Murume anotaura ne Nyuchi uye kuisa mubhurugwa

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 13. 06. 2024
  • #karanganda
  • Zábava

Komentáře • 385

  • @Cay123.
    @Cay123. Před 17 dny +64

    Nhym l am addicted to Mukotsanjera kungoona notification yeKaranganda ndototi chibaba chauya 😅😅

  • @johnmutambanuki2082
    @johnmutambanuki2082 Před 15 dny +16

    Zimbabwe inonakidzaKutonga nyika kusvika vanhu vakutaura nenyuchi 😂😂😂😂😂😂

  • @tendaikoofa8497
    @tendaikoofa8497 Před 15 dny +3

    I like the energy yaukuisa pazvinhu zvako mwana wamai. Karira zvaunoita kune pundutso, mwari waropafadze mabasa emaoko edu.

  • @runyanyamaka6689
    @runyanyamaka6689 Před 17 dny +7

    Thank you karanganda ndiyo dstv yangu .

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 Před 17 dny +10

    Kushaiwa mabasa mu Zimbabwe ndokwakonzeresa kuti vanhu vaite chisakaonekwa munhu unoswera uchi trainer kutaura ne nyuchi nemarumiro adzinoita Mwari tibatsirei

    • @user-uk6rp6uc9c
      @user-uk6rp6uc9c Před 14 dny

      Masaramusi ayo zvichapanduka hazvo kwedu kune ayitaura nenyoka neshiri zvakazoti zvosanduka heheheeeeeda

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa Před 12 dny

      😂😂😂😂😂😂

    • @francismugandiwa9046
      @francismugandiwa9046 Před 12 dny

      Kkkkkk ngaataure pasina moto awone

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 Před 17 dny +9

    Only certain ppl have such skills. Zvimwe ndezvekuromba. K Kaunda had these abilities 😅. We miss Sekuru MK. Tavajaira as daily dose

  • @morelifenyamande828
    @morelifenyamande828 Před 17 dny +5

    Pa safety yevana big up chibaba

  • @francismugandiwa9046
    @francismugandiwa9046 Před 12 dny +3

    Kkkkk ngaataure nadzo pasina moto awone kuti adzitaure naye here.

  • @tafadzwanyahuku5625
    @tafadzwanyahuku5625 Před 17 dny +4

    Zimbabwe got talent

  • @AlmandyassamoMuhlanga-lh4uy

    Natural beehive expert, ancient knowledge,... Would love kugara nemi pasi mkoma

  • @tavengwaeddison8607
    @tavengwaeddison8607 Před 17 dny +10

    Kkkkkk chibaba chinogona basa asi kuzowedzerera kkkkk

  • @elizabethaaron1120
    @elizabethaaron1120 Před 14 dny +1

    Cameraman never dies 😅

  • @kimberleynyasha
    @kimberleynyasha Před 17 dny +1

    Muzimbabwe mune mashiripiti ndati 🤔iiii😅 thank (youTV KARANGANDA) with such types of mystery

  • @user-es7lb4ku6p
    @user-es7lb4ku6p Před 17 dny +3

    😂😂😂😂Arumwa ruoko munhu uyo kkk ange achibvisa chimborera pachigunwe chikuru kkkkk ndamuona 😅😅

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Před 17 dny +3

    First

  • @mariakatsande2403
    @mariakatsande2403 Před 17 dny +5

    Unenge uchiti nhasi ndatanga kusvika wanike eee pazara😅😅

  • @pickmoremukombe8752
    @pickmoremukombe8752 Před 17 dny +2

    Great job

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika Před 17 dny +4

    Pane munhu wandoda kurumisa baba Tapas ndingadziwanawo sei nyuchi naboss vadzo 😂

  • @Dadirainyambo
    @Dadirainyambo Před 17 dny +2

    😮 zvakaoma ko nyuchi hadzigare muti here

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t Před 17 dny +28

    Ngaaende nadzo kuState house dzirimubrugwa ka unodzitinhira asvika 😂😂😂

  • @Tyron5maxaxa
    @Tyron5maxaxa Před 8 dny +1

    Ndiye Manyuchii wacho here 😂😂😂😂😂

  • @beegee118
    @beegee118 Před 17 dny +9

    😢chibaba chenyuchi

  • @tatiratsawa7981
    @tatiratsawa7981 Před 17 dny +10

    Saka Chigodora zvakazovharana here

  • @rosinapamhirwa2182
    @rosinapamhirwa2182 Před 17 dny +8

    Ini ndauya pano KO yekwaMuranganwa zvadii ndanzwa nekukwira nekudzika mumastreets karanganda matikanganwa

  • @easternkimba2753
    @easternkimba2753 Před 17 dny +19

    The bees, are obviously drunk from the smoke 😂😂😂

  • @user-rx6rr6fu2k
    @user-rx6rr6fu2k Před 17 dny +2

    😂😂😂😂😂iiiiii vanhu venyu vaya vatanga vakutaura nenyuchi😂😂

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 Před 11 dny +1

    😂😂😂😂😂Zimbabwe kuseri nyuchi dzakutaurwa nadzo

  • @aniphabandera6792
    @aniphabandera6792 Před 17 dny +2

    Zvine mari mukati here😂😂😂😂😂😂

  • @Mrewa4
    @Mrewa4 Před 17 dny +8

    Haisi mishonga here iyi mhaka kwedu kwaMurewa aripo aimora chero dzegonera asina moto asi aimora ari ega asina kupfeka masikati machena

    • @user-xf1ol2sf4f
      @user-xf1ol2sf4f Před 17 dny +1

      Zvimwe ndezvimushonga

    • @Margaret404
      @Margaret404 Před 17 dny +1

      Achiripo here kkkkk

    • @rejoycezinyama7963
      @rejoycezinyama7963 Před 17 dny +1

      Ummmmm uyo wekumora nyuchi dzegonera masikati machena.Ndamutyawo because nyuchi dzegonera hadziburiki zvekumhanya. 😮😮😮😮😮😮😮😮😮

    • @edinahchatunga5671
      @edinahchatunga5671 Před 17 dny

      Potse potse ndiye akadziunza ipapo kuti mumuwone mugomupa basa ndedzake nyuchi idzo

    • @Mrewa4
      @Mrewa4 Před 17 dny

      @@rejoycezinyama7963 itsotso hama yangu vanhu vakaromba

  • @proudshamu01
    @proudshamu01 Před 16 dny +2

    Kablaz katsosti ako 😂

  • @user-ox7eu7xi7m
    @user-ox7eu7xi7m Před 17 dny

    Haa wakashinga wangu,😂mumwe akaridzwa ndidzo akapedza svondo rese asingaoni

  • @TakudzwaMutendahama-zv5st

    Haaa ndazviona kuti pamhandambiri ne tank irooo😊

  • @user-is3ss7he7m
    @user-is3ss7he7m Před 17 dny +6

    Anenhamo akawanikwa naye murume akadai 😂😂😂ndochii ichocho 😂😂😂

    • @mutsaipmuguta5954
      @mutsaipmuguta5954 Před 16 dny

      😂😂😂😂wandisekesa

    • @rudzichief6207
      @rudzichief6207 Před 15 dny

      Unoti unoita mahara here appreciate Ather pipos business

    • @rudzichief6207
      @rudzichief6207 Před 15 dny

      Appreciate other pipos business,chipo chake ichocho zvekuroorwa zvabvepi

  • @user-fn3cp9hu5v
    @user-fn3cp9hu5v Před 17 dny +7

    Ukazviziva kana uchi hwacho haudyi

  • @LovelyLiger-ul8dg
    @LovelyLiger-ul8dg Před 12 dny

    Kkkkkkkkkkk team zim ka 😂rinozvo sasa ma 1 if learn about bees why smoke kkkkkk 😅😅😅😅😅😅😅😅 good job pachikoro

  • @mimsharkangel1826
    @mimsharkangel1826 Před 17 dny

    This is true kuno kuSouth Africa there's a trend yevanhu vari kuromba nenyuchi. The more yadzinowanda nemariwo futi

  • @Mamiemuzah
    @Mamiemuzah Před 7 dny

    😂😂hakana munhu uyu kutorumwaka arutorumwa 😅😅😅

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 Před 17 dny +3

    After 30 years anenge akuti ndakarombera kubata nyuchi

  • @user-se5md3bg4l
    @user-se5md3bg4l Před 12 dny

    Kkkkkk hanzi huyai mundimhare apa hadzina kumumhara ummm tirikuitiswa nyuchi dzadhakiswa ne hutsi

  • @gracengundu
    @gracengundu Před 16 dny +1

    Nyuchi dzacho adzitumiruke kunenge aba here .Taneta nokubirwa

  • @KudaMututu
    @KudaMututu Před 2 dny

    Idzi dzotaurisa wo idzi, dzopedzesera dzakunyepa futi.
    He knows what to do hake

  • @justicerusere8244
    @justicerusere8244 Před 17 dny +2

    Vamwe vakuromba kuti vaite mari iwe wakurombera kuti uyise nyuchi mubrungwa chaii 😂😂😂

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před 17 dny +3

    Mwaiepo ere

  • @jescatandiri9485
    @jescatandiri9485 Před 11 dny

    Nyuchi dzinoruma wangu usatambe nenyuchi mishonga iyo vanhu voromba zvakasiyana siyana.

  • @Mamiemuzah
    @Mamiemuzah Před 7 dny

    Wari kukwenyei😂mukirumwa imi

  • @evansdzinzi3152
    @evansdzinzi3152 Před 17 dny +1

    Moto ndewei kana achitaura nadzo... Dai akadziisa mubhrugwa dzikamuruma bhatiri. Mxm

  • @Kudzymutema
    @Kudzymutema Před 14 dny

    Ndiye Manyuchi wacho here😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @sandranyakuseka1286
    @sandranyakuseka1286 Před 16 dny

    Ehe nyuchi tazviona vanodzigona asi blaz ava vanenge vanoshusha aah😂😂

  • @LuckyMuchandibaya
    @LuckyMuchandibaya Před 16 dny

    Bhoo here apo mushonga chaiwo

  • @MarianMuzivei-dl5lt
    @MarianMuzivei-dl5lt Před 17 dny +2

    Saka zvikumupa chii apa nhai ndibatsireiwo

  • @mariakatsande2403
    @mariakatsande2403 Před 17 dny +2

    🥺🥺🥺🥺zvikuitika muno muzimbabwe hre nhai baba taps

  • @von2675
    @von2675 Před 17 dny

    Vanhu kushaya mabasa here kuri kuti wadai

  • @TrustChirimerime-mt7cw
    @TrustChirimerime-mt7cw Před 17 dny +2

    Makafa zvicjanetsa vana izvi ndokudii ikoko

  • @plasmaledlcdtvrepairs492
    @plasmaledlcdtvrepairs492 Před 17 dny +1

    Dai ukamborumwa jende pride yaunayo ipere.

  • @stellamunyuki3356
    @stellamunyuki3356 Před 16 dny +1

    😂😂😂😂😂 hanzi dzimwe dzayenda kunochera mvura dzimwe dzayenda kunotsvaka maruva

    • @user-te6ek4tj7v
      @user-te6ek4tj7v Před 9 dny

      Zvanzi dzekumvura dzinehasha bcz inobva kure😂😂

  • @gee4690
    @gee4690 Před 13 dny

    Kkkkk kababa aka kanonyepa 😅zvambonzi mdodziisa pamiri tsvee ndodziisa musoro tsveee andichaite zvandandichida kuita 😂😂😂😂

  • @MalvernMlambo
    @MalvernMlambo Před 12 dny

    Kkkkk hapana munhu anotaura ne nyuchi.

  • @JairoTowers-op4ug
    @JairoTowers-op4ug Před 13 dny

    Huya kuno tikuendese kuAmerica Has Got Talent tiite mari.

  • @Vulaneedmomugadui.Mugadui

    Anonhepa murume uyo ngaahuye kuno mz dzimurume zvekuti😂😂😂😂

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo Před 16 dny

    Kkkkkkkk heyaa makadzibata kty Dzviiiii asi one day iz one day 😂😂😂😂zvekwaMutre tingazvigona hree veduwee elooooooo ziii zvnku

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 Před 17 dny

    team inotamba nenyuchi iyi ndoinoita zvemubobobo/gondwa, divisi, zvitsinga, nekubata bata…haungo bati nyuchi

  • @Teeone07
    @Teeone07 Před 17 dny

    Aaah iwe takakura tichibura nyuchi idzi apa ukuwanza nyaya hanti ukuda kuti dzidhakwe ne smoke

  • @Bigboy_Bling
    @Bigboy_Bling Před 17 dny

    Hanzi dzimwe dzanga dzatumwa kwa Odzi nyuchi dzinoruma guys😂😂😂😂😂😂 munhu aidyiwa ko kuzoti pihwa hat Danny 😂😂😂😂

  • @user-lx6pd5yb7m
    @user-lx6pd5yb7m Před 12 dny

    Vane zvavanozora ava vane mushonga kune mumwe murume kumusha kwedu anotizwa nenyoka akapinda musango anenge atobva ageza nemushonga kare musatambe nenyuchi imi

  • @itaimeya5132
    @itaimeya5132 Před 11 dny

    Wangu tinoburawo nyuchi but zvako unenge wakaromba

  • @thelawraven2716
    @thelawraven2716 Před 17 dny

    saka souja love chibaba chenyuchi angaakambosangana nacho ka

  • @user-bc5cy6wj4x
    @user-bc5cy6wj4x Před 17 dny +1

    Chokwadi ibasa riri nyore iro hapana kuromba apo zvinongoda kushinga

  • @christophelgapara2641
    @christophelgapara2641 Před 12 dny

    Mbinjiri. Ndoo zvinozotambudza vana nedzimwe hama in future izvo.

  • @WaMambo15
    @WaMambo15 Před 17 dny

    If you go abroad I'm sure you'll be paid handsomely😊

  • @moseskapfudzaruwa6194
    @moseskapfudzaruwa6194 Před 14 dny

    Secret iri pakumover nyuchi you have to capture ziBaba first

  • @Will94150
    @Will94150 Před 15 dny

    Dzadhakisa nyuchi dzotanga kutinyepera 😀😀😀😀

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Před 17 dny +1

    Kana usina kuromba aiwa ndinotenda une chipo chako

  • @user-jd2fm9dm1o
    @user-jd2fm9dm1o Před dnem

    Hamuna kurongeka ,wambomirira badza manje plastic saka edza kurongeka moto wambotora nguva edza kutongeka

  • @user-yj4ki6zp3g
    @user-yj4ki6zp3g Před 6 dny

    Chibaba baba chenyuchi😂😂

  • @Dzaruu8877
    @Dzaruu8877 Před 17 dny

    Kubvisa ne chengeta munoita same course here

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Před 17 dny +2

    Ndizvo zvinozosara zveinesa vana izvi kunge vamwe vekurombera makasa

    • @EnniahMasaya
      @EnniahMasaya Před 17 dny +1

      Chokwadi kurombera zvini zvisina Basa kupinza mhepo mumusha nezvinhu zvakadai

    • @memorymagadzire8505
      @memorymagadzire8505 Před 17 dny +1

      True henyu...pane yandakaona yababa vakarombera kutengerwa doro kubhawa imagine apa zvakunetsa vana

  • @user-yi6mp9ik5c
    @user-yi6mp9ik5c Před 14 dny

    Kamudhara ako kari kurumwa 😅😅😅

  • @user-rx6rr6fu2k
    @user-rx6rr6fu2k Před 17 dny +1

    😂😂😂😂😂 eeeh

  • @phineasmasori3540
    @phineasmasori3540 Před 17 dny +3

    Mabura nyuchi wasvika

  • @Bigboy_Bling
    @Bigboy_Bling Před 17 dny

    Tiri kuda part 2 handina kugutsikana munhu airumwa chimbono muonai after 2 days kuti ariseyi😂😂😂😂

  • @GetrudeMaredza
    @GetrudeMaredza Před 17 dny +1

    Haaaaa❤😂😂😂

  • @user-lx6pd5yb7m
    @user-lx6pd5yb7m Před 12 dny

    Kuziva aneruxivo but anowedzeredza nemusjonga

  • @tinotendatapudza7706
    @tinotendatapudza7706 Před 14 dny

    ... Haa musatijairira imi kkkkk, Karanganda tora Mari dzemahara iwe kkkkk,

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 Před 11 dny

    Akaromba nenyuchi dzegonera😅

  • @andrewww9210
    @andrewww9210 Před 6 dny

    Yoooo

  • @user-rx6rr6fu2k
    @user-rx6rr6fu2k Před 17 dny +2

    Ndomagona anozosara onetsa vanhu

  • @user-mm3wo9kg1t
    @user-mm3wo9kg1t Před 15 dny

    Nyuchi dzouya kne moto dzotsva mnodii kudzima moisa utsi chtmugomba

  • @nyashakaranda573
    @nyashakaranda573 Před 17 dny +3

    Ah kuromba uku

  • @BismarckDhlakama
    @BismarckDhlakama Před 17 dny +3

    Ndaapano

  • @user-mm3wo9kg1t
    @user-mm3wo9kg1t Před 15 dny

    Moto uyoukupisa nyuchi ne frame yawo

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Před 16 dny

    Obvious ukaisa hutsi nyuchichi dzinodhakwa handiti ndiwo mutorerwo unoitwa huchi hre? Handione kupenga kwake uyu.

  • @user-bd7od7tx1d
    @user-bd7od7tx1d Před 6 dny

    Yes uyu anogona ini ndinadzo pano

  • @walternyika4555
    @walternyika4555 Před 17 dny

    Chingoitai makaromba baba kudzidzei chacho ipapa

  • @wondermushohwe3610
    @wondermushohwe3610 Před 15 dny

    Khule ummmm.

  • @MiltonMaposa
    @MiltonMaposa Před 17 dny +3

    Tave pano karanganda

  • @tatendachidemo1908
    @tatendachidemo1908 Před 17 dny +2

    Kuita army yenyuchi dzine ma battalions nemaUnits nema ranks 😂😂😂😂😂 intruction ...Dornattack 😅😅😅😅😅😅😅

  • @user-ij9zm4jm8b
    @user-ij9zm4jm8b Před 17 dny

    Ah zvimwe zvacho kah unosiya murume akadai even asina kukutadzira ndochii chakadaro kutaura nenyuchi vamwe vari kurombera kuita mari umwe orombera kutaura nenyuchi

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Před 16 dny

    BaTaps ngatimbomira zvenyuchi izvi, tipei muchinda weGorongoza AKAMukotsanjera😂😂😂

  • @user-ux8nl7wb4r
    @user-ux8nl7wb4r Před 17 dny +1

    Pakaipa

  • @user-xf1ol2sf4f
    @user-xf1ol2sf4f Před 17 dny +1

    Iyi ishasha yenyuchi