Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Shumbakadzi makafana a namai Sasha
Kkkk kukumbirira mumoyo
Mukoma ava ndevaya vakambobuda kwasekuru Amadu vachinzi vanotora dhaka pamuPaw paw varume tarisai nyaya iyi.??????
Kubirwa kunorwadza kune vashandi vanoba kwavanoshanda ngavagadzirwe , kunozoti vavakidzani vanorarama nekuba havadi kushanda asi kunopaza dzimba dzevamwe vachiba ngavagqdzirwe vanorwadzisa
Komborerwai baba nemoyo wekuregerera uye mabvuma Kuti adzoke ashandire mhuri yake tinotenda hangu
Maidavo kurarama henyu dai makangobvuma pafirst time
Bhudhi ava havasi vekwa sekuru Amadu ,vainzi mhuri yese hairori kana kuroorwa
Ndivo ava
@user-xu2ng6kpMukomana uyu ndiye chaiye maone aya
Musabe hamadzangu
Zvese hazvina kunaka
Both 2 Parties what they have done it's wrong dai Munhu afa yaitova ngozi zvisinei kuti wakabirwa unotonzi Ngozi yapinda mumusha mishonga haisi bhoo unonga watoromba kabisira
Mbavha inorwadza iwe unotadza kutenga pant chaiyo asi munhu achiba then pay her for stealing from you. Mbavha ngadzigqdzirwe
Zvainenge Raspberry
😂😂😂😂
Zvose hazvinakunaka
Handilike fake iniii

@user-xu2ng6kp
Mukomana uyu ndiye chaiye maone aya