Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Camera man chii nhai chinenge ngozi
😂😂😂😂
Yaaa yaa zion rababa ngoma manyama madhara maviri akwa andirias manyama
This is true reflection of a good leader rest in peace Bishop
Yea vaperekedzwa chokwadi munhu waMwari 🙏🏾 mweya wavo ngauzorore murugare
Ukafira muna Mwari mabasa ako anokutevera sure zororai murugare Arch Bishop
Amen mambo Felee zororai zvenyu bhishop
Awa mazidzenga awa Hana order noise kutaurisa apa ini ndoda kunzwa hosho nengoma RIP Bishop
Varume regai kutamba nengoma iyo kana yorira tambai kwete kuita
Asi camera man chiii asi
Ndiko kuchinzi munhu ngafire kunamwari Bishop vavigwa
Ndatenda hangu madhara ayo kana nsisinq kutadza kuona kt ndivaTipedze here avo ,fambai zvakanaka mambo wezion
RIP
Ngoma nehosho please
Ndozvandokonana nevanhu vekwedu ava nhau yekutaur havachadavir nziyo
Zororai murugare Bishop
Tasara nenyota pangoma guys yayvakure apa ichinakidza fut haaaa ndatenda zvank
Zororai mirugare Bishop
Order tinayo chose but kana yararira dzodambuka Mai ta NASA ndambotodzanavo zororai munashe
Maridza manyama ❤
ZION Rose apana uchadzanirana ngoma naDhongeri
Famba nayoo mukomana
Basa rakabatwa totenda.
Zororai murugare Mambo Fele
Mazion munobhowa nekushaiwa order, RIP Bishop
Imi monakidza neoder yenyu
Musoro unodiwa nemunhu wese
Rip ,baba
Ko Pope vechidiki vane maroon bho here
Zororo nderevatsvene amen
Ndiwo machurch akarongeka Aya
Zororai murugare baba vaMasuka
Shuwa zanu nepaunganiwa haai kana masoja ezanu odeizve muvatendi
Order ndiyo shoma paimba yezion
Ko vaiva musoja here
Yakanaka Ngoma
Ndatenda hangu fambai munyasha mambo
Ndatenda Rusosa
RIP bishop Fele
Hembe ndodzirikutamba aoo
Kuhwa zvangu kunakirwa neVatana vaviri naMambo Shoko unoona kuti Zion rodzanwa zvokwadi dai vapihwa mukana ava vevhidiko kungotomuka zvekuda kuonekwa chete vachivhiringa vasharukwa
Famba zion
Panhamo apo noise haisi yemazion vanhu vaida kuona zviri kuitika mukati umo
Polite
Rongekai apo
We are no longer hearing the drums nehoshoOnly traffic control officers ndivo vari kunzwika
Cameramen basa rspera
😂😂😂😂😂😂 akonewa basa here kkkkkk
Part 4 pliz
its coming.
ko masoja asi aive musoja
He was declared national hero
Aiva maZion for ed
zororai murugare bishop david masuka vakanaka ndovanoinda zvavo
ndafaro chose ndaona mazioni andaibata nawo pa masvingo pamuche perekedzai bishop
Akavigwa segamba a hero

We are no longer hearing the drums nehosho
Only traffic control officers ndivo vari kunzwika