Mubvunzo wanga wakanaka ndewekuti, ' Ko kana mujaya achiti aida kurohwa, akazorohwa here? Kana asina akazorega kurohwa sei iye asina kubvuma? Zvakureva kuti kubvuma kwake mhosva ndokwakamu saver kuti asazorohwe. Dai asina kubvuma angadai akatorohwa bcz madhara Aida kurova munhu airamba nyaya.
Noice back ground
Mai avo hativade mudare vakukanganisa dare vane dzungu
Noise chete nyaya yenyu irikufamba zvakanaka fani
Amai veye nhasi vakanyarara thank you
Mudzimai ane noise iyeye
Ndofunga akavengera macomments edu takachemachema naye
Dankie mambo Namber one matoka apa 🤝 patanidza hama mambo 🤜🤛
Madzibaba anonyep zoita hre kuti ubekwe ne Family yese here madzibaba chinja wunhu wakho Rspt vaperek bakho mani
We'll done 🔥🔥🔥mambo💯💯💯 🤝
This court is organised but too squicky noise echoes
Handiti mai vacho vakafa saka munotonga nyaya yomunhu akafa
Uyu mukomana ane hunhu bwakadhakwisisa hwaari kuto displeya muDare. Anoda kurangwa zvakasimba panyaya yekutambisa nguva yeDare achiita tunharo tusina maturo. Anoda kuita zvingani; kutora mukadzi wemunhu ( chiri chimina futi), otizve kudherera Dare achingotsika-tsika kuramba nyaya iri pachena futi! Rovayi munhu pasi petsoka mambo!
Aaah ngavafambe chokwadi chibude pachena kanengo ariko
Haaa background noise kani
Noise kubackground Pahasha nhasi maita zvekudii
Mhombwe inopusa mudare asi pakupomba inenge yakachengera zvekuti
Hello pa hasha😊
Hello
Background noise @Pahasha..We keep complaining about the same thing veduwe..
Mubvunzo wanga wakanaka ndewekuti, ' Ko kana mujaya achiti aida kurohwa, akazorohwa here? Kana asina akazorega kurohwa sei iye asina kubvuma? Zvakureva kuti kubvuma kwake mhosva ndokwakamu saver kuti asazorohwe. Dai asina kubvuma angadai akatorohwa bcz madhara Aida kurova munhu airamba nyaya.
tezvara vauya nenyaya yakanaka ngavapindurwe nyaya yakazozivikanwa rinhi before or after rufu
Iwe urikuba contents dzevamwe takazviona kare washaya nyaya
Mambo dare torida bt mukdz uyoo akafema atimude
Ko ivo anababa vacho vanomirira kuti amai vatange vafa seiko aaah anababa varikungoda kubhadharisa mwana uyo chete apa and varongana
Nyika yaipa sure zvakaoma zvirikuitika kumusha kwedu uku
Akatadza mambo ngarohwe shamu dzake
Nhai madhara aya akadai kuunza nyaya iyi amai vachiri vapenyu hamhanyarire chitunha kaaa
Yaifanirwa kupinda asi yakaclasher madates nemazuva azoitwa maelections
Chitunha chaihura
Hapana evidence apa wasting time
HEY JUST NONSENSE. YOU DON’T NEED TO VOW TO TELL THE TRUTH.
EVEN THE BIBLE IS AGAINST THAT JUNK
This a load of bullshit. Vakadanana vakadanana so what? It’s not a crime stupid kangaroo courts