Video není dostupné.
Omlouváme se.

Behind bars

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 21. 08. 2019
  • Tete Tilder vanokurukura nemukomana ane 24 years anoita zvekuba asungwa kanokwana kuita katatu

Komentáře • 43

  • @alvinachimedza2964
    @alvinachimedza2964 Před 10 měsíci

    Mkadz wake ndyn

  • @eunicemaparura6535
    @eunicemaparura6535 Před 5 lety +6

    Its so sad to hear, but mukomana uyu ane ruchiva nezvinhu zvisiri zvake uye anozviitisa sei asingatsvage basa rekuita nekuti mabiro ake ane reason yekutsvaga kurarama .
    Ngaatsvage mamwe mararamiro buying and selling. Hapana bad Spirit apa.Kuzviitisa chasara kuuraya.

  • @wondermurungu3532
    @wondermurungu3532 Před 3 lety +2

    ....checker base checker base wokanda wallet pasi ....kkkkk

  • @rodneystoddard3018
    @rodneystoddard3018 Před 5 lety +3

    Mwana uyu muregeyi .mhosva ina Mugabe pakuuraya hupenyu hwe youth

  • @tenatiousmukorovi6226
    @tenatiousmukorovi6226 Před 3 lety +1

    Ngaatsvage basa rekuita, akuzvinyanya

  • @requestmusekwa8757
    @requestmusekwa8757 Před 3 lety +1

    getsi marinzwawo here,,,

  • @theophiluschancellorrusike3306

    Sis Tilda God bless you

  • @MosesMoya
    @MosesMoya Před 2 měsíci

    ASIPANE MWANA ASIRI WEMUKWASHA HERE KKKKKKK

  • @teclamusala7602
    @teclamusala7602 Před 4 lety +1

    Namata boy iwewe pachako

  • @freegracesibanda690
    @freegracesibanda690 Před 4 lety +2

    Sis Tilda imbosvikaiwo kuMatebeleland please my sister

  • @adrian.kmagombedze6800

    Uyu acharega kuba afa uyu, he already has an excuse yekuti pane chinhu chinoita kuti ndibe.

  • @ncedimtambisi1645
    @ncedimtambisi1645 Před 2 lety

    Hapana ka mhepo apa imbavha iyo

  • @lavenderali3213
    @lavenderali3213 Před 3 lety +2

    Ndandati vakaba futi bhachi 🙄🤣🤣🙄🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @bonniemasina6058
    @bonniemasina6058 Před 5 lety +3

    I don't understand this guy it seems like he is enjoying everything that he is doing Lord have mercy on this guy l feel for him it's so painful to be amother

    • @sdshippers9332
      @sdshippers9332 Před 5 lety

      Kutochengeta mwana wako kuri nani brother unozviitisa iwe....

  • @cathlynmakoni6353
    @cathlynmakoni6353 Před 5 lety +2

    First kusvika pano

  • @annazim9086
    @annazim9086 Před 5 lety +1

    Akangwarisa munhu uyu magestures acho asi dai mwarj havo vamusungura bcz ave nemhuri

  • @patiedzipe314
    @patiedzipe314 Před 4 lety +1

    wadluliswa lowu

  • @privilegesimbaneuta4642

    Uyu haachinje uyu aaa

  • @gladwellkmugabe8534
    @gladwellkmugabe8534 Před rokem

    Phone yakarasa muswe iyooooo

  • @lovemoremarowa8315
    @lovemoremarowa8315 Před 4 lety

    Itsotsi iro his not gonna be changed

  • @muchmuleya9651
    @muchmuleya9651 Před 2 lety

    Wadluliswa sowudlulele

  • @michaelndunasibanda5329

    Ndofunga mujere vanobatwa zvakanaka nekut dai kwakaoma mukati ikoko dai asingaite zvese izvi

  • @tendaichiripai5090
    @tendaichiripai5090 Před 3 lety

    Usavee neruchiwa hauna kugarwa iwee kkkkkkkkkkkkk

  • @elishaphillip8303
    @elishaphillip8303 Před 5 lety

    Uyu haarege kubaaa 😟😟Achibuda December iyeye January anenge adzokera fut mujerii😂😂😂ne skiri rake rechibhandit iroro

  • @requestmusekwa8757
    @requestmusekwa8757 Před 3 lety

    mface uyu ari fast,,,

  • @GD-td4sd
    @GD-td4sd Před 5 lety +1

    Habitual thief ngaagare mujeri hapana mweya apa

  • @janembabane5165
    @janembabane5165 Před 5 lety

    Zvakaoma

  • @keithmatswimbo7083
    @keithmatswimbo7083 Před 2 lety

    he needs deliverance frm the spirit of stealing.there is such a spirit.john 10v10 says the thief came to kill.steal.and destroy.
    he should find a church ask a pastor to lay hands on him and cast tht spirit out in the name of Jesus.otherwise he will keep stealing.more and more.

  • @shoraiglmpofu2760
    @shoraiglmpofu2760 Před 5 lety

    Pakaipa uyu arikudzoka futi cause matauriro ayo, igamba chairo

  • @tapiwaluka7647
    @tapiwaluka7647 Před 5 lety

    ndni ndatanga ini

  • @cathlynmakoni6353
    @cathlynmakoni6353 Před 5 lety +1

    I don't think kuti a reformer munhu uyu achingobuda arikudzokera futi kunoba worse nemamiriro akaita nyika aya pakaipa

    • @tapiwaluka7647
      @tapiwaluka7647 Před 5 lety

      cathlyn makoni taura hko nyika yedu m1 sure

    • @cathlynmakoni6353
      @cathlynmakoni6353 Před 5 lety

      @@tapiwaluka7647 basa racho rinobvepi, vachasunga vakaneta, ndoo zvakutoraramisa vakawanda

    • @tapiwaluka7647
      @tapiwaluka7647 Před 5 lety

      cathlyn makoni mmmm yaaa coz akabuda bsa anoriwananep

  • @ncedimtambisi1645
    @ncedimtambisi1645 Před 2 lety

    Hapana ka mhepo apa imbavha iyo