Guys team mberikwazvo inenge isingarambidzani kuti someone aite rehearsal ne guitar reumwe it clearly shows he has know how of playing all guitars well,,, team yese manyama .... *Combo of superstars*
@@moreplanmagazi3770chaive chibaba futi ,,,, team mberikwazvo I cream zvayo handide kunyepa ,,,, dance (Franco/majucy guitars vese drums unozodei kana kasamba that motivation pa live chirungu futi it's a combo
😂chibaba Che lead guitar Zim yese ichiiii. Dembo airidza one Tambo Nowero anoridza 4 Tambo. Mberikwazvo inezvunhu zvayo siyanai kukwikwidzanisa vakafa nevapenyu, vakafa nezvipo zvavo, Ava vapenyu nezvavovo vuye hazvina mwakwikwi izvi jealous down I love this Nyazanda guy anotsemura lead zvekuti dhuuu combination yake naMacheso is out of this world and vanozombochinjana pachavo magitare Nyazanda otora bass Cheso otora lead that is kugona abiyangu
Thats wonderfull brother Noel Nyazanda you are a star i salute you i am your brother from Randburg Johanesburg nice covers you send on yutube without discord thats professional.🙏🙏🙏
Yes we have talent, you guys should consider organising some get together projects with Aleck Macheso , am quite sure value realisation will be imminent.
Noel Nyazanda Donald Gogo Tito Tekenye Lokilo Finyo Awa ndiwo malead master ninja in Zim so far varume vane basa ava ndisingakanwe chimudhara Zaka Zaka
SUBSCRIBE,LIKE, COMMENT AND SHARE FOR MORE VIDEOS 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Ndiwe waifanirwa kunzi Macheso wacho because nziyo dzacho dzese ndiweka
The man is really a guitarist he trained it's so amazing to find someone using his talent like him. I wish I could meet him.
Guys I watch this man almost everyday 😂😂😂😂😂😂haiwa he's a star ⭐✨
Ba Winnie sekuru waRachie sando dzenyu 🎉
Noel is the star
Waya dzaZuro ndizuro musadzisaiza
Taura hako haazi majox ayo dzakabatwa zvekutodaro
One of the best ever lead guitarist here in the world wakaipa Mdhara keep on pressing
The Best
Baba Winnie Sekuru vaRachie 🔥🔥
Haa Noel pana Kudzwai makapedza Mukoma👏🏾👏🏾👏🏾
Kudzwai yakabatwa lead zvekumberi chaiko
He is even humble n quiet
Munyika munezvipo hamawe. Ende futi, hauzomboda.
Waya dzenyu dzinochemedza emotionally 😢 ❤❤❤Godbless you Mkoma Noel
haaaa iyi ishasha jealousy down
Ndochibaba chelead muzim apana anomukunda noel
Guys team mberikwazvo inenge isingarambidzani kuti someone aite rehearsal ne guitar reumwe it clearly shows he has know how of playing all guitars well,,, team yese manyama .... *Combo of superstars*
Anogona uyooo
The best sungura lead guitarist in whole world. Murichibaba bro Noel.
do you have a passport??
Best lead guitarist ever since sungura was born...🙌🙌🙌 mkoma nowero munopisa...munobata chinhu ichi...hndiskuda kupikiswa
Muzoteerera Tito Loliko Vinyu
These guys were the best, him and zaka zaka
Plus innocentee mujinduu
Haaaaa mugede ndiye aiva simbi apo na Nowel
Wht about Lucky Mumiriki
@@moreplanmagazi3770chaive chibaba futi ,,,, team mberikwazvo I cream zvayo handide kunyepa ,,,, dance (Franco/majucy guitars vese drums unozodei kana kasamba that motivation pa live chirungu futi it's a combo
Best lead guitarist 🎸 Noel Nyazanda
Noero Mutsa Iwe Tifambee Nayo haaa Noel Chibaba Mazogara ...thus A real Gift....
The best lead guitarist so far
😂chibaba Che lead guitar Zim yese ichiiii. Dembo airidza one Tambo Nowero anoridza 4 Tambo. Mberikwazvo inezvunhu zvayo siyanai kukwikwidzanisa vakafa nevapenyu, vakafa nezvipo zvavo, Ava vapenyu nezvavovo vuye hazvina mwakwikwi izvi jealous down I love this Nyazanda guy anotsemura lead zvekuti dhuuu combination yake naMacheso is out of this world and vanozombochinjana pachavo magitare Nyazanda otora bass Cheso otora lead that is kugona abiyangu
Aita mutete pana Leonard Dembo. Nyazanda is very good but Leonard ndokwaiperera waya
Zviripachena kudaro sekushure kwembudzi❤❤❤❤
NOEL NYAZANDA mudara anogona Moscow ku Zambia
The calmness he has on his guitar😉He knows his things
Noel hatitaure nezvako coz zviri muropa(mutsinga) takutodawo uridze nehuma magaro or musana coz ndoziva fair fair urichibaba ndatenda hangu from Sandton 🇿🇦
G.O.A.T
Sofa apana anodarika Nodza pazim apo chibbbbaaa ichooo anoteverwa na Donal.Gogo
Thus awesome I love yr vibes Nyazanda
Nyazanda ndiye chete, naNyazanda tinosvika
Chibaba 🔥🔥🔥🔥🔥
Very stylish lead guitarist
GOAT🔥🔥🔥🔥🔥
Well defined strings crystal clear
Magitare aya anotapira shame😫😫😫
Hapana hunyazvi hunodarika apa. Mabatiro amunoita waya idzi VaMumiriki andikangaidza brain. This is unique.
Uyu ndi Nowero uyu
The best......sekuru vaRashie
Nowero mutsa iwe tifambe nayo kete
U are the best my bro!
ny best guitarist ever
Saka macheso mbiri yake iri papi Noel and innocent variwo vaita zvogara zvakadaro
He's the best but don't forget real men the of them all but he's now late. I'm talking about Dembo.
😮😮😮😮😮
Monalisa wandibudisa misodzi Nowero
CREATIVITY NOEL CHIBABA WANGU. WE JUST RESPECT THE DEAD CHETE APA
The best lead guitarist of all time is Jonah Moyo hands down. But Nyazanda anomira mira hake
Mmmm uyu is talented
Ayewa waya munokwdza father
Thats wonderfull brother Noel Nyazanda you are a star i salute you i am your brother from Randburg Johanesburg nice covers you send on yutube without discord thats professional.🙏🙏🙏
The finest of the finest such talent must be celebrated ..Nowerooooo!
This guy is deadly 🔥
noweroo
Noel nyazanda mujintu and zakazaka were the best
On point, very sharp and eloquently crystal clear
Haaaa...Yaaasss
Wow what a legend 👏 thanks mukoma .
Fantastic!!!
Best lead guitarist since Zim was born
Uzoteerera Tito Loliko Vinyu
Hakwane naDonald Gogo uyu
@@davidgondo3341 Donny ndiani
1 dembo 2 chibadura 3 johna Moyo 4 Donald gogo
Number one in zim
Nowero mutsaa iwee tifambe nayo kete...on my way to banket
NOELO NOUELO WIRE WIRE MMMMMM MUZINDA WESUNGURA PAKAIPA
This is my favorite ku band ramacheso
Nowero mutsa iwe tifambe nayo.....haaa zvazvinhu....kugonesa chaiko
God bless this guy
He leads others to follow in zim he's the best
True it's him and Macheso everyone follow them sungura style is now set by this two set by these icons
His guitar is so nice and clean
Ndokudhura baba.. chigwagwagwagwaa 303
The finest ❤
Nyazanda his the best since ever
Noel Nyazanda moto uyo🎉🎉🎉🎉
Aiwa waya dzinoshandirwa apa...
Yes we have talent, you guys should consider organising some get together projects with Aleck Macheso , am quite sure value realisation will be imminent.
You are an expert nowero....i salute
Nowerooo mutsaiwe tifambe nayoooo
ZVAKATSETSEKA IZVI, SALUTE..!
Munoita kubika ma Gita baba
Idzi ishasha dzeshasha vanhu vakuru vanoridza nevanhu vakuru
Pure Talent
🇿🇦 Approved
Sekuru vaRachie🔥🔥
Well done Nowero
God given talent
Noel Nyazanda
Donald Gogo
Tito Tekenye Lokilo Finyo
Awa ndiwo malead master ninja in Zim so far varume vane basa ava ndisingakanwe chimudhara Zaka Zaka
Progress Chipfumo,Josphat Somanje ava varipo palist maiziva here gen'a
The Late Tongai.....??
Nowero mutsa, this guy is a legend
Ndiye starter pa engine yechitima
Gitare repaKudzwai harikundike
Always the best
Fambaaaaaa Noel. I salute this man
mmmh waya iyo haisi fine aiwa kunanganisa sezvaviri
Ko dzechirungu idzo munodzigona here baba
Sekuru vaRashy
Noel is the best
Best lead guaterist
Baba Winnie
the best lead guitar is noel musandipikise🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯
Mutsvage CZcams channel yaTito Loliko weChishona
@@munyaradzinyamondo7205 wekwaFranco. Anogona asi level raNoel hmm.
Tiye nayo mudara wangu!
Amazing!
Ichi chibaba the man is talented
6:05 the best for me
Noel best lead guitarist hero 🎸🎸🎸
muri muhombe😢
Nowerooooo lead master
Nowerooo chibaba
Dzopisa idzi
🔥🔥🔥🔥
chimfanha chepa bhangeti (Banket) kwa hore kkkkkk isutobawo kubanket kwakareko
MASHASHA E LEAD NOWERO
Shumba yelead anenharo ngaati pwee
anopisa mukomana uyu🔥🔥💯
VERY TALENTED MYBROTHER KEEP IT UP
He is the best
Wemakooooonzo