Murume aitengesa mushonga wemakonzo akapinda mumba kwaku bata mwana chibharo, witnesses speak

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 4. 07. 2023
  • Glenorah : Tsvee kutengesa mushonga wemakonzo kwakubata mwana chibharo

Komentáře • 95

  • @dephinemanamike4990
    @dephinemanamike4990 Před rokem +22

    Munhu wese anobata mwana chibharo ngaauraiwe nekuti iye anenge atouraya mwana mudiki

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Před rokem +12

    😢sorry baby girl, this guy must face hash punishment how can he think evil , chivindi chekupinda nekusatya kubata mwana we varidzi.

  • @shamisomunokorituninginn8271

    Heart breaking surely .vanoraper vasaburitswe mumajere

  • @bertinagoko3246
    @bertinagoko3246 Před rokem +14

    Ndopaunoona vanhu vakadai achinopinda gore chete mujeri obuditswa ne amnesty wotoshaya kuti zvinombofambasei apo vanhu vachiuraya life yevana kudai zvinorwadza mwana atokanganiswa upenyu hwese .vanhu ava vanofanira kungofira mujeri vasingabudiswe .ndofunga mushonga chete wekuti vaida kuti vawane kutengerwa zvivindi zvacho kuzobatira mwana mumba mavo

    • @rolandmoyo1423
      @rolandmoyo1423 Před rokem

      MaZANU ane mabasa akadaroso, basa rekubata vana chibharo, mabhinya evanhu.

    • @fadzaichatyora1220
      @fadzaichatyora1220 Před rokem

      Yes vanoburitswa mufunge I know someone akaraper but haana kupedza gore mujeri akaburitswa ne amnesty

  • @melodyjanuary3194
    @melodyjanuary3194 Před rokem +8

    Ngachekwe chinhu ichocho ncaaaa

  • @JemimaBhobho
    @JemimaBhobho Před rokem +5

    Handifunge kutanga kuzviita ngavamurove achataura

  • @user-ef4ey8qh6w
    @user-ef4ey8qh6w Před rokem +3

    Anenge abata chibharo ngaurawe naiye same time....

  • @phyllismagunde5844
    @phyllismagunde5844 Před 11 měsíci +1

    God bless the people in this neighbourhood. That is love and unity. 🙏🙏🙏

  • @blantinambewe1096
    @blantinambewe1096 Před rokem +9

    Dai makavanwisa mshonga wavo wavaitengesa ...zvobva zvaenda kunofira mberi

  • @user-jb3np7or2i
    @user-jb3np7or2i Před rokem +4

    Mutemo ngauite basa mhondi yevana vedu igareko

  • @user-rd5mh4ez8y
    @user-rd5mh4ez8y Před rokem +3

    Baba ava ngavafire mujere

  • @danmasinge7488
    @danmasinge7488 Před rokem +1

    Murume uyu kutanga kusvika pamba apa here or anombosipfuura achitengesa? Uyo dai povo yakapedza naye kuuraya chaiko. Chijangwa chake anochiregerera

  • @patriciachinhanga6250
    @patriciachinhanga6250 Před rokem +2

    Sorry 4 this. Imi fundisai vana zvizere va bereki . Plz plz zvisinei va bereki vabereki. Mutemo wacho wakareruka saka zviri kuenderera mberi .uyu hakusi kutanga ?zvoratidza akambozviita . Anoenda ku jeri kwaano pfeka nokudya . Onzwa kuti apihwa bail aa imika

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Před rokem +1

    Judiciary inomboedza kuvakanda mujere but dambudziko ndirori re amnesty presidential pardon rinoburitsa such pple mumajere

  • @ceciliamatandirotya9594
    @ceciliamatandirotya9594 Před rokem +8

    Vanhu havachatya ku rape vakuziva kuti vakaenda ku Jeri vanoburitswa

    • @aggiematsambo4648
      @aggiematsambo4648 Před rokem

      You nailed it problem i government ydu yema dhodhi inoburitsa mnhu aka raper mu jail and vchti ganza nxaaa 😞

  • @mamoyopee8246
    @mamoyopee8246 Před rokem +2

    Dai akabudirira kuraper aiziodii aftr. Coz kwanyanya macases ekuti vanhu vazhinji varikuonekwa vakapondwa aftr varepwa

    • @rojamillerover
      @rojamillerover Před rokem

      Akatobudirira, asi hamuna kunzwa kuti akabatwa ari pakati

  • @sidanisiwenkomo8505
    @sidanisiwenkomo8505 Před rokem +2

    Let him in jail,our kids are not even safe asisakwaz kusebenzela bantwabethu skhululekile ngenxa yabobhinya.Vele bangangeni kabame ngaphandle.kulusizi lokhu.

  • @fifitakapisa
    @fifitakapisa Před rokem +4

    Dai vakauraya, waste of oxygen, kurepa mwana mudiki shuwa 😡😡😡

  • @Nally_Vybz
    @Nally_Vybz Před rokem +2

    Keep up the good work ❤

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 Před rokem +2

    dai zvaibvira munhu akarepa ngagurwe icho chinorepa chacho ndokuti zvipere

  • @YvonneFungai-go6nl
    @YvonneFungai-go6nl Před rokem +2

    Ngavadamburwe kadhonhonho ikako baba ivavo

  • @portiakaguda7663
    @portiakaguda7663 Před rokem +1

    God chengetaiwo vana sikana vedu Ava eish

  • @letwinmurindagomo4158
    @letwinmurindagomo4158 Před rokem +1

    Ndizvo zvimadhara zvinozobuditswa nxt year zvakty munangagwa huchi izvi, saka kugona kuchiponda nxaa, nekutyisa kwaro zibaba riye shuwa. Kutsimbirira mwana zvakaoma

    • @user-lh7th1bt7f
      @user-lh7th1bt7f Před rokem

      Zvainzi Munangagwa hutsi here kana kuti huchi 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 Před rokem +1

    Ko vasina ma ghedhi vodii ..mutemo ngaungove wekuperera kunzira kwete mu yard yemunhu

  • @fortunatetakaingofa1326
    @fortunatetakaingofa1326 Před rokem +3

    Ko mwana wacho haana kuridza mhere here

  • @lainahmusariri5111
    @lainahmusariri5111 Před rokem +2

    Haa zvakaoma weduwee varume vanobata chabharo ngavadimburwe musoro wechombo chake

    • @mavismavis8871
      @mavismavis8871 Před rokem +1

      Ngadimburwe

    • @sharonkwadiwa4459
      @sharonkwadiwa4459 Před rokem +1

      @@mavismavis8871 chorwadza ndiwo vanhu wakabudiswa mujeri ndosaka wasingatye kurepa nekuti wachisungwa nhasi mangwana woburiswa ummmmm

  • @zimdiaries325
    @zimdiaries325 Před rokem +3

    Ha kune vanhu vane moyo yakashata 😢

  • @afronews7034
    @afronews7034 Před rokem +2

    People work hard inzim then yu find bhobhojani like this doing undespicable

  • @AnnatoliaMapasure-do6th
    @AnnatoliaMapasure-do6th Před rokem +1

    Mweya yekuromba here kurara ne mwana Inga zvakaoma veduvee

  • @evansrushavashava7311

    Maita basa nevideo renyu bt pa introduction yenyu gadzirisai. Havasi varume vese vanodaro. Mukati varume vese mu one bracket matadza tirikowo varume vasingadaro plz. Munhu ngaatongwe nenyaya dzake. Gadzirisai ipapo

  • @eunicenyandoro8009
    @eunicenyandoro8009 Před rokem +2

    Vanobata vana chibharo ngaasungwe afire mujerii to hell..kna vana vakomana vkubatwa zvibharo

  • @richardmuswavinda1741

    Ooh shame nyota yanga yorwadzisa mabhora

  • @lovenessmutibura1152
    @lovenessmutibura1152 Před rokem +1

    Vanotengesa vacho ngatengesere kumashops anoda kutenga ndiuye ngaende kumashop

  • @shyletlupa5453
    @shyletlupa5453 Před rokem +3

    Hanzi muTouchline😂😂sorry but that was funny. So sad there must be a law of hanging rapists cause zvakunyanya

  • @lizziefombo7800
    @lizziefombo7800 Před rokem +1

    Arepa ngauraiwe

  • @shylinezhanda5205
    @shylinezhanda5205 Před rokem +1

    This is heartbreaking 💔💔

  • @evernicekapita7786
    @evernicekapita7786 Před 11 měsíci

    Munhu anobata chibharo ngaachekwe nhengo as long as proof iripo

  • @chachanyacks963
    @chachanyacks963 Před rokem

    Apa chimunhu chacho chinenge chiri kutorwara hacho,akarwadzisa hake mufunge

  • @wedzaprincess2216
    @wedzaprincess2216 Před rokem

    This is heartbreaking he has destroyed mwana wevanhu, hurumende yedu dai yati anobata mwana ngaachekwe ichocho chinobata vana.

  • @cassandraker
    @cassandraker Před rokem +6

    This guy has done this before

    • @lilmap7286
      @lilmap7286 Před rokem +1

      True atori a serial rapist. Hope mapurisa do they job well! Feel sorry for the girl, hope she gets proper counselling. Tochengetera kupi vana wedu weduwe!

  • @tadiwamadziwa5998
    @tadiwamadziwa5998 Před rokem +1

    Ichokwadi ma gate ngaakiiwe

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 Před rokem

    Unenge uchiti wasiya mwana ari mumba,ari safe.Dzubvurandi opinda mumba macho futi saka vana vedu tovachengetera paiko.Iri bhinya rinoda kuurayiwa nxa☹

  • @preciouskofi5782
    @preciouskofi5782 Před rokem +1

    Anga Ari suppose kuurayiwa munhu iyeye mhani kuraya life yemwana

    • @lucymashinge
      @lucymashinge Před rokem

      Dai vakamumwisa mushonga wake waaitengesa iwoyo nxa mhani

  • @rufaromorosi8249
    @rufaromorosi8249 Před rokem +1

    mweya hwaiko wapinda vanhu😢😢

  • @JoeKan-gj6bm
    @JoeKan-gj6bm Před 11 měsíci

    Munopenga imi munhu 1 aka raper doesn't have to punish vanhu vese vanotengesa

  • @Chipo-wy3ut
    @Chipo-wy3ut Před rokem +1

    Life in jail

  • @user-up8nd3iq8m
    @user-up8nd3iq8m Před rokem +1

    Ngavafire mujeri Baba avo

  • @matildernhando6400
    @matildernhando6400 Před rokem

    Stella unogona basa rako👏👏👏👏

  • @tadiwamadziwa5998
    @tadiwamadziwa5998 Před rokem +1

    Mmmmmm soo sad nhyimi😢

  • @gracehavazvidi7962
    @gracehavazvidi7962 Před rokem

    Ndosaka mai Grant vaikiya gade ravo

  • @tawandaaloisgwenhere1192

    munhu arepa ngaangobviswa mabhora chete kuti asazobate umwe mwana futi

    • @roberttgwena9047
      @roberttgwena9047 Před rokem +1

      Kutanga ambo mamiswa first then machende ozo damburwa

  • @EdwardSibiya-pn1qy
    @EdwardSibiya-pn1qy Před rokem

    Bvaa mutapi wenhau munogona usanga mohufarira tete vedu😂ne earing rinorova mafudze

  • @EdwardSibiya-pn1qy
    @EdwardSibiya-pn1qy Před rokem

    Avo varoi ngavadamburwe mboro yacho

  • @roberttgwena9047
    @roberttgwena9047 Před rokem

    Rovayi mhuka idzo damburayi machende imi

  • @SassyQBs
    @SassyQBs Před rokem +1

    Nyika yakuguma uuuuu zvakaoma

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 Před rokem

    So sad 😢

  • @enchiladapatati379
    @enchiladapatati379 Před rokem

    Ko iye munhu anotengesa anopinda sei mumba. Agokumbira mafuta ekuzora zvokwadi. Unless vatori nemushonga zvavo kani. Ngatizodzidzisai vana kuti hapana munhu anopinda mumba kana vanhu vakuru vasipo worse vasingatombomuzivi

  • @fortunatemuchekadzese1939

    Ummm veduwe kuromba uku

  • @panashewanorman
    @panashewanorman Před rokem +2

    Murume uyu ngauraiwe unobata mwana mudiki akadaro sure😢😢😢

  • @gilbertmmatsika9580
    @gilbertmmatsika9580 Před rokem

    Uyo Munhu imbwa yemunhu asi havasi vese vanotengesa

  • @user-bh4xh3px7d
    @user-bh4xh3px7d Před rokem

    Nyika yaoma weduws

  • @kundaimhaka7793
    @kundaimhaka7793 Před rokem

    Aitengesa hre kana yanga iri disguise kuti aite zvakashata kudero haisi mishonga hre

  • @heatherchitukutu9011
    @heatherchitukutu9011 Před rokem

    Vanhu vakada hatodi kuisa mumaoko evatongi vanoburitswa dai vanhu vakaisa mutemo mumaoko avo vakarova shit muroyi shsiye zveku gara pa wheel chair hupenyu hwese

  • @sandramuchererwa1833
    @sandramuchererwa1833 Před rokem +1

    Zvakaoma

  • @tatendadaniel8969
    @tatendadaniel8969 Před rokem +1

    Dai makacheka ma bhor* iwawo benzi remunhu

  • @isheakanakaful
    @isheakanakaful Před rokem

    😢sad

  • @vachihoro
    @vachihoro Před rokem +2

    Nemazariro akaita vakadzi kunze uku sre

  • @ritazulu2857
    @ritazulu2857 Před rokem

    Yuh kuto kiya magate sua vna vngapere mfunge

  • @primrosechikadaya297
    @primrosechikadaya297 Před rokem

    Zvakaoma chokwadi

  • @nesbertbernard5583
    @nesbertbernard5583 Před rokem

    Ko kungouraya munhu akadaro

  • @evanschuma
    @evanschuma Před rokem +1

    At least he didn't penetrate her, I just hope he acknowledges his mistake.

  • @evanschuma
    @evanschuma Před rokem +2

    It's hard being a man, so did the guy get a chance to tell his side of the story, who knows maybe he has his reasons.

    • @fatimangelekele
      @fatimangelekele Před rokem +3

      Ibvapo iwe his reasons eyi pakurepa, hauna kukwana iwe nxaaa unongonyora usina kufunga last time wakaisa comment isina kukwana kwakauraiwa mukadzi aitengesa muviri. Kwana iwe asi uri mutsva wefoni

    • @angelarumbidzai3059
      @angelarumbidzai3059 Před rokem +3

      Aaaah reasons to rape a child?musadaro imi dai ariwako mwana waiiti pane reason here

    • @evanschuma
      @evanschuma Před rokem

      @@fatimangelekele Don't come here with your insults, I am just sharing my own opinion just like everyone else, and if u are unable to be respectful with your replies, then I suggest u keep your opinions to yourself, coz u definitely don't wanna piss me off.

    • @rojamillerover
      @rojamillerover Před rokem

      Kwana iwe, reasons yei yekubata mwana we 12 years chibharo. Ngaasungwe

  • @karenmusaerengera7727
    @karenmusaerengera7727 Před rokem +1

    Zvakaoma