Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
I am so sorry for the loss of our beloved family members in a horrific road carnage. MTDSRIEP.
Muchibva komushumira mwari herr kwakufa ndadzidza munhu munhu anogona kufa nyangwe achinamTa
May their souls rest in peace
Zvirikurema kuzvigashira hama dzangu rest in piece mama
Eish zvinorwadza izvi.nhai mwari imi
Ingotii totenda hurumende yakabetsera
Musha wakanaka, musha watonogara, musha watinodzidza zverutendo!! We Anglican. Rip
Yaa zvinorwadza rip
So sad inguva inorwadza iyi veduwe mwari Nyaradzaiwo mhuri idzo panguva yekutambudzika
Munotipfudzireiko nepanorwadza moyo😢😢
ndonguva inorwadza😢
Yoooo zvarwadza .may the souls rest in piece ayas
So sad
Mukristu usanete may yr soul rest in peace maAnglican members
Kwasara kunesu makore mashoma Rest in peace
Mai vataura pekupedzisira mazokanganisa pakuti Vote dzirikutapudzika. Haaa ZANU yamunoda iyo is the black box of all mishaps in our country.
Mwari vanyaradze hama dzasiiwa nevadikani vavo. Mweya yavo izorore murugare 😢😢
😢
Sad indeed
Panorwadza moyo
Haaaaaaaa,kuita mushonga here ??????
So sad hey kani
Zvorwadza zororai murugare vatendi rufu runorwadza
I wonder mari yenyika iripi vaMnangagwa zvavari ndivo varikunzi ndovakabvisa mari? I wonder why is he being thanked for returning the money he stole from our country?.
Zvinorwadza
Ndarwadziwa
Nonsense my bro
Very sorry hama nyarwadzwai namwr very sorry zvinorwadza