Dangamvura man murdered at family house
Vložit
- čas přidán 12. 06. 2023
- It is alleged that the man was involved in a misunderstanding with his friend after the two had spent the day together.
A misunderstanding reportedly arose following the disappearance of a phone
Follow this link to join our WhatsApp group: chat.whatsapp.com/GIv00fYEksp...
Avo Mai v kadhuku kepink avo she shouldn't have left the fight go on
Mai vane black t shirt shuwa vakatadza kudaidzira maneighbors kuti vabatsire shuwa.munhu angadai asina kufa.shame
Uuuummm pakaipa Boe ere kuurayana kurikuwandisa munyika medu
zvakaoma chokwadi ndangopererwa
Vana ava ndaivaziva Bheki naAshley .vkakura senherera after baba muWar vet died .followed by mai wacho .now Ashie mkoma wacho died late 2022 akafa nkurohwa naBar owner achinz aba kafon kambudzi from a patron .thn this yr mupfanha wacho afawo nesame issue ykupondwa achinz aba kambudzi zvakare.lmba iye yasara mumaoko ehama dzisina kna chadzaibetsera
😢mmmmm😢😢
Yoooo
Akatsemuka bone remusoro ropa rikasangana nepfungwa. Or akaita internal bleeding from the liver and other major organs. Munhu haisi simbi musarovana