You guys why dont u continue nemadrammas sabhuku vharazipi 1 ndiyo yakakusvitsayi kuvanhu. Tanga tadii taendera mbere from where we left tiri kud sabhuku vharazipi 3
You’re not tackling the real problem. Rotten health care system due to poor governance is. Ndizvo zvikuita vanhu vatenge mushonga pasi pemit. Improve health care coverage everyone will have access to affordable quality healthcare system
Vharazipi ibasa chairo kkkkk hanzi paWely unoita zvose kupenda vanhu vatema kuti vaite varungu😂😂😂😂
"Hanzi Welly unematsamba waimbove nurse" 🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkk akazobuda basa
Sabook iduzumai kkk
😂😂😂😂😂 the way vharazipi advertising ummm 😅😅😅😅😅😅😅
😳aaa sabhuku chihembe chemasly queen chisina nyasi icho machiwanepi 😂😂😂
Guvhu riri panze sabhuku😂😂😂😂 ndokudayi mose
Welly anopenda vanhu vatema kusvika matsvuka.. Ichi chakanyanyisa,one of the best VZ Skits.
Majekiseni ese, Welly ngaasadaro
This trio ka kumberi let's gather here support
Pa fair mmm madzisekuru angu vaera Moyo bho zvose asi pazanu ndoo pandakaona kuti makawanza Bute mukasaona Jesus regai ndirambe hangu ndichikunamatirai ndodii murimi vabereki🌽
Ndaku mhanya kwaWely🏃🏃😂😂😂
You guys why dont u continue nemadrammas sabhuku vharazipi 1 ndiyo yakakusvitsayi kuvanhu. Tanga tadii taendera mbere from where we left tiri kud sabhuku vharazipi 3
This is just amazing and exceptional content
Im the first one here🎉❤
😅this trio is awesome
Sabhuku ❤❤❤
Vanhu vaninzi vawally mozikanwa nebasa akaipa zvokwadi
U guys mukutsvakwa na sir wicknell hanzi muuye kotora mari ne Thursday
Nhasi Panokamwa imbwa pano
kkkkk 1s coment
Kupenda vanhu vatema kuita varungu 😂😂😂😂😂😂😂 VZ Chibaba 😂😂😂😂
Ko top yavz boo hre
Congrats 🎉🎉🎉
Sabhuku hembe henyu iyo
Welly uneConnection navanhu vamagonyeti🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ini handibati haa chairman 😂😂
Welly ishasha
Kkkkkkkkk vanoda kupendewa kuita varungu endai kwaWelly 😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂une connection nevanhu vemagonyeti
Ndasimudza maoko 😂😂😂
Muchatityora mbabvu imi 😅😅😅
Sabhuku muri duzuman mhani,kkk,imi nawelly wenyu kujeri chaiko😅
Wakuda shamhu manji. Wakutivharira mikoto yemari akuna mabasa
Kubhabhauka sabhuku kkkkk kusaziva weeee kkkkkkkk
Sabhuku vharazipi media munondigonera
Welly aimbova nurse 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Zita racho ropedza masports
ane mapaper kkkk
Majekiseji ama hip vakadzi mhanyai
Kumashofee Hakuna zvakadaro
Vharazipi
Ndopatasvika senyika
Kkk crop top😂😂😂😂🎉🎉🎉
KwaWelly strait
Haa VZ VZ munhu mukuru uyu
welly anosota ndovimba haasi we263
❤❤
*Chedu kungodunga kkkk* Shona ine diversity umwe mushona haatozive kuti zvinorevei kkkk , nice advert *MCAZ*
Wezhiraaaa
Welly anowana zvose kkkkkkkkk
Ko hembe ya VZ 😂😂😂😂👐👐
Muroyi ari umu ngaabude😅😅😅
❤
Welly anobaya 😂😂😂
Wellllllllllyyyy 😂😂😂
Kkkkkk kwaWelly 😂😂😂😂
Welly ka 😂😂😂
Welly bhooo here 😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂haa vz kaaa mandifendesa
Endai kwaWelly veduwe moita varungu😂😂😂
CONNECTION NEVANHU VEMA GONYET
Chedu kungodunga😂😂😂😂
Sabhuku kuseri
esiki neemahipi
Murikutaranganisa maepisodes enyu
David Mubaiwa huchi😂
Wakunetsana nemambuya emapiritsi nemagonyeti drivers manje kkkk
😂😂😂😂 hanzi kupenda kkkkkk
Kkkk sabhuku mavharwa nemkomana
Mai welly ,welly wonetsa
Asika vharazipi
Vz kumberi
makapenga guys
Ma 10 k arkuuya nachivhayo😂😂😂
Chedu kungodunga kkkkk wezhara wezheve pamashava apooo🎉🎉🎉🎉🎉
Naka dhula dhaka
Comity yenyu yekuroya ka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mandiuraya nhasii kkkkkkkk
where do they film these skits , great content
They film them in Masvingo...
@@jahmunetsi2997 ohh that's nice thanks
Kkkkkk
Kkkkkk😅
😂😂😂🎉🎉😅😅
Kkkkkkkkk
😂😂😂😂😂
Dress ramai John
😂😂😂😂😂😂😂
😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Driver interconnection
Ko mapiritsi unotora pasi pedombo kkkkk
😂😂😂😂Welly unezvose
VZ vakapfeka croptop😂😂😂😂😂😂
Ghuvu Out
Chedu kungodunga kkkk
Chedu kungodunga kkkkk 😂
You’re not tackling the real problem. Rotten health care system due to poor governance is. Ndizvo zvikuita vanhu vatenge mushonga pasi pemit. Improve health care coverage everyone will have access to affordable quality healthcare system
ma pharmacy akazara medication wani
@@resurrectionandfireinterna8808 mota dzogona kuzara mu car sale but vanhu vachifamba netsoka it’s not about availability only access also
😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣