Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Madzibaba Nýasha dai mombomira kutamba ne vanhu nokuti munotora mhosva kuna Gabreni .dai makwanisa kubatsirwa chamupupuri ne mhepo zvinokuteverai zvazorodzwa.
Madzibaba Nyasha vari bho uyuu anonzi T one ndiwe unorwara nepfungwa unotipa zvinhu zvisina basa
Hombe ipi yavavhura uchaguma washaya ma likes iwewe
Nhambetambe inoregwa ichanaka baba ndaona mhedzisiro yenyu ijeri baba
Manje manje so mujeri
Amen madzibaba sunungurai nyika 🎉🎉🎉🎉🎉🎉 😂😂😂😂😂😂😂
Umm vanababa ava vanotora mhosva nezxavarikuita izxi .
Every year muZimbabwe munototi muite mupengo like this nyika yedu yakatukwa nekusingaperi
😂😂😂😂😂 u kill me
Madzibaba wekutsvingwe wakatendeuka riini taimwa tese doro kuChinyanjera uko 😂😂
Amen katatu kasingagume
Ndini ndatanga kusvika pamurwere
Ngoni hadzitorwi ma video idambe iri
Kkkkkkkkkkkkkkllllkkkkkkkkklllllkkkk
@@ChipoMpofu-hl2ll😂😂😂😂😂 pengai mese
Kubva baba nyasha vachitanga hapana chataona chinooneka ngavachizvirega zvichakanaka
😂😂😂😂😂😂😂haayas iyi ndoo mhepo chaiyo kkkkkk
Anosvoreka ndiye anogona kuva nehumambo hwedenga. Jeso pachavo vaisvoreka panguva yacho. Vashoma vaitenda
Mweya wacho ndewekutsvagiridza kkkkk
Madzibaa uyo murwere a todai munamato
Ko nanhasi haasati aenda kumusha here kwagutu
Tich newe wakutopengawo
T1 une patience ne benzi rako iri
Namwari 🤣
Haaa batai murove
Saka patonzi titore video tichinamata here 😂😂😂😂😂 vakomanaka mbiri inodiwa hayo aaaaah
Vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa vakamushora hanzi anorwara uyu.....
Uyu kaa uyu akupenga akatariswa
😢haikona kutambisa mutupo wangu Moyo nezve nhando
Vaostori kuromba manyanya
Kkkkk , madzibaba vanofadza zvavo nokupenga kwavo T1 ,ramba uchiteverera madzibaba newe uchasunungurwa
Uuuuuuu apa hapana kana chirikuitwa hapana hombe apa ndomahumbwe aya
Ko ava baba vapinzwawo mubasa rekupenga iri
Kkkkkkkkkk mipengo yasangana,murwere uyo ndiGweja zvake uyo kkkk ndomuziva patsvingwe apo😂😂😂😂
Uyu mupengo chaiye
Ndo pavanogara her baba nyasha ava
Saka hombe yaurikuti ya vhurwa ndeipi ipapa nhaiwee
Ma likes achaita moshoma kana makasaonera
Kupenga hakuridzirwi bhera lwe tichman uchatizwa nema likes
Vana Madungwe vakuita vachiwanda
Madzibaba uyu anoda rubatsiro azvina kumira zwakanaka panjere
Dzokono re white 😂😂😂😂😅😅
Nhai baba
Madzibaba Nyasha chibaba kkkkkkk
Tichkach ndakukudza kudhara kuti siyana nebenzi iro iwe uri takara sima chete .ibenzi iro hapana zviri kuzivikwanwa apo kupenga kwega kwega uyezve kupenga hauridzirwi bell kwete .ma1 arikutotanga kuna madzibaba Nyasha avo hazvina nguva vachange vave kumhanya dondo
😂😂😂😂😂kutanga kuona mipengo inowirirana
Kodwa Nkosi Jesu 🙆♂️🙆♂️ kwenzakalani 😮
Ari kuti mudzimu, oti mweya mutsvene ahhh dramatic.
Hadzisi mhepo dzemusha ere idzi 😂😂😂😂
Inini tsananguro dzake handizi kudzinzwisisa hangu guys ndipeiwo zvamanzwa
Mamuwigira ma fruit here murwere
😅😅😅😅😅 Ndizvo zvinondibhohwera rudzi rwemapositori pamwe pacho tinenge tichidakuuyawo kumasowe asi nezvamunozoita zvinekakupenga mukati 😂😂😂
Dzimwe nhau dzotipedzera data
Zvedenga hazvidi kutorwa ma video
Driri kupenga idzo
Ummm ko wy vapengo vachipengera kumasowe kudro nhy
Eish. Muchinda uyu adireyko kushoresa mapositori nemabasa ake😂
Muricey pano
T one kaaaa
Ummmm zvakaoma 😢 varwara ava
Amen
😂😂😂 uyo mupengo dai iringuva ya RG Magabe vaifira muchere nenhema dzavo chete
Mursei pano
Musharukwa uyo kutobatanowo nempengo wakadaro 😂😂😂
Zvirikuitwa ndizvozvo chaizvo kana achirevesa kut zvina Mwazha mukati se video yandakamboona achidero madzibaba Nyasha trust me Amen ❤❤❤❤❤❤
Maìona kupi tioneo
Vapenyu hr avo
Uyu murwere chaiye chaiye neavo baba kutorwawo kuita tsvina iyo nhai
😂😂😂😂 Kanyaya kacho kanokidza. Ko zvi cabin zvichiriko hr😂
Ummm mweya hapana Kuna madzibaba zvinhu zvacho immm
Idzi😂
Mamhepo aya
Kkkkkkkk
Wafa nemari payoutube nebenzi rako iri asi wakatonorirombera kani😂😂
I Drama here t1
Chii chirikutaura still don't understand can someone else explan so that I wil understand
Koiwe chikomichi wakati urin'anga wani, ko wave kuita zvemasowe futi, are you trying to expose hurombwa hwemapostori
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🎉😂
Zveshuwaa madzibaba vanobetseraa ini ndakavafoneraa vakandibatsiraa kutauraa kuno nditori pabasa endayi vanoda basa mopiwatsananguroo mushandee
Ndipeiwo number yavo
Haaaa musa tambe nesu washaya zvokutora here