guys you are doing excellent work but ndakumbokupai constructive criticism....Dan kana arikuita role yamufundisi ngaatryer kudresser the part , Sarah is dressed like mai mufundisi it would be great mfundisi vakadarowo not saying kuti vapfeke suit but maybe kwete ripped jeans, maonerewo anguwo but keep it up
I agree with you 💯 and also Pastor should not neglect lost souls , remember the prodigal sin from the Bible the Father took him inn with open arms To sum up keep up the good work guys ❤❤❤❤❤
Did i hear coming saying mwari kurcei so all along ndainamata nhema kaini yuwiii this tym around I'll say mface wangue God zvrkufaya here ikoko kudenga
Mbuya Piyasoni😂😂fan of her like this please ❤
She’s nxa😍
Comic fans will like❤
Kamukotamire kanoita Comic vachimhoresa vanhu ungaty vakumhanyiswa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Vanenge vakatsomwa
Ndaseka!😂
Wakaona greeting iyi ibva waziya kt ma1 atanga😂😂😂Comic
Kkkk
Mwari kurisei makazongoona mukomana ati ziii ziii 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Comic elder mukasabudisa video ndoswera ndisina kuseka
Hanz chigayo ndochakazosangana nemvura ndobva chaknocker
Comic unodadisa une chipo ngazviende mberi
Tinoda mbuya vaPipi vema gogorosi nedhuku kkkkk
Iyi inoda episode 2 comic mozoita futi mari mobuda futi Church
😂😂😂😂😂
guys you are doing excellent work but ndakumbokupai constructive criticism....Dan kana arikuita role yamufundisi ngaatryer kudresser the part , Sarah is dressed like mai mufundisi it would be great mfundisi vakadarowo not saying kuti vapfeke suit but maybe kwete ripped jeans, maonerewo anguwo but keep it up
I agree with you 💯 and also Pastor should not neglect lost souls , remember the prodigal sin from the Bible the Father took him inn with open arms
To sum up keep up the good work guys ❤❤❤❤❤
@@TinasheSaborawell said
We like before watching because we know you'll never disappoint
Mbuya piyasoni it's totally a different character with her own character shem
Ndakanonoka kutoona kuti ndivo zvee
❤❤❤❤rambai makadai mamatisiya baba makunyanya kuTik tok
To us who laugh😂😂before watch
Kkkkkkk🎉😂 APA ndaseka ndisati ndaona KO kana ruri rufu
Kkkkkk hanzi makukosora kunge munhu ane zen'e 😅😅😅
Wanzwa kupedziswa kwacho here hanzi makukosora kunge mune zen'e pachipfuwa...zvikanzi ummmm hazvisikuita hazvisikuita 😅😅😅
Jerald mukomde😂😂😂
Jeri 🐐
Jerald mukonde 😅😅😅😅 pama zita nema surname comic elder vatori srs 🙌🙌🙌🙌🙌🙌
That intro sound is Comic Elder trademark. Kungonzwa ikako ndotoziva kuti Lee auya
Kkkkk hanzi Mwari kuri sei
Nhumbu yanga isitombori yangu😂😂😂
Kkkkk maipesana na Mwari here mukoma Jerald Mukonde
Haaa guys hanz kukosora kunge munhu ane mazen'e pahuro...akomana kah mbuya aPiyasoni musadaro 😅😅😂😂😂
Makazongoona munhu kt zii zii😂😂😂😂
Aaa mwari seisei Manga maona mkomana kuti ziizii .....kkkkk boys kaaaa
😂😂😂😂😂 mwari murcy ayizveeeee
Flue yema sure sure😂
Elder🔥 huh munorema😅😅😅
😂😂😂😂 ziso nekukosora uko mukoma Jerry kuna mwari here hahaha munogona guys, maruva enyu 💐💐💐💐
Kkkkkkk leee mamhoresere ako boe hre sya
Zvimwe zvose Boe guys but pastor vaifanirwa kuita munamata pamwe nekudzidzisa kuitira kuti nyika izivewo kuregerera idzidzewo kubva kwamuri zvose Boe zvokuti
Haa comic trouse redu ma1 kani 💥💥💥
Mwari kurisei , makazongoona mukomana ati zii zii 😂😂😂
Makangozoona mukomana ati ziiii
You nailed it guys
😂😂😂😂😂munamato manje Mwari kurisei
Haaa lee hatina zera naye
Did i hear coming saying mwari kurcei so all along ndainamata nhema kaini yuwiii this tym around I'll say mface wangue God zvrkufaya here ikoko kudenga
Kkkkkk ths was my toughest video to shoot kkkkk nekuseka
Kkkkk I realized
😂😂😂
Kkkkkkk😂😂😂😂
Kkkkk yh kwai kuri sei
😂😂😂😂 eeeh Mwari kurisei
Comic my favorite ♥ ❤ ❤
kukosora kunge munhu ane zenge pachipfuva 😂😂😂🙌🙌
Mamhoreseroo Ayo ndeeSocial distance here 😂😂😂😂
Bhuya piya looking good
Mbuya vapiyasoni manzwa munamato here kkkk
Mbuya VaPiyasoni vauya neimwe mood 😂😂😂😂😂
First one kunakirwa
😂😂hanzi ndikutonyarawo 😂😂
Prayer iyo kkkkkkkk hanzi taingopesana
😂😂😂😂😂 mbuya vapiyasoni haaa panebasa
Hanzi ndikunyara
Chikosoro veduweee hanzi chando
My comic relief duo 😂
Munondikonera 🙌🏿
Hanzi vaita kamudzonga😂😂😂😂
Hanzi Mwari kurisey mazongoona ndati ziiii
Weldone guys bt improve pa sound
Ngrrrrrrrrrrrrrrrr ☎️ Hello Mwari
😂😂😂😂😂 hanzi mwari kurisei ,,,makazongoona ndati Zii ziii
😂😂😂😂 mukoma Gerald Mukonde
Kkkkkkkkkkkk zviricy mwari
Mbuya vaPiyasoni cleans up nice
Munamato uyoooooo😢😢😢😢😢🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂 Mwari kurisei killed me pa spot😂😂😂😂😂
Haaa wangu unondigonera shaaa
Lee iprayer here iyo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 hanzi
Mwari kurisei
Kkkkkkk mwari zvirise kkkkk
Greetings bho here comic elder
😂😂😂😂😂 Lee haaa unopedxa kakukosora kemasure,, ❤❤❤
😂😂😂kurisei ndanga ndriko kupesana
Kkkkkkkk mwari kurisei
Comic usadaro,wakapenga 🎉🎉🎉
Kkkkk makazoona Mukomana angoti ziiii ziii
Aaaah munamato here uyo mwari kursei kwamuri taipesana zvinhu zvavo hahahahah mukoma jerry iiiii , munotipedzesa tagara tirikurwara nema flu i😂😂😂
kukosora kunge une zen'e pahuro😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂Batai Lee murove. "Mwari kuricyy"
😂😂😂😂😂😂
Nhai Leee
Haaaa mwari kurisey
Mwari kurisei😂 😂
😂😂😂😂Mwari makazoona mkomana ati zizii
Mwari kuri sei? Makazongowona mkomana ATI zii zii, ndanga ndiriko
😂😂😂😂😂 Lee ita mushe, hanzi Mwari kurisei 😂😂😂
Mbuya piyason kuita voice sanyarie❤
Maiwee aaa munamato killed me kkkk
😂😂😂 Mwari kurisei 🙌🏾
Kukosora kunge munhu ane zeng pahuro🔥🔥🔥
Tapinda tapinda #1
saka murisei haaaa ndirikooo 😅😅😅😅😅
Kukusora kunge mune zen'e pachifuva😂😂😂
😂😂😂 Lee ayi ayi ndanga ndisingade kuseka but aaah
😂😂😂😂 Greeting yaLee hatina zera nayo
Team is strong kusaputika kuseka 😂
😂😂😂😂 haaa kuzongokosora kosora 😂😂😂😂
Yaaaaa comic elder ka pakaipa
Mbuya piyason zvamutori bhoo makadai
Mbuya vapiyasoni ndanga ndavashaya 😮😊❤ she looks good ❤
😂😂😂😂 Haaa aya anenge ari ma1 manje
Munondiitira mukoma munogonesesa Rambai makadaro 🤝
Mukomaa jerry
Mbuya Piyasoni character iyi yoh perfect
Mhayiweee anhuwoyeee Aaaayaas ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉