Kana mazogara kudzidza nekuve chief zvinhu 2 zvakasiyana, Mutasa idofo pakutonga nyaya dze traditional court but he is good pakutaura chirungu, chigodora idofo kuchikoro but he is a super pakutonga nyaya dzemuma village
Mambo munosigona asi apa marasika .. the law says you’re innocent until proven guilty.. it is the duty of the complainant to prove beyond unreasonable doubt that she is guilty 😢
Yatongwa zvakanakisa. Problem mumhangari haana kumangara nyaya yake, angaoda kuipinza dzakawanda nekuseri. Eg. kana muroora akapumhwa kuti ane ngozi what, what,... pamberi pevabereki vake as she claims then its not even her business to approach Mambo about that. Iye nemhuri yake vanofamba pachavo; then kana vakachena vodana vakuwasha vofamba vose; kana vakachena then varipirwa pakupumhwa kwavo - and they can sort it out sevakwasha nevakarahwa kana vabvuma kuripirana. Kutozouya kwaMambo kana akapumha mumwe (wrongly) aramba kuripa - coz vakuwasha nana tezvara vanhu vamwe (with a very sensative relationship) zvekuti under agreed/normal conditions tofanira kuripirana zvichiperera mumba not kumatare.
Muchandiregera My top notch chief Mutasa iyi nyaya iyi hamuna kuibata mubatiro wenyu watinoziva. Chivaisayi kwa Mukotsanjera apedze nyaya pakunangana apo nekuratidza anemhosva neanofanirwa kukumbira ruregerero kune mumwe
Mambo mambunyikidza muroora apa😢. Mabva mawanza chirungu futi haaaa apa handina kufara nematongero enyu nhasi. Murume akatiza pamba because of those accusations amwene shd have been held to account
Mambo makutadza kutonga mazuvano vamwene vakatiza musha nekuti muroora ane chikwambo oti ngatifambe mambo votsigira vamwene ano prover sei akafamba ega hamudi fair mambo
Mambo mutasa makafunda apa nhasi hero Mai sitonga asi Mai ava ihama yenyu here sezvamakaita futi pane yeuya mukadzi wekupukuta chitunha chii chake MA ratidza nhasi mune divi no justice maresva verenga msg iyi kmatadza nhasi
You are right , ndi amwene vangu avo . Am wondering why she wants her to come back now iye akavadzinga. Mhuri yekwa Manetswa vakati hatirasi mwana wedu
Mambo dzevaroyi havadzigoni and vanosapota chirungu chinovavhiringidza sterek. Makoti fambai imi muzvitsvage ndosaka kune chivanhu. Mambo murikurasika chaizvo panyaya dzakadai
Yaa mambo munotonga zvenyu chokwadi no biased.vanhu vari kufungirana nekusagarisana zvakanaka naamwene.amuroora ngavafambe vatsvage zvinovanetsa not kunetsa vasiyane naamwene
Mukadzi auya for protection kubva kudare ramambo and did not get it. Mbuya should have been asked reason why she left her home and that way vobvisa blame kana kuona blame pamuroora. Vanasekuru kusvika kuvakira tete kumusha kwavo?? Haiva pane nyaya. On this occasion the usually judicious mambo munenge mapotsa.
Muroora akaendeswa kudare navamwene, nhac vamwene vakunzi havana mhosva nekt muroora akusimudzira nyaya wy
Mambo iyi nyaya maitadza
Kana mazogara kudzidza nekuve chief zvinhu 2 zvakasiyana, Mutasa idofo pakutonga nyaya dze traditional court but he is good pakutaura chirungu, chigodora idofo kuchikoro but he is a super pakutonga nyaya dzemuma village
Tseki iwe ita rako dare tione kuti unobureo
Ummm vana frank
Wataura chokwadi panhau dzehuroyi nehurombwa munofa kuti fii naMambo mutasa vanoprotecter muroyi zvinobhowa hapana zvozivikanwa
Nyaya yaremera dare muroora wadzvanyirirwa namambo ❤❤❤
Mambo teererayi nyaya apa madzvanyirira muroora. Akanzi anezvikwambo
Mambo ava vanondibhowa some times vanomhanya kudefender munhu achitsanangura
True
Akanzarwo nani? Iri musare nhasi neye demo. Mbuya vazviramba.
Saka imwe nyaya ndeipi?
Muroora hadzvanyirirwa.gogo vakamusvibisa ngavamuchenure.patadzikwa
APA mambo varesva kutonga vagarwa nemushonga wambuya avo vane mushonga wakaipa ndapedza Mambo amwene Sando dzenyu munegwenzi rapfeka mambo
Taura hako
Umm apa mapostsamambo wangu vamwene ndivo nyoka apa😢
Zvimwe zvese vanogona asi iyi vaitadza kuitonga
Nyaya yamangarwa ndeye kutii in the first place?
Mambo munosigona asi apa marasika .. the law says you’re innocent until proven guilty.. it is the duty of the complainant to prove beyond unreasonable doubt that she is guilty 😢
Apa makoniwa mambo munosimbogona apa maporonga hamungakurudzire mbuya dzinoshurudza varoora
Ko kana ari muroora ari kushungurudza mbuya? Hezvo nemurume akaguma ambotiza musha wani!!
Papasingachagarike nemudzimai wake.
That vamwene is a suspect pakufa pevana,ende mrume wacho akadzungaidzwa namai😂😂😂
Chief vakagwara vazviona kuti vamwene vanenyaya pavazukuru.ndosaka vabvunza muroora kuti pane zvamurikuda kuti tikubetserei here zvimwe zvisiri zvekubadza but haana kutaura arikuomesa musoro nenyaya rebadza.
Aaa muroora ane problem yekufungira.
True
Amwene vanoroya ava
@@beaullahmashingaidzwa4997nekuti vadini?
Mambo makanganisa Aiwa chero tirikuterera tirikunatsoona pane problem vamwene problem chaiyo
Mambo vatadza kuwonera apo sei amwene vacho vakabva pamusha
Haaa mambo apo mati shaishe muroora mamudzvanyirira
Apa hapana kujeka mai nemrora waifanira kufamba. Amai isuspect
Chembere iyo inemugara n'anga
Ndoona sekuti mbuya vakaudza hama dzavo kuti ndasiya musha wangu nekuda kwemuroora saka haangagari nemufaro veduwee. Dai mateerera muroora uyo its painful hama dzangu
Really painful
Mambo kana mati hapana nyaya seyi mbuya awa wakabva mumusha mako kwarewa kuti hapana kujeka pane nyaya
Pamwe vakashanya havo. Hapana nyaya yaiswa padare yekusimuka kwavo saka hapana nyaya apa.
Ummm chief apa barsirai mroora sandinyore kunzi Uri mhondi.batai mushe nyaya iyi
Ati muroora imhondi ndiani? Mbuya vaati vakati ndadzingirirwa nedemo vazviramba.
Saka nyaya iri papi?
Nyaya haina kutongwa zviri zvakanaka iyi
Yatongwa zvakanakisa. Problem mumhangari haana kumangara nyaya yake, angaoda kuipinza dzakawanda nekuseri. Eg. kana muroora akapumhwa kuti ane ngozi what, what,... pamberi pevabereki vake as she claims then its not even her business to approach Mambo about that. Iye nemhuri yake vanofamba pachavo; then kana vakachena vodana vakuwasha vofamba vose; kana vakachena then varipirwa pakupumhwa kwavo - and they can sort it out sevakwasha nevakarahwa kana vabvuma kuripirana. Kutozouya kwaMambo kana akapumha mumwe (wrongly) aramba kuripa - coz vakuwasha nana tezvara vanhu vamwe (with a very sensative relationship) zvekuti under agreed/normal conditions tofanira kuripirana zvichiperera mumba not kumatare.
Wataura chokwadi chakazarisa chaizvo.@@innocenthapazari8699
The real problem is that the husband is docile and weak
Pane huroyi apo
Aifanira kudii?
@@shingiraitrevormboto2105 aifanira to be firm and strong
Iyi nyaya haina kutongwa zviri fare pachokwadi mambo varikutonga nyaya isiriyo pataurwa nyaya yekupumhwa kuti une ngozi but irikutsikwa tsikwa
Mambo varesva
Muchandiregera My top notch chief Mutasa iyi nyaya iyi hamuna kuibata mubatiro wenyu watinoziva.
Chivaisayi kwa Mukotsanjera apedze nyaya pakunangana apo nekuratidza anemhosva neanofanirwa kukumbira ruregerero kune mumwe
Ndazviwonawo
Mambo mambunyikidza muroora apa😢. Mabva mawanza chirungu futi haaaa apa handina kufara nematongero enyu nhasi. Murume akatiza pamba because of those accusations amwene shd have been held to account
haaa Mambo imimi tongai mushe nyaya iyi hamuna kugona kuitonga
Haaaa vatonga zvakanaka ndosaka amuti fambayi muri 2 iwe nemurume❤❤
Amwene itsotsi inga mwana wawo uyo ataura kt wari kt akandimhanyisa nedemo matadza kutonga apa
Mbuya ine mushonga wavhiringa mambo
Taura hako mushonga wembuya iyo yakaoma
Saka mbuya wakatizei mumusha make 😂
Mambo masiya nyaya chaiyo .mbuya idzi dzinoshungurudza varoora musadaro mambo .apa matadza
Its unfair chief vamwene vane big problem vaona tsigiro yedare
Tsigiro yeiko, musafungiraa baaa
Chief vashaisha kutonga
@@tafadzwamaponga7745
haaaa chief apa varesva kutonga
Mambo vadii kubvunza kuti mbuya vakabva sei pamusha ndopanenyaya
Iyi hamusi kuibata zvakanaka panaonero angu,wakandipumha ndiwo nfawafambe neni
Vamwene vakangwarisa vabva vazvironga kuti ndonomurambira agosvoda. Mambo makukonewa basa mazuvano mune nharo amurereri zvinotaurwa
Uyo Gift anenge munhu wembanje nemutoriro. Musha uri kutongwa namai nemukadzi - idzo hadzipo zvachose; dziri kungodhakwa zvadzo.
Ko chikwambo kana ngozi yakanzi ine muroora yakataurwa naamwene zvaatsanangura pakutanga inoitwasei
Ko ivo amwene vakasiirei musha wavo Kana pasina nyaya cos chembere iyo handisi kuichenesa
Kkk mambo Mutasa vakangwara havabati nhau dzine chekuita neuroyi kwavari it's very sensitive unlike Chigodora
Mambo makutadza kutonga mazuvano vamwene vakatiza musha nekuti muroora ane chikwambo oti ngatifambe mambo votsigira vamwene ano prover sei akafamba ega hamudi fair mambo
Mambo munodzvanyirira vanhu, kambuya ako hakadi muroora .Mambo hamutereri zviri kutaura munhu ,madii kutanga mavhunza ma witness or sabhuku vanogona kuuya vachitaura kuti sei vakaenda kwaSabhuku ,
Mambo mabatwa pfungwa mbuya Ava vakaipa justice for muroora
Mambo apa matadza kutonga 😢 murora inzwai side rake
Mambo mutasa makafunda apa nhasi hero Mai sitonga asi Mai ava ihama yenyu here sezvamakaita futi pane yeuya mukadzi wekupukuta chitunha chii chake MA ratidza nhasi mune divi no justice maresva verenga msg iyi kmatadza nhasi
Ndosaka ndamboti Mutasa akuita achirasika panyaya arikutonga nyaya dzechiwanhu pachirungu.
Mambo Mutasa munogona iyi nyaya maibata nehungwaru top notch chief
Nxaa
Haiwawo iyi vaikonewa zvachose
Mambo varikudyara runyararo kuti vagone kugarisana.you are the best mambo.nekuti murume hagone kutora divi aripakaoma
Apa maitadza Mambo
Chief madzvanyirira murora mbuya irikutizei pamusha garai pasi kubatsira muroora
Mambo nyaya dzava mbiri weisasika apa wavakudzvanyirira muroora mmmmmmmmm nyaya yaremera mambo futi kkkkkkkkkk❤❤❤ nezuro Takanga tine yekutisiyana na Tateguru Tasvu nhasi yava imwezve ❤❤❤
😅😅😅😅 ndozvinoita munhu akanyanya kupihwa mbiri
Kazhinji zhinji vamwene nemuroora havaonani zvekudaro.
Always vamwene vanongozi is a first suspect but its not fair
Mambo nhasi matirasisa nyaya iripachena but matorasika zvekudaro,akatanga nyaya ndi amwene mambo mutasa munenge makutengwa imi 😢
Mbuya mwakachena ere
KWA HEADMAN CHIGODORA ZVAKAZOFIRA PAPIKO WEDUWOYE.CHIIKO KUSAUNZA NYAYA.
Vanonzi vakasungiswa nenyaya yekuudza munhu kuti muroyi direct mudare so vanenge vari pasi peshamhu
Mbuya mutasa havadi munhu anotaura sekuona kwangu vanoshusha kana kumba kwavo chaiko. Plus imwe nyaya chirungu ngaachiite chishoma kuvanhu vekumamisha ruzhinji haruna chikoro. Isusu tiri kuteerera tisu tirikunzwisisa chirungu chavo. Pls speak shona mudare.
Uumm Mambo munombondigonera asi iyi nyaya maitadza madzvanyirira muroora
Chief munekakubatira dzimweni dzenguva.....apa hapana kutonga kwamaita.....munenge matodzingaidzwa pfungwa navamwene avo
Mambo Mutasa havatogone kutonga nyaya havo ,ngavamboteererawo mamwe madzimambo achitonga.Apa madzvanyirira moora 😢😢😢
Iyi yakatongwa zvisiriizvo iyi uuuuum
Mhamha vakanaka ava, kare kavo ma1❤
Mambo pavasina kutonzwisisa ndepekuti haana vana,vana anawo anotonzi mai Tendai
Vanonzi mai Give Mareya , ane vana hobho ndimaiguru vangu avo
Mambo wakanyanya kutewera macomments emu Utube tichiti he is the best....so wakurasika pakutonga these days...
Chief marasika hudofo chaihwo mabhadharwa here
Chief mutasa you have failed to make peace between these two people
Baba awo zvakadii chaizvo. Can someone explain
Amwene uyu ndiye muroyi
Mambo sei muchishandisa mazwi echingezi kuwanhu wechitema wasingaziwi kuti zvorewei. Uye munovharavhara wanhu wachida kutsanangura, ndizvoere. Zvirinyore kuti kuwanhu dont worry about wana wafa coz hamuziwi pain yekufirwa
Vazhinji muri kutaura zvekuibatira pasocial media muroora uyo aitaura hake mbuya uyo akatombochengetwa nechechi adzingwa pamba shuwa kusvika atorwa nehama dzake,haisi yanhasi nyaya iyi ndeyekuma late 90s
You are right , ndi amwene vangu avo . Am wondering why she wants her to come back now iye akavadzinga. Mhuri yekwa Manetswa vakati hatirasi mwana wedu
Muroora akafamba akabata mai avo ndosaka arikushingirira kuti vaende kunobata badza, adzvanyirirwa hake apa, gogo avo isuspect
Haaaa Mambo Mutasa munosogona kutonga but apa matadza zvenyu nyaya apa,,,mabatirira muroora apo
Nyaya iyi ngaidzoswe chief apa tinokupai 0%
Mambo akudhakwa mazuva ano
Mambo vaidii pasina evidence vatoedza kuvabatanidza. Amwene vakura hapana chakaipa kuti vagare nemunina wavo zvose zvakangonaka
Muroora uyo anemusoro wakaoma kunge damba. Ehe kufirwa nevana akafirwa hake but seems akananga amwene. Amwene vakati zvondoitirwa masandikongonya pamusha rekai ndibve hangu. Iye arikungoti ngatibatei badza.
Watadza kutinga apa Mutasa . Of all the cases apa wamamira
It is your duty to proof yourself that you are clean.its clear according to the law.Mambo hawana chawatadza vagona kutonga
Hapana chavagona
Ndosaka muroira ATI ngatibatei badza to prove kuti haana mhak
Mambo I trust you pakutonga nyaya apa umm matadza
Unonzi mugatan'anga iwoyo mambo mutasa varikuita vachirasika nyaya mbichana mbichana,muroora arikuda kuchenurwa panhau yechikwambo ndosaka auya kwamuri mambo mupei chiremba.Haisi nyaya yekushaya mwana iyi inyaya yekupumwa kwakaitwa muroora.
Hoyo madiiii uko mambo fambayi basa makanaka❤❤❤❤❤❤
Imi gadzirisai nyaya mambo vese vakadzi avo vatorwa varoorwa mumusha
Mambo muroora akanzi ane ngozi navamwene kwa sabhuku dai mambovateerera
Mambo anodzimaidzwa nemishonga dzimwe nguva
Aya ma chief Aya atori bayazd
Mambo munogona chose . Vose vari kuti muri kutadza kutonga pano ,avade vanamwene ndavaona pano . 😂 pasi nevaroora vakadai
Mbuya avo vakudzvanhuka saka pavakabva pamusha vakabvirei,vakabva nechikonzero chedemo nhasi vakuramba.mbuya avo muroi mwana wavakadya ndiye akavabvisa pamusha vaimuona,mambo maigirwa mushonga nembuya iyo saka matadza kutonga,murora akaremerwa uyo,mambo dai matoti fambai pamwechete naivo mbuya vacho,musadzvanyirire murora veduwee,mbuya avo vakatorema,murora haana shavi rekubuda saka vasingawirirane
Mbuya kutiza pamba vanenge vainetswa ne mwana akafa uyo.Mambo maikonewa nyaya iyi batsirai muroora
He is inteligent this chief cz varikurecerver zvinyaya zvisina basa apa vanhu vanenge vabhadhara mari yedare
?????
Mambo munotonga makuva here or vapenyu??????
MAVHIRINGWA Ne mushonga apa MAMBO FIRST TIME KUMAMIRA MAMBO VANGU
Mangwanani pano Mureyana kwaChigodora muriko kwaMutasa muriko munombo gara sei chaizvo
Mareya not mureyani
Mareya
Mambo Mutasa apa maita zero chairo pakutonga. Mbuya ava vauya vakazora mishonga
Murume wemukadzi uyu uripi ummm mambo kudaidzira kwacho show some respect kuvanhu venyu
Mambo dzevaroyi havadzigoni and vanosapota chirungu chinovavhiringidza sterek. Makoti fambai imi muzvitsvage ndosaka kune chivanhu. Mambo murikurasika chaizvo panyaya dzakadai
Zvimambo zceZANU zvinodherera shuwa ungabva wati murume vemunhu uyu utipi does tht show respect
Vanokundwa naBushu parespect
Chief munotongereyi kana musina justice.
Shumba matadza kutonga apa, muroora ati wamwene wakaenda kumusha kwawo kunoti muroora akawadzingirira nedemo ngei musina kubvunza kuti kana mbuya awo wari kuramba ko kumusha zvakasvika sei uye nani? Mambo makundikana apa
Appa chief murikukoniwa kuwona nyaya apa.
Yaa mambo munotonga zvenyu chokwadi no biased.vanhu vari kufungirana nekusagarisana zvakanaka naamwene.amuroora ngavafambe vatsvage zvinovanetsa not kunetsa vasiyane naamwene
Mambo matadza kutonga😢 mashandirirwa mushonga Na gogo avo
Mukadzi auya for protection kubva kudare ramambo and did not get it. Mbuya should have been asked reason why she left her home and that way vobvisa blame kana kuona blame pamuroora. Vanasekuru kusvika kuvakira tete kumusha kwavo?? Haiva pane nyaya. On this occasion the usually judicious mambo munenge mapotsa.
True
Mmmmmmmmmm court iyi yakaoma...tinoziva kuti apumha ndiye anofanira kubudisa humbowo hwakakwana and beyond reasonable doubt kuti zvavataura ndezvechokwadi.....muroora abatirwa ndiye akapumhiwa ndiye akanganisirwa....aaaaarg Mambo chii nhai....ko kukanda big words kumunhu asingatozivi zvazvoreva ndokuitasei nhai
Mambo mutasa APA ndaona semadzvanyirira muroora guys musadero imwi
Mambo manga muchifanira kubvunza mbuya kuti sei vakabva pamusha.
Mbuya vakangwarisa nyaya yandirwadza mambo matadza nyaya iyi shem 😢😢
Varume tererai nyaya iyi mambo apa marasika ask first Kuna gogo my kwasamanga makaenda hre
Mambo naamwene muneirmwe imwi aaah vamwen is wrong kupumha muroora vane mhosva vamwe musadaro mambo maporonga apa😊
Muroora adzvanyirirwa apa. Nyaya haina kutongwa mushe iyi. Mbuya ndiyo nyoka
Mambo wangu ndinodada nemi mwari wakuitirei zvakanaka shumba well done
Hapana Chaatonga Mambo uyu
Yaa Saka tinoona zvakasiyana apa shumba yenyu yatadza
Angova mawelldone sechijairira Saka kana akaita wrong hamuchazviona
Kkkkkkkkkkkk