Shuwa Hamuna Matyira Kutoita Lula Lula PamaSowe kwaMuGodhi

Sdílet
Vložit

Komentáře • 40

  • @jainosguhu
    @jainosguhu Před 17 dny +2

    Ukaona munhu akasunga kadhuku kachena unototi pane zvinozikanwa izvo hapana muroi kana hure 😅😅😅😅😅

  • @saka5135
    @saka5135 Před 18 dny +5

    The brother was right to go with her sister because there was abuse involved.

  • @zvanyadzamutsvangwa
    @zvanyadzamutsvangwa Před 18 dny +2

    Sabhuku vanoti hapana nyaya sei yet munhu akarohwa

  • @EustinaChagonda-z7b
    @EustinaChagonda-z7b Před 17 dny +1

    Sabhuku rinenge hure rasekuru avo cz kuroverera kwavari kuita tsano avo mmmm pane nyaya

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 Před 14 dny

    Chief Bushu u are 1 of the learned chiefs we have however i feel like apa matadza. U were supposed to advise tsano nesister to go to the police station because of gbv.

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi Před 18 dny +2

    Havatonyara kusvibisa church izvo here zvinotoitika mumachechi ndimo mune hupondwe hwakahwanda

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps Před 18 dny

      Kusanyara kwacho.kuitira parenje vanhu vachinamata

    • @stellamunyuki3356
      @stellamunyuki3356 Před 18 dny +1

      😂😂😂 hanzi kukonanirana Ndandi zvokwadi wanano yotopera

  • @edsonmapuranga716
    @edsonmapuranga716 Před 17 dny

    Pamati church hombe ipapo chete hazvisi

  • @saka5135
    @saka5135 Před 18 dny +3

    Sabhuku ari kuti hapana nyaya but mukadzi ayi rohwa. Always no justice for women in these madare.

    • @SKunetsa
      @SKunetsa Před 17 dny

      Vakadzi ngavasiye chipfambi if they are married.

  • @elphuselvisnyangombe383

    Mambo bushu nyaya iyi ndiyo yega yamatadza kuburitsa hunyanzvi hwatinoziva. Nyaya ye abuse iyo mu marriage ibateyi muitarisise vanhu vanofira mudzimba umuu

  • @user-ur3qj1el5t
    @user-ur3qj1el5t Před 17 dny

    Chokwadi ko ivo vanongogadza vanhu vasingagone kutonga uye vanovanza Hasha kuvanhu

  • @travischichetu7699
    @travischichetu7699 Před 18 dny

    Kkkkk apa waiva gogo wangu avooo😂😂😂

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 Před 18 dny

    Chief bhushu ndipeiwo chimunda ikoko ndezvandiri kuda kumbotsvaga ikoko😅😅

  • @EmergeGwetera
    @EmergeGwetera Před 18 dny

    Chihure chief Bushu nyika yaipa

  • @Tarisaitarwireyi
    @Tarisaitarwireyi Před 17 dny

    Mambo havagone kutonga kana munhu hachada hachatoda

  • @rachelchari5335
    @rachelchari5335 Před 18 dny

    😂😂😂😂hanzi handisi kudzoka kumba mambo kana kusanyara moms iyi

  • @nevisonkutadzaushe8626

    Apa chief havana kuita fair. The woman is a victim of abuse, and she could not allow her sis to be abused kana kuti aende ega uchiziva kuti anondorohwa. Zvechikomba kudzvanyirira, ko iye was he innocent for those three months?

  • @Prince1Mwayera
    @Prince1Mwayera Před 18 dny

    😂😂😂😂 vakutosvika kuhurira pachurch

  • @Paradzaimurwisi.
    @Paradzaimurwisi. Před 18 dny +1

    Chief wenyu ane dzungu ari kudhomoka uyu. Uno siya mwana wamai vako achi rohwa. Why uchi signisa munhu asati atongwa

  • @isabelmakwangwala1955
    @isabelmakwangwala1955 Před 17 dny

    Chief address nyaya ye abuse

  • @jaisoncalvintarusarira6348

    Ko munoti munhu saina asina mhosva yaabatwa nayo sei?

  • @edithmoyo4275
    @edithmoyo4275 Před 17 dny

    Kumanikidza munhu kudzokera kwaari kurohwa is very wrong vakadzi vakawanda varikuurayiwa akasvikourayiwa vachanzwa sei and zvekuti mai ava vakazonohura will worsen the abuse, sabhuku varikutaura rubbish kana vachiti hapana nyaya iye munhu achirohwa.

  • @EustinaChagonda-z7b
    @EustinaChagonda-z7b Před 17 dny

    Chief avo havagoni nyaya zvachose mmmm

  • @sithabilehove5498
    @sithabilehove5498 Před 18 dny

    Lchief apa makonewa apa

  • @sithabilehove5498
    @sithabilehove5498 Před 18 dny +1

    Dare iri ndere huhori chete, Sabhuku ava itsotsi mai havaiiti ava vane nhema chose. Ndiani anosiya mwana wamai vake achirohwa. Chikomba vanga varambana ka. Plus, akaroora here, iyeyu? Tsvina iyo. Chief itai mushe imwi dare renyu harisi fair, munhu ane ma rights ake regardless Tongan zviri fair. Ko akavurayiwa mozodiiii

    • @EthieNyama
      @EthieNyama Před 18 dny

      Putsekee iweeee tikwaniree iwee enda panze unowetaa

    • @Tarisaitarwireyi
      @Tarisaitarwireyi Před 17 dny

      Mambo Bushi imbondipaiwo nguva ndimbotonga pliz . Mai qvongavasadzoke vanourayiva nembwa iyo

  • @zvanyadzamutsvangwa
    @zvanyadzamutsvangwa Před 18 dny

    Ndekwabushu chete

  • @Prince1Mwayera
    @Prince1Mwayera Před 18 dny

    Chief wedu wekuma hure

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 Před 18 dny

    Mudhara ava vanenge vakurwara

  • @zvanyadzamutsvangwa
    @zvanyadzamutsvangwa Před 18 dny

    Mupira unoroverwa munhu here

    • @EthieNyama
      @EthieNyama Před 18 dny

      Panzi akarohwa ndiyani nhaiwee kkkkkkkkk

  • @mitchelmako1461
    @mitchelmako1461 Před 18 dny

    sabhuku you are being unreasonable domestic violence case iyo Chief Mutasa is better

  • @blessingMpofu-tg4tz
    @blessingMpofu-tg4tz Před 17 dny +1

    Mambo wemabhishu haagone kutonga ko mkadzi ayi abuswa nebere iroo nxaa haiwo we need justice for women

  • @sithabilehove5498
    @sithabilehove5498 Před 18 dny

    Akarora here uyo? Plus domestic violence takazoita ntaa isina basa rinhi? Karombe aka Mai Sabhuku vane humorist ava. Vanoti hapana nyaya munhu arohwa? Ahhhhhh so mokurudzira kurovana? Disappointed mai Sabhuku hapana nyaya murikutaurei😊

    • @EthieNyama
      @EthieNyama Před 18 dny

      Makapata vafana imi saka nyaya iripo yarambirwa murume ndeipi nhaiwee