Mupurisa Akatsvaga Mushonga Wekuti Akwidziridzwe PaBasa, Hezvo Nhasi ....

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 12. 01. 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Komentáře • 84

  • @brasswellmudyiwa2046
    @brasswellmudyiwa2046 Před 6 měsíci +4

    Excellent pangoma apo nehosho sure zvipo zvirimumaoko God bless you guys

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 Před 6 měsíci +2

    Mbuya iyo Ka inoda shamhu ine minzwa yonyatso kurohwa yakasungwa vakomana itai basa nekuti muroyi akauraya vana vasina mhosva..nxaaa ndarwadziwa 😢... sekuru kanengo love you ❤

  • @marvelouszinyemba9736
    @marvelouszinyemba9736 Před 6 měsíci +7

    But huroi ngaupiwe mutongo guys vanhu vanourawa nevaroi vakawanda apa unenge usat wazadzisa zvishuwo zvemoyo wako, then someone wongokuti kaa nerakagomara zvinoita here izvozvo

  • @user-zn3on6jf5v
    @user-zn3on6jf5v Před 6 měsíci

    Ndakambozvibvunzawo kuti mabrothers here

  • @spencerelton7433
    @spencerelton7433 Před 6 měsíci +5

    Kanengo is our Boss viva❤

  • @washingtonsandi4404
    @washingtonsandi4404 Před 6 měsíci +2

    Mkoma Robert , Sekuru Matakanure nana gwenyambira nana gogo vanga vachitamba avo vaita well oiled machine chaiyo

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Před 6 měsíci +4

    Mface wengoma uyo immmmm indandi chaiyo.

  • @nomorenyamhanza5200
    @nomorenyamhanza5200 Před 6 měsíci +4

    Dai kusina huroi vanhu vazhinji varivapenyu,,munhu haangofe mhani😢😢😢

  • @samsonmatsikachando7207
    @samsonmatsikachando7207 Před 6 měsíci +2

    ❤ VAMATAKANURE ❤VANOTAKANURA💯❤⭐

  • @richardchidimu5898
    @richardchidimu5898 Před 6 měsíci +9

    mkoma Robert imbotipaiwo nyaya from other provinces like matebeleland zvinokudza masubscribers let us involve everyone. Compliments of the festive

    • @joycetamira
      @joycetamira Před 6 měsíci +2

      True

    • @adv128
      @adv128 Před 6 měsíci +1

      That's true

    • @frankmoyo7267
      @frankmoyo7267 Před 6 měsíci +2

      Mkoma Rob havatsvage vanhu asi kuti vanhu ndivo vanotsvaga vanhu vachida kubatsirwa kuona n'anga, saka team matebeleland havasi kuda bezvikwambo zvavo. Up

    • @concilliasibanda5380
      @concilliasibanda5380 Před 6 měsíci +1

      Uqinisile yazi

    • @bhekizwegumpo9835
      @bhekizwegumpo9835 Před 6 měsíci

      Kithi umthakathi simgamula ngehloka asilaskhathi sokudlala sisiya enyangeni

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h Před 6 měsíci +2

    Rambai makadaro vana tateguru ende murikufamba ne ndima .muroyi ngaavevurwe.

  • @ForestSango-ig9im
    @ForestSango-ig9im Před 6 měsíci +5

    Gadzirai ma disc music iyo yakanakisa

  • @brasswellmudyiwa2046
    @brasswellmudyiwa2046 Před 6 měsíci +1

    Batai basa sekuru

  • @blessblessing9181
    @blessblessing9181 Před 6 měsíci +1

    Avo vengoma avo. Mmmmmh vanoirova manhi kuti kindikindi kundukundu ya mkwasha wengoma mmm😂vanoigona .ende munoiridza nhai nkwasha mungandiridzireiwo ngoma😂

  • @mirriamsalanji3559
    @mirriamsalanji3559 Před 6 měsíci

    Benzi remukadzi kuuraya hama dzako muchibastirana nemurume

  • @user-ld7rv3ec8d
    @user-ld7rv3ec8d Před 6 měsíci

    Kungonzwa hake kuda kuuraya vana vasina mhaka asi chiii nhai😭😭 hama dzedu idzi hadzina rudo

  • @rasras2263
    @rasras2263 Před 6 měsíci +1

    It seems like these days varoyi are having a pass vachingoti "ishavi" yet munhu anenge atofa and has haachadzoke 😢

  • @user-zw3ed9tx5l
    @user-zw3ed9tx5l Před 6 měsíci

    Ngoma munorova zvenyu

  • @SilentChanaiwa
    @SilentChanaiwa Před 6 měsíci +1

    Robert Na Sylvester tapfumanei muri matwin here or mabrothers

  • @spencerelton7433
    @spencerelton7433 Před 6 měsíci +1

    NOISE Tapfumaneyi pa background apo

  • @joycetamira
    @joycetamira Před 6 měsíci +4

    Ngoma yakarohwa apo

    • @VincentMtetwa
      @VincentMtetwa Před 6 měsíci

      Hoyoo wengoma Uyo wandipinza mumweya chaiwo ❤❤❤

    • @VincentMtetwa
      @VincentMtetwa Před 6 měsíci

      🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

    • @chipomukonde8650
      @chipomukonde8650 Před 6 měsíci

      Aaa uyo amotosvikirwa nekuridza ngoma ummmm

  • @TonderaiChimbo
    @TonderaiChimbo Před 6 měsíci +4

    😂😂 famba Rob famba

  • @angelakaonza6168
    @angelakaonza6168 Před 6 měsíci

    Roma yapindira kkkk

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 Před 6 měsíci

    Team rembira iro rofairwa ndati

  • @innocentmoyo0101
    @innocentmoyo0101 Před 6 měsíci

    Iwe kana usina zvekutaura Nyarara kwete zvaukutaura nonsense yekuti chii uchiri Mwana mudiki hausati waziva upenyu uye hausati washungurudzwa usatibhowe wanzwa bhora mberi sekuru keep it up

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 Před 6 měsíci

    Sekuru rambai makadzvanya

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 Před 6 měsíci

    Ndoo paunzwa mapurisa vachiti hakuna huroyi ukati ndaka royiwa iwe ndiwe unosungwa apa manje muchaita seyi mbuya iyo kushata kumeso nemoyo zvese

  • @Blessingblessing-tv1zs
    @Blessingblessing-tv1zs Před 6 měsíci

    Mune noise mhani

  • @user-om8sf7dn3o
    @user-om8sf7dn3o Před 6 měsíci +15

    Is Robert and Silvester Tapfumaneyi brothers or its one person with 2 names

  • @bosslady933
    @bosslady933 Před 6 měsíci +3

    Ko monya yekuridza ngoma yakaroora here Sekuru😢🙈🙈🙈🙈🙈🙈🙈

  • @gregorychanyukachimonyo5973
    @gregorychanyukachimonyo5973 Před 6 měsíci

    I dont believe this nonsense