Nice tune. But context yema lyrics not making sense to my faith. Kuti tinomira na Mwari kana takunda hondo.. Ko tikatadza kukunda kureva kuti machances ekumira na Mwari anenge ava slim.. Daniel arimugomba anongoti Mwari kundirwarira kana kusandirwira handikusiyei...
Amen amen hama
Kana ukanzwa kuimbwa kwakadai unoti Mwari huyai munditore henyu
Ngaakudzwe mambo werugare kana vanhu vachirikuwana nguva yakanaka kudi
Amen and amen
Matenga ngaakudzwe nokuimba mumwiya.
Amen ishe wangu
Amen Amen ndinonzwa kukomborerwa vatendi vashe
Ndinonzwa kukomborerwa zvikuru nekuimba uku endererai mberi nekunamata. Idi tine hondo dzinorwa nesu vanhu.Ndinobva ndashuwira kugara mugomo ndichinamata hangu. Amen Amen.
BABA ROKI AMEN BABA MUTAMBASHORA PFUURIRAI MBERI
Amen amen rambai muchipfuurira mberi
Amen areruya jesu
Amen Tenzi wangu
Samuel Roki the best voice since primary school. Thanks Tezvara and your team. More songs please
great Song, Amazing Roki
Amen.To God be the Glory.
Amen areruyaa jerusarema rashe
Amen amen
Amen and amen kune hondo
Gud song
Ngaifambe postori yababa
Amen
Amen 🙏
amen
Komborerwai nashe
Chikoro chekudenga
Kune hondo
Nice tune. But context yema lyrics not making sense to my faith. Kuti tinomira na Mwari kana takunda hondo.. Ko tikatadza kukunda kureva kuti machances ekumira na Mwari anenge ava slim.. Daniel arimugomba anongoti Mwari kundirwarira kana kusandirwira handikusiyei...
hondo iri kurehwa ihondo naSatan Chikara.Tikuti isusu chikara chotirwisa tive vana vacho tichiita mabasa erima asi kune uyo uchakunda pamukurwisana naSatan akarambira mukururama ndiye achanomira naMwari kuupenyu usingaperi.
Amen
Amen
Amen