aaah mfana wami wave kubadura musambo chaiko. Dhewa original lead, and correct rythm line uye paBack tracking apo pamaVocals wakachaisa, nokuti solo voices yaimboti sare bhijana kuti ibate original dhewa, but now this is excellent. You are nailing it bigtime. Keep it up.
System ya force. Mwana nzambe. Mopao mokonzi. Muchina muhombe. Murozvi mukuru. The big boss. Igwe. Utakataka express 4×4. The reincarnation of Tongai moyo (1968-2011)
Excellent young man, 👏👏👏! This is great music, the only way you can go is up the ladder. Continue improving your voice and vocals, also have a great relationship with All your band members. Please remain level headed. You will go very far.
Ava ndiwo dhewa chaivo lead guitar 🎸kuserikwekuseri.
At least .keep on Tongai moyo junior.like Tongai muzic
Uyu ndiye dhehwa chero voice rake rikuenda kuna mudhara
Voice and lead guitar on point
Ndizvo chaizvo. Watora chimuti famba nacho
Uyu ndiye murozvi wemashuwa, lead guitar rachema iro
Ramba wakadaro thanks Ronnie mudhindo nekubatsira mufana wedu
Famba Obby, famba Dewa, Famba mwana Kwekwe 👏👏👏👏👏👏👏👏
Mhembwe rudzi, ngaapinde hake mukomana, ndizvozvo chaizvo
Ndadzokorodza ndakorodza zvee, haa chakarohwa wena
Keep up the good work bro tinosvika chete
aaah mfana wami wave kubadura musambo chaiko. Dhewa original lead, and correct rythm line uye paBack tracking apo pamaVocals wakachaisa, nokuti solo voices yaimboti sare bhijana kuti ibate original dhewa, but now this is excellent. You are nailing it bigtime. Keep it up.
💥💥💥💥 Voice Boe zvekuti
Guys this dudu has an amazing voice,,murozvi mukuru is back unogona zvko tongai
Bhora mberi
Dehwa aripo haana kufa
Rovai dhehwa tinemi
Iyi ndiyo nziyo yechristmas ya 2021 anobvumirana neni ngandipewo like 👍
Rambai makatsika mafuta dhewa
The resurrection of muchina muhombe. Ramba wakadzvanya jnr uri mugwara chairo
tsoka yerudo kuseri you are very talented man this track ma1 all the best ingwee but mukuru musakanganwawo kundipawo tsoka iyo 😂😂😂
Wapedza masports jr
Asi makanzi musataure Jawi
Keep it up bro
Ko zvaanotogona kuimba sababa vake nhaimi !!!!!!!!!
Ukugona mukomana
Zvava kuita manje
Haa Peter haana jersey iwewe ndiwe original Dhewa
Anogona mufanha uyu let me subscribe now now
System ya force. Mwana nzambe. Mopao mokonzi. Muchina muhombe. Murozvi mukuru. The big boss. Igwe. Utakataka express 4×4. The reincarnation of Tongai moyo (1968-2011)
Well done Igwe Mopao Mokonzi
Engineer Peacewell approves
Real lgwee mupfumi huya uone munhu uya amuka
Chipoko chaDewa chadzoka
Ndamboda kuomera ne coment😂😂😂😂. But eh eh pakakwaturwa apa
Voice rave kuenda pauDhewa watatinoziva, calmness of the guitars is the one I know Utakataka for 🔥🔥
System ya force ,manual machine 4x4 .. .Congratulations Dhewa
Ndizvozvo dhewa
Yeah apa wakunyatsotinzwisa Dhewa chaivo chaivo not zviya zvimwe zviye.... 💪💪💪💪💪💪💪✅✅✅✅
Kugona unogona zvako mfanami. Apa pakabatwa wire.
Akapenga jnr Tongai amuka unogona mwana wamai ramba wakadzvanya
Chinomagona mangoma Chibaba ichi
Iyi song yakagonekwa zvake aive paBass, lead,rythm aiwa vakaita basa nemoyo wese iyi song inoenda mberi
Yesah
pakanaka dhewaaaaa, well done son kip it up
Excellent young man, 👏👏👏! This is great music, the only way you can go is up the ladder.
Continue improving your voice and vocals, also have a great relationship with All your band members. Please remain level headed. You will go very far.
number one Junior keep it up
Nice mufanha dhewa 4#4 wakumberi. Kkkk
Tsoka yerudo ndichatengawo yaaah wandifungidza kure wangu keep it like that
Dehwa vedu.dehwa ava vabata basa.
Manual machine 4x4 system ya force
Isong ndiDehwa original no question wakaigonesa now it's utakataka original.
Keep it up sane you are the best one
To my own opinion one song ya outclassa Mbinga
Tongai Moyo amuka watora ruoko rwababa
Utakataka express good work
This album reminds me gore rakabuda naye, masongs ese ainakidza same here this album is moto guys
Naye ndipo pandakatanga kufarira Murozvi Mukuru album iya haina kumira mushe payakabuda ndaiva form 3
hihweee ka
Real Utaķataka Music
Guys honestly ndapotsa ndafenda nekudzamirwa ne mukomana uyu ,,Ngaapinde hake jnr,, parikunzi mahwindi achema chema😭😭💪💪💪💪
Dhewa
Chihera chhera system yamushambarichakwata tulika
Dhehwa is back now zvaakumaker sense
uyu ma1 uyu uuumm talented
Yesayaaaqqaa young igweeeeeeee🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Kkkk ichi chogona 🕺🕺🕺🕺🕺🕺
Nyanyest wakapenga
Great works Tongai you are doing well 🔥🔥🔥🔥
Keep the fire burning utakataka is alive now
Keep moving Dhewa
Ndatenda hangu
Okay nice bhoo iyi
4.20 + 🔥🔥🔥 madhonza tambo dewa.... maSystem achoo mave kuaziva
Dingindira ndiro chairo reutakataka express, the vocals ,instruments 👌
Iyi ndo song inoda video
Ndiko kuti Dewa
Makorokoza nemahwindi muripo here?? Ridzai muridzo ndinzweee 🤠 Tongai Moyo Jnr simudza kwekwe yose tifambe nayo
Ramba wakadaro hama 🔥🔥🔥
Ha album uchi kani guys number one
Masports wapedza hko mwana wevanhu
Dhewa aaaaaaaaaaaaaaaaaaaa😂😂😂😂😂😂😂
Guys maguita ayo ma1 Kani ndachema zvangu bigop my guy
Unotikuvadza Xmas iyi junior yooh 💥💥💥💥
Chopisa 🔥 🔥 🔥
4by4 manual machine kwava kuseri kwete zvatamboinzwa zvekudhonza namadrive shafts
Wakapenda
Pace yatanga na junior, l see his future ,brighter ...famba nebhora chikomana ,team yakabaiwa
Ishhhhhhh Memories Memories Memories of Dhewa.This is masterpiece.Makagona vakomana
Murozvi uri kubika mhanzi yedu isu vane dona ...well done mwana wamai
Excellent vocals & guitar arrangements unogonesa muzukuru weva Chihera!!!!!
Magetsi aya
I pray that u wont die young .More life more power Igweeee✊🔥🔥
Am here for the lead guiter its e best since ndiro yababa in a decade now
Its callee the dembo effect bro
Dehwa vadzoka manje moto wega wega dehwa number one
Great stuff Igwee. Keep up the good work
Hande DEWA 🔥🔥🔥🔥🔥
Number one
Go younger,the future is more than bright, unoponda its well organised..............
MWAAAAAAAA
Dewa vedu unogona mfanami
# Dhewa veTsoka yerudo to the People
yes kwete zvataimbonzwa
The lead guitar can end Corona virus.. Musandipikise ndine course yemusic...
Mmmmm naaaka
@Innoe,😂😂😂😂😂tazvinzwa
Kanumber aka kakanyanya haaa kakabikwa kakaibva.
🇳🇦 Cain & Abel is our story together
Mukomana uyu anondiroera zva ndinoda, pamberi ne basa Moyo Junior
Gud sound chibaba keep it up