Murume Anoneta ne One Round Chete PaBonde

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 7. 09. 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Komentáře • 98

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 Před 5 měsíci +2

    Mambo Bushu dai makomborerwa namwari🙏Iniwo ndinofungidzira kubudikidza nehunhu hwevanhu avo kuti havachadi muroora uyo chete. Honhu mudzimai akapopota asi hatina kuudzwa zvainge zvaitika shure. Murume ndiye ari kutoviga mari uyo achitetena nehama dzake.

  • @user-hx3xo8ju1b
    @user-hx3xo8ju1b Před 6 měsíci +5

    Thank you Mambo Solomon vedu murume uyu anojairira vanhu

  • @sindy308
    @sindy308 Před 6 měsíci +13

    Chief batsirai this guy anodhererwa nekuti anononoka kutaura nekukakama😊

  • @justinematemura8439
    @justinematemura8439 Před 6 měsíci +3

    Well done chief Bushu. Matonga chaizvo,tezvara avo inyanya.

  • @tyresepartridgechanga704
    @tyresepartridgechanga704 Před 6 měsíci +1

    Mambo manyama. Mambo vanogona kutonga ava. He has wisdom.

  • @NoscaMatumo
    @NoscaMatumo Před 3 měsíci

    Thank you mambo rambayi makadaro

  • @mabelpasi1751
    @mabelpasi1751 Před 5 měsíci

    Thank you mambo neutongi hune wisdom, mhuri yemurume uyu vose vanerimwe chete. They are not benefiting from this man ndosaka vose vasisadi mukadzi. Mukadzi anovaka, nochengetedza Mari there is nothing wrong with that. Murume uyu akaziva kuti he is recording iye akanyarara. Hapana apa.

  • @adrian.kmagombedze6800
    @adrian.kmagombedze6800 Před 5 měsíci +2

    Uyu mambo haavharwe zvekumhanya uyu. Mupei sando dzake

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Před 6 měsíci +2

    The assessors have wisdom. Wisdom comes with age.

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 Před 5 měsíci

    Kahunhu ikaka kakashata kekukwira dare nguva yekukohwa asi nguva yekurima maive makanyarara. Hongu muroora anogona kutaurisawo asi zviri pachena kuti murume uyu ave kusundwa nemadhara nehama idzo kuti va 'spente finance' vega😂 Uyo muroora manyama anotoda kuvaka uyo! Thanks Mambo Bushu nedare renyu🙏

  • @GraceMapfumo-ep9tx
    @GraceMapfumo-ep9tx Před 6 měsíci +3

    Uyu murume uyu ndiKingdom wekuDNA chaiye

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Před 6 měsíci +4

    This chief is one in a million. Same same with chief Mutasa and Nyamaropa.

    • @wellymatazyakatich8278
      @wellymatazyakatich8278 Před 6 měsíci +1

      Aaaaaah wangu please remove chief Nyamaropa on this list ndopasina nezva mambo paye

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 Před 6 měsíci

      @@wellymatazyakatich8278 Kkkk. Hindava madaro

    • @movenmakumbe6093
      @movenmakumbe6093 Před 6 měsíci +1

      Not Nyamaropa a traditional leader who says fuck off on air nonsense yamambo

    • @BrightonMamire-vf8us
      @BrightonMamire-vf8us Před 6 měsíci +1

      Nyamaropa ane dzungu

    • @wellymatazyakatich8278
      @wellymatazyakatich8278 Před 6 měsíci

      @@BrightonMamire-vf8us kusadzidza uko ihwa kana achitonga nyaya so apa he doesn't have respect

  • @hazel4463
    @hazel4463 Před 6 měsíci +3

    Bushu is the besr ever mambo

  • @patriciapasipanodya5174
    @patriciapasipanodya5174 Před 6 měsíci +1

    My favourite chief

  • @garikayimadondo4283
    @garikayimadondo4283 Před 6 měsíci

    thank you chief nekuumbiridza musha

  • @archiekushinga2721
    @archiekushinga2721 Před 6 měsíci +4

    Mukadzi’s uyo akarambwa tipei nhamba dzake tinomuwanira zvekuiita

  • @mukombe15
    @mukombe15 Před 6 měsíci

    Maiguru vakapfungaidzira babamudiki kuti ngoma iriri kumusha kwavo. Mukadzi wemumba ave kumunhuwira saka ave kutsvaga mwena wekuvanda. Hana inhete mambo, yakawondongwa kare.

  • @user-vl9mq2sh4n
    @user-vl9mq2sh4n Před 6 měsíci +2

    Murume anokakama mukadzi anotaurisa

  • @user-kt2un9vx8t
    @user-kt2un9vx8t Před 6 měsíci +4

    Chief mukomana ngaatore mukadzi wake ane hasha honcu bt vakagadziriswa ndaona vane hupenyu hwakanaka ini

  • @user-vl9mq2sh4n
    @user-vl9mq2sh4n Před 6 měsíci +1

    Mukadzi akangwarisa cei achirambidza mrume kuwirirana nebaba vake.mumusha munemadzitete mune vazukuru plus sàdombo cei asingaendi kwese ikoko.ngaamboenda kwatete vake andorairwa

  • @user-vl9mq2sh4n
    @user-vl9mq2sh4n Před 6 měsíci +1

    Nyararai padare tinzwe

  • @rhodagore-k7s
    @rhodagore-k7s Před 3 dny

    Samasi vatonga kkk kwabushu ndakadzidza pabushu secondary veduwee bbkuru vangu vaive headmaster pabushu primary vakanduka

  • @esnathconstancemoyo3674
    @esnathconstancemoyo3674 Před 6 měsíci

    Well done chief . Mutasa and manyama same same

  • @tyronchingovo1579
    @tyronchingovo1579 Před 6 měsíci +2

    Anoti uri nhingri uri jo jo jo jongw. eeeee

    • @PerpetuaMushonga
      @PerpetuaMushonga Před 5 měsíci

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 aman musadaro

  • @netsayikanengoni1677
    @netsayikanengoni1677 Před 6 měsíci +1

    This young woman arikuda murume wake anorambirei kupa mukadzi mjolo wakaringana. Arikuitei kunze ukooooo? Mukoma wemurume naanamaiguru ngavabve mumba memunin'ina ngavavasiye vaite zvemba yavo.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Před 6 měsíci

      Kuramba nekukundikana zvosiyana. Ko kana murume aine low sex drive mukadzi ane higher?
      Vakadzi havana dambudziko rekupa bonde coz buri rogara riripo bt murume inogona kutadza kumira nezvikonzero zvakasiyana.
      Haipinde yakarara.
      Pabatei ipapo vakadzi.

  • @barnabaschimina1315
    @barnabaschimina1315 Před 5 měsíci

    Mambo kana murume uyu zvaarikut anorohwa, mangwana akazodzosera hamuzoti ane mhosva hr

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před 6 měsíci +3

    Murume akangwara anoda kushamdisa mukadzi chete kuita basa ozodya ega kana yava mari

    • @tyresepartridgechanga704
      @tyresepartridgechanga704 Před 6 měsíci

      Sayi akazotanga kurekodha zuva iroro. Ati anogara achitukwa. Mhuri iyi yakatoronga kuramba mukadzi. Kubva kunana maiguru.

  • @user-dl7sp9wf5r
    @user-dl7sp9wf5r Před 5 měsíci

    Matonga neungwaru Mambo zvinoratidza kuti uchenjeri hwamambo

  • @jordanrusike5124
    @jordanrusike5124 Před 6 měsíci +2

    Bonde harinake or haribude mumba mune Bopoto !!
    Mainini avo vane paMuromo,,, Murume ave pacorner,, kusaziva side rekutora pamberi peHama

  • @user-kt2un9vx8t
    @user-kt2un9vx8t Před 6 měsíci +1

    Manje ndozokupa every day

  • @user-ir3fu4xh5x
    @user-ir3fu4xh5x Před 6 měsíci +2

    Mukadzi Uyo chikware chaicho hachifuyiki Ichi ndechemusango icho nyangwe Mambo mukanyati henyu murume anemhoswa kutonga kwenyu BT mukadzi Uyo mukatarisisa moona kt haisi wife material

  • @user-gr4kd9ii3d
    @user-gr4kd9ii3d Před 6 měsíci +1

    Kaone ndizvo

  • @user-me6zn7zw9x
    @user-me6zn7zw9x Před 6 měsíci +1

    Family is benefiting from that guy ska mainini vakangwarisa vakudzingirwa izvozvo its a planned deal

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j Před 6 měsíci +1

    Dai vamuti anyore pasi zvaaoda kutaura murume than kumukata kwavari kumukata murume

  • @Jmuringa06
    @Jmuringa06 Před 6 měsíci

    vakadzi munofa riiniko varume tizorore😢😢

  • @Bhaseranoraman-rj2tm
    @Bhaseranoraman-rj2tm Před 6 měsíci +1

    Vakadzi vanoda bonde vakomana haa kkkkk

  • @Suewally
    @Suewally Před 4 měsíci

    CAMERA MAN unoitawo uchiZoomer mafaces evanhu kunyanya kuvakadzi uku tinenge tichida kuonawo kuti tonhonga nhongawo here hant

  • @user-vl9mq2sh4n
    @user-vl9mq2sh4n Před 6 měsíci +1

    Kurambana hakuna kushata asi mumuudze kut kune rinonzi bereka mubva mamuti bereka mombe nhatu.kana ane vana mwana umwe neumwe mombe mbiri

  • @barnabaschimina1315
    @barnabaschimina1315 Před 5 měsíci

    Anosara achitukwa iye ariye anopopota nxaaa haataure chokwadi uyu

  • @eliaschirango6495
    @eliaschirango6495 Před 5 měsíci

    Munhu kana ati haachadi mukadzi zvasiyana nemunhu arikuda kuyananiswa. Maitiro anoita mukadzi kupopota kwese, kuzunza zunza murume collar nekudzinga pamba zvakaipa chose koo dai anga ari murume arikuita izvozvo vanhu vangadai vasina kusekerera zvinhu zvakadaro kusanganisira mambo, murume paataura kuti ndiri kurohwa.

    • @Suewally
      @Suewally Před 4 měsíci

      Mukadxi akasapihwa bonde rakakwana anoita hasha nekuti kuzasi uku ndiko kunenge kwakumuController . Iye arikuitirei hwejongwe tinomubika isu ahhhh

  • @samuelrinomhota2692
    @samuelrinomhota2692 Před 6 měsíci +1

    One round chete

  • @user-gp2bw9fq8d
    @user-gp2bw9fq8d Před 17 dny

    Cameramen ratidza kwese

  • @OwenMapuranga-we9vq
    @OwenMapuranga-we9vq Před 5 měsíci

    Vapfanha vekukakamira muchataura gore rino... uya weguvhu remwana aingodai

  • @JacobDembedza
    @JacobDembedza Před 6 měsíci +1

    Mambo munogona

  • @lindachesayi9603
    @lindachesayi9603 Před 6 měsíci

    Mkzi akanaka

    • @wellymatazyakatich8278
      @wellymatazyakatich8278 Před 6 měsíci +1

      Maiguru vane godo namainini nekut mukadzi uyo akanaka mheni

    • @wellymatazyakatich8278
      @wellymatazyakatich8278 Před 6 měsíci +1

      Mambo ndipei mukadzi uyo arikutambisiiswa ndochengeta hangu mwanasikana uyo akanaka man even her reasoning capacity is mature than the man

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před 6 měsíci

      ​@@wellymatazyakatich8278😅😅taura zvako enda unopihwa mukadzi

    • @netsayikanengoni1677
      @netsayikanengoni1677 Před 6 měsíci +1

      She is a beautiful lady, pada vaneshanje nekunaka kwawakaita murandakadzi. 😮

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Před 6 měsíci

      Matende mashava...
      Guyu kutsvuka zvaroo....
      Ndapedza nemi.
      😂😂😂😂

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před 6 měsíci

    Mkoma Robert muri sei

  • @Bhaseranoraman-rj2tm
    @Bhaseranoraman-rj2tm Před 6 měsíci

    Uyu muchinda uyu arikufunga zvekutaura zvenhema chaizvo hasi surd nezvaari kutaura

  • @mikemagidi5365
    @mikemagidi5365 Před 5 měsíci

    Mpfanha ukurambe Slender iro uneshuwa? 😂Hunza kuno😂😂😂

  • @BonganiNyathi-jp1mn
    @BonganiNyathi-jp1mn Před 6 měsíci

    Itype etshaya amadoda ilenkani

  • @Bhaseranoraman-rj2tm
    @Bhaseranoraman-rj2tm Před 6 měsíci

    Ma chief 4 vanotonga vese sem time unodaira kutii ipapa

  • @tthex6484
    @tthex6484 Před 6 měsíci +1

    Tunotaurisa utwu hatugarike natwo

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před 6 měsíci

    Ndini nani tava addicted namkoma Robert sezvandaita ndoramba ndichidzokorora zvimwe zvandakaona kare

  • @togaraseimuchemwa4253
    @togaraseimuchemwa4253 Před 5 měsíci

    Ndipeiwo number ye mukadzi uyo, asking for a friend😎😎😎

  • @elsonmarumbwa8826
    @elsonmarumbwa8826 Před 5 měsíci

    Mface anonzwisa tsitsi uyu

  • @faithtaruwinga9722
    @faithtaruwinga9722 Před 6 měsíci +2

    Ama 2000 vanotoda 5roinds😅😅😅

  • @user-vq3mp2qv8x
    @user-vq3mp2qv8x Před 6 měsíci

    Maiguru vane muninina arikuda kuuya

  • @margarettakundwa6333
    @margarettakundwa6333 Před 6 měsíci

    Church yakakufonyora aaaa

  • @simonchikwengo1148
    @simonchikwengo1148 Před 6 měsíci +1

    Guys leave this spiritual wife alone

    • @tyresepartridgechanga704
      @tyresepartridgechanga704 Před 6 měsíci

      Kwana iwe. Wamwari here iwe

    • @simonchikwengo1148
      @simonchikwengo1148 Před 6 měsíci +1

      Mkadzi anoita murume 1 panguva imwechete ikokuramba zviripachena kaka dhakwa Motorola zvakadaro kutoenda mombe kkk kudhara ikoko

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Před 6 měsíci

    Tezvara vane problem

  • @jacobmbona7124
    @jacobmbona7124 Před 6 měsíci

    tarikungoda munamato kuti zvinhu zvifambe

  • @LovenessNgwenya-ut8qj
    @LovenessNgwenya-ut8qj Před 6 měsíci

    😂😂i broking zulu here kana kuti broking ndebele

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Před 6 měsíci +1

    Lapha kumele bakhuzwe umfax lendoda ungan abahloniphan

  • @LainaChifamba
    @LainaChifamba Před 6 měsíci

    Bamukuru namaiguru trouble maker

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 Před 6 měsíci

    Bad cameramanship. Hamugone kutora mafaces evanhu here?

  • @tonderaichikono8529
    @tonderaichikono8529 Před 6 měsíci

    Yanga yakatopasa iyo kuti nhasi kari kunorambwa kakadzi aka...manje vanyangira yaona

  • @Brightonmutototi-qb7uh
    @Brightonmutototi-qb7uh Před 6 měsíci

    mukoma sly how are you

  • @charlestruecolours-mt7gu
    @charlestruecolours-mt7gu Před 6 měsíci

    Magona cheif

  • @hitlermuchemwa4258
    @hitlermuchemwa4258 Před 5 měsíci

    Aaas

  • @barnabaschimina1315
    @barnabaschimina1315 Před 5 měsíci

    Anosara achitukwa iye ariye anopopota nxaaa haataure chokwadi uyu