Ngozi Iri Kuda Mombe 40 Kuti Isunungure Vaidah Uye Avepengeswa NeMunhu Weku Mozambique Akapondwa
Vložit
- čas přidán 10. 09. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
So sorry my sister zvinoitwa nehama dzedu zvakaoma chokwadi. Shumba yengozi ndisekuru Mukosanjera. Thank you very much brother Robert for helping families to resolve problems
Aaah kule venyu ava vanoti ngozi inoripwa ne7 mombe ko kuzoti vakazonzwa iyi inotaura zvemombe 47 zvingabuda hr vaya ndakanzwa vachit mutemo wakati ngozi mombe 7 it's enough but it's not fair becoz kufa kwemunhu haisi nyore
@@GraceMapfumo-ep9txinotaurwa nayo ngozi yacho inonzwisisa
@@linnetgambura9943 47 mombe ndodzoenderana nekuuraya munhu idzodzo
Ndomutemo vakagazetwa nehurumende 7 cows@@GraceMapfumo-ep9tx
@@GraceMapfumo-ep9txInotaurwa nayo, haisi nyaya iyo.
Masvika kunamkoma Robert kudai zvotogadzirika. With Zimbeat news all solved and sorted ❤
What a bubbly woman, veduwe hama dzinozviitireiko zvekurasirira kuvana vasiri mumusha, ipapa akakura achitambudzika in the absence of Baba, now otambudzwa ne mhepo haaa life has no balance. Thank you mukoma Robbie, I believe zvakuzovanakira sis vedu
Umm,zvakaoma hazvo asikana,ava vanoda kudzoserwa ngozi yavo kusvikira vabvisa mombe idzodzo ah vanhu vepi nhai.
Thank you mkoma Robert
Batai sekuru Mkotsanjera ndiko kwavo uku
Thank you mkoma Robert Tapfumaneyi.....murikubatsira vanhu
It's sad. Thank you mukoma Robert. You are helping the people.
Maziviro andinoita ndeekuti ngozi inoda kuripwa. Sekuru Tasvu vanobvisa zvicbitoenda but I don't know kuti vanozoita kuti vanhu varipe ngozi yacho here.
Sekuru mukotsanjera vanogona kutaura ne ngozi and people can negotiate vanhu vachiwirirana.
Zvinoratidza kuti ngozi iyi irikutenderera mumusha nenyaya yekusundirana but that's very bad.
Batanai semhuri mugadzirise nyaya iyi. Musateterane kuita tsvina yeusiku.
Vehukama vamukureva ndovarikuramba ka zvaataura plas varikutandidzira kuneasinawo kna mari saka Tasvu akakwanisa kuibvisa apa woisa kunevarikuramba ndokut zvishande
@@madamboss7216 ya shuwa
Mushonga wengozi kuripa veduweee tsvagai mkotsanjera 😢😢
Mukotsenjere ndopake apa mukoma Robert mupei basa abatsire sister ava
Umm zvakaoma, apa she's beautiful and bubbly....dai awanawo rubatsiro mukoma Robert
Shumba yengozi ndimukotsanjera mufonerei
Batai mkotsanjere ndiyo shumba yengozi.
Wht a intelligent woman, life is not fair, all the best, u are nw in safe hands
Inoda sekuru Mukotsanjere shumba ye ngozi nezvikwambo
Asi mrume waVaida adi kutorao vana nhy veduwee 😢😢
I think ngozi yacho ndiyo ikutosunga zvinhu kuti asacheuke vana
@@geesibanda1036 fair analysis
Mushonga wengozi kuripa inoda sekuru Mukotsanjera
Ngaibiswe pamwanasikana iyende kumusha ndokuti varipe ngozi iyi pamwana asiri mumusha havatirimuke
Hanzi ndinopinda Savadha,amai Vaidah ngavabvunze Marange team kuti vakamboturika tsvimbo nemagemenzi vakanwa supper kwaMukotsanjera
Apa akadzidza ndarwadziwa thank u Mr Robert batsirai Hama yedu sure
Thank you mkoma Robert
Thank yu mkoma Robert murikubatsira vanhu❤❤❤ we love yu
Mukoma Robert Ngozi dziriko kubva kare uye Ngozi inopera nekuiripa vanhu musataure kwamusina kuswera muchiti Ngozi haiko
Shuwa inofanirwa kurova muridzi wayo ndokut achangamuke,kwete kungosairira kwevasina mhosva
Simba akabiswa ngozi kwasekuru Tasvu
Muendeseyi kwasekuru Tasvu
Shame very sorry my sister, but mucheri wegomba ngawire iye imomo iye
Mukotsanjera to the people anoburitsa mhepo ichitaura kubva pazvakatangira n anogona kutaura nemhepo achiyananisa vemhuri
Mukoma Robert makasimba here Mukotsanjera akashata ndiye munhu wengozi
Mukotsanjera anoshanda ne Karanganda TV mukoma Robert vane vavanoshanda navo
Kwa sekuru Tasvu mupedza, zvose
Hanzvadzi iyi anotoratidza kuti akapfuurawo nekuchikoro. Mudzimhuri munowanikwa vamwe vanhu vane hutsinye.
Mukotsanjera ndiye mazvikokota wengozi
Mubatsireiwo Vaidah uyu atambura aitogara kuno ku South atori bho zvekuti kumuona izvozvi kudai moyo wangu unorwadza zvaave pliz help🙏
Nyaya yekusairira vamwe mhaka yakashata zvekuti ndihwo hutsinye manje endai kwaTasvu anoita back to sender zviende kumhuri yemupari wemhosva but mukotsanjera ishumba yengozi zvinobva zvanyatsopera
Mushonga wengozi kuripa zvese mungaita .imi mungataura zvekuti mdirimusavadha zvinobatsirei mwana achitambura morwarawo mai imi sqvadha yei
Fonerai Mukotsanjera
Mukotsanjera anoshanda ne Karanganda TV mukoma Robert vane vavanoshanda navo musape advice isingashande Mukotsanjera anoda mari kana usina kuuya ne Karanganda TV musangonakirwa nekutaura please zvinoda mari ivo havana mari yacho ngavabatsirwe kune vanoshanda namukoma Robert
@@RakiZandonda-iv4hj anombobatsira vanhu mahara dzimwe nguvai, Zviro zviedzwa
@@RakiZandonda-iv4hjeven wega ukafonera mukotsanjera anokubatsira but kana zviri zveKaranganda havatadze kubatana naRobert munhu akabatsirwa ko Simba wekwaMarange uya akatanga nekaranganda wani but still akazotumirwa Kuna Robert akavatambira Pana 4th vakanobatsirwa
Ministry ye ngozi ina sekuru Mukosanjera ndipo pavo chaipo .Batsirai Vaidah please mukoma Robert
Mai vaVaida fambai nemwana imi moita back to sender , zvinorwadza kune vnhu varikuramba ivavo
Mukoma Robert edzai kuti vawone sekuru Mukotsanjera
Mental health is really
Let's turn this condition into science, you are right mental health could be causing this you heard vaida saying doctors diagnosed schizophrenia ndomuchirungu tadzoka kuchivanhu this is it yave kunzi ingozi bless her she might have been so depressed ku South africa with some situations or her husband etc handingazivi hangu .but it's sad
Good
Mukotsanjera mukoma Robert ka one ndivo Mabata Key we've Ngozi
apa achamubatsira akutoziva nyaya yacho dai muchitanga mamupa mubatsiri ozotaura nyaya yake coz mukutoita kt mabatsiri azive nyaya yacho
Chandakaona ndechekuti mhepo inosundirwa kuimba dziri weak. Mhepo iyi yakaona kuti vabereki vakasiyana.
Mhepo inotora advantage. It's sad kuti vabereki vakasiyana but I am happy zvangu kuti they are working together to resolve this issue.
Shame...wasvika pa bus stop murandakadzi
Mushonga wengozi kuripa. Siyana nemaChurch zvinoda sekuru Mukotsanjera izvi. Mazvikokota wengozi.
Zvinorwadza Vaida namama be strong zvinopere
Go back to sender is the best or kudaidzwa nemushonga kudare. Sure this family should be very far in life.
Savadha kupiko mwana achirwara muri ngoko dzevanhu
Mushonga wengozi kuripa chete uyu akafa inoenda pane mumwe kuramba havo hama dzake hapana zvavari kuita apa
Kwanzi dai zvabviswa zvaiswa paneumwe .vadini kuti dai zvagadziriswa zvapera zvachose pane kuti ngozi yoramba iri mumusha ichishungurudza .
Ndabatikana Mwari pindirai
Mai ava vasadero ngavafambe nemwana savadha ndo mutemo wayo havafambe
Baba wemusikana uyu ndimadzibaba vaimbondibatsira vakabatsira Shamwari yangu shem mmm
Ndokushata kwemachurch mwana arikuti pane ngozi mai vakuti ndopinda Savada ndokunamata here kuti handiende kunoenda mwana nababa.
Mwari wekudenga rangarirai Vaidah
Dizziness could be a side effect of the antipsychotics she may be taking. Sleeplessness also. Herein my conundrum, the spiritual things being regulated by medication. Ngozi affecting neurotransmitter balance within the brain. Subject of a PhD thesis
She is a very intelligent lady
Ngaachengete vana vake uko hanzwe tsitsi nevana vake 😢
Haa ndapererwa ko hama dzevaruma dzodarireiko mukoma Robbie mukushandiskwa namwari kudzifambira nyaya dzinotyisa kudai muendesei kwa Tateguru Tasvu ya Simba yakapedzwa ikoko so sorry Vaida zvinoita unopora Vida
Aiawa musaite zvokuti anobatsira aendese kunevamwe but ngozi ngaibharwe ikabviswa pane uwo yoiswa apo hazvipere munhu avenge aipiwa akawana mubatsiri akasimba anoidzosera ipapo kana mawana mubatsiri ngozi ngairipwe ipere mumusha zvinakire mhuri yose
Mukotsanjera Shumba yengozi hero basa
Shame zvinorwadza veduweee and you are beautiful my sisi zvichapera
Wangu ane 4yrs mukoma Robert vanhu ngavanyadziswe
Kana akauraya aripo ngazviende ikoko varipe ha nxa
This is sad
Zvakaoma sure
General Manager
Imi mukafamba hamugoni munotoita kufambirwa nevamwe pamwana wako munangwara amai imi
Tsvaka I sekuru Mutanjere achibvondore anoituma backwards kunomamisa muridzi akaipara nevana vake
Thx mkom Robert
One of the strongest soul.
Shumba yengozi ndimukotsanjera vamwe Vose ratova drama
Mukotsanjera ndokumunda kwake
Mukotsanjera ndizvo
Ngozi iyi ngavaidzosere kuvanhu vakaipara hama dzinorwadzisa veduwe
Nhai mai Vaida zvamunopinda Savada mabuda nei mu 7 years mwana achingorwarwa. Makatovharwa nevakasundira mhepo kuti musasimudza musoro mhepo inyatsotekeshera mumba menyu.
Itai changamu changamu. Ngozi haipedzwe nekunamata. Zvamunenge makura wani. Hindava so.
Apo panoda sekuru Mukotsanjera
Apa anotonakirwa zvake achiseka iye ari mudambudziko hombe rakadai. Shamecsorry hake Dai abatsirwao
This is so sad. Where’s the compassion hama. Zviri nyore kutaira ngozi kune vemhuri vasingagari mumhuri. Zvakaoma
Zvinoita my sister the devil is a liar munhu sure unoita zvokutamba ne lyf yeumwe munhu kuraramisa vana veumwe munhu unherera nokuda kwekupfuma ngozi ngaidzoserwe kune akaipara
Mukoma Robert batai mukotsanjera
Ndidzo nyaya dzasekuru Mukotsanjera ka idzi
Zvakaoma
Vanhu munedambudziko chairo munoti ngavaende kwa Mukotsanjera asi murikuvanzwa vachiti havana mari havana chavainacho Mukotsanjera anoshanda ne Karanganda TV mukoma Robert vane vavanoshanda navo mamwe advice acho haashande mubatsiri anoda mari but unongonzwa zvichinzi ngozi endai kwa Mukotsanjera mari yacho inobhadharwa naani ikoko
Mukotsanjera ano batsira chero usina makwati iwe wega unozo uya nematendo pana builder wavaka batsira akazoenda nematendo akatova tevera vari kwaDuri
Even mahara anobatsira vakapara mhosa ndovanobhadhara achibvondora
Simba aibatsirwa neKaranganda but was handed over kuna Robert to Tasvu. These guys, Robert and BabaTaps moyo yavo iri pakubatsira anotambura not personal glory.
@@Gogovamelusi ya Simba haina kupera ngozi haina kuripiwa
@@chingombedaries That's very, akangoitirwa back to sender chete, that's why the story goes on vachitsvaga Charisi. Issue under discussion here is about Robert vs Baba Taps, and their access to specialist doctors.
Ngozi haibve amai mushonga wengozi kuiripa kna arimupenyu akazviita wacho ngayoiswe paari not kungosundiravo chero hazvishandi amai
She also needs medical attentions first from professionals doctors depression can lead to hallucinations ukainda kumapositori havashaye chekutaura not everything needs spiritual help try medical first zvikaramba then seek spiritual help.
Hupenyu hwakaomq
Tavepo
Ndamuziva musikana uyu aishanda mu pta mu shop yema hairpiece
Dai nyangwe asina kudzidza anongofanira kubatsirwa.
Veduwee zvakaomawo.....mhosva dzatinopara dzinotambudza vanosara ....zvinogwadxa izvi
Iiiiii mombe 40 dzakawandisa veduwee
Ngozi ma1
Misodzii yangu yadzika coz ndaimuziva Ari munhu chaiye anozviitira saloon yake achichengeta vana
Shame ndarwadziwa yoooh
Batai mukotsajere mukoma robert
Yakasairirwa kwauri ngozi iyi ndosaka vasingade kufamba
Izvi zvinoda kudzoserwa kune vakabvisa maparts emunhu vakaita mabusinesses kuti varipe mombe dziri kudiwa,ah chii ichocho kusairira kune mwana akatokura zvekutamburirawo.
But mkoma Robert nyika murikumboibatsira rambai muchirarama vakawanda vawane rubatsiro musatevedzera vaya vanoti hakuna chinonzi ngozi ndivo vanhu vakaromba varikusairira vamwe mumafamilies Saka apa vanenge vakuda kunetesa vanhu rambai makadzvanya mukoma Robert chenesai nyika.
Tasvu straight
Zvakawoma vanhu vanopara mhosva dzavo vosayirira kumunhu asinamhosva muchimbourayireyiko vanhu,endayi munosayirirawo vanhu vanojaira
Endai kwaProphet T Freddy. Kana KwaProphet Miracle Paul
🙄🙄😏😏😏
Prophet Freddy😂😂😂😂 srs srs😅😅😅