Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Heunoi mubatanidzwa wenyaya dzakapinda mudare ra Chief Mutasa musi wemugobera 24 /08 /2024 Dzvanya link iri dzinobuda dzose dzakatevedzana czcams.com/play/PLWwQTW408h6fqMW44j85sicQ_H4LH4T_O.html
Vari kukwira nekudzika vachifambirao mavideos anenge aina Vedu Tsoka. Shumba yengozi imbwa yegorongoza darikaio nepano muchisiya like kt baba Taps vave vanodzifambira nhau dzinechekuita nekushanda kwa sekuru mukotsanjera areruya🙋🙋🙋✋👊💪🌹
Tavepo
Baba Taps makatikoshera ❤🎉
Nhai veduwee Karanganda muchiti munhu arikupenga, munotadza here kuti munhu arikurasika here or murwere, mmmmm hazvina kumbonaka 😢
😂😂😂😂😂😂😂😂 baba vakapfeka top ye white ndafa nekuseka kokungotaura chimanica chenyu mosiyana nezvechirungu izvi :where are we to go here, kkkkkkkkk
Iyi nyaya haisi yakabva kwaChigodora here Jehova's witness.
I think ndiyo yamdara magumbe
Karanganda yangu mhai
Ko Dr mukotsanjera arip
Kubva paakabata zvidhoma 8 paye andina kuzombomuona Mukatsanjera ndofunga zvakamushatira so haasikubatsira vanhu
Idzi nyaya dzakaitwa namadziSekuru edu vakaenda ava marwadzo😢
Nhasi ndapinda top 5💃
Baba Taps,mwaivepo here karanganda
Hero basa iro Sekuru mukotsanjera
Dzine white dzipei mukana dzitaurewo
Kuti dhesheeeeee sofa rese ❤thnx karanganda
White t shirt 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mwaiyepo ere
Tayiyepo tayiyepo
Thank you Karanganda ❤🎉
Tawapo ba taps
1st 🎉🎉🎉
VARIKUTI NGATIWEDZEREI KUVIWER ISAI LIKE
Video quality Manyama
First hangu
Seat number 13❤❤❤Hello KTV viewers!
Hellow
❤❤pano panzi pano
Pane chiword chirikutaurwa nemudhara wekutanga wejasi uyo arikutiiko
Kutozvishayawo
Bba awa nhorondo yawo sooo itai semnhu mkuru chii itaiwo kti kurwara not kupenga
waiyepo ereee iweee
Top 20 tapinda
🎉🎉🎉
🎉🎉🎉🎉
No 51 tavapo hedu vana veManicaland
Yowee ko zvavari maneigbour angu😢
❤❤❤❤❤
Tidzigarire
Karanganda family woyee🎉🎉🎉
Hanzi ndiri muroorwa zvikanzi saka masimukirei
Dzine white ka kkkkkkkkk aiwa panebasa chaiko
Karanganda woyeeeee
Sekuru Redbat😅 vane waiti
Karanganda usazoshora
Dhemeti unganai monoripa dhemeti mhani
Chimwe chi assessor chamambo chimudhara icho chino uya chaka dhakwa ndechekumama
Zvakaoma veduwee zvehupenyu
Saka blaz idzi kutouya dzakadhakwa kudare kana kuti ndivo varikupenga vacho
Haaaaa zvakaoma zvehupenyu
Kunonzi kurwara njere kwete kupenga
Dzine white dzakadhakwa kani.kkkkkkk
Tasvikawo parisei pano
Top 10 pfee
Karanganda TV
Heunoi mubatanidzwa wenyaya dzakapinda mudare ra Chief Mutasa musi wemugobera 24 /08 /2024 Dzvanya link iri dzinobuda dzose dzakatevedzana
czcams.com/play/PLWwQTW408h6fqMW44j85sicQ_H4LH4T_O.html
Vari kukwira nekudzika vachifambirao mavideos anenge aina Vedu Tsoka. Shumba yengozi imbwa yegorongoza darikaio nepano muchisiya like kt baba Taps vave vanodzifambira nhau dzinechekuita nekushanda kwa sekuru mukotsanjera areruya🙋🙋🙋✋👊💪🌹
Tavepo
Baba Taps makatikoshera ❤🎉
Nhai veduwee Karanganda muchiti munhu arikupenga, munotadza here kuti munhu arikurasika here or murwere, mmmmm hazvina kumbonaka 😢
😂😂😂😂😂😂😂😂 baba vakapfeka top ye white ndafa nekuseka kokungotaura chimanica chenyu mosiyana nezvechirungu izvi :where are we to go here, kkkkkkkkk
Iyi nyaya haisi yakabva kwaChigodora here Jehova's witness.
I think ndiyo yamdara magumbe
Karanganda yangu mhai
Ko Dr mukotsanjera arip
Kubva paakabata zvidhoma 8 paye andina kuzombomuona Mukatsanjera ndofunga zvakamushatira so haasikubatsira vanhu
Idzi nyaya dzakaitwa namadziSekuru edu vakaenda ava marwadzo😢
Nhasi ndapinda top 5💃
Baba Taps,mwaivepo here karanganda
Hero basa iro Sekuru mukotsanjera
Dzine white dzipei mukana dzitaurewo
Kuti dhesheeeeee sofa rese ❤thnx karanganda
White t shirt 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mwaiyepo ere
Tayiyepo tayiyepo
Thank you Karanganda ❤🎉
Tawapo ba taps
1st 🎉🎉🎉
VARIKUTI NGATIWEDZEREI KUVIWER ISAI LIKE
Video quality Manyama
First hangu
Seat number 13❤❤❤
Hello KTV viewers!