Good to see Para back on his lead guitar. One of the best ever to do it in sungura music. But masponsors, promoters or mbinga, as they call you... ngatidzidzei kuve ne respect nemafans. uyo ane suit chaari kunozendama pamunhu ari kuimba chii?? its so unprofessional and it causes a lot of disorder pastage, which has a direct negative impact on the artist. you can still support an artist without having to spoil his/her spotlight
ETV ZW LIVE from the views,i think u can easily tell that Paradzai Mesi is the darling of the pple.Can you pliz bring to your show Nhoroondo.Thanks for sharing this.Watched it today at a bar in Machipisa and decided to search for it here.Well done
Munamato wangu ndewekuti Mwari dzosai murume uyu payeee, patakamuzivira, aite basa rake, aratidze nyika chipo chake agokwanisawo kuraramisa mhuri yake. Papa Para to the people. Murume ane chipo chake uyu.
Very nice presentation Huruva from elder Mesi Nguva from Tindo mwana wamaSisiriya. Gedye gedye kuwirirana. Thumbs up. Sando hombe isando hombe even if it's left idle for a very long time where it hits you feel the vibe.
THANK YOU FOR WATCHING❤
PLEASE DON'T FORGET TO SUBSCRIBE, LIKE, COMMENT & SHARE
Happy to see baba Para on stage, original Njerama sounding good as always
I am one of the njerama boys s fan 🎵🎶🎶😍😍😍😍😍😍😍Good move papa Para
Papa Para munotitsamwisa tanzwa nekuteera vanhu vasingagoni imimurpo Takuzokutorai zvenharo kumapurazi ikoko
Welcome back mudhara wangu Baba Para. I really enjoy your music ine message uye inobata upenyu hwevanhu. Your music is unique kabit kacho
My favourite artists Papa Para,a man with talent and skills,we miss you mudhara,we hope one day you will be back full-time in music industry
Mukoma ivava zvanzi vanoda kachasu nemusombodia kudarika zvimwe zvose
Why manager asingaite plan this man is something else
Thank you Batsira for bringing back this amazing talent we are proud to call our son from chihera
I now understand the situation. Ungandiuraya pfungwa but chiri muropa ndofa nacho
The best lead guitarist
Chinonzi Siya chirimumaoko, chirimuropa ndichafa nacho vakamboimba wani papa para.
Dai zvaikwanisa tawana vanhu vakaita sana Mr Chinyanga vanotidzoserera malegends mugame
The vocals by the man himself are right in point. Mwana Mash Central
Looking good Papa Para keep pushing,Barnabas on drums thumps up
bassist ❤️❤️❤️
Good to see Para back on his lead guitar. One of the best ever to do it in sungura music. But masponsors, promoters or mbinga, as they call you... ngatidzidzei kuve ne respect nemafans. uyo ane suit chaari kunozendama pamunhu ari kuimba chii?? its so unprofessional and it causes a lot of disorder pastage, which has a direct negative impact on the artist. you can still support an artist without having to spoil his/her spotlight
Baba para dzokai kani Huruwa yabuda zvairi chaizvo munogona mudhara
Tindo Ngwazi looks like Thomas Partey and Mark Ngwazi looks like Sadio Mane 🤣🤣🤣🤣❤️
Wgat an observation kkkkkkkkkk
ETV sounds good always no ruzha well-done
ETV ZW LIVE from the views,i think u can easily tell that Paradzai Mesi is the darling of the pple.Can you pliz bring to your show Nhoroondo.Thanks for sharing this.Watched it today at a bar in Machipisa and decided to search for it here.Well done
Excellent service delivery, Para the gigantic
Chipo chirimuropa chokwadi unotofa nacho arambakupera
Munhu akaipa uyu sezvazviri kuita kunge cassette
Para the fullest i salute you 🙏🙏🙏
Thank you Zimbabwe for your love 💕 and support to papa Para
Thnx for coming back and the sound is gud
Zvichimo mukoma paradzaiii Mwari ngaarembe ainemi
Paradzai Mesi ❤️😭
Ndatenda zvank baba Para..dzokai mugame baba ...wish u back in action👌
Proud of you Zimbabweans, solidarity at its highest level, my heart is bleeding of happiness
that rythm yanga yakabatwa zvebasa
Papa para yes thanks Mr chinyanga may God bless u
Maindigonera I wish to hear you sing 1day
Munamato wangu ndewekuti Mwari dzosai murume uyu payeee, patakamuzivira, aite basa rake, aratidze nyika chipo chake agokwanisawo kuraramisa mhuri yake.
Papa Para to the people. Murume ane chipo chake uyu.
Wishing all the best best mdala much love from malawi welcome back ❤️❤️
That rythm it's going well!!!!!
Baba Para The Legend!!
Thanks Mark
Back in game baba Para🔥🔥
Tindo Ngwazi looks like Tryson Chimbetu
Very nice presentation
Huruva from elder Mesi
Nguva from Tindo mwana wamaSisiriya.
Gedye gedye kuwirirana.
Thumbs up.
Sando hombe isando hombe even if it's left idle for a very long time where it hits you feel the vibe.
Pfeee paLead yakoo hahaha ndoida lead yako kubva zvaukaita clash nedhara rangu Murozvi mukuru marova wire imwe kkkkk😂😂😂 love you Para
I love Tindo Ngwazi's voice
Great touch
Welcome back papa para
Thanx nekudzosa baba para pastage. Magona
Bba para ma1 anogona i think mweya yetsvina chete remember achiti akatenga 15 mombe nemota zvikaparara ka1
My man papa Para l love his music
Papa Paraaaaaa❤❤❤
Happy to see tindo ngwazi andande on stage
Nyika inovakwa nevene vayo thank u so much Andande 🙏🙏🙏🙏
Thanks papa Para❤
my favourite
One of my best and my late father tooo
Thumbs up baba para
Lead iyo haina anoigona kunze kwavo papa para
Akuleadr mavocals uyoo anogona
Zva Para chipo hachizi chido
Para ngaadzoke, great musician
Thank you baba nekudzoka kwenyu
Charles Musungwa pa bass ungamudii
ba ba para u are alsome
Uyu ano ziva zvaano ita uyu
Good touch mkoma para vanotamba vakaneta .Dzokai mugame mudhara chipo munacho
Welldone papa Para dzokai mugame please
Papa Para my favourite but please tell him not to abuse alcohol we still need him in the field
I love Tindo's personality ❤️❤️
Hachiperi chimudhara ichi kkkkk
With Tindo Adante Ngwazi
Zvichirimo wena thank you etv
Ndiri kutozviona voice rake chairo mudhara Para
Uyu munhu anonzi Para 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥thanks Batsirai Chinyanga n Tindo
This Chinyanga from Zimbabwe i heard him achiyimbwa na Jouna the big one (Mambavu) from Congo is that so
Tindo is very good!!!!
We need new song papa para
Is only iz Zimbabwe where you only recognized when you are no more, unozwa kwonzi ngaaitwe gamba renyika aigona, fokoroo
baba para... samukumuzi...uyukaaaaa uyu.....
para u stil.a big force
❤❤❤❤
Paradza I is good but I think he thinks life is easy. Zvinoda kushinga zvese
wow
Nice one
Come back Baba para you belong to industry
Baba Para
Mukoma Para vanorova uye vachagara vachirova nokuti zviri mu ropa but magada ngaite mashoma Ari kuvadzosera kumashure
Still good sound
Barna on drums
Finest live show ever ,big up
Name of the bass
Munhu anonzo Paradzai Messi haana kumbopera but maingomusiyawo kumuisa pa camera iye na Zhakata but ndine mufaro apindawo
Barna on drums 😢😢😢😢💥💥💥💥💥
Uyu chero akadhakwa sei anogona kkk
Papa para
Sam sando hombe
murume haaapere uyo
ko haasi banar here pamadrums apo
Tindo andante
Chibaba ichi
Chakaipa
Haaa kachasu kakaoma varume
Bassist ma1
😠😠😠I Hasha idzodzo murikutikanya mudhara waiting for you muddhara do something Papa Para
This man is well talented but don't know what's happening to him.He must be called King of Sungura
Musombo wakashata weduwee