😜😜😜unofendesa munhu Nijo.apo kuzoita serious manje.
It’s the kukwidza brugwa for me and the gate😂
KKKKKKK Aaaah Nijo ndashaya zvektaura
“Ndoopamba”
😂😂🙌🏽
Ichi ndochiii ichi Gamu wandipedza 😂😂😂😂😂😂😂
Nigel makes me smile all day kkkkkkkkkkk
Hanzi musadhumire kkkkk
Nigel hanzi ndostructure huya ne kumberi.kkkk Nijo haupererwe
Vanhu musazodaro kudya mari kushanda kunorwadza
🤣🤣🤣🤣🤣 Ninjo urikubvira hausi kumira kkkk