Baba Israel, Baba Lucksod, Baba Echoes, Baba Dickson, Baba Mose nevatendi kuChinhere

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • Baba Echoes vanoisa matendo kuvatungamiri vavatsika pasangano ravo vakaita sababa Israel coca-cola
    #chishanu,masowe,#masoweechishanu,#johannemasoweechishanu,#johannemasowe,#johannemasowe #,#johannemasowerwendorwakwanahedha,#lockdown,#mharidzo,zim,gospel,

Komentáře • 20

  • @chidomatamba7347
    @chidomatamba7347 Před 2 měsíci

    Madzibba lucksod avo ummm jerusarema vanoigona

  • @MoisesMunofirei
    @MoisesMunofirei Před 2 měsíci

    Amen 🙏

  • @morrisonngwenya9482
    @morrisonngwenya9482 Před rokem +1

    Baba Johani vakati kumasowe hakuna mukuru. Mukagadzana zvigaro ndopamunoita decisions dzamunozoti hadzirambwi nokuti dzabva kuvakuru.
    Chepiri hakuzodi kuitwa criticised. Mava kuti vakuru havatsiurwi. Ikozvino mapiwa dzimari dzematongerwo enyika. Mava kuti vapostori forED. Muri kutengesa mapostori for your benefit.

  • @alberttsamwisi9295
    @alberttsamwisi9295 Před rokem +1

    Kumasowe hakuna mutungamiriri kunotungamirigwa nomweya mutsvene imwi mbavha musanganazvo

  • @user-jm2rl3ns6l
    @user-jm2rl3ns6l Před 8 měsíci

    Kkkkkkkkkkkkk haaaa Peace anonakidza zvake nechinamato ichiii😂😂😂😂

  • @rojamillerover
    @rojamillerover Před rokem

    Kubatana kunodiwa. Mweya walazvitaura kuti batanai imi vose vanodzeedza Gabhurona. Saka izvi zvinofadza

  • @professorteemasoka8957
    @professorteemasoka8957 Před rokem +1

    Ndinotenda vayimbiri

  • @tonderayichidawu410
    @tonderayichidawu410 Před rokem

    Mashoko enyu akanakisa chaizvo asi ana baba Mose ava ndovaendesa chinamato kumawere nekuda kwemari .Itao henyu mado enyu enyama denga ririkuona.Kumagumo kune moto.

    • @rojamillerover
      @rojamillerover Před rokem

      Denga iroro haridi kutongera, anotonga ndiMwari. Saka imimi makuzviita mutongi past pezuva nemhaka yei

  • @tendaimudzvova3415
    @tendaimudzvova3415 Před 11 měsíci

    Vanhu vanoyimba havo

  • @orhateachie5902
    @orhateachie5902 Před rokem

    Amen Amen

  • @user-yq5dy1ux9l
    @user-yq5dy1ux9l Před 6 měsíci

    Tinotenda nezano revatungamiri tinosvika

  • @mangundazebediah4007
    @mangundazebediah4007 Před 11 měsíci

    Kubatana kweparurimi ASI hazvigoneke kuti masangano abatane kana zvinotendwa mazviri zvkasiyana

  • @sydneymathuka4228
    @sydneymathuka4228 Před 11 měsíci

    Ok

  • @stpeter2214
    @stpeter2214 Před rokem

    Mudhara Israel anogona zvake kuti vatendi vabatane
    Zvinokudzwa izvi
    Rudo rwakanaka samare

  • @ROCKstar-me5hx
    @ROCKstar-me5hx Před 9 měsíci +1

    Tora mari Utd

  • @MalvinMoyo-sn7pm
    @MalvinMoyo-sn7pm Před 5 měsíci

    Simon Peter kana kuti Biosi kkkkk

  • @lucasmarumo1602
    @lucasmarumo1602 Před rokem +1

    Maitabasa

  • @alfredzhou9324
    @alfredzhou9324 Před rokem

    Tinotenda kubatana kwaVapositori

  • @tadiwatapiwa7818
    @tadiwatapiwa7818 Před 2 lety

    maadzibaba trojan vakubatira kusowe ripi