Tongai Moyo Jnr-Dear Tongai (Official Audio)
Vložit
- čas přidán 23. 10. 2022
- Dear Tongai Single 2022 Production Composed by Tongai Moyo Jnr
Recorded at Truetone International Studios
Produced by Jabulani Ndlovu
Engineer; Gideon Wonder
Logistics Tatenda Tenenga
More info +263788463464
email tongaimoyojnr@gmail.com - Hudba
Ndoo sungura yawakuimba iyi Obert... Keep it up..
Waya bhoo mafana kwiridzira ma socks pama vocals i give you 65%. Chitsva chirimushoka keep going
Tongai moyo jnr ramba wakadaro wangu wakarova song iyoo kuriku chikoro dayi tati wapasa svomhu idzi ende unogona wangu
Akadzirida voice vocal bhoo,terera song yako.mbinga zvose bhoo..apa voice ratiza ma guitar 🎸 ngazvifambirane oby
makagonaaa
bro ndeip please tsvaga munhu who can help you pavocal rako koz harisi kusangana nemagitari you shld sing where you feel comfortable or tsvaga who can teach and help u to find your actual voice. utakataka fun keep on goin bruh
Chimuimbira kaiwe
@@zdfmidmzezewa5730 saka munhu haachaudzwe paanofanira kugadzirisa here nhy why muchingoda hoviyo
@@zdfmidmzezewa5730 Pamwe izvezvo iye tonga moyo jnr wachoawudzwa atozvi consider izvozvo apa iwe uchingopindura rubbish dzisina nebasa
@@zdfmidmzezewa5730 une problem hombesa haudikanwe pa comment section iwe hauvake kana ka1
that's an advice not kungopa munhu sando asi muchinzwa panoda kugadziriswa thanks for your advice bro
Anenge ndiye Tongai chaiye. kuita kunge paya pakaimbwa chechete
Kwekwe muripo here? Ridzai muridzo ndinzweee, Problem inotanga pawunotora yellow bone 💛🤠🤠🤗
Keep the fire burning Murozvi mukuru.
Unogona wangu keep it up
Kana ndakaku tarisa 3 years to come unogona wakuremera vanhu mu zim pa sungura Munin'ina this is a nice track👌👌👌👌❤️
Comedian ngariuye ridzidze apa.
Well done chibaba keep on trying soon u will be commander...solo Moyo please join party please from mpfariseni maselesele hamutsha khwekhwe
Ngwana we murozwi azwiyede mberi na utakataka.
Mudzimu wabudira pamwana!!
Voice 15%, panoda kushandwa
senzira yekutsvaga nayo mari ... hapana chekushora apa akagona mkoma uyu. Zvema voice izvo yanyaya ya producer. Ini ndinoti mkomana akagona. A comment from som1 asinganyanyo teerere music
Muzukuru wangu iyeye hande dewa hande dewa 4×4 manual machine
Tambo dzakabatwa apa . Yes ramba wakadzvanya Dewa unosvika patop level. Ndirikunyatsoteerera voice rako ndomatangire akaita mudhara his voice was not that voice remuimbi but nekufamba kwenguva raikwenenzverwa nemagirare semarovero auri kuita aya . Handisi kuti voice rako ngariite seramudhara no. U are Obert and mudhara was Tongai . So far so good Dewa
Uyu ndiye dhewa watoziva uyu
Ngachiuye hacho Dewa
Well done moyo
Welldone utakataka
Weldone The IGWEE of Africa, Ramba wakadaro wawavesa uyu uchapfuta chete tigoudziya, tigodya rinobikwa pauri
Mwoyondizvo Dzokerai pavoice yamakashandisa pama previous songs Dzinza rinokosha, Mbinga na Tsoka yerudo.... Apa munoita semunodzvinya voice. Voice munaro Sahie. Just be natural as u did on previous tracks. All the best Bvumavaranda....
Huchi mfanami keep up good stuff
Mwari ngakuitire nyasha,#Nherera ndimambo.mbichana mbichana unosvika,usamhanya.
voice musarimanikidze kuti rifanane neramdara ,Relax woimba nerako voice unogona asi
Well done great job bro pavoice zvichaita even baba vako ndoravakatanga naro palevel rako boe zvekuti ramba wakadaro hapana anotanga nekugona zvese kamwechete
Handei murozvi.
Very Utakataka on its level big up man
Oliver Kwekwe🔥🔥🔥
Igweeeeh
KEEP UP THE GOOD WORK OBBIE YOU HAVE OUR BACK💝
Ma 1 Utakakataka 💯✅✔️🫂
Mopao Mokonzi l can't wait for this one
U have mastered the utakataka beat.....it's a masterpiece keep going.....Utakataka 4x4 all the way
Much love for jr. From Zambia🇿🇲
We just miss your Father's voice and people will always try to compare you with your Father , but you Are Tongai Obert Moyo , be yourself , your Father has laid the foundation , you just need to build on it and adding your own creative . The song is great , the instruments 🎸 are perfect and the voice is good .
Chakabikwa chikaibva ichi..
Thanks bra for the good song ramba wakadzvanya ipapo , you are about to conquer sungura
Ramba wakatsika chepakati❤❤
Shuwa here
Ndokunodzi kuita sirs nebasa nd respectiing utakataka fans
Handei. Nayo Young ingwe simudza kwekwe yese isimukee 4x4
yeah ndo instrument reUtakataka chairo...Dhehwa vakuda kuchinyatsobuda manji
u are the real Tongai manje..izvi ndoteerera mkomana,,,well done
Chanting irikuwandisa kunge live show but instruments excellent
Well done young man,takaringa mberi
Unogona
kuimba hakuchanetsi mazuvano ndikangoti dear warovaneiko kudaro chete poridzwa magitare chete😂 kusvika ndazoti dhiya warova neiko kudaro fut song yotopera
This the really utakataka chaiyo! Ko ma lives show aripi?
Nice work ..Mr 4x4 ...no complains..keepbit up
Makagona murozvi mukuru
Well done keep it up
Poto yaibva ngaichiuya hayo
Father flower , today's Today, mopao igwe mokonzi it means u are the big boss wamai
Tulika ,tisu vanani yeeh ,tisu vanani yeeh, tisu vana ve utakataka express, tichafambisa Zimbabwe yese border to border , tisu vana vaDhewa yeee muridzi wenyaya!!!
Your voice is best at low key, I remember even your dad took time to record on a high key, "Tariro" is 1 of the songs he did well ona high key.
You are the best artist this year mafana.polish the vocals and keep.on improving .SAMANYEMBA!!
Igwee
Bhoo wani
Utakataka to the fullest keep it up my hero
Good1 yakabuda zvakanaka izvi uye watora inzwi rako chairo zvavekuita izvi, usatambe uchimanikidza voice, ita upinde pako chaipo zvoita.
That mudzimu weshiri sample is good
zvamasvika pana mdra wani keep up
Shuwa here
Ndima iyi ine makata inoda muchina muhombe keep going u will be there 1 day
Unogona uyu
Instruments are pure utakataka express
Good luck mpfana wangu put more effort u going far
Keep it moving
Hoyoooo level up wakaipa
Well done Dhewa 👈👈👈 from 🇿🇲🇿🇲
Well done tongai
Igweeeeeeeeeee chirikubvira💥
Unogona son well done
OBI NA PETER MOSE MOGONESA
Obiii unogona Mukoma siyana nevarikutaura nezvevoice rako 🔥🔥🔥🔥
Rova chete
Wangu ukamuti usaterere varikutaura zvevoice hausi wakumuitira hutsinye here. Voice matters to me I think dai asiyanana nezve voice ramudhara wake achimhanye nerake chairo. JR Tongai Moyo naTONGAI MOYO zvinhu 2 zvakasiyana, Hakwanise kutevedzera zvese akazvigona.
@@howardabimu7523 rake chairo rinozvarwa kubva mune rababa vake iroro...anotanga nezvaakakura achinzwa then mukudaro he will discover his own voice. Ndo process yacho.mukamuti siyana naro munotomujambisa process
Hande dehwa,,hande dehwa
Super power
Nwana wa baba vangu nda tenda hangu.RSA Thohoyandou approves
Rhythm yaJawi kaiyo
from sunga Dzisimbe,
Anogona mfanha uyi
Thank you shefu
Good job. Please keep being yourself and not be pressurized to be someone you aren't
Utakatak chaiyo,magitare Bhoo pakuda ma touch ups pavoice kungo clear mbichana,tobva tapedza basa,jus forcus ipapo chete.
Famba nemangoma my bra , well-done
Well done Moyo
Ndabva ndabaiwa moyo, well-done bro
Ndikunzwa hand ✋yaWillard Lote palead apo haa chopisa ichi
Kuimba kwasara bhichana but zvimwe zvose bhoo zvkt haaa mapedza bhora
Keep going mfanami in the next 5 years unenge waakuzadza rufaro stadium 🏟 yese
Chogona ichooo
Kp on gud wrk mwana waDewa
toita basa 4x4. handei dhewa
nyc👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏🔥🔥🔥
Shamwari yangu warova neiko kudaroooooo, shamwari basa ranga rakanfi wandiraaa...Leonard Dembo
From Mozambique. Makanhanha mukoma. Handi igweeee
Keep going Man 🙏🙏
All the best The Original Igwe. Magitari uri kurova ne standard ya mdhara wako chaiwo. Ramba wakashinga mfana wechidiki. We will continue supporting you.
Utakataka on its best
Famba obbie
You put everything of the brand i salute you giant(long time no see)
Hande Dhewa hande Dhewa 🔥