Pastor Vakamitisa Mwanasikana Wavo, Hama Dzave Kutsikatsika Nyaya Iyi Vachityityidzira Amai VeMwana
Vložit
- čas přidán 8. 09. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
My favorite journalist 😂😂😂 munondigonera mkoma Frank
Thank you so much for the support
❤❤❤@@FrankWesere-xr7nj
He is good
Chief Seke hapana paya dai matsvaga zvenyu vamwe chief like Bushu naNyamaropa
chero iniwo handivanzwisise ini, He is pompous, for nothing, Ndakavamaka panyaya yemunhu akanyengerwa mukadzi wake, kwakuti munhu anongonyengwa iye ngaarambe kana abvuma mheno hake.
Endayi kwaNyamaropa munobvumidzwa kuyenda kwanunoda .
Haaaaa akadhakwa uye anongongwarira kutaura zvisina maturo
@@antonymaponga8395exactly 💯 kana ini ndonyaya yandakavamakira ndakaona kunge vanopiwa Mari nemupari wemhosva. Endai kwaChigodora kana Mutasa
Vanhu ava ngavataurwe nemazita zvibude pachena kwete kunzwenga nzvenga
Avo varikuti amai itsotsi guys mukanzwa nyaya iyi munonzwa tsitsi ndini ndakachengeta mwana uyu nenhumbu yake baba ava itsotsi musadaro vanhu vamwari vakqnga varambana mwana achigara nababa vake baba ava vakaramba vakadzi vatatu nushure mamai ava
Yooooo
It's a very sad story, shame.
Vanhu kadzi ngatidzidzei chinhu 1 warambana nemurume ngatisasiyai vana veduwe chero akava mwana komana tora vana vako uyende unotambura navo kuti uve ne peace mu life ngatigarei nevana vedu ...ini vana vangu ndiyo nhaka andisiye mwana ndakarara nenzara ndine vana vangu bho.
Yaa ndizvozvo zvamuri kutaura asi chinonetsa mumwe ane ari nherera like mai kana baba havapo saka anoshaya kwekuenda nevana or mwana .Plus kazhinji murume anokuramba usina kana plan yeupenyu.Ndosaka vazhinji vachisiira varume vana vavo
@@user-om6dl3hx3m its true ini ndakafirwa nevabereki ndaka siyana nemurume ndakatakura mwana wangu ane 5 yrs ndichipinda mujoni nw she is 18 nzou hairemerwe nenyanga dzayo muupenyu tosangana nezvakawanda kunyanya usina vabereki zvotoda kuti uite soja risina pfuti..kuti usiire hama mwana everymonth unofanirwa kutumira mazi grocery kuti mwana anzi agara zviri nani iwe muupenyu apana chaunoita kushandira toilet so if u want peace in life takura vana uyende navo pauri ndopane vana vako
You can say that again!
Mai ava ngavaregerere mwana uye ngavachengete muzukuru makukonewa sisi mwana haana kuita achida
Iiii mwana ngaachengetwe nababa vake. Ivo ngavangoregerera mwana wavo bedzi
@chiherachashe8208 ngavabatsire mwana wavo please
@@VaraidzoMugombi baba vemwana achiitei? Madirei kumupa mutoro wakakura kudaro? Agare ne constant reminder inorwadza kudaro kuti atadzei
@@chiherachashe8208 it's tormenting
Ini hangu ndafara nechidzidzo chokuti mother vadzidzisao vamwe kuti mwana haasiirwi munhu wechirume zvisinei kuti ndiyani murume uyu pls guys let's learn
Sure asi vanaobaba vacho vanotora vana
My dear Sister you need to support your daughter to quickly report this case.Makatononoka kuita police involvement.Munhu ngaayende kujeri uyo why do that to your daughter.Ende ngayende kunoita claim maintenance
Haaa ana mai mukarambwa musasiye vana 😢
Kunyangwe uripo zvivarume zvakungobata vana, hazvina mugoni izvi, mwari chete ndovangaziwa kwakuenda nyika
Mberi ikoko anonorepwa nastep father. Or kuuraiwa
Zvemwana siyanai nazvo anorepwa chero kwaari ikoko
Ngasungwe mrume. Uyu
😢😢😢😢😢Mayisepiko moyo wekubereka ana baba 😭😭😭😭
Mai nemwana vanogona kuenda kuma DNA poitwa test yekuti vane same father here.
Great journalism Havana zera newe vese. Hauithe! Hauithe!
Munyika mvura inganaye here kana baba vachizvarisa mwana wavo. Baba ava ngavadzingwe muchurch and ngavasungwe. Kumusha kwavo ngavaendewo kwamambo baba ava vaburiswe mudunhu havakodzere kugara mumusha nevamwe
Aaaa iwe unoda kuti waende kudunhu raani. Ngaaende kujeri ndokwawafanirwa kugara. isu kwedu hatibnharadada dzakadai. Mambo wedu Makoni angamunyadzisa zvisina kunaka.
In short baba ngavasungwe
Eheee vanofanirwa kitovharirwa asi zvinonetsa ini hanzvadzi yangu ariko kunze uko, asi mwana wangu akatokanganisika mmmm zvinorwadzaaa
Frank thank you. Very good reporting
@@mutsachikuhwa8232 👌👌👌👌
Thank you so much
Taneta ne ma pastor ano rape pls hurombwa chete hakuna zvakadero munhu kujere
Murume ngaasungwe ngavaende kwa mukonzanjera anobvindora zvese
Mai awa varikureva hr kut havana kubvunza Mwana kut nhumbu ndeyaani isati yazvara hr vavakubvunza now muzukuru awa ne5yrs ,
this is a very painful story
A lesson to all mothers out there..please don't leave your kids behind after marriage.
Zvino tinoshanda sei manje kumabasa
Pamwe une uine three wouya Navo hre kubsa🙆
Nhai kuzotoyenda SA Capetown kwavaidanana neka Ben 10 zvavo kuzosiyira mwana baba ko ivo Ben 10 yavo varatidza ani ndikuvaona zvangu havadi kukura kutoita hair style yecut haaa imi tibvireyi apa
The journalist is just too good
Thank you so much for the support
Vana mai ngatichengetei vana vedu chero zviomesei
Vamwe vana baba ndivana baba pasina kukanganisa upenyu hwemwana shuwa here
Mobetsereka sei imwi muchiramba zvamuri kuudzwa mungati mwana haana time yekuenda kuma purisa endai kumapurisa imwi pachenyu
Frank well done ❤
Thank you so much for the support
Ngavasungwe hawo ndiwo vanhu varikutadzisa mvura kunaya awa nxaaaa chimbwa mupengo baba awa
Mava kunyepera mukomana webasa. Nyaya ndeya baba. Nyaya dxokusiya vana uchienda Kure. Inongoburitsa maresults akaita seaya.
Vanonzi ani baba ava,musavanze zita .pamwe munext door wangu ,ndichenjerere vana
Taura hako
Frank!! good interviewer.
Thank you so much for the support
Gud journalist ,baba Ava ngavasungwe
Thank you so much for the support
Muzimbambwe munotoda mob justice chaiyo because vetemo vakugarira nyaya kutongoti apara mhosva pisai nema tyre mapurisa anenzara emuzimbambwe vanongotambira chero 4 dollars pauraiwa munhu saka mob justice bhoo
Hezvo imi kudenga kunonorobwa vanhu zvomene
Hama dzababa ava varikuzivana nebrother wawo
Vanatete vakadai seava ndivo vatinotsvaga tichishaya vanotaura zvekwavasina kuswera pamwana wangu ,ringabuda rikanyura
Sungai bhinya...rakarombera tithe..ne appreciation
Hurombwa uhwu. Ndosaka ava kugara kumaDaledale
Baba ava vaita ma retuals avo
My sister chengetai mzkuru ndapota
Ngaasungwe Mutume uye we need justice for mwana
Church hwai iyi baba Ava vanoda kuendeswa kujeri kurombera kuita Pastor
Ana Papa zvakaoma mwana wako
Budisai mazita isu tipedzerane navo the rapist nehanzvadzi dzake, tirikuda phone number dzavo.
Nhai nyaya dzakadai dzinoda mazita😂
@@ZisengweChimutsa fungisai Wilson muchapondwa
@@ThomasNani-u1qNdipei phone number dzavo musambotya zvenyu. We are ready to deal with those murderers.
Like and share the video please guy's ❤❤❤❤❤❤
Hesi Tina long time 😍
@@nancyk4303 bho dear hausi kubatika
But chikumbiro changu Kuna mai ngavaregerere mwana wavo. She is a victim. Maybe kusataura navo zvakanaka it's anger . She went through a lot. She just needs a hug . Pakanginisika hapo but regererai mwana.
Mhama makaregerera mwana imi
Baba ava ngavasungwe havanyare
Mai chengetai muzukuru Mwari ndivo vano ziva.
kujere
Haa kana baba avo ngavachengete mwana - zukuru wavo. Anochengeterwa mwana iye achiitei
baba avo wakanoromba wakanzi kuti zviite rarai nemwana. this is shit, n'anga nababa avo wanofanira kupinda mukati
Mai ava vanoda kuongororwa futi
Mr Frank munogona mibvunzo👏👏👏
Thank you so much for the support
Ma church awa ekungonyuka
Mwana wacho ane disability yaanayo here coz 5yrs haana kuudza mai now 24yrs anongonyarara
Wakambonzwa inonzi trumer hr iwee .pane akarepwa akataura nguvaiyoyo hr
Anogona akatanga kurepwa achiri mucheche chaiye. It's called "grooming"
Amai has been a visitor in the daughter's life. Mwana aigara nehama dzababa, amai ava vaingoita zvekushanyira mwana here and there. Mwana trusted vanhu vaaiziva instead of amai vanouya vachienda. This issue is very complex
Makadiii kuinda kwatilder live
Apo bho😊
Good job mkoma frank interview bhoo zvekuti
Thank you so much for the support
Hear say haisi nyaya unless the victim is available that's where they can open the case mwana will never report akavimbiswa imba ku chirungu hamuvagone ava mukadzi nemurume ava iwe waambuya ve vana ziva izvozvo done
Taurai zita ravo kuti vanyare kana varwadziwa vanoenda kuma purisa mobva maenda kwa tinashe mugambe
😂😂😂😂😂😂 Ukutoda iwe ndakuona
@@KingabsolomMoyo kunda chiiko nhai
Amai ava has no insight yekuti havana bond and good relationship nemwana wavo. She wants to use the old Shona yekuti ndini amai vako, yet she failed to be a mother. She was a seasonal mother more like a visitor, ivo vaingouya vachipfuura mu life yemwana. Nil bond nemwana. Imagine how the girl child suffered on her own asina kana munhu wepedyo wekuudza. This is sad
Ndichoka chivanhu chedu chinoshaisa close relationship nemwana wako achinzi anotaura na tete&yet tete vatorio nedzavo
The young child is in clear and present danger of being killed by the evil father/grandfather to eliminate evidence and the daughter too. They need protection until that demon is arrested. This is hectic
Baba ava vanofanira vakaromba chete how come unoramba uchigamuchirwa kuchurch vanhu vanondzidza chii kwavari ava vano kodzera Jeri chairo
Mutori wenhau namai ava vakafanana anyway sad story indeed.
Utamba namai vanogara ku cape town mwana anababa kuzimbabwe. GCrazy woman
but mwana makore ake anga akuziva kutadza kuwana waakaudzawo hr panyaya iyi ummm kana imi Mai makatadzawo hr kusiira mumwe hama yenyu wechikadzi plus imi amai manga musina nguva nemwana musikana ana Mai ngatiwanei nguva nevana
Sando dzako journalist 🔨🔨🔨unogonesesa basa rako ❤❤❤
Thank you so much for the support
Frank akabikwa naRobert akaibva,good job.Amai maisiireiko mwana nhy veduwe,makadii kundosiira amai venyu.mwana wenyu kuitwa bhora imi muripo shuwa
Thank you so much for the support
Amai ava itsotsi futi
Why madaro?
Itstsi papi pacho coz varikutsanangura zvakaitika.
Mukudaro nekuti hamuvazive ,havasi tsotsi baba vekuRaper ndivo tsotsi zvese zvavarikutsanangura it's true
@@SandraMabauwa don't bother yourself Sandy. Ukawona murume anoshora mutadzirwi panyaya dzerape idzi, he's a rapist himself. Havambonetsa kuwona mabinya aya. On the other hand mukadzi anopa murepwi mhosva, she's a rape victim as well, so she angry coz she didn't speak out saka shungu vanopedzera anenge aita come out, wch is very sad
Pane pandanxwa pasina kujeka pekunzi mwanasikana haasi kukwanisa kundovhurisa doketi kupolice ki chii twn nekuti ari kushanda house girl.vadii kuenda ico mai wacho vatare nevarungu vemwana kuti nyaya iende mberi
This could end up into a complex issue. Pane divorce apa. On the other hand kuromba kunoitika
Nyaya iyi yave papi, does it have part 2
Aaa zvakaoma hazvo marwadzo acho anombonyanya kani😢😢😢😢
Ndoomugowe wekunoshandira mhuri uriwe mukadzi uchisiya baba pamusha nevana iwe wofamba nenyika handisati ndakamboona zvakadaro baba abroad iwe mukadzi pamba nemhuri nyangwe mushupike sey never siya vana sikana nababa vavo vana sikana bodo zvino hezvo
baba wanenge vasina kukwana chete, hapana baba vari normal wangaitira feeling mwana wavo. its something not normal zvekuromba chaiko. ma rituals ndoanoitwa kunzi mwana rara na mai or baba. This is shit
😢😢💔99 %yevarume madevels vanemoyo wakaipa chaiwo mavampire nxaaaaa
But mama muzukuru hanamoswa muyite tsitsi nemuzukulu😊
Vana mai please vana venyu vasikana closer than baba uye kana muchinge muchifamba siyai vana venyu vaine hama yechidzimai ine moyo wakanaka😢
Munhu ngaagare nevana vake all the time! Don’t have kids if you can’t be with them. Too many cases like this and how can a mother leave a girl child even after she was raped at 5 😢
Zvinonesta izvi tarura ya baby princess akasiiwa mumaooko amaiguru nhasi uno aripi
Nyaya inorwadzs iyi, ini yangu yakatdikwa tsikwa wani, tichienda kuma courts asi munhu akanzi ahana mhosva , asi ma mefical reports ese aripo imi weeee zvinoda nyasha
Sorry hako Mweya mtsvene akunyaradze, asi what i know haana zororo kwaari ikoko even case yakashayabasa
@@gracempofu526 zvakaoma kani moyo wangu unorwadza ndikazvifunga asi chekuita handina,
Dai Mwaria akupodza ronda iri, wadii wamboenda ku counseling zvekare
MuZimbabwe maakungoitika zvese zvese. Asi zvazvabuda pano ko dai nyaya yacho yachishandwa
Anai ava has no good relationship nemwana wavo. She has been missing in her daughter's life for a long time 😢
Zvakazara nyika yese yembwa dzaana Baba wanorara newana nyika yese asi Hama ndodzinowanza nyaya dzacho. Kwedu ariko mwana iyeye atoone Wana wakewo asi haana kumbosungwa.😊
Zvakaoma wena ndopaunoona kuti ndezve hurombwa shuwa mwana kurara nababa apa votadza kutaura
Zvinorwadza veduwe musaiya vana chengetai vana
Torai muzukuru muchengete mhai mwana haana mhosva mwoyo wenyu haurwadzi here achirega kuchikoro ? Torai muzukuru muchengete haana mhosva .
@@sheillarazao12 parizvino Havana pekutangira asi muzukuru wavo vaichengeta kubva irinhumbu
I think its high time yekuti n'anga dzinorombesa vanhu dzipindewo mukati neakaromba wacho mese
Tinashe Mugabe arikudiwa apa
Mwana uyu akasiiwa achiri mwana naamai wake plus akabva ashaya bond naamai vake thats why anga asingavaudzi zvinoitika kwaari
100% They are now trying to rebuild their relationship but there's a lot of damage.
Kana haisi nyaya yekuti aisataura nekuti apana bond nekusagara vese. Ndine mwana wasis vangu airara nababa vake vachigara vese pamba semhuri asi haana one-day raakaudza amai, from grade6 kusvika mimba yabata apedza chikoro pazvakazobuda
Ipai Tinashe basa
Mai Ava dai vanotora muzukuru uyo nekut acharepwa fut sezvakaita Mai nzinza rapastor avo harina hunhu
Imi Mai mune dambudziko ko maisiriye mwana wenyu ane 5 years na Mbuya kumusha.Apa mosiya murume ne mwanasikana moyenda kubasa futi.Apa futi mapa mwana wake ane 6 years kuMbuya futi kumusha.
😢 apo vangu variikoko kwambuya vavo Mai vababa ,baba vacho vakashaika vakati vanosara nevana ndiende zvangu kunoshanda tichibatsirana kuchengeta Vana but nenyaya iyi ndapindzwa nechando coz Kuna bamunini variko and Vana vangu they are all girls 😢😢
Ngavarege kutiudza nyambo yes makazvipwanyira imba mega nekuda kuzviita murume garai pamba penyu
Go kwaChief Mutasa
Saka munoti ukasiwa nemwana wako, womuita mudzimai here? Vapera here mamai kunze uko kuti uzobata nwana wako. Varume musati shoresa nemadzimai apana kujeka apa
Tirikuda kuti asungwe aifunga kti akangwara
Ngasungwe benzi remunhu
Hhhh zvinorwadza aaaa kurombera church ngavqsungwe baba ava
Ngasungwe mbwa uyo
Saka mungateerera kut mwana haakwanisi kuenda kupolice pakat peweek nekut vaanoshandira havamutenderi imi mai mukwane saka basa remumba rakosha zvekutodaro anongorisiya zvee otsvaka rimwe musatipa hasha saka achazoenda kupolice kana zvadii benzi ramai
Mapastor Enya awa mamaonaka? Hurombwa kuporofita nezvikwambo nekuboba vakadzi vevanhu musangano.
Ummm zvinosiririsa
Those who are blaming Amai imbomirai judging her nekuti hazvibvumirwe kubhinya chero ani hake
Nyaya iyi irikutirwadza semhuri ndini ndakachengeta mwana uyu nenhumbu yake
Endai kumapurisa nekuti nyaya iyi iincest
Shem zvakaoma veduweee last week takanzwa step father vakauraya mwana nhas uyu arepwa😢😢😢😢
Call police 🚨 please
Saka unototurikwa ruoko pamusoro napastor vachiti in the name of Jesus 😅
😅😅ndakazvirega kare kare
@@nomsanyika151😂😂😂😂😂
Chengetedzai vana kana murivapenyu vanaamai shuwa mwana kurepwa 5 years nanhasi achirikurepwa amai muriko zvenyu
Hey nyika yorema vana baba vanababa plz many manyanya mweyaiko chief seke avagone kutonga zvachose mukupedxa nguva ku reporter kwavari ndozvavanotoda kuti zviitike vanotengwa nevanhu vane utsinye vaye
Very sorry mwana wamai vangu kuromba kwave kuitisa vanhu zvisina maturo panyika
Baba ava varikutozunza kuti nyaya ishaye basa imbwa chaiyo baba ava .even mai why vasina kuva close nemwana kuti ataure nyaya dzake kubva kare vese vakakanganisa mwana
Haalala we are going to 60 K🎉🎉🎉🎉🎉
Ko baba ava vadiiko kusungiswa makore ese mnhu aka repa arikungofamba free i church rudziiko inotungamirwa nebhinya chokwadi mu Zimbabwe makazara mabhinya kudarika vanhu