Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Good mambo Mutasa munogona panyaya yereligion apo munhu haamanikidzwe kuita zvaasingatende mudzidzisewo mambo Chigodora ipapo
Chief Mtasa 100% pakutonga 🎉🎉 watching from Joburg ❤
Hurombwa ndohurikukonzera kukakama mhuri yese
My chief you are the best munopedza basa
Ava vanofanira kuiita mukuru wemachief ...he deserves
Makagara pamakagadzikwa amuna kubvuta makasarudzwa mune zodzo mune mhondoro vane nyota muri tsime
Wise Chief ..with full of wisdom
Chief Mutasa you are the best on top of the rest others follow
This man is anointed i tell you!
Haaaa chief Mutasa ndasimudza 🙌🙌
Uyo ano osa nyaya dzisingapere dzoperera pa nzira rega nditomira kuona
Good mambo magona kutonga apa
Mambo taurai muchipa vamwe mukana vataurewo avo vakasimudza musoro ...dare rese ropera mambo vachingotaura aaaah !
Siya vataure ndovanehungwaruka
Wakatarisa iwe dziri kuleft kwamambo idzo dzingataurei dzinongoti uum uum
Kkkkkk vana mwari vatinonamata ndivo vakasiyana
Asi vafundisi ndiwo vane denga here vanhu zvavanoti ndoda permission kubva kuvakuru vechechi
Kupusa uko, church kana ukabuda unoitwei nani, vechurch ndivo vanotoda vanhu venovapa mari asi unoona vamwe vanhu vachizviita nhapwa.
😂😂😂😂 Hanz ndikaenda ini ku church ndinondobvondora.
Thank you chief ❤❤
Kumamisha kune nharo kkk wanhu wanorasa network kkkk
Mwari anonamatwa mumweya nemuzvokwadi imi moti hamutendi mumweya how
Vana Mwari ndovakasiyana
Baba ava vane katurike
Gud morning
Mutasa sunungura nyika usambo dzora tsvimbo
I like you mambo Mutasa
Musanyeperwa chief vanhu varikuhwanda ne church ndapota vasinganamati ndovakanaka kuhwabda nechechi makazara nezvidhoma nenyoka kunamata kwakapera kare
Uyo anonzi Zigo haagoni kugara pasi here hapana video raasingabudi achingotenderera chii choitika naye nhai T1
Church yangu haidi zvakati iye anoipinda achiita zvose zvinorwadza mhuri it's sad
😂😂😂😂😂 ende mambo aya ka
Shumba dzine njere
Mambo you are Solomon of our generation
❤❤
Bambo mitemo yemakirike ndoyakasiyana uye yakaitwa nevanhu vari kudya sadza,asi Mwari umwe chete musapusa zvekushoresa kirike renyu imi
😂😂😂😂ndasekawo hangu nhaimi kkkkkk
Itai kut Mwari ndiye asingabvumiri not kut Church!!
As if munhu anonamata church 😂 . Mambo varasika apo
Kkkkkk ma seventh-day muriko er uko
Vanokakamira yooooo
Sevethday ndomakazara imomo
Nechihure haupedzi😂😂😂😂😂
Kana kuchihure vanzwa kubatwa kumijolo asi vachiti vari holy😅😅😅😅
Vangu vekuManicaland Chii chinonzi bvuri?Chii chinonzi gumba?
Chief murimudhara pabasa renyu
Vanhu vechurch vanonyadzisa ,munofanira kuti Bible rinoti not kuti mufundisi anoti
Ehee nhai kunge varikunamata mfundisi a
Kune mutemo webible nemutemo we church. Bible harina kumbogara raramba chiporofita kamutemo kechurch yvo kakadhakwa
Apa Tinashe Mugabe haadiwe mhuri iyo ndeimwe inokakama yose
😂😂😂😂😂
So many people who are hiding wth churches. Tinavo bamkuru mkoma wababa vangu,akazogonekwa ndimambo kut kana usingadi kubatana nevamwe buda munyika mangu bt stil akungoroya aah zvehurombwa zvinonetsa
Kwese shamwari hameno kuti vanonzwei nehurombwa
Mapedza masports musavadha
Ko nanga dzaifamba dzaifamba dzichitaura zvinevanhu fdzosiya munhu anezvinhu zvake what was the purpose of those nanga
Mambo 🙄🫤
Chii chinonzi bvuri? Uye zvinenge zvichiita sei
Mweya wemunhu akafa,unoshandiswa nemuroyi kana munhu akaromba kukanganisa vamwe vanhu
You have lost my support chief hamutaure kuti munhu ane mubobobo wamusina kuona
He's neutral
Follow me
How
Mukuru we church yako anotoenda kuN’anga
Ndidzo n'anga dzacho kuti varambe vaine masimba 😅😅😅😅😅

Vangu vekuManicaland
Chii chinonzi bvuri?
Chii chinonzi gumba?