Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Mira segamba Munya vanhu vanofunga kuti munhu anongouraiwa sehuku hazvisirizvo
Sekuru ndokutendai ummm munonzwisisa shame haaaa mhondi idzi ngadzisungwe zvakare ngavauye nemaparts emwana
Sure keep it munyaradzi zvinhu zvidzoke
Ko kugara pasi pakagara mwamwe madzimai zvodii
Kkkkk agara pedyo nababa vake
Munya go for them all even mapurisa those police man they are corrupt
Munhu haarove kurwadzisa munhu kwakadaro
Thanks Munya ngavakupe zvinhu zvako uye varipe
Veduwe l miss Mugabe, murder wasn't as frequent as it is now. Vanhu havachattye kuuraya
akazovigwa here munya
Hasati wena
Akazovigwa here munyaradzi
Hana kuvigwa
Ko chingoindai ka kwa sekuru Tasvu ka. Ingadai nyaya yakatosolveka kaaaaare
Nhai veduwe hana kuvigwa hr mukoma Munyaa avoo
Auntie joey , suspects amwe ari pa st georgies pakusomwa kuye kwepasi pechirebvu
Thank yu sis
Munya irwakusvika zvaita
Eshy i feel for this man vanoneta nokuramba vachingorondedzera chinhu one
Saka haachanhuwa iye akambonzi ashata? Inga zvakaoma.
Ngavaite zvirkudiiwa nemufi cz vkatadza vanofa vese cz atori mwana wemukuwasha
Nyaya yamunyaradzi ichaita seya tapiwa,mira mira munya mhondi dzipfidze😢
Sure Munya usazorore kusvika wapedza
Pakaipa mhani
Zvakaoma hzvo irwa hondoyako munya
Noise please eish why
Ndikuda kuona hama dzamunyaradzi ini vandiudze zvavakaita ndiitewo Mai vangu vaende kuhondo
haa man neniwo ndozvanda,ndichifungawo..mai vangu vakawurawo,paweekend yapera iyo havasati vatombo vigwa..but tiri kubata mudhara wepa next door hanzi ane zvikwambo nezvidhoma zvakawanda, uye ndizvo zvakarova mai.
@@lalasworld4241nematambudziko ,nyaradzwai naShe
Mira Mira munya wena vasauraya fut
VekwaMuchechetere vacho.vakwasungwa here nhaimi zviro zvacho
Havana ava
Brother Munya keep demanding your parts
Ma1
Kana vachiramba danayi sekuru tasvu zvibude zvinhu zvake
Bt Mugabe ivewo mhondi ft my friend nyatsotsvaga history ye Zimbabwe
Mhepo too much please eish 😢😢😢😢😢😢noise
Munya apa vani chidzidzo ngavamupe maparts ake awane kuzorora nguva yareba veduwe 😢
Ichi chakanyanya
Zimbabwe yiyii yashata vanhu varikuraywa variku shungurudzwa chiiii nayi
Vanhu kavarege kushandiswa
Dont stop Munya you cant go like this
Vanhu vakaponda munyaradzi vaneundunya sekuru vamunyaradzi dai vamupa pfumo rekurwa naro vasvinure vanhu ava vanojairira usarara munyaradzi
Umm zvakaoma
Ummm😢
Umm umm eish zvakaoma chokwadi 😢😢😢😢😢😢😢😢
Nyika yaora uori police iri kudya mari, now panofanirwa kuva pane vabatwa.
Ummm 😢
Famba munyaradzi usamire , munhu haangouraiwe se huku
Ngavaripe munhu achengetewe
Tiratidzeiwo mapuctures ake Munya Kuti airatidzika sei
Advice muchishona here 😂😂😂😂
Kkkkk iiiii wagona zvakaomqwo kaminiwe
Tete your questions are too much siya munhu arondedzere apedze
Nzvimbo yese iyi ndinoiziva, taitambira bhora kuchidoma.
Mavekushungurudza mudhara uyu pliz vanhu venews stop zvamakuita izvi mavekuzvinyanya mhani musaite iyoyo zvakwana takudawo ma updates ezvirikuitika now
Saka zvakazodiiko akazovingwa hre uyu Munya gamba redu dai tose tadaro
Mhuri yatambura iyi
Imagine .
Zvakaoma
Marwadzo
Asi kaaa zvakaoma hazvo
Ini ndiripo wekwaMuchechetere bt vekuzhombe handivazivi hameno vanoera mutupo upi bcz ini ndri muchechetere wekuMasvingo
Saka wafungei masenumu anofanana
Saka manga matii
Me changamire ndakavaona kushema TV avo vane blue shirt
Ndiko kwandakavaonerawo
NaJoy mwana waVachangamire
Ndini nadady hatisiyani kkkk
😢 😢
Pakaipa apo
Garai pasi tete
Ndanga ndaneta shuwa iwe
Munya mirasegamba ngavapfidze
Ichanetsa nyaya iyi
Ngaanetse
Noise reduction please
Mutori we nhau mibvunzo yako ngaiite order, uye rega munhu atsanangure kusvikira apedza statement wozoisa umwe mobvunzo please.
Thank you 🤣
Iyi inyaya hombe
wese angoita camera atova tete
Ndakagara ndiri tete kubva kare ndine hanzvadzi
Ko the biological father yamunya iripi imbo itsvakai
Vakashaya asi hama dziriko