DOTITO: Ndichifunga Kuti Handizvare Apa Mukadzi Ari Kunwa Mapiritsi eFamily Planning NeMiteuro

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 10. 07. 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Komentáře • 29

  • @percychuma8424
    @percychuma8424 Před 19 dny +3

    Dzimwe nguva kurambana kumba kwenyu bhoo. Ku matare unoita seuchazvisungirira. Dzimwe nguva unenge uchishungurudzwa but ugotsikirirwa

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h Před 19 dny +1

    Mukoma ngavatonge mudzimai wavo ne vana vake . Masimba omukoma akawandisa . Sisi kana muchida murume dzokerai kumba mundogara .

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Před 19 dny +2

    Chikorekore for chonakidza

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h Před 19 dny +1

    Vabereki vomusikana ndivo vane udyire sei vasingadi kuti mwana agare kumurume

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před 19 dny +2

    Dzimba dziri kunetsa vana vesu todiko nhai Mwari

  • @nyaradzaikwaramba
    @nyaradzaikwaramba Před 19 dny

    Waiting

  • @mucherorichard4670
    @mucherorichard4670 Před 17 dny +1

    ko kuzonwa mapiritsi efamily planning kusvika murume akufunga kuti haazvare

  • @tariromargaret5979
    @tariromargaret5979 Před 15 dny

    Hapana imba apa, mahumbwe aya. Mukadzi uyu anobaisa. Hona magariro aakaita kuita kakufuratira,haatode murume

  • @user-ij2ll8st3x
    @user-ij2ll8st3x Před 19 dny

    Mukadzi haachada murume

  • @rascocky6366
    @rascocky6366 Před 18 dny

    Musikana uyo ari right. Anogoita mwana sei nemurume anotongwa nemumwe murume? Mukomana uyo anofanira kunyatsoudza mukoma wake kuti aite mind his on business. His brother's role can only be in giving advice but not on making decisions for the younger brother. The younger brother seems to be immature. In his place I would send a good message kuna vatezvara regarding what I am paying - saying that I would want ALL my money back if they took back their daughter without justification (fault on my part). Tsika dzedu allows for the return of the dowry if the man is wronged!!

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 Před 19 dny +2

    Zvakashata fani zvinoitwa nevakadzi. Who should plan a family between men and women.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Před 18 dny

      Both. In agreement.

    • @Bvanyangu352
      @Bvanyangu352 Před 18 dny

      @@shingiraitrevormboto2105 usanyebe iwe. Muri inenge ichirongwa ndeyekwani

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Před 18 dny

      @@Bvanyangu352 hazvinei nekuti ndeye kwaani coz haitwe nemunhu one. Two parties are involved. Hakuna anozvara ega.

    • @Bvanyangu352
      @Bvanyangu352 Před 18 dny

      @@shingiraitrevormboto2105 mambo mhuri inorongwa nemurume kuti anoda kana vangani. Chero mombe dzinobviswa dziya pakuroora dzinechirevo kana musingazive

  • @PatricNyaku
    @PatricNyaku Před 19 dny

    Imba vaviri 😊

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 Před 19 dny

    Dottio ndiri kubvunzawo Magariri family plz sorry l know kt hazvienderani

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Před 19 dny

    Kana mazvibata kuti business ibasa renyu anaMambo kuti vabereki vake ngavasapiwa pfuma.Haasi kuda murume uyu.

  • @Rumbidzai-c9b
    @Rumbidzai-c9b Před 19 dny

    Akaona andingazvariri benzi

  • @mildredvubula326
    @mildredvubula326 Před 19 dny

    Bamkuru imboko zvavo vapedza here

  • @user-jo7kx6jm9e
    @user-jo7kx6jm9e Před 19 dny

    Mukadzi uyo atojairira kuiita chinja varume achipinza mari muhomwe yababa

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Před 19 dny

    Vakadzi dai murivamwe musingatyore muzura zvamuita hamusi muChurch uye nyaya dzamunenge muchitongerwa hazvienderanebaa

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před 19 dny +1

      Kkkk mutemo wemudare inga varume vanoombera nondo

  • @KilfordGomba
    @KilfordGomba Před 19 dny

    Hondo🇿🇦

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Před 19 dny

    Saka arikunwa muteuro kuti mimba ibate uku arikutora ma pirist kuti isabate chete😂😂 iyi I 1-2 chaiyo

  • @mildredvubula326
    @mildredvubula326 Před 19 dny

    Munotsikirira vakadzi rather stay without marriage rubbish zwematare izvi