Mambo Dhuterere - Cimas End Of Year Concert (Live Perfomance)
Vložit
- čas přidán 22. 12. 2020
- Brought to you by Cimas
Follow NashTv
▶ Facebook: / nashtvz
▶ Instagram: / nashtvzimbabwe
Copyright © 2020 NashTv
All rights reserved. No part of this publication may be reproduced, distributed, or transmitted in any form or by any means, including, recording, or Posting on a CZcams channel, without the prior written permission of the publisher. - Hudba
I'm here for you Tau jnr Gringo aka gringoldino I love you homie keep on going. Kana uchinakirwa naGringoldino jnr Gringo Isa like chete
Anogona sua
Luv u Duterere home boy m from Chimbumu mwana waMupetesi
Ndaona maMovies acho mhani kuti ndiye mhani munhu uyo🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣haaasi bho
Arikunakirwa nekavoice kamoms aka siya like
😆😆😆😆
mambo live vari kumberi vane ka that. issa lyk if u agree
Mambo dhuterere havana kumira bhoo lyric zvaro makaipa mudhara
Wanofarira mai Duts let's meet here. Amazing voice.
She has a unique voice, golden one 😂
Mweya mutsvene ndoda kuenda kwakaenda Emmanuel. Dhuterere munogona. Kana wanakirwa isaa like
Mambo dhuterere vane chipo guys kana muchizviita muna Mwari rambai makadai mukoma
Gringaldino kumberi manje. Dhuterere akagona ku recruiter
I'm here for Mai Dhute
Gringo jr anospaka manje kkkk
I listened to this song for the 1st tym on the 21st of March ndichibva kuexam. Hd dreamt ndarifoira exam iri & the previous semester hr failed it ndkatotadza kugraduater bcz o tht module. I cried ndkati ndinzwei Mambo. & I thnk God the results came out & finally passed. Makanzwa kuchema kwangu. I'm the 1st female graduate kudzinza kwedu. Ndkupindira masters Mwari achinditungamira
i love his live perfomances,he is a natural
Waaaaaaawuuuuu gringo ' s son is super super talented l hope a lot of groups and singers or producers will help him , he could be one of our big artist if he has all the tools, am praying that someone from youth sports and culture was watching so that they could help him start his career , thank you mambo duterere for having him on stage , am sure after this he will have some phone calls that will change his life, he is talented like his father, happy new year to all xx
Gringo jnr is a talented entertainer.
Ndeupiko guys the presenter here or
Hooo ndamuona ndiye arikutamba hanty 🏃♂️🏃♂️😂😂😂🤣🤣😃😃😃😃😃
ayiwa anenharo gringo jnr
Haa arikumberi😆
Was like ko ndiani anenge Gringo oh thats good supporting him
Ndanzwa kumerera nekubatwa. Mwari Vakanaka..Thank you Mambo Dhuterere .
Good to see junior Gringo worshiping God naMambo Dhuterere. You are doing well guys, vamwe tinonyaradzwa
Gringo is a good addition to this team its my third time to watch this live
Well done Mambo Dhuterere!!Your songs are always touching my hearty and keeping praising my awsome God....Mugetsimane
Respect yaMAdam kutyora muzura pa Stage.. Respect!! Makanyanya
Mambo muri mbinga pamangoma ✊
The only Zim singer ane maHits chete... Welldone Mambo Dhuts
From Kenya and I love his music😍😍😍😚😘😙
I love mambo Dhuterere alot um a motswana......🇧🇼I really enjoy your music
I like this a million lyks mamboooo
God is great and his messenger does not disappoint but only revives scorched consciences.Glory be unto the Lord 🙏🙏🙏
Gringo jnr I like his energy and the dance like the songs of Dhutsi only matured people listen to a his lirics message Baba munorova
Gringo lives on.im very happy to see the legacy of my favourite zim actor being carried on....Mambo Duts can put the stage on fire .he's got fire
Ndanzwa kumerera nekupindwa ne shoko and tomorrow am going for an interview guys am hoping the for the best m not here by mistake amen....
Intrerview how far
Gringo Jnr kuseri kweku seri.
@@trigger1746 ndakapinda wangu ihhhh mufaro wacho so mwari vakandiona vamana
@@Zimaestro lm happy for you
@@zodwamhlanga8797 thanks shaa chasara kunzwa ma drinks
You’re the best King Dhuts sando kwamuri
Gringaldo ndiye andiunza pano
Mudhara imimi kaaa🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥munorema,munopisa,munogona,munechipo,zvese munazvo🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Impressive performance by Mambo Dhuts! Mpfana wema jive musamusiye, he brings serious energy to the performance.
This couple is so humble eyyy man😪♥️🔥💆♀️😌✨🦋🦋🦋
sure sando dzavo
U never disappoint,m glad u took gringodilnho under your wings
dhuterere`s voice is golden guys
TRUE
Mmmm these guys are awesome had never watched their performances please Nash TV we want to see these guys frequently featuring here
hey hey Rasta isai confidence hey iwee, mukuimba wani , good good
He is on backing vocals so he should not be high
Ndakuona kechi 4 bcz of Gringo Jnr mukomana anopedza mahumbwe uyu.
Waaal !!!zvinoda kutendwa izvii ,zvinondiswededza pedyo nechitendero ,🔥🔥🙏🧎🏻♀️!!mangoma enyu baba D anondidzoreredza ndangariro,ngazviende mberi ndasiya like yangu kwekupedzisira kuti zvityise👍
One mupostori ane swagger 👌👌👌👌👌
Gringaldino mfana uyu ka uyu... Great edition... Great performance... You doing better and better on your performance. Good job
what an improvement on your live performance mambo Dhuts.. well done and keep it up
Props to Gringo Jnr u are talented my man
Mambo Dhuts, hamusi royce henyu but makauraya
Kkkkki ndaseka hangu
Kkkkkk
ndoo kwatatosvika
Kkkkkk yes ichi chiriheavy ichi kkkkk rega tichipinze mumastreets hahahaa
@@moyowity kkkkk thanks🤣🤣
Dready ndovandiunza pano vanoimba veduwe
Ndauyira gringo that smile it's keeping me to reapet e sng
Ndizadzeyi mwari nemweya wamwari kurwa hakusi kwedu ndekwamwwari...Mambo dhuterere nziyo dzenyu dzine shanduko nemessage mukati mehupenyu hwangu....
Master of preaching mambo Dhuterere keep going never turn back, never 🔙backwards forward forever 💕💕💕
I might not know everyone in the comment section but may the Lord Almighty bless you guys in whatever you do.. Amen...
The backing vocalists are just something else
Mambo na amai mondigonera hangu ndobva ndakanganwa nhamo dzose thank u
Mother was on high spirits on fist song
Nuff respect Mambo Dhuts.. We pray for God to protect you so you may keep preaching us nemutowo uyu. You are in your own league...Deep stuff.
😂😂😂haaa Gringoldino ndiGringo zveshuwa..im seeing his father in him...MHSRIP😭
Ma1 ayo🤣🤣🤣
I remember listening to" ndinzwei mambo" in despair and finding myself being answered.
Mambo Duts naadzimai vavo ndizvo👌❤❤❤
Gringo I salute.... what a young talent🙌🙌🥵🥵
Karasta ako kane voice
My first time to hear him performing, not disappointing at all.
Haasi Mwana waGringo here uyoo!!!!!
Ndiye chaiye
@@soniamujaji3954 kkkkk waona chaiZvo
Um happy for Gringo junior what a talent King Dhuts makaipa
You have a unique style and you have mastered it to become one of the elite singers of our country... Munorema Mambo Dhuterere show some love guys
Holy ten weku Gospel the GOAT❤🎉
Ndinzwe my favourite track 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🙏🙏🙏🙏
Lyrics on point,dancers on point, everything nice
😊😊😊😊
wow super intro, splendid perfomance
true
Hoho nhayi
Mai Dhuterere aiwa voice kana ngoni dzinodzika.....
Mashoko aDhutere anorapa kunge mapiritsi emalaria ummm
Yah apa pafambwa na Mwari apa Pana hallelujah hossana ummm
Keep it up Mambo kwatinoenda nemi tichakusvika vachida vasingadi shoko ngavaudzwe
Ko iro zita rekut Dhuterere rakabvep... Mambo you are my hero
Dhuterere musambo wemusic hake
Ane song inonzi Dhuterere. Dats were the name came from
Dhuterere uri mudiki zvako kwandiri but uri mdhara team racho rese mahwani dancer uyu brings that extra fire
Mwana wa Gringo.
Gringo's son
@@BarbMasenga hoo ndatonyatsona kufanana wena thanx chaipo chiripo
@@BarbMasenga thanx akatora ruoko rwababa vake
Dhute aakushanda nagringo Jr , I like it
He knows what he's doing very great
Ndirkutofunga kuita mwana wandotumidza zita rekuti Dhuterere coz am now crazy with your songs kkk
dhuterere anogona hake isa like
Praise the Lord. Mambo Dhutereree woyeeee.
Ndinzweiwo sounds exactly like the song...Mambo vanogona live straight voice ravo chairo...Grangildino vakapenga futi😂 haa team rese raDhuts even rasta avo vakapenga
Mwana wehanzvadzi unondipasa manyemwe young gringo.
Excellent perfomance Mambo sando dzenyu neteam renyu Gringolidhino you 100% entertainer
This guy has the greatest gift that has propelled him: his wife. Case closed!
Great music soothes the mind
Hoyooo hoyoooo Aiwa manditendeutsa kani bhora mberi Gringo dance mameat kani ❤
Great performance... I love gringo jnr vibe👌🏻
Dhuterere, such an uplifting performance
We Support You All The Way Baba Na Amai Mutseta 🙏🏾
Proud to be muzukuru wenyu
Sekuru na gogas❤❤❤❤lots of love💞❤❤
CONTINUE TO BEBLESSED . UNOGONA, YOU ARE NATURAL
Dhuterere number 1 number 1 manzwe here pavapinda nezi base
Ndinzwei Mambo for me😢😢
Wonderful intro, I really liked. Epic, eclectic mooooooooh fayaaaaa
This live version of Ndinzwei in another level
Behold an anointed man
This couple is talented keep it up Mai na baba dhuterere God bless you
Excellent mambo Dhuterere keep on moving no more limit no stopping
Mambo Dhuts bhoo zvekuti ,but dread murikuvapiwa sei mmmm bho zvekuti
Arikugona wani
Mambo Dhuterere ndivo vane yese. Voice rinosvika pamwongo, munogona baba
Gringo jnr akufarira basa music got into his nerves
Ndinzwei mambo a real prayer ndanatsoiterera
Wow amazing performance there Mambo
The intro is fire