Video není dostupné.
Omlouváme se.

SIKARUDZI YOSHANDISWA NENYOKA UKUWO MAZIZI NEZVIREMWAREMWA ZVOMURWIRA

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 15. 08. 2024

Komentáře • 222

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 Před 2 lety +18

    From mi , & I , myself , i love Chihera she is a good presenter , so musaite muchinyanyomusiya plz plz anogonesa inini asipo handinyatsonzwisisa hameno vamwe

  • @MrBAfrica
    @MrBAfrica Před 2 lety +19

    Andrew Neshamba usabatikana nemunhu. You sre doing a great thing. Urikudzidzisa vanhu nechivanhu chedu chirikuita sechakurasika. Uye nekudzidzisa vasingazive kuti chivanhu chiriko. Vanopikisana nezvaurikuita ngavasateerera chirongwa chako. Havasi kumanikidzwa

  • @tanniamahamati7737
    @tanniamahamati7737 Před 2 lety +18

    Chihera looks very uncomfortable...she is not happy

    • @82lindo
      @82lindo Před 2 lety +1

      Andrew keeps correcting her. That can make someone uncomfortable

    • @shingimangozhe7007
      @shingimangozhe7007 Před 2 lety +3

      She looks pregnant

  • @g.karodza
    @g.karodza Před 2 lety +8

    Mukoma Neshamba ndimi murikubvira🔥l have got one advice for imbomirai kuterera zvinotaurwa neVanhu

  • @idahnyakunu7590
    @idahnyakunu7590 Před 2 lety +8

    Ko nhasi Chihera maitwa sei hamuna mufaro wenyu watinoziva,Chihera naNeshamba munotigonera musaterera zvinotaurwa nevanhu hamungazvipedzi

  • @mwenewazvo2346
    @mwenewazvo2346 Před 2 lety +42

    I like that lady called (Chihera)• She is smart intelligent & full of humour !!!! Are you a couple with Neshamba ?? You really look great together

  • @moleenkadhanga9350
    @moleenkadhanga9350 Před 2 lety +2

    Thanks Andrew and Chihera u doing amazing work . Rambai muchiudza zvirikuita zvirimudariro

  • @sikholiwenyoni7245
    @sikholiwenyoni7245 Před 2 lety +4

    Andrew Lo Chihera phambili ngomsebenzi wenu,lenza Kahle ngokusiza Abantu ,Phambili ngomsebenzi,take us to another Level 🌷

  • @letwinchiremba4242
    @letwinchiremba4242 Před 2 lety +5

    Ndarwadziwa nrmukomana uyu takadzidza same school tichigara same line zvinhu zvingotanga sure Get well soon Takue ndarwadziwa hngu

  • @paulam1048
    @paulam1048 Před 2 lety +13

    Chihera doesn't look happy today

    • @Bigzimtv
      @Bigzimtv Před 2 lety +4

      Angatadze nei achingotsurwa tsurwa na Andrew

    • @gabrielnyarumwe5504
      @gabrielnyarumwe5504 Před 2 lety +2

      @@Bigzimtv ANDREW AKUNYANYA KUTSUURA KKKKK

  • @dzikamaihunduza4763
    @dzikamaihunduza4763 Před 2 lety +7

    Musaterera vanhu team drewmas isu zvirikutofaya musipo hatina mufaro

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Před 2 lety +4

    I love team Chihera_Shumba iyi. Vanogona basa. Big up!!

  • @gangstaras2935
    @gangstaras2935 Před 2 lety +2

    Haaaaa mainini is growing on confidence and is seriously beautiful keep her on screen pliz

  • @kaisoshoko5903
    @kaisoshoko5903 Před 2 lety +8

    I know the boy's father. Once stayed with him in Mabelreign. Saddened by this for real. Hope God will help him through this.

    • @samuelchikosha6121
      @samuelchikosha6121 Před 2 lety

      Am hrt broken we learn together kubva primary you will be well takudzwa

  • @lindahfarikai1152
    @lindahfarikai1152 Před 2 lety +10

    Chokwadi ukanzwa anoti hakuna muroyi ndiye apedza vanhu kudzinza kwake

  • @mammag4868
    @mammag4868 Před 2 lety +7

    Oppah is not happy today . chii my dear

  • @sibuchanza5813
    @sibuchanza5813 Před 2 lety +9

    Very sad indeed, the devil is a liar, the young man needs urgent help even mental health counseling, because his state ofind is also challenged whilst whatever help yesintu he will get, let him also get counseling. We will miss you Chihera, but we are happy for you may the Lord open more doors for you, in UK when things get tough there remember there is a reason God gave you that scholarship..🙏 Andrew I love your programs.

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Před 2 lety

    VaNeshamba murikuvhiringa Chihera too mch tarisai her face expression nhasi haana Mufaro. Bt luv u guys mondiitira

  • @stanleychifamuna8738
    @stanleychifamuna8738 Před 2 lety +8

    We respect you Drewmas,Chihera I enjoy your professional journalism skills ..Neshamba try giving amai vekwako avo Lead timboona

  • @shayzgamz2692
    @shayzgamz2692 Před 2 lety +1

    Powerful words drewmas Media . Chokwadi zvinhu zvinoitika chokwadi anywhere pasi rino. Well said.

  • @swemarichardmakonope1532

    Nyika yedu iyi horire nyika yedu iyoyi .signing hangu song yasekuru

  • @pheobiehakutangwi9203
    @pheobiehakutangwi9203 Před 2 lety +8

    Baba knows something chikunetsa mwana uyu my question is ivo zvovachiona pamweya wy wasiri kugadzirisa mwana atambura uyo mudhara akatoromba uyo

  • @spiwenyamz1699
    @spiwenyamz1699 Před 2 lety +4

    Chihera not herself today

  • @lindaviyonova9494
    @lindaviyonova9494 Před 2 lety +3

    Mmmm may God help you my brother shinga kunamata we are leaving in the end times zvimwe zvacho hazvingodi minamato zvinotoda kutsanya God of Abraham will deliver you 1 day 🙏

  • @petnessmpanduki6079
    @petnessmpanduki6079 Před 2 lety +6

    Taking us to another level ,Ndimi muri kurira Drewmas 👏👏 Shumba naChihera

  • @eidinosass
    @eidinosass Před 2 lety +7

    Chihera hamusi kufara nhasi chii

  • @memorymoyo3189
    @memorymoyo3189 Před 2 lety +3

    Pamberi nebasa renyu guru ramunoita 👍🙏🙏

  • @margaretmudiwakure7073
    @margaretmudiwakure7073 Před 2 lety +4

    Keep the good work guys huroyi uriko

  • @jbshow2745
    @jbshow2745 Před 2 lety +3

    I'm supporting you mukoma Andrew at South Africa

  • @chenaimambure9381
    @chenaimambure9381 Před 2 lety +4

    So sad 😢😢😢...thank you hanzvadzi yangu naChihera. Indeed you're taking us to another level

  • @pfungwadzindikwa8559
    @pfungwadzindikwa8559 Před 2 lety +3

    vanhu vanoti hakuna zvinhu zvakadaro ndivo vanoroya so havadi kuti mubuditse zvinhu zvavo. Keep the fire burning , tipei news, imagine Gogo Musami zvatakazoona paye. Hypocrites shut your mouth, period!!!. Drewmas media keep the job up!!!

  • @patiencengolovani9228
    @patiencengolovani9228 Před 2 lety +4

    Very sad 😔 such a handsome boy kungovhiringidzwa

    • @princesstee6483
      @princesstee6483 Před 2 lety

      This is a mental case, please get psychiatric help for this boy

  • @aforcedehwe5699
    @aforcedehwe5699 Před 2 lety +1

    Good work but zvebasa motsiurana kuseri like pakuti chihera unomirira ndakuintroducer

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 Před 2 lety +1

    Presentation yaChihera yachinja. Why is it arikutarisa Andrew achinyaririra. Kana makakanda pakitchen Shumba tiudzeyi kuitira tisakandewo maCVs ha ha ha jokes. Big up team drewmas media

  • @vickkufa1421
    @vickkufa1421 Před 2 lety +3

    Hie VaneShamba we love you guys Watching from East London South Africa 😍

  • @evelynechitata2105
    @evelynechitata2105 Před 2 lety +3

    Mmmm mheno nhasi kuti zviii zvikurondedzerwa nababa avo

  • @puritymoyo1587
    @puritymoyo1587 Před 2 lety +3

    Lv u gyz I'm watching from jbrg PG ❤️

  • @natashayakubu7996
    @natashayakubu7996 Před 2 lety +1

    Chihera trying so hard kusa zhinya 😅😅😅😅😅😅nice one

  • @nancym7936
    @nancym7936 Před 2 lety +1

    I like this program inotidzizisa kuti tivane gwara reupenyu.

  • @paulmusisinyan5443
    @paulmusisinyan5443 Před 2 lety +1

    I want to thank you guys shumba and chihera's team shuwa munogona basa endai mberii ne basa

  • @lookout1234
    @lookout1234 Před 2 lety +6

    Endai naye kwa pasita vaya yekupedza dzemambama

  • @gladysgumbo8247
    @gladysgumbo8247 Před 2 lety

    Varoyi variko 🤞I get you my brother

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 Před 2 lety +1

    Drewmas media is the best, ndimi munechimuti, please keep going with your media, never mind with ignorance people varikufarira down fall yenyu,

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Před 2 lety +3

    Munhu iyeye anozviramba zvichamuvana one day hakuna musha usina zvavo

  • @thulanimhlanga1356
    @thulanimhlanga1356 Před 2 lety +3

    Taking you to another level

  • @lynglobal
    @lynglobal Před 2 lety +4

    My brother went through the same scenario specially the magnet and zvinhu zvichimufamba along a lot of things. I took him to Doctors they diagnose that something was going on in his brain. It was a brain medical issue he is on medication he is now back in a perfect state. I see a brain medical issue that just needs medication. I would like to think if they don't seek medical help soonest vachaita big issues with innocent neighbours and people because of what he is saying. My brother right now some people have nit forgiven him because of what he was saying achipumha innocent people. His problem is exactly what my brother was going through. Seek medical help there are pills to calm him down.

    • @cainebosha3287
      @cainebosha3287 Před 2 lety

      Inga zvakaoma ,saka brother yako ayionawo mazizi nemiremwa remwa here

    • @godalmightyismyeverything7031
      @godalmightyismyeverything7031 Před 2 lety

      @@tova4700 you know what ur absolutely right, I understand there’s a lot mental health issues in a lot of families but this is pure ignorant . Both baba nemwana can’t be imagining things like that and the prophet who found nyangaaa yaibuda ropa u think he’s imagining things aswell then yeah n his friends who saw mazizi must b imagining that took aka….. Lynn you should take ur brother to church because the medication they give to anyone saying things like these 2 here , they will b put on heavy sedation and that’s how ur brother is too high on meds that turn people into zombies and they even forget their names…. So if I were you Lynn I would also seek GOD coz nothing about this story suggests hallucinations or just imagining things and Drewmas media wouldn’t have gone all the way if this guy was just imagining things bcoz Drewmas do their research before following any story or film any story they background search too so chisikana u should consider taking ur brother to church too

  • @mandlasbu7267
    @mandlasbu7267 Před 2 lety +2

    Drewmas is no1 ezweni Opha isifiso sami ngifisa ukuthi sonke isikhathi ukhulume ulwimi lwakhithi noma uphendulana loAndrew phendula ngolwimi lwakhithi!! Ngiyabonga

    • @michaelmaps2004
      @michaelmaps2004 Před 2 lety +1

      Liqiniso Lelo. Futi they should also go to Matebeleland sometimes then Oppa should take the lead

  • @jimymutarisi1122
    @jimymutarisi1122 Před 2 lety

    Apa patoita dambudziko baba avo ndivo varikutorwara kudarika mukomana uyu I tried so hard to listen and understand his narrative well chimwe chipositori hachidi kuwanzwa unoita munhu wese muvengi and unogara uchingofungira nekuvhundundutswa

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Před 2 lety

    Baba hamuna kubatabata here mukuda kuporofita plus iyo chechi hanty vanoporofita vakadiii kuzviona pamweya hope brother munowana rubatsiro nenguva wish you the best vanobata nyanga hanzi vanoita minana wani

  • @musiiwamichaelmutinhima1562

    Chihera vakatsamwa nhasi

  • @jbzumba6829
    @jbzumba6829 Před 2 lety +3

    Imi musazvinetsa nevanhu vakadero vane ka kaitiro kevarungu havana chunhu chavanoti ichi chinowanikwa panyika kunze kwe technology dzavo chete ukazvitarira vanhu ivavo vakakurira mu dhorobha havana kumusha masaladhi

  • @sheltermukamba8577
    @sheltermukamba8577 Před 2 lety

    Chihera don't get affected nema comments you lose confidence unositaura shona today you are stammering i love you Drewmas team

  • @edithmashaire102
    @edithmashaire102 Před 2 lety +2

    Tapinda tapinda shumba and chihera l love you guys 💝🥰

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 Před 2 lety +2

    Chihera always onpoint

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 Před 2 lety +7

    Big up Drewmas media taking you to another level 🙏💖

  • @chillplotrec3958
    @chillplotrec3958 Před 2 lety +2

    Ramba wakadaro vaneshamba 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @marrten8593
    @marrten8593 Před 2 lety +1

    Haa Andrew naChihera pane chemistry apo taurai nyaya yenyu kkiki

  • @tinashemoyo1036
    @tinashemoyo1036 Před 2 lety +1

    Basa sebasa Shumba naChihera

  • @yeukaimarindiko9382
    @yeukaimarindiko9382 Před 2 lety +1

    Ummmm what is going on in our country ooh God have mercy upon our nation this is too much

  • @g.karodza
    @g.karodza Před 2 lety +3

    Ko kwaMusami gogo waye zvaapapi ko muzukuru akazowanawo rubatsiro here

  • @charijindi1876
    @charijindi1876 Před 2 lety +2

    Baba avo havasi kunyatsotsanangura zvakajeka. He seems to be evasive. He knows zvakabatwa nababa vavo uye naivo. Ngavadzikinure mwana uyo.

  • @tinasheedward7782
    @tinasheedward7782 Před 2 lety +3

    Chimbonoonai gogo pamusami

  • @forbesmusarurwa3208
    @forbesmusarurwa3208 Před 2 lety

    Chihera, Neshamba muri ma Stars ne media yenyu.. Rambai makadaro. Pastor vekubatsira mwana we kurohwa mbama vanozvipedza

  • @barbie_gal
    @barbie_gal Před 2 lety +6

    Chipostori chikakupinda mushe mushe kana hospital chaiyo haumboifunge. Munhu anorwara nepribate part achingoti kuchurch zvazonzi zvadai vasina kumbonoonekwawo nevakadzidzira basa iroro. Yes handisi kuramba kuti varoi variko but zvimwe zvinodawo chipatara. Muporofita anokupa muteuro wekunogeza skin ko zviri muropa wambonoongororwawo here. Anyway am wrong but ini ndikarwara nechirwere chiri muropa ndoenda kuhospital nekunobatsirwawo futi nevemweya vacho

  • @bibianachirwa5427
    @bibianachirwa5427 Před 2 lety +1

    Batai Prophet Jose

  • @jbshow2745
    @jbshow2745 Před 2 lety +1

    Hello drewmas chihera and mukoma Andrew happy Valentine

  • @mmakad.
    @mmakad. Před 2 lety

    Kanti eSindebeleni akukho konke lokhu Na, Kanti ubuthakathi lobu busendawen eyodwa

  • @elliotronald1884
    @elliotronald1884 Před 2 lety

    Data ririkudhura mkoma we can't have 10 min dzenyu dzekuseka vanhu vanotaura zvanotaura thats life just straight to the point please

  • @sibongilemakasi4129
    @sibongilemakasi4129 Před 2 lety

    drewmas vanozowanza ngano zvikarebesa zvinobhowa kuona dai muchtryer kusammeriser

  • @margiendlela8356
    @margiendlela8356 Před rokem

    Linga laleli abantu phambili ngo msebenzi chihelele special

  • @Fivestar5227
    @Fivestar5227 Před 2 lety

    Bhora mberi mukoma Andrew NeShamba musatevedzere vasingade zvakanaka kana vasingade ngavasiyane ne Drewmas

  • @mandlasbu7267
    @mandlasbu7267 Před 2 lety +1

    Qhokiqhoki sesingenile thina bafana sesingenile Drewmas

  • @mandlasbu7267
    @mandlasbu7267 Před 2 lety +2

    My team Drewmas they are ppl who are jealous of you! Some of them they even narrate yo stories! Tell them Andrew mabahlukane nokubhema izola

  • @prudencenyoka9449
    @prudencenyoka9449 Před 2 lety

    Sekuru vakasiya varomba chete. How come to you so. Shop yakugara zvikara

  • @belindakaseke4892
    @belindakaseke4892 Před 2 lety +2

    Baba ava ngavataurise

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 Před 2 lety

    Mai anomutumira Havana mwana musikana hre wava rikuda kuti amuroore dokufunga kwanguwo vamuchiva

  • @KM-sl9ww
    @KM-sl9ww Před 2 lety +11

    Point of correction Drewmas crew. We are not Africans for that name belongs to 2 people a Jew and and an Italian named Africanus.These two foreigners named us Africans yet we are not that.Our original name is Bantu or Vanhu which is a name known from the north right down to the south of the whole continent.Africa is a foreign name that does not connect us to our Creator Mwari and spirituality. Therefore let us use and promote our true identity.

  • @priscamunhenga7609
    @priscamunhenga7609 Před 2 lety +2

    Kwakanaka here nababa ava
    Havana zvavano ziva here pane zviri kuitika kumwana uyu
    Zvaakutoda mbuya Chihoro

  • @tatendancube1227
    @tatendancube1227 Před 2 lety

    Inini handidi hangu kutaura zvakawanda bt neshamba ukangondisanganisa na chihera unenge warovesa mdara

  • @tanyairene3225
    @tanyairene3225 Před 2 lety

    Ummmmm sad story this is painful Mwari dai vasunungura mkomana uyo.veduweka

  • @peterqwaszxnm5591
    @peterqwaszxnm5591 Před 2 lety +5

    the world is coming to an end for real

  • @elliotjonasi5094
    @elliotjonasi5094 Před 2 lety +2

    Drewmas haidi vanoteerera vakarohwa nembanje

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 Před 2 lety +1

    Shumba ihazvadzi yngu maswera sei

  • @Brilliant_Sibanda.
    @Brilliant_Sibanda. Před 2 lety +2

    Yaaah haa zvakaoma hazvoo 😢😢

  • @BrillMazvanya291
    @BrillMazvanya291 Před 2 lety

    Munhu wese anotuka mkoma Andrew neteam yavo yese hauna kukwana

  • @anisamuganga2074
    @anisamuganga2074 Před 2 lety

    Uuuum musatsvaka muroyi kure hamawee baba vakaromba nemwana zvinhu zvavo zvirikutambudza mwana plz vanokwanisawo kubatsira batsiraiwo Kudzie uyu

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Před 2 lety +3

    Thank you Drewmas media you are stars

  • @tshalatiemugezi2901
    @tshalatiemugezi2901 Před 2 lety +1

    chihera makatsamwei

  • @teddyhonstaera6018
    @teddyhonstaera6018 Před 2 lety

    Very sad nyaya vanhu varikubata bata chiiko and makorokoto chihele mutitumirewo mapounds

  • @evelynechitata2105
    @evelynechitata2105 Před 2 lety +1

    Mmmm ndinenge ndajambwa

    • @angemahobo
      @angemahobo Před 2 lety +1

      Makadii Shumba na chihelele watching from Capetwn

  • @tafadzwazimhunga4430
    @tafadzwazimhunga4430 Před 2 lety +1

    Baba ava havana kukwana vakutaura zvemweya mwana achitambura

  • @patriciachamanga5075
    @patriciachamanga5075 Před 2 lety

    Mukoma neshamba we support you

  • @yxngspecial-t1590
    @yxngspecial-t1590 Před 2 lety

    Mr Neshanba maShdes ayo kunge Steve Kekana kudaro

  • @amandancube706
    @amandancube706 Před 2 lety +2

    This is soo sad , very sory to this young man ....munedambudziko hombe ummmm ndabatikana sure 💔💔

  • @prscilla8043
    @prscilla8043 Před 2 lety +1

    My chihera

  • @vimbaigertrudemaocha3146

    Mr Neshamba don't abuse my mom (Chihera ) havasi kufara nhasi nei 😂😂😂 anyway makadini veee Drewmas Media

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful Před 2 lety

    Ivo vema church kunyepa hunzi pane vari kurwisa chipo, it seems mukomana arikufamba kuvanhu vari kutomurasisa, vanhu ava vanoda kubatsirwa mumhuri mavomune hurombwa

  • @sibonginkosimpofu5705
    @sibonginkosimpofu5705 Před 2 lety

    Chihera is not happy because lithi akulahuroyi .for sure ubuthakathi bukhona one day uzakubona wedwa

  • @freedommagwaza3005
    @freedommagwaza3005 Před 2 lety

    drewmas crew kana mukaziva chete kuti imimi chenyu kupakura ayewa zvaringana.hanzi kwadzinorohwa matumbu ndokwadzinomhanyira,vasingade kunzwa izvi vanongoregera kuona the door is wide open.ukatoona munhu achitoita view kutozvifarira bad commenting dzangovewo shanje so drew mas endaimberi nebasa

  • @lindahfarikai1152
    @lindahfarikai1152 Před 2 lety +1

    Baba ava hameno