Video není dostupné.
Omlouváme se.
SEKURU KANENGO VOTAURA ZVESE ZVAKAVANZIKA KUNHAMO KWA MAI VA ROSE MUSATANIST UYA
Komentáře • 72
Další v pořadí
Automatické přehrávání
ADMIRE WEKUROYA NA RUMBI PASI PEMVURA OFUMURWA KWA SEKURU KANENGOSekuru Kanengo TV
zhlédnutí 29K
AMAI VEMWANA MUSATANIST UYU VOPENGESWA NA EX WE MWANA WAVO(SEKURU KANENGO TV)Sekuru Kanengo TV
zhlédnutí 77K
#JasonDeruloTV // 🐠 #GotPermissionToPost From @reellifestylefishing #SpicyMargaritaJason Derulo
zhlédnutí 3,4M
Double Stacked Pizza @Lionfield @ChefRushalbert_cancook
zhlédnutí 122M
Který kostým je váš nejoblíbenější? 😭Natyla
zhlédnutí 72K
Why Is He Unhappy…?Alan Chikin Chow
zhlédnutí 74M
King Bhaka uveza imfihlo ngo pastor Mboro nenyanga yakheMalusi Tv
zhlédnutí 25K
VA DZIKITI VAOUNZA ZVINHU ZVAVAISHANDISA KURARA NE MWANA KWA SEKURU KANENGO PART (2)Sekuru Kanengo TV
zhlédnutí 78K
BACK TO SENDER,MUROI AUYA AKA STROKA KWA SEKURU KANENGO SEKURU VAKUDA MARI KUTII VAMUSUNUNGURESekuru Kanengo TV
zhlédnutí 24K
MUSAMI FIRE- NYOKA YANGU YAKAURAYA VANHU 10 CHETEDrewmas Media
zhlédnutí 298K
Uzumba: Mhuri Yakaremerwa Iyi Rufu After Rufu And Hapana Kana Kuwirirana Vese ZvavoZimNews Beat Tv
zhlédnutí 19K
MAI VAIROYA VANA VAWO PAMWE NEKUITA NAVO BONDE MANHERU VAKARARA(Sekuru Kanengo New)Sekuru Kanengo TV
zhlédnutí 36K
MUROI OBHADHARA KUDYA KWAAKAITA MWANA WEMUNG'INA WAKE WAKE PAMBERI PEVANHU KWA SEKURU KANENGOSekuru Kanengo TV
zhlédnutí 5K
CHEMBERE YEKUDYA VANA 9 YOTORERWA ZVINHU NA SEKURU KANENGO KWAMUTARESekuru Kanengo TV
zhlédnutí 43K
TETE VOUNZA ZIZI KWA SEKURU KANENGO(DZIKITI PAT 4)Sekuru Kanengo TV
zhlédnutí 43K
Why Is He Unhappy…?Alan Chikin Chow
zhlédnutí 74M
WORLD'S SHORTEST WOMANStokes Twins
zhlédnutí 133M
Jumping off balcony pulls her tooth! 🫣🦷Justin Flom
zhlédnutí 29M
Ariška miluje Tary Camp! 🥰🤩Tary
zhlédnutí 405K
Barbie Style Gear Knob Makeover: Glamour for Your Drive! 💅🏻🚗Crafty Champions
zhlédnutí 13M
VAŠE DÁVKA USPOKOJENÍ #74 😍HouseBox
zhlédnutí 141K
Jak rozebírat tyhle skleněné mlýnky na sůl, pepř a další koření? 🤔Vojta Dalekorej #WRTECH
zhlédnutí 322K
VZÁJEMNĚ SI TVOŘÍME TEN NEJHORŠÍ TUNING! 😂MENTSGARAGE
zhlédnutí 284K
Inyaya iyi is trendind I am following it over and over again . Inosiririsa. Ichitanga I ignored I was pissed off nemusikana uyo but ndakazooti regai nditerere nanhasi ndirikungoteerera.
Marketing Strategy. Mwari Honayi Vanhu vaye vatanga. Zvese zvataurwa na Blaz uyu musikana akataura ega live pa Star FM. Tora mari united. Ndiri pano pa Gokwe Nembudziya 🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Yes he did not it was him.. He is just narrating the story
Varoyi veGokwe havasi kufara chenjera Kanengo kkkk
😄😄 haaa ndovakuru vekuroya vanopedza varoyi vacho futi vakanyanya avo
Zvakatanga when kuti N'anga inopupura pa Rufu. Mbavha idzo ngwarirayi. Ndiri pano pa Gokwe Nembudziya 🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Following the story it's like sekuru kanengo is related to the family
Makambo birwa here nhayi
Urimurwere wemunhu
Chitaura kt imbavha Gore rino Rose akutaura chokwadi
Kamwana ako kane confidence dzinotyisa. Hakatombogaya kuti kunze kuneyi
Hezvo hezvo, nhai Evie iwe! Dzikama 🙆♀️. Kutoti "Pamusoroi kune vane mibvunzo. Ndini muridzi wenyaya..." Yuuu 🙌
She is an actor that one
If dzungu was a person that one
Sekuru kanengo muri hama ya Evelyn here or anongova munhu wamakabatsira
Mwanasikana wedu uyo tinomutenda nekubuda pachena kwaakaita havasivese vanoita zvozvo please vanhu ngati mu understand her God bless
Wenyu nani kkkkkkk
I'm happy madzosa kambo ka Andy Muridzo
Vanaamai musada kudya imi
Yaaaa sekuru munesimba ndatenda hangu
maswera sei sekuru ko hanzi vaitokurongerai hora IPO paya
Manje nasekuru Kanengo vaita vatete
Tete tilder plz pedzesai mega nyaya yenyu
Nyaya wangu yakatangira kwakanengo
Ko zvaakati haana akambomubatà wani
Kubatwa chibharo nekurarwa zvakasiyana. Evelyn haana kubatwa chibharo akararwa but haasi kutaura munhu akamurara chaiye kuya kunonzi kutyorwa gumbo. Ataura kuti akatanga kumurara haasi Simba
Ngozi zvayo iyi
Pakaipa
Ndokchiiko chaari kuita uyo, mbiri yake ndeyei kubva rinhi, musanyeperwe aiva kupi kubva pakasungiswa Simba, mbiri iyi ndeyeyi
Sad shuwa 😢😢😢
N'anga iyi inoda kurohwa pafuneral hapataurwe izvo
Kungwara kwava kupusa nhasi
Nhaiwe Tofumangeyi ndiani aka Bata mwana chibharo?
Ko iyo iri kutaura pazvipi ,,,vanhu awa ndevemanyepo vafonere unzwe unonzwa vachiti Isa Mari registration kuenda kune munhu anorapa anokuudza mazimari anotyisa vachinyepa futi ndakatombozviedza izvi
For those who have followed the story, how old is Evelyn? Simba has been I jail for 8 years, considering case may have taken 2 years before sentencing, am I correct to say the girl is around 21?
Nyaya yemwana uyu hazvisi kubuda neage yake munhu kijeri Satanist kufa kwamayi
Akasungisa Simba aine 10 years nw ane 18 years....bt kakatanga kupinda mubhawa kane 14 years ...kamambara kabb ako
No she's 17 turning 18 ,she was raped at 10
Manyepo ayo
Why sekuru musingavabetsere kugeza musha uyu
Haaaa dzimwe nyaya so
Zvakaoma 😢
THIS IS A REPEAT🤷 UNDER A DIFFERENT TITLE LOL FOR VIEWS
True
They’re different channels
Esh zvinosiririsa
Ndarwadziwa dai zvaramba zvakadaro
Sekuru hawana kunzwa pa radio here awo
Nyaya iyi yakanesta pangutanga end sekuru vabastira mhepo kumwana asi zvimwe zvasara itaiwo vanotenda musashoore basa remunhu hakuna asina basa panyika ndosaka kune varoyi mhondi mastosti futi
Nyaya iyi yakatotangira kwaSekuru Kanengo Tilda akatozo daidza Evie after kwaSekuru
@@ndlovu1699 yaaa ndizvozvo tiri vanhu vê nhama
Zvichitoita here?
Tikukuonai padotito
Kkkkk hanzi ziii muroyi nasekuru Kanengo
M
Poor simba so akabatwa chibharo ari kuma 10 here if Simba already served 8 years 😢
Zvakaoma
Mwanasikana haana kunge akabatwa chibharo. Yes she was 10 by then. Simba akagezerwa nyaya isipo
Hapana Satanist apa mai vaurawa ne revenge yevaberekiva Simba.Kanengo is playing with people's minds even if she ten she be arrested Kanengo is not a lawyer Rose n her vanoziva chokwadi ndovakasungisa munhu now revenge ndoyaura mai
Ko sekuru ava sei varikutaura zvakataurwa nemusikana vodzokorora voita senge varikurotswa aaaa vasadaro kuda kuita vanhu marema but ngatingosiyana nen'anga kana ivo varikutaura ukaenda kwavari unonotapurirwa ukadzimara wave musatanists kkk
00
Pane nyaya apa
Zvakanyanyisa hazvo
Iripo inoda kugadzirisa shuwa daí varoyi varenga kuwedzera zvimwe
Shame
Paiyoda minamato kwete mishonga
Zvimwe vanhu vanofa nguva iripo nezvinoda kubastirwa hapana asingazive mwari
Tinokutendai sekuru nebasa ramurikubata .
Ndakambonzwa vamwe Chiremba vachiti zvinogona kuitika kuti ma sports kumhanya,high jump, bora, nezvimwewo zvinogona kukanganisa humhandara kuvana sikana zvoita kunge akarara nemurume,sezvo mwana uyu arikuti haana waakanga amborara naye panguva iyoyo. hameno ndoo maonero anguwo
Follow the story nicely why Mai vakabvunza mwana ane 10 years kuti why her body is changing the truth akasungisa munhu asiriye protecting the culprit pamwe aiva munyarikani
That's a lie ma sports hana effect, maybe it depends nevanhu but ini handina kukanganiswa