Ko varume vanorohwa you never talk about. Just becoz you are in the pocket of feminists and gays you cant help youselves considering you economic situation.
Mavhiri mudenga. Kkkk Magona mese kuita kunge chokwadi. I was sitting on the edge of the couch kutya kuti munhu angangorohwa. Bamnini Nijo iced the cake well.
Honestly Gamu is the best actress ever
She does it naturally
Protect gamu at all cost she is a national treasure. Big up to her.
czcams.com/video/FgN8NS69HmU/video.html
This team is brilliant!!! Gamu!!! Best actress I've ever seen.
czcams.com/video/FgN8NS69HmU/video.html
One skit Randaona Nigel arimunhu kwaye
Vanhu varikurohwa mudzimba umu nezvinhu zvisina basa rese, #no to domestic violence, Thank team comic l love you so much
Nijo is always on time😂
i guess uyu haasi Gamu wekwa Holy Ten😂😂😂
Gamu excellent mastery of your craft. It was so believable. 👏🏾👏🏾
Heheheh its refreshing kunzwawo kunzi maita basi bamnin....nekuti Nijo ma1
🤣🤣🤣🤣🤣 Nijo haaiti please
Yeap because Nijo nditrouble maker
Maiguru ndiendeeeee ......In Nijol's voice kkkk
This is the gospel that Zimbabwe needs
Ahh Nigel nhasi kuita good munhu
Haaaa that ndokubamura part killed me 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
I guess ibhora re_arsenal chete rimwe nderipi rinopa hasha 😂😂
Liverpool 😂😂😂😂
Liverpool kkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣
Apa team ichidyiwa futi
Barcelona chete🤣🤣🤣🤣🤣
Shame ndasiririswa this is reality of what is happening mudzimba umu
Ko varume vanorohwa you never talk about. Just becoz you are in the pocket of feminists and gays you cant help youselves considering you economic situation.
and unotoparohwa wena its very sad
Yaaa chokwadi
I love you Gamu. You are so good at what you do.
Nigel kutoita munhu kwaye kwaye 😂😂
czcams.com/video/FgN8NS69HmU/video.html
KKK taura hako
"Ndokubamura" 😂😂😂😂💯💯💯
4:36mins to the end conveyed the whole message ....work of art Gamu
Great content, thanks bamunini Nijo you are always on time, you taught some of us something productive
Well done Nijo..you did a good teaching
Slick Pastor😍nhasi matauraaa zvine msoro
Nigel : Saka dai ndisina kuvhura door apa matorohwa
Gamu : eeh vaindirova
czcams.com/video/FgN8NS69HmU/video.html
Wooow nice one makora
Hanzi eeh vaindirova🤣🤣🤣
Mavhiri mudenga Gumu vakanyanya🤣🤣🤣🤣
czcams.com/video/FgN8NS69HmU/video.html
🤣🤣🤣🤣🤣Gamu nhasi wandipedza hanzi mavhiri mudenga hamusi makuanyanya hre kkķkk
Mavhiri mudenga. Kkkk
Magona mese kuita kunge chokwadi. I was sitting on the edge of the couch kutya kuti munhu angangorohwa. Bamnini Nijo iced the cake well.
Big up bamnini Nijo 👍🏾👍🏾👍🏾
Love you guys from Ngundu
Very educational! Thank you 😊
Nigel na maiguru vake vane contract yekumirirana lol 🤣🤣🤣
czcams.com/video/FgN8NS69HmU/video.html
Gamu unoroverwa Man U kkk
czcams.com/video/FgN8NS69HmU/video.html
Hanzi ndokubamura 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
But Gamu is a natural zvake💞
Kkkkkkk haaaa Gamu anga adzikama kkkkkk ndachema zvangu aaaah🤣🤣🤣
🤣🤣🤣team munogona zvenyu ( kkk maiguru Gamu muno bamurwa size chaiyo kupedzerwa shungu dzebhora,,dai pasina muenzi uyoo nhasi ,nhasi finish🙆♀️👌🙅♀️
Haaa true tinoshanda but varume vazhinji havambozviona
Kkkkkkkk 😂 😂 gumu anodzoka oita zvema shuwa shuwa" nhasi nijo kutaura zvine mudzindo kkkkk good working
Maiguru ndiende???
🤣🤣hamuna kwamunoenda bamnini
varikuti ndiyendeee!!!
🤣🤣🤣🤣🤣
Maiguru ndoenda here???
Maiguru ngavatogadzirisa nyaya dzangu otherwise😂😂😂
Bamunini Nijo haaaaaaa thumbs up to you for supporting maiguru
Pakuzoti mavhiri mudenga hamusi mava kumanyanya apo kana neni ndaigumbuka 😂😂😂😂😂😂😂
I promise that I will do my best to do my duty to God... to love my country and other people and keep the Brownie law
Brownies Brownies 😂😂
Wafungei mzaya kkkkkkkndabva ndafunga brownie uniform
ndafunga ka slogan katairoveswa kuma Brownie 😂😂😂😂
😂😂😂😂 nhaiwe l had forgotten kuti ndakamboita mubrownie
Takamboita disciplined wena
hasha tese tinadzo. I felt that... Nijo wagona
Kana masungwa akubuda mari ndiani, ndini kkkk Nijo ka
😂😂😂 ndiri baba
“Vakaroorwa ka ava 😂” comic to the world
czcams.com/video/FgN8NS69HmU/video.html
Chinoitika ndechekuti
Dai ndiri ndega semurume ndaisa suka😆
Kkkkkk mavhiri mudenga apa hona matyiro anoita munhu wacho kurohwa nemunhu wake ndaseka nhasi
Gamu you are so real kuzotya kugara paside nevemavhiri mudenga kkkkkkk
Haaaaa Gamue z talented hake
Mavhiri mudenga 🤣🤣🤣🤣
Gamu unogonesa 💗🥰
lol ya'll guys are pure gold the last seen Gamu akugara padhuze nadaddy the body language exactly chaiyo kkkkkkkk
Team Gamu all the way ❤️❤️❤️❤️
Zve slang Gamu..zvinorovesa mwanangu lol 😆😂
Ana gamuchirai🔥😍
Kkkk. Mavhiri mdenga..
Mavhiri mudenga 🤣🤣🤣🤣🤣👏👏
😀wakatanga rini kutaura neni neslang😂😂😂😂😂 this couple
Nyaya yekunzi kuonererwa nevayenzi yakangooma😅😅😂
Comic mapa 98. ka... Soon soon pa zana
Sazi👌
Ehe vaindirova yacho shame gamu is you are the best
Hahahaha gamu afarisa sure hahaahah mubamure
Mavhiri mudenga api acho🤣🤣🤣
Thanx gyz
Gamu kuzonyangira bhoo here 😂😂😂
NIJO AKAPFEKA HEMBE YAKULE KKKKK #KOMBORERWAI.NAHSE
Ziso ra bamnini Nijo.....yooo kkkk
😅😅😅 kumukira kuisa mavhiri mudenga
Iyi ndaifarira iyi. Thank you
100k subs loading
gamu she's is the best veduwee
Babamunini Nijo ndokutanga kutaurawo zvine musoro..🤣🤣🙏
Hanzi dai ndisina kuvhura saka maitorohwa ka kkkk Nijo kumberi
Mavhiri mudenga hahahahahah, Gamu kaaaaaaaaaaaaaaaa
Nijo ndiwe here uku rizena kkkkkkkkkkayaaas
I can relate
Their is something special about Gamu
I can relate 😂😂😂
czcams.com/video/FgN8NS69HmU/video.html
tese tinadzo ... chandiita bhoo
Kkkkkk Comic this is 21st century plzzzzz
Haaa Gamu ino ekita hayo 🤣🤣
Mavhiri mudenga chii ichocho🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Nigel nhasi kuita munhu kwaye chaiye kkkkkk
Gamuchirai ndakakufarira kubva kare.Unogona hako.Kakuzogara pedyo naPuro kuda kutester kuti zvapera sure here kkkkkkk hanzi naNijo ehe garai kkkkkk
😂😂😂😂Mavhiri mudenga
Kkkkkkk mavhiri mudenga gagagaga
😂😂😂😂mavhirimudenga
Nigel zvaanotogona kudzikama kkkkkkkkk
Big up bamnini mamira mira
😅😅😅😅😅mavhiri mudenga maanyanya
Nigel u the king malikes apo
👏👏👏👏👏👏
Mavhiri mudenga 😂😂
Gamu is a star
Kkkkkkk seems real kkk
Garai ipapo garai😂🙌🏻🙌🏻
kkkk ndaspakwa
Nigel 🙌🙌
Mavhiri mudenga
Nhai Gamu ko kunyangira kugara🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣