Video není dostupné.
OmlouvĂĄme se.

THE CLOSURE DNA SHOW: SEASON 7 EPISODE 41

SdĂ­let
VloĆŸit
  • čas pƙidĂĄn 24. 01. 2023
  • Welcome To The Closure DNA Show
    The Platform Of Realities!!!
    Season 7 Episode # 41 HARARE CBD
    Paternity DNA Testing
    đŸ“ČThe DNA Man đŸ“Č +263719428436
    Instagram: / theclosurednash
    ...
    Facebook: / theclosuredn
    ...
    TikTok: m.tiktok.com/h...
    ...
    ---------
    Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our CZcams Channel: czcams.com/users/ch....

Komentáƙe • 1,2K

  • @jimmymuchita2971
    @jimmymuchita2971 Pƙed rokem +37

    Panyaya dzakadai ini ndinoona sekuti kurambana kuri nani nekuti jere richapinda amai avo ihombe. We can forgive but we cannot forget. Chicharamba chiri chituko kwavari, especially kubva kuhama dzemurume.

    • @auxilliachiwanika8001
      @auxilliachiwanika8001 Pƙed rokem +1

      True

    • @TawazMarara
      @TawazMarara Pƙed rokem +3

      Even baba wanenge wari mentally imprisoned kudyirwa bota and let it go it's not easy.

    • @theresa9073
      @theresa9073 Pƙed rokem

      I agree with you, that man shows he no longer trust his wife, the mother sounds childish, and i dont think she was raped,

    • @gracie2world
      @gracie2world Pƙed rokem

      Chokwadi pfungwa dzinodya vanhu moyo dzodzinga rudo mumba zvachose

    • @johannesjohannesj.m9061
      @johannesjohannesj.m9061 Pƙed rokem +1

      Hapana Jeri apo sister vanongorovesa ava kupfavira bonde uko

  • @faithhlanga6690
    @faithhlanga6690 Pƙed rokem +86

    The man is understanding. Hanzi landlord havana mukadzi. Panzi landlord form 3 or 4 ndapera strong. 😂

    • @assahnleya1702
      @assahnleya1702 Pƙed rokem

      Wajola u ntombo.. Ngoba yena uthe ngu landlord indoda ithi ngumzukulu ka landlord hmmmmđŸ€”đŸ€”

    • @terrymhofu3832
      @terrymhofu3832 Pƙed rokem +7

      Ndatodzokorora kuti ndinzwe kwazvo kuti aikaka mai ava vamboti landlord haana mkadzi mrume kwakuzojekesa kuti form 3 or 4 ndaona kuti mai ava vane imwe isanganyatsodhonza bcz in her other statement she said door ranga risina kukiyiwa hatikiyi door, I ended up getting a lot of doubt kuti aaah maybe she lusted on the boy ndokutomuudza kuti huya door handikiye wch then takes us to the husband's story about muprofita saying makapomba pamberi pehama dzake nedzemrume since vachinamata pamwechete pasina izvozvo yaitofa yaka-loader

    • @sarahmatambiko9764
      @sarahmatambiko9764 Pƙed rokem +1

      Kkkk kana ini

    • @sindisomoyo6026
      @sindisomoyo6026 Pƙed rokem +2

      Kkkkk i was not expecting that at all

    • @sindisomoyo6026
      @sindisomoyo6026 Pƙed rokem

      @@assahnleya1702 nje

  • @marymwale7839
    @marymwale7839 Pƙed rokem +11

    This man is very humble n calm asi amai umm anoda kudzidziswa zvakakwana

  • @thandybhebhe795
    @thandybhebhe795 Pƙed rokem +90

    This year we reaching 1M subscribers Bota family we can do this..đŸŸđŸŸđŸŸđŸŸ

  • @theresa9073
    @theresa9073 Pƙed rokem +79

    this is tricky, but i dont think the father trust his wife anymore, he was deepily hurt

    • @Olcool
      @Olcool Pƙed rokem +2

      hapana chorwadza sekudzirwa bota, worse nehama.

    • @noelmoya3702
      @noelmoya3702 Pƙed rokem +1

      sure love hapachina apa

    • @anitatafura9162
      @anitatafura9162 Pƙed rokem

      Ma2k asi akana kunyadzisa

    • @brianmambo8199
      @brianmambo8199 Pƙed rokem +1

      Haaaa bota haringodyiwe hhhhhmmm. For me zvinenge zvatovharana, I can't take that.

    • @evernicekapita7786
      @evernicekapita7786 Pƙed rokem

      @@anitatafura9162 akarara nalandlord hakusi kunyadzisa here

  • @Grainger0123456789
    @Grainger0123456789 Pƙed rokem +41

    He's a gentleman.
    Lots of self control and level headed young man.
    Amai vanekakunyepa karipo.Zve rape kunyepa cause statement dzavo varikuziva zvaaiita murume asipo.
    Form 3 boy kupindira mukadzi wemunhu,anoda kurohwa but he was lucky kuti akasangana nemunhu ane self control yakawanda.
    Young man is so loving

    • @sarahdube3306
      @sarahdube3306 Pƙed rokem +3

      Mapudzi anowira kusina hari 😂😂😂😂😂😂

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Pƙed rokem

      Akuudza kuti ane self control ndiani? Unenge unidao varume iwee. Lol. You cant see the behaviour of the woman? She is super scared. She was hit at home that woman.

    • @nixonpakati5966
      @nixonpakati5966 Pƙed rokem +6

      @@maiyeukai9346 usataura zvisina basa iwe hapana chinhu chinorwadza sekuhurirwa iwe wototaura zvekurohwa dai asina kubatwa kuchechi aizozvitaura here unogarirei nemunhu wausingade ko kungondisiya wonohura hako
      Especially apo murume haatogari munyika vakatoita vakasununguka
      Dambudziko renyu vakadzi munofunga kuti varume hatinawo shanje sedzenyu imi dzenyu dzinoperera mukupopota nekurwa isu tinopedzisira vamwe voita masuicide bcoz unenge uchidiwa asi iwe usingade

    • @cassylinksmn5245
      @cassylinksmn5245 Pƙed rokem

      He is a simp & a disgrace to masculinity

    • @chiherachashe8208
      @chiherachashe8208 Pƙed rokem +3

      @@sarahdube3306 mapudzi anowira kusina hari idi. This life has no balance at ALL. Imagine kuroorwa kusungirwa munhu ohura zvake

  • @josephkudakwashebiza5080
    @josephkudakwashebiza5080 Pƙed rokem +13

    Mwana 7 months: Pregnancy 9 months. Add the two = 16 months. Subtract this from 18 years for the girl. It means that the girl got into the relationship @ 15 years or so. The girl is very young and immature.

    • @Chirasha
      @Chirasha Pƙed rokem

      Ndosaka murume asina kuramba mukadzi uyu. He is equally guilty of statutory rape

    • @editorsandrashereni4626
      @editorsandrashereni4626 Pƙed rokem +1

      That’s what I also picked immaturity yoga mfes akatora mwana akati ndamuwana wekuchechi wekumusha wanike bota ranaka wasiiwa nguva refu wakupakura bota kuzhe. Maybe the pregnancy hormones got the better of her akakurirwa mwana nechikara shem

  • @patriciamudzingwa4421
    @patriciamudzingwa4421 Pƙed rokem +4

    Mudzimayi haana mhosva semunhu ayiva akabva kumusha 🙏. Jehova ngavatibatsire 😭. Mukomana Jehova ngavakubatsire Ida mudzimayi wako please May Lord Jesus send the Angels to heal your heart 😭

  • @anitamasenyama9744
    @anitamasenyama9744 Pƙed rokem +13

    These days, its men who are going through a lot!!!

  • @fadzairwaveya4338
    @fadzairwaveya4338 Pƙed rokem +11

    Mapurisa hero basa- akasungwa muzukuru wa Landlord he will continue to destroy lives of innocent people.
    Problem Mai did not share her ordeal.
    Really sad story.

    • @CleverManatsa
      @CleverManatsa Pƙed rokem

      He did not rape anyone. The had consentual sex, the lady said takaita zvatakaita, not akaita zvaakaita.

  • @meddelinemeddie5702
    @meddelinemeddie5702 Pƙed rokem +6

    The problem is that I have been fooled by many of these ama 2k so I have lost trust. Therefore it's now difficult for me to believe her story. However these things do happen, pane vamwe varume vane hunu usiriwo. I once experienced the similar case and fortunately I stood my ground he left the house without even touching me. Life as a young girl is difficult

  • @elegantwoman3404
    @elegantwoman3404 Pƙed rokem +44

    Once trust is broken it cannot be mended

  • @MrMufuga
    @MrMufuga Pƙed rokem +11

    Mukadzi anofuririka. Couples must be together to eliminate temptation. There is chance to put this behind them

    • @tinashechigu9839
      @tinashechigu9839 Pƙed rokem

      of course but kana zvakurira pakuzodyisa yese apo hayi mhani

  • @elizabethmahwenyiyi9536
    @elizabethmahwenyiyi9536 Pƙed rokem +9

    You deserve an Oscar, you are so calm man ❀❀❀❀❀❀

  • @norahchingaira755
    @norahchingaira755 Pƙed rokem +7

    This show really brings peace in pple lives i have seen lots of shows here its so touching

  • @peace2911
    @peace2911 Pƙed rokem +8

    This man will never forgive this women. He himself is he honest were he is. Once trust is broken it is very difficult to restore. If u want to forgive her then give her a second chance . Women be honest please.

  • @victoriamarufu3953
    @victoriamarufu3953 Pƙed rokem +9

    Thanx Mr Mugabe kugadzirisa couple iyi shuwa, Amai wimbikaiwo chokwadi

  • @muchanetagreen112
    @muchanetagreen112 Pƙed rokem +71

    It's a lesson not to leave a young married woman alone for long periods

    • @jimmymuchita2971
      @jimmymuchita2971 Pƙed rokem +12

      Is 1 month a long period?

    • @tonderaichibora1290
      @tonderaichibora1290 Pƙed rokem +52

      Saka togara takatarisana mumba macho here. Pfambi ipfambi hazvinei kuti nguva izvi

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Pƙed rokem +3

      Idama iroro chine zemo icho. Baba ngaasungwe dzisimbe kwete kunodya bota kunze remumba richipfeka mabhachi.

    • @gilberttigere5116
      @gilberttigere5116 Pƙed rokem +9

      @Tonderai Chibora that's a bit harsh mukadzi haisi property or wardrobe munhu ngaagare nemunhu wake. I know circumstances sometimes demand otherwise but you cant blame her alone we don't know the real truth. The brother needs counselling it's not easy also.

    • @agnellamusonza
      @agnellamusonza Pƙed rokem +9

      @@tonderaichibora1290 ihure mkadzi uyu haana kurepwa uyu, vakatodyisa bota like every night murume asipo

  • @williamponjolerupiya
    @williamponjolerupiya Pƙed rokem +8

    Baba vakaitisa nhumbu mwana ari under age avo

  • @salomsalo1346
    @salomsalo1346 Pƙed rokem +8

    Baba garai nemunhu wenyu not kusiya munhu Zim imi muchiuya SA aaaah muchiri vadiki imi musatendere muvengi kupinda

  • @HustleForMorevictor
    @HustleForMorevictor Pƙed rokem +6

    These situations happen a lot mukuroja,zvinotanga mukuwirirana bamunini or maiguru pedzezvo vanhu vave kutandara vose,vanhu vakuto ona ma movies vese etc kunyangwe manheru se vanhu vanogara pamba one,Vakadzi should learn to put boundaries when they are married to avoid these situations.zvinoitika se mafunniez.

  • @ProfaneDreads-
    @ProfaneDreads- Pƙed rokem +32

    Baby girl has a smirk on her face
she knows what she did 😂

  • @Amarie077
    @Amarie077 Pƙed rokem +11

    The problem is she is too young. This is sad . Please give her another chance. Kutotya nemapurisa acho. This is sad. The guy loves his wife. Please God restore them.

  • @dorisgamanya9088
    @dorisgamanya9088 Pƙed rokem +6

    Apa bota richadyiwa zvekudyiwa zviye nevamwe varume cz mai vakati sarei mupfungwa mbijana.

    • @VesterMajecha-og8ur
      @VesterMajecha-og8ur Pƙed 5 měsĂ­ci

      Taura hako dzakati sarei pfungwa,varume vari kutora advantage iyoyo,shem Mwari pindirai

  • @tarisaimarume3394
    @tarisaimarume3394 Pƙed rokem +17

    There are good madzibaba wanoona kudyiwa bota kwevanhu 😂😂😂😂this show to the heavenly heaven Mr Mugabe

    • @markgodknows86
      @markgodknows86 Pƙed rokem +2

      Munhu wese haana kuchena but Madzibaba vakangoona chihure kwete zvenhumbu kuti ndeyani

    • @gracie2world
      @gracie2world Pƙed rokem +2

      đŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€Łhaa madzimai vakadyiwa netsanangudzo

    • @mbatatisimbatatisi8335
      @mbatatisimbatatisi8335 Pƙed rokem +2

      ivo vana Madzibaba vanenge vachida kutodyawo bota vakadzi vevanhu obva arwadziwa kuti akatangirwa nekamu form 3

    • @tarisaimarume3394
      @tarisaimarume3394 Pƙed rokem

      @@mbatatisimbatatisi8335 đŸ˜‚đŸ˜‚đŸ˜‚đŸ˜‚đŸ«ŽđŸ«Žbota ranetsa iri kudyiwa kwaro mazuvano sekutamba pada chaiko 😂😂😂😂

    • @gracie2world
      @gracie2world Pƙed rokem

      @@mbatatisimbatatisi8335 pfungwa dzacho soo

  • @miriambanda1670
    @miriambanda1670 Pƙed rokem +6

    Let's hope bba vachanzwira mai tsitsi ...but munhu ngaasaita makumbo ese pazhe makumbo ngaagare mumba kuda kuravira zvepazhe siyanai nazvo

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Pƙed rokem +1

      Munhu ngaagare nemukadzi wake ropa richiri kupisa

    • @antoniamadimure
      @antoniamadimure Pƙed rokem +1

      NO should mean NO. Other young ladies should take a leaf from this episode. T

  • @Mitchtosolutions
    @Mitchtosolutions Pƙed rokem +9

    All along I did not understand the real purpose of this program ✅ but after this show I just see that its purpose it to build the broken family this end part of the story if the closure man was just in the need to take our monies he would have just go but the way yaatovabatanidza thru communication✅
    Tinashe and closure team god bless you 😱😱🎉

    • @munyaradzimufara3530
      @munyaradzimufara3530 Pƙed rokem

      Not only that the main is for identity .its a child's right to know own parent

  • @markmagwenzi9421
    @markmagwenzi9421 Pƙed rokem +4

    Women must stop saying ndakabatwa (rape) pasina rape yakaitika they are real victims out there plz

  • @miriamkimu6931
    @miriamkimu6931 Pƙed rokem +9

    Bota family Maswera SEI iiiiiiiiiiiiiiiiii nyadzi dzinokunda rufu sure mai avo varikunyara ndachema zvangu kuita kunyepera kudzungaira havo idzo dziri nyadzi😆😆😆😆

  • @talentytalex263
    @talentytalex263 Pƙed rokem +21

    Mai Denzil's younger sister... Makumbo panze ese here😀

  • @faithfullnyakudya3642
    @faithfullnyakudya3642 Pƙed rokem +13

    Give her another chance. Mainin mudzikame.munhu anoscreamer wo

    • @fadzaikowo6294
      @fadzaikowo6294 Pƙed rokem +2

      am with you.dzimba dzoda kushinga asi baba avo havanawo vana sekuru vanovaraira kuti imba haasi majokes inotoda kushinga
      it rains evrywhere babydaddy

    • @CleverManatsa
      @CleverManatsa Pƙed rokem +1

      kuti akarepewa here, kunyepa, ma statement.

    • @daddyteddy85
      @daddyteddy85 Pƙed rokem +1

      Uyu aitochemerera kwete kuridza mhere

  • @sharonmusokoma2942
    @sharonmusokoma2942 Pƙed rokem +9

    Apo unenge uchitoti ndawana wekumapfanya asingabanzurise stonyeni

  • @benhilmusem5340
    @benhilmusem5340 Pƙed rokem +16

    Kkkkkk Tinashe so hanzi "panga pasina riri mumba"?

  • @samanthakane9986
    @samanthakane9986 Pƙed rokem +8

    Ummmm her last statement made me question the rape storyđŸ˜©đŸ˜źâ€đŸ’šapa I had believed her what does she mean handichazvi dzokoredze. Married couples please Garai mese panzvimbo one

    • @jimmymuchita2971
      @jimmymuchita2971 Pƙed rokem

      Akapfimbwa ngemwana wechikoro akabvuma,zvekubatwa chibharo inhema chaidzo.

    • @schumieelf3232
      @schumieelf3232 Pƙed rokem +3

      Her last statement was clear she wasn’t raped and she finally confessed and encouraged others not to do what she did! If it’s rape no one has control so she wouldn’t have said it thĂ© way she said it!

    • @Rebhara
      @Rebhara Pƙed rokem +2

      Munhu wepi anovata asina kukiya door,

  • @andremtetwa9780
    @andremtetwa9780 Pƙed rokem +2

    She is still young and from where I am sitting this marriages is gone yapera.

  • @beatricechinyemba1130
    @beatricechinyemba1130 Pƙed rokem +9

    Don't worry vakahura vanobatwa kuchurch havacuazviite futi, garai zvakanaka muchengerane , asi baba musanyanye kusiya mukadzi Ari ega nemiwo Mai kiyai door

  • @belindanyausaru
    @belindanyausaru Pƙed rokem +11

    1 leg shadabu another leg shadabu all legs yatove zhadabu kkkkk

  • @patiencemubayiwa1290
    @patiencemubayiwa1290 Pƙed rokem +5

    Ah , Ko Munhu wechikadzi anogara ega , anorarireyi door risina kukiwa ?

    • @bensonchitupa3804
      @bensonchitupa3804 Pƙed rokem +1

      Kkkkkk

    • @firefly5819
      @firefly5819 Pƙed rokem +1

      Worse off kuma rukesheni 😂
      That should be first instinct based on common sense
      Then she goes on to lie and say ah from there ndange ndakukiya ah 😂 mhamha ka natso taurai chokwadi zvenyu kuti what happened

    • @patiencemubayiwa1290
      @patiencemubayiwa1290 Pƙed rokem +1

      @@firefly5819 ndoona zvangu senge vanonyeba ..she had a fling with that Landlord boy . Idzo Nyadzi dzakazara kumeso kwavo .

    • @blessingmunyaradzi5986
      @blessingmunyaradzi5986 Pƙed rokem

      Imajeni, ini ndiri ndega kumhiri kuri safe asi i still lock my door. Dzinobata sei hope door rakavhurika?waizivana awo. Yanga iri nzara yebota obva ati ku form 2?

    • @patiencemubayiwa1290
      @patiencemubayiwa1290 Pƙed rokem

      @@blessingmunyaradzi5986 vaizivana ava , vaive vatoregera kukiya door kuti mukoma azopinda

  • @dinomanyara
    @dinomanyara Pƙed rokem +2

    We r learning a lot ne chirongwa chenyu Mr Tinashe Mugabe the DNA man big up

  • @patiencechideudhliwayo8089
    @patiencechideudhliwayo8089 Pƙed rokem +21

    What a relief (the result)! Ko the wife kupusa here or what? She is very fortunate she has a level headed and loving husband. Dai vari vana musoro bhangu ava dai akarambwa kare. Uye our choice of words mhani women. She should have apologized first for not divulging the rape incident, and also show understanding for hubby's doubts. Munhu soooo eish! Thank you sir!

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 Pƙed rokem +2

      MaDhliwayo muri sei I'm a maDhliwayo as well

    • @lawrencetinacho7161
      @lawrencetinacho7161 Pƙed rokem +1

      Haa Gokwe kuvata here nhai this lady

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 Pƙed rokem +3

      @@lawrencetinacho7161 ndomatsotsi manje how could she leave the door open murume asipo vainge vatoudzana. What I know semukadzi kana baba vasipo you lock the doors early uchitya kwete Mai ava

    • @talenttatendanyanhongo7834
      @talenttatendanyanhongo7834 Pƙed rokem

      @@takudzwamlambi679 nhai nhai mhengo yemukadzi

    • @gracesiziba1671
      @gracesiziba1671 Pƙed rokem

      Mudzungairo at the first grade

  • @lorrainencube374
    @lorrainencube374 Pƙed rokem +4

    Saka munhu anoti haachazvipamhe achievable rape? Umm. We should teach our kids to be truthful about their sexual encounters out there. Vanhu vanopera kusungwa pamwe pasina mhaka. Hongu she's still young but I'm sure when her family married her off they sat her down and taught her how to behave & handle herself. This man deserves a Bells. Very mature & honest. Somehow I hope u figure this out and sort it amicably

  • @thembiendex2783
    @thembiendex2783 Pƙed rokem +28

    Eish I feel sorry for this gal,she is still young and I feel like the man was wrong too to leave her behind at their rental place.He should have taken her to his parents home Myb they wouldn't be here today.

    • @markmagwenzi9421
      @markmagwenzi9421 Pƙed rokem +5

      Even kuma parents ake she can still do it

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Pƙed rokem +2

      True she is young and immature....plus zemo rakamukurira.

    • @tsitsimutombo2216
      @tsitsimutombo2216 Pƙed rokem

      True

    • @tungamirayi7656
      @tungamirayi7656 Pƙed rokem

      @@chiyenyumba7135 Ko kuzoramba hake kuti vaiwirirana.

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Pƙed rokem

      @@tungamirayi7656 well its self preservation ari kuda imba yake.... I think baba avo vane dzavo nyaya. Good luck to them vachengete mwana pamwe chete. But hama likely to stop them moving on from this.

  • @tendai4043
    @tendai4043 Pƙed rokem +2

    Ko Baba mhanh’ariraiwo mukadzi wenyu kumapurisa nhai; oshayawo here anochengetedza mudzimai uyu

  • @irenemungate500
    @irenemungate500 Pƙed rokem +5

    Shame . This girl is such an innocent person taken advantage of. Madzimayi we need to talk to our girl child teach them kuzvimiririrawo be confident of themselves. Mumba macho munoitweyiko husiku zvawo.

    • @boycemazula6242
      @boycemazula6242 Pƙed rokem +1

      Haaaaa imi musada kunyeba mkadzi uyo akatokwirwa achida kwete kumanikidzwa or something, apa kwakutoedza kuhwanda nechigunwe chete.

    • @macdonaldmarimo3428
      @macdonaldmarimo3428 Pƙed rokem

      Word rekuti innocent rinokuvhara

  • @ZWC263
    @ZWC263 Pƙed rokem +6

    Regai tisekwe nemadhara haaa mukadzi anohura orara nemumwe munhu iwe woramba uinaye mumba😂😂😂 lets not be weak guys! Tapusa

    • @talentytalex263
      @talentytalex263 Pƙed rokem

      VaShadhaya vakataura

    • @jmaz110
      @jmaz110 Pƙed rokem

      Inga vakadzi vanoramba vane varume vanohura wani

  • @ruthchiruva4819
    @ruthchiruva4819 Pƙed rokem +10

    Kkkkk haa mwana anoda shamhu uyu angati haazive kuti muridzi we mwana ndiyani

    • @munashemumu6021
      @munashemumu6021 Pƙed rokem +3

      Yes it's possible especially if you have multiple partners. Zvedu zvekunyeperana kuti amai ndivo vanoziva muridzi wemwana, if the woman was faithful with one partner yes it's possible to know but pakangova nevanhu two chete zvadhakwa

    • @josephchinhemba4162
      @josephchinhemba4162 Pƙed rokem

      Let's learn to Merry vanhu vakura va mature, coz vana vachiri kuda kunzwa zvakawanda

  • @Olcool
    @Olcool Pƙed rokem +26

    Makumbo ese pazhe. hahahahaha. Tinashe's show is enriching our language with new words into our dictionaries

  • @Leeroy316
    @Leeroy316 Pƙed rokem +13

    Don’t forget to subscribe thank you 🙏🙏🙏

  • @giventshisa8761
    @giventshisa8761 Pƙed rokem +27

    All legs outside😂😂😂😂😂😂

    • @michealfisher4440
      @michealfisher4440 Pƙed rokem

      Yeah 😌đŸ˜č

    • @ruvachazika1223
      @ruvachazika1223 Pƙed rokem

      Kuita sekuti akarara nevanhu vakawandisa shem mrume anodherera hake uyu mwana mudiki akangonyengereka chete

    • @patriciachoto1803
      @patriciachoto1803 Pƙed rokem

      Kkkkkkk hnzi nyaya yekudyirwa bota nemwana mudik

    • @ruvachazika1223
      @ruvachazika1223 Pƙed rokem

      @@patriciachoto1803 iye angaroora mwana mudiki omusiya ma 2 k ndozvavatori kkk

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 Pƙed rokem +3

    Manje ukashingirira kugara nehure iro nextime unopondwa nezvokomba zvake shiri ine muririro wayo haiuregi

  • @phillipkore4039
    @phillipkore4039 Pƙed rokem +9

    Thank you Mr Mugabe đŸ€©đŸ€©đŸ€©đŸ€©

  • @nyashanyabvure1446
    @nyashanyabvure1446 Pƙed rokem +5

    Zvakaoma baba itai moyo munyoro ama2000 ndozvavanoita

  • @giftmupondi2690
    @giftmupondi2690 Pƙed rokem +5

    At least this episode help those who think kuti dna test inobuditsa kuhura or kusahura kwemunhu.

  • @constanceshumbo5013
    @constanceshumbo5013 Pƙed rokem +14

    anamai Denzel 😃😃

  • @israelbunu1746
    @israelbunu1746 Pƙed rokem +7

    She conseted,she really knew what she was doing.but she did this out of missing her hubby which can never be a justifiable reason

  • @tracykwenda3003
    @tracykwenda3003 Pƙed rokem +8

    Vana vanga vasangana same age zvavo

  • @believemataveya4162
    @believemataveya4162 Pƙed rokem +8

    Sis vangu vanekamwe kakuzungairaa,,,,umm AMA 2K never never disappoint

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 Pƙed rokem

      Kugeza vanogeza havo asi pane Imwe yakadonha bhaudhi

    • @marshalndlovu2717
      @marshalndlovu2717 Pƙed rokem

      You can say that again 😂😂😂

    • @progresstasangana9158
      @progresstasangana9158 Pƙed rokem

      @@takudzwamlambi679 kkkkkk vanhu mashoko munawo munombomatorepiko

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 Pƙed rokem

      @@progresstasangana9158 shamwari wakamboonepi kupusa kwe level rakadaro kana bota ndofunga rongobikwa tsvee mu plate no sugar, dovi, sauti or margarine zvawo

  • @decisionnyamadzawo3060
    @decisionnyamadzawo3060 Pƙed rokem +22

    My number 1 show really enjoying every episode. Thanks Mr Mugabe keep on doing the good work 👌👌👌

  • @frombellytobub3420
    @frombellytobub3420 Pƙed rokem +1

    Her final words gave away that this was mjolo. Asiwo baba avo vakatorawo chanana.... vakadanana chiri chidiki apa vochisiya chichigara chega... chave kumhanyidzana nevezera racho. Pakaipa.

  • @chiherachashe8208
    @chiherachashe8208 Pƙed rokem +1

    Age is just a number zvayo but zvinozongoperera ikoku. He'd have married a mature woman close to his age, someone who can reign her feelings much better.

  • @tapiwamudzengerere5134
    @tapiwamudzengerere5134 Pƙed rokem +4

    Mwana uyu achiri mudiki akangovhevheredzwa hopefully achamuregererawo

    • @vickymakovere5036
      @vickymakovere5036 Pƙed rokem

      Kkkk But kuvhevheredzwa ne school goin kid? She was the older party ipapo.

  • @belindatafadzwa4156
    @belindatafadzwa4156 Pƙed rokem +14

    Panonzi the boy is form 2 kana 4 hahahaha my strong ended

  • @nyashagrace11
    @nyashagrace11 Pƙed rokem +2

    Shave renhamo rakabata mai ava
    Kunyukurwa from Gokwe to harare and then makumbo ese panze🎉

  • @thekays6626
    @thekays6626 Pƙed rokem +14

    This is great Zim man love babies siyai vana vambokura if not let the child do mahumbwe in your home🏡

    • @Amarie077
      @Amarie077 Pƙed rokem

      Yes she is young.

    • @CleverManatsa
      @CleverManatsa Pƙed rokem

      Ko Mai Denzel vanga vari vadiki here vakazviita same like this murume aripo asina ku travella. She is just a loose woman.

  • @faustinamakwindi1063
    @faustinamakwindi1063 Pƙed rokem +17

    I am proud of this man in a way!!

  • @eliasnerwande1646
    @eliasnerwande1646 Pƙed rokem +3

    Aisa fanira kusiya mwana uyu ariega she is very young woman he must forgive her

  • @tinasim
    @tinasim Pƙed rokem +1

    That man's attitude akaramba akadaro tirikuuya kuzoridyawo bota rake

    • @emmagaba9798
      @emmagaba9798 Pƙed 3 měsĂ­ci

      Kkkkkkkkkkk😂😂😂😂😂😂😂😅😅😅😅😅

  • @takuec5513
    @takuec5513 Pƙed rokem +3

    So painful situation and she cant even ask for forgiveness
    Mapudzi anowira kune vasina hari shuwa

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Pƙed rokem +18

    Toita sei nevanhu ve Gokwe. Well the couple needs spme bit of counselling. The husband seems to have some understanding. It's a lesson to the wife.
    Thanks Tinashe

    • @fabiolamoyo4081
      @fabiolamoyo4081 Pƙed rokem

      Huya utirove kkkk

    • @CC-vz9to
      @CC-vz9to Pƙed rokem

      Kombai murove

    • @rumbidzaimurambiwa4798
      @rumbidzaimurambiwa4798 Pƙed rokem

      Kkkk vegokwe hre

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Pƙed rokem

      Nhai imi vanhu where are you finding the understanding bit? He battered that woman. He has scratches all over his face and the womans behaviour says it all. She is super scared thats why all one word answers and not even looking up. She is scared..very very scared....akarohwa chaizvo and now she wants to go..she doesnt even care about the marriage anymore. Haa ndakazvitaura kuti ndivhoterei..i will abolish the marriage Act and bill. NO MORE MARRIAGES

    • @brianmambo8199
      @brianmambo8199 Pƙed rokem

      @@maiyeukai9346 surprisingly it's only you who see this. I have seen most of your comments.

  • @chipodongo9205
    @chipodongo9205 Pƙed rokem +5

    Mai vanonyepa ava

  • @patriciamudzingwa4421
    @patriciamudzingwa4421 Pƙed rokem +1

    Ndirini ndapfugama ndachema kutaridza kuti handina kuzviita nekuda. Apa mukadzi aakutoita seari kutopfimbiwa. Vasikana vamazuvano havazvininipisi 🙏

  • @merryzvi
    @merryzvi Pƙed rokem +22

    Pane nyaya 2 chete panapa, either amai vari kunyepera kudzungaira or vakapusa zvekutotya kuridza mhere, kutaura kune vamwe vanhu nyaya iyi kana kureporter kumapurisa vanotya kutovhurumuswa. Depends nekwavakakurira vanenge vasingatozivi kuti vane simba rekutaura or that she has rights to report this abuse. What do you think is the case here.
    Chimwevo ndechekuti ndoona sekuti vaviri ava havatorina bond pakati pavo vanoita kunge vakangonzi nevakuru chitodananai muroorane because hey hapana kana kakuratidzawo kuti we are or we were once a good couple. Chimwe chinamato nechivanhu chekusaziva how to love and express love to each other. Kungogara vose vachidya bota apa havatozivi kuti kudanana kudini ava

    • @CleverManatsa
      @CleverManatsa Pƙed rokem +1

      Siyanana nechinamato or tradition. Hanzi takasangana tichibva kuchechi tikapfimbana tikadanana.
      Airepoter kupolice kuti akarepewa here, ari kunyepa. hauna kunzwa kuti takaita zvatakaita here. Use common sense.

    • @swemarichardmakonope1532
      @swemarichardmakonope1532 Pƙed rokem +1

      Vari kutonyepera avo.vakazoona kuti hazviitwe vadyiwa

    • @merryzvi
      @merryzvi Pƙed rokem +3

      @@CleverManatsa hold your guns, you and l were not there azvakaitika that's why l gave two possibilities. The common sense that you are attacking me for not using is what l wrote on top as the first possibility. When you read comments read to understand not to attack. Dzikama handiti

    • @jkley346
      @jkley346 Pƙed rokem

      Well explained dear

    • @taujinga5630
      @taujinga5630 Pƙed rokem

      @@merryzvi iwe waivapo here pavaigashira chinamato nechivanhu chaunoti chakaita kuti vasaziva how to love. Wazviwanepi? Hold your guns. Dzikama handiti.

  • @Justbelieve24
    @Justbelieve24 Pƙed rokem +39

    A village girl left alone in the city got sweet talked by a high school kid her age into sex. I can imagine the kid did his research, approached her and the two agreed. Lucky she was already pregnant. Now hubby can keep her, he just has to up his sex game, so that she doesn't cheat again or go back to him for more

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Pƙed rokem

      Mavillage girl anonetsa..hanzi wekumusha anetsika..hezvo ka..but ati haachazviite futi sooo she wasnt raped kunyepa chaiko. But heey..mai Denzel is pretty đŸ„‚

    • @takudzwagororo5589
      @takudzwagororo5589 Pƙed rokem +3

      Lol you say it as if it's easy to keep someone who has cheated. If this guy decides to drop her will still be a good decision

    • @colorpurple4074
      @colorpurple4074 Pƙed rokem +3

      Murume uyu akaroora mwana mudiki, kwakumuravidza bota, kwakumusiya ega muharare. Pakaipa,

    • @angelinemutevera7682
      @angelinemutevera7682 Pƙed rokem

      ​@@colorpurple4074true

    • @sunyboymafu829
      @sunyboymafu829 Pƙed rokem

      You are advising him to accept a wife who cheated on him. Do you think he is going to trust her again? If she cant wait only one month for her hubby then she is definitely not a marriage material. If he accepts her he will never have peace of mind given what she did. She wasn't raped coz she did not report the rape case to the police. She is loose and hudununu at the same time. She is not trustworthy. The guy must support his child and find himself a new wife. The lady must go to his boyfriend who is very likely not going to accept her as wife material coz she is loose. The boy akadya bota akatoona kuti bota iri riri padanda

  • @craig9687
    @craig9687 Pƙed rokem +5

    Nxaaaa chinoda kurohwa stereki !!!! Chinonzwisa hasha chimkadzi ichii

    • @user-rq1ni8gc9k
      @user-rq1ni8gc9k Pƙed 9 měsĂ­ci

      Taura hako ini ndanzwa nehasha dai ndirini Tinashe ndamborova

  • @justinmathambo9493
    @justinmathambo9493 Pƙed 7 měsĂ­ci +1

    Sister thanks from the start you was honest and your advise to the viewers was straight and admitting your wrong doings you are one in a million

  • @kikiri383
    @kikiri383 Pƙed 9 měsĂ­ci

    Unenge wakachitorawo kuruzevha uchiti ndozviri bhoo chopinda Harare chodyisa bota location yese. Mwana ndewako asi ma2000 anochekeresa. Chikadzi chakashingisa ichi

  • @simbachoga5930
    @simbachoga5930 Pƙed rokem +6

    Yah he is such a good guy. Taking a wife akadyiwa nyoro back. This will happen to me over my dead body.

  • @bladwickbuick1861
    @bladwickbuick1861 Pƙed rokem +5

    So no one is going to mention that people are normalising marrying these under age girls?

    • @jamesbond1157
      @jamesbond1157 Pƙed rokem

      Poverty

    • @rumbidzaisangarwe544
      @rumbidzaisangarwe544 Pƙed rokem +1

      Thank you. Mwana uyu with a whole 27year old

    • @asheleymudzingwa
      @asheleymudzingwa Pƙed rokem +1

      I agree with you. It pains me so much to see a 27 year old marrying an 18 year old. She's too young for that, their perspectives of a relationship are totally different. Why men why

    • @RestingNow
      @RestingNow Pƙed rokem +1

      Kana watora mwana wotoita mwoyo murefu wekudzidzisa nekuregerera. Unotora eteenager with raging hormones. You introduce her to sex then leave her. What do you expect? Mwana uyu is not mature enough to be dealing with such a situation and harizi zera rekunzi anomirira murume achadzoka.
      Futi murume uyu must be charged with having sexual intercourse with a minor aaaaaah

  • @nomusamoyo6834
    @nomusamoyo6834 Pƙed rokem +5

    A dangerous woman.anogona kurara nehama dzose pamusha

  • @khanyi653
    @khanyi653 Pƙed rokem +2

    Yooh thank you lord.. atleast he is the father.

  • @selinanyabonda5173
    @selinanyabonda5173 Pƙed rokem +6

    Ama 2000🙌🙌

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 Pƙed rokem +3

    Vamwe varume vakasimba nei kudaro nhai veduwee..? Ari wangu mukadzi abatwa, munhu wacho ndomuziva, dai ndiri mujeri soo and the pepetrator...mumortuary!!

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Pƙed rokem

      They don't want to lose everything.... Zvazvino he can either raise his tchild vari vese or he can move on enw beginnings pane jeri plus ngozi kumhuri.

    • @blessingmunyaradzi5986
      @blessingmunyaradzi5986 Pƙed rokem

      Ah and leave the bota family wave kujeri? It's not worth it. Apa there is no proof yekuti akabatwa mwana uyu. Its here say.kutengesa akatengesa hake bota musikana uyu.haisi nyore kuti ndakadyisa beans

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Pƙed rokem +1

    Ndaona bota radyiwa futi and ne defferent guys mai avo hunyoro hwavo uhu mmmm

  • @VanitySithole-nt9wo
    @VanitySithole-nt9wo Pƙed rokem +2

    comments never disapoint😂😂 ladies need to grow up before these marriages, ama 2k ladies you are strong

  • @sharonmusokoma2942
    @sharonmusokoma2942 Pƙed rokem +4

    Aaah ko wairara sei usina kukiya door wakadii wakashevedzera kuti ndabatwa

    • @ruthchiruva4819
      @ruthchiruva4819 Pƙed rokem +3

      Haaa ka benzi Kani apa konzi wamunoti muridzi we mwana ndiyani oti handizive

  • @irenezindoga2145
    @irenezindoga2145 Pƙed rokem +3

    Ko door vairishamisirei hant door renyu munovhara,chimai ichi futi

  • @tafadzwaclemencemasaya8261

    Akadya bota chaiye haasi mpfanha uyo weForm 4 but Sekuru vake landlord ndovakasvisvina & bhebhi riri kuzviziva ndosaka ririkusekera muhapwa.

  • @faithkandewere3545
    @faithkandewere3545 Pƙed rokem

    Iwo mapositori enyu aya aparadza vanhu ,put God first. Most cases ndana Hanzy nemuporofita
    This girl she is still pwere guys kungomhanyira imba chete without thinking the circumstances

  • @chitaburamadala817
    @chitaburamadala817 Pƙed rokem +14

    Kkkkkkkk kuzungaira kwacho soka kkkkkkkkđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€Ł

    • @craig9687
      @craig9687 Pƙed rokem +1

      Chimkadzi chakadzungaiira zvinosemesa nxaaa!!+

    • @fadzayibibi1855
      @fadzayibibi1855 Pƙed rokem

      Chipositori so ka ummm that should be banned...it is destroying people's lives ....most of the victims are mapositori.

    • @imath68
      @imath68 Pƙed rokem

      Dumb and dumber. Interview with her was painfully slow. A kindergarten kid would have done better

    • @elizabethbongers1124
      @elizabethbongers1124 Pƙed rokem

      Taura hako.

    • @bernardtsuro6898
      @bernardtsuro6898 Pƙed rokem

      Haa vana zungairai

  • @belindadube1962
    @belindadube1962 Pƙed rokem +3

    Give her second chance pliz

  • @arthurdzvairo-op2si
    @arthurdzvairo-op2si Pƙed rokem +2

    Understand human nature. Wrong doings in a relationship ruin life and takes away big chunk of life. It takes a strong person to say I am sorry and even a stronger person to forgive. We all make mistakes. We are humans.

  • @selinalembani9816
    @selinalembani9816 Pƙed rokem +2

    Asi nhy iwe mukadzi biyangu, hausemewo here kutundirwa nemboris mbiri nguva imwe cheteyo.....uhm unotyisa wangu, munhu kadzi unofanira kusema

  • @thequeenrumbie4780
    @thequeenrumbie4780 Pƙed rokem +3

    That smirk tells a different story little lady

  • @varihumambi
    @varihumambi Pƙed rokem +10

    the man will never forget the act done by his partener

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Pƙed rokem +3

      Yet women are expected to forget and delete acts done by their partners, repeatedly

    • @agathachidovori3825
      @agathachidovori3825 Pƙed rokem +1

      @@chiyenyumba7135 imagine

    • @shumbashava247
      @shumbashava247 Pƙed rokem

      @@chiyenyumba7135 when one cheats anofanirwa kurambwa because surely the memory of it is terrible

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Pƙed rokem

      @@shumbashava247 murume here kana mukadzi

    • @faustinamakwindi1063
      @faustinamakwindi1063 Pƙed rokem +1

      Ahhh so unfair to put all responsibility and accountability on the woman. I am glad of the result but this man needs to protects his woman

  • @happymadyangove6199
    @happymadyangove6199 Pƙed rokem +2

    Thanks munin'ina all the best mu marriage yenyu

  • @livisonsimbakatsande7624
    @livisonsimbakatsande7624 Pƙed rokem +1

    Uyo ndiye munhu asina kubatwa chibharo manje akatoita achiziva ,ijoki iro rinopamha futi

  • @mistoniful
    @mistoniful Pƙed rokem +29

    I think this couple needed strong counselling after the results. I could see that the family foundation was delicate and could disintegrate if positive support was delayed. Vana gets

    • @patriciachakawatah2787
      @patriciachakawatah2787 Pƙed rokem +4

      That lady also needs to tell the truth. It's for her own good. They both need counselling big time

    • @heavbatz
      @heavbatz Pƙed rokem +8

      haaa this marriage should just end. Counselling inoda munhu anobvuma kt ndakatadza. the lady lies

    • @brightonchamonyonga6756
      @brightonchamonyonga6756 Pƙed rokem

      You are a gentleman like baba denzel, havasi amai denzel chete vanoita zvikomba, kkkk

    • @munyaradzimisinga3907
      @munyaradzimisinga3907 Pƙed rokem +1

      Counseling ndeyei apa munhu kumba kwavo ndiko kunemashoko Ake hure kumba kwavo

  • @alfrednyamugara4838
    @alfrednyamugara4838 Pƙed rokem +8

    Tinashe Mugabe ...the Bota Man

  • @pfungwadzindikwa8559
    @pfungwadzindikwa8559 Pƙed rokem

    yes mwana ndewako asi siyana nechimbushumbushu chemukadzi mangwana unochema

  • @ursulamatenda3969
    @ursulamatenda3969 Pƙed rokem

    Nyaya iyi payazoperera ndapera power ,a form 3 bot here ,iye haana kutomborwisa kana kuridza mhere wo here ,asi pamba apa vaingogara vari two chete here zvekuti akatadza kuridza mhere akabatsirwa obva anyarara kusvika zvabatwa ku church here pane zvisina kundijekera ini apa