ANOTHER CHANCE: Rusape man in prison for raping an under age girl
Vložit
- čas přidán 26. 03. 2023
- Another chance is a documentary program that highlights prison inmates' issues with a view to reconcile them with the offended(victims) including society in an endeavor to prepare them for reintegration. The program also seeks to highlight the consequences of committing crimes thereby complimenting other crime awareness and prevention initiatives. At the core of the documentary is the voice of the inmates, prison officials and close family members of the inmates, victims of the inmates' criminal work, police, and general members of the public.
I love this program pliz wedzerai maepisodes
I agree with you.
Chibharo akabata Norman,zvimwe zvese izvo dzatova ngano.Zinhubu ☹
Gegegeggegegge zinhubu 😂
@@estherzambezi1696 He is a disgrace in the society.Anototyisa uyu
Zindururani iro
i sense a lot of lies from Norman
Its not adding up
Ari kunyepa zvinotoonekwa
Dressing yeiko vanhu imi she is gud akadaro as long vakuru vake vachizvitendera chatoda inyaya not dressing yake😏
unotopengawo iwe
Chokwadi hako vanhu ngavadzidze kusiya munhu achiita zvaanoda
Norman akabata mwana asanyepe koz akabuda acharohwa. Ndipo pamusha pangu apa. Zvakaitika zvese tozviziwa. Mukomana uyu kubva tiri vadiki aiziikanwa nekudhakwa over plus violence aiita sengozi like but kuri kutunhirwa. Thumps up kumuzukuru wangu ane ndebvu uyo, koti mai laiza na Gabs, Roy
Musakurudzire violence munzvimbo cde. Two wrongs won't make a good. Nyaya yakatongwa wani ku court munhu akavharirwa. Chisayi vabereki vemwana neuyo wataurirane.
Chirega kudaro Kani home boy wedu uyu zvakaoma
Norman ngaasabude uyu anonhema zhinji.
Norman uyu ungadanane nemunhu ipapo kwakutodya bota 😮nxaaa
NHAI hako Ane nhema uyo
Hanzi ndiye akanditi ndiratidze kuti unondida kune musikan akambodaro nxx
@@tsitsimadzima kkkk a virgin for that matter.
Apa kwekutanga zvambonzi musikana akati andizive hug Saka munhu asingazive hug anozo initiater sex how
@@paulamukwenha4221 manyepo acho apa munhu arikut auya kokumbira ruregerero..apedza oti ndakaita Bible "staid"yke iyoyo ..ndozvimapastor zvekunyepa zvangozara izvi zviri after money...he dont regret anything.
Kana ndakambosvotwa nhasi ndafinhwa chaizvo zibaba randinzwisa hasha iri nekunyepa kwariri kuita zipedophile
Siyai presenter apfeke zvaanoda imi. Ana judge monetsa zvedi
Eshi Norman nyaya yake inekunyepa mukati achitsanangura kujail ati taidanana ,then apa akuti ndainge ndakadhakwa vabereki vemwana voti airwara pfungwa
Leave the Presenter she is so Cute 😍
Uuum Norman chaataura chechokwadi izita rake chete apa uum
Kkkkk
Nomara😁😁🙌. Hanzi unoziva here kuti vabereki vake havadi kuti udanane naye apa ivo vaive vatanga kuonana zuva iroro🙌
Nomara vanonyepa kkkkk
Imagine
Imagine nhema dzakadaro
Kkkkkk imagine nhy
murume anonyepa uyu, how can a girl child say prove me kuti unondida 😢
Nhema chaidzo zibhanditi
Imagine
Apa ari mhandara and ari mental
Nhema chaidzo
Anonyepa uyu
Uuu Norman kunyepa hake kwaarikutiitira uku
Pamwe akutaura chokwadii airwara zvekuti haanzwe ma feelings here... Team renge richinzi rorwa iri hamuriziwe wanokuitirai ma firimu vanhu ava
Mr Norman munonyeba imi aah nhema mbishi dziripachena hamunyarewo😮
Presenter you are smart ❤
Anochena zvake zvinovengwa nevakawanda
@@lainahmusariri5111 kuchena kunoda kunenderana ne activity yacho thats what people are saying. kurova svutu uchinofudza mombe or kunoitsa dhaka boy hazvifambirani kune vanoziva dress code
Musarwadziwa na presenter uyo anogona mucheno
Smart in deed presenter, handinyare kuona nyaya dzevasungwa nemamwe marudzi keep it up my sis. Everything is well organised
Regai kudhakwa period..
Baba vemurepwi yes makaresverwa but musada kuomesa pmakanzi taurirnai dai makati moda mombe 10 munhu asina kugra mujeri makuda kurwadziwaka kuti hmuna chamawana apika adzoka 😅😅😅😅
But hantie Norman atoripa mhosva yake kare .here ..ipapa munotii Norman anokupai mombe inobva kupi iye achibva kujeri
Gloria uri hadzvadvi yaprophet ere kkk
Taura hako vanoda mombe dzei??
@@Militarya549 ayehwa handisi .kufanana kwema Surname chete
@@gloriamadungwe5291 ook aaa tinovhundukaka kkk
He has paid his crime against the state but anoramba anemhosva againstvaakatadzira
Something is not adding up here....
Ko why did you disclose the name of the victim nhai?
Norman anonyepa hanzi ndakabatwa nevskomana vakati vabereki vemusikana havadi kuti mudanane,apa wamboti makadanana that same day ukarara naye
Yooo make up bhoo here Presenter hamusi munozvinyanya here ndofunga kuti mukaita more less like natural zvinobuda zvakanaka ,anywhere I love your program
Arikunyepa uyu akuti anga akadhakwa
It's possible kudanana nemunhu worara naye first day but Norman arikunyepa hake anga adhakwa akapara mhosva achifunga kuti sezvo musikana achirwara nepfungwa haazotaure.
Norman kunyepa, gara kujeri ikoko .Presenter you are beautiful ❤ 🔥
Your program is good but it's always overshadowed by your presentor who does not know which dresses to wear every episode and now learn to cover your shoulders always you are going to prison and most of these inmates are there for a long time what do you think will happen after seeing you dressing like you are going to a date.
Maybe they don't read comments. We have been talking about the dressing
Pamwe haana zvamuri kuda kuti apfeke
Ari kuita kunge ari kutotisvotesa. Do they not have advisors here?
We’ve spoken about the presenters inappropriate dressing and makeup..
Yes, she has nice clothes but they are for special occasions. Sometimes she looks like she going to a function. Maybe she is just not aware. As a presenter she could dress a bit more professional and keep the outfits for special occasions. Dressing professionally can still be trendy. Before anyone comes for me, this is constructive and not meant to disrespect.
Such bravery after such a heinous act is commendable. Lessons to learn;
1. Please dont rape
2. Show remorse
3. Forgive
Makamusungisireyii kana muchida mombe
Shuwa zumutumba remurume rese iro kugomerera pamwana ari underage nemuwandire wakaita vkdzi vasina varume
Norman akabuda ngashande aripe mhosva dzake
I have no sympathy to rapists, mahure ariko uko, kana bonyora inga rinonaka wani 🤷🏽♂️
Unenhema iwe Norman urimbwa
Makamusungisirei kan maida mombe
Hanzi mwana akauya achichema 'ndabva 'ndamerera meaning she did not like it she was forced Norman stay in prison
Norman itsotsi and anonyepesa.
I stl thnk its no fair to publish names of victims and even witnesses..
Arikunyepereiko 😭 mwana haana kukubvunza izvozvo
Improve sound quality
Sorry to the young lady, Norman is a professional liar. Kasi why does Rusape prisons cut down trees for fire wood?
Mkosho wenyu mai va Norman 😂
Makamusungisirei kana maida mombe mmm zvakaoma
Tawura hako vakuda mombe sekunonzi akawuraya
Garisanai zvakanaka kumaraiini kwangu uku. Panongoda mombe one apa not three it's too much.
Improve Picture quality pliz
Norman is cooking the story. It has a lot of spices
Baba vanehudyira ava 😮
Asi Norman kudya bota pamwana mudiki same day ramadanana here uye ane challenge ummm u went to far, so sorry to the girl.
If they were in an affair it's another story coz she was under age as well ...
but he's the 1 who forced the girl
Mombe yei makaendesa munhu kujere..
Mukapihwa mombe munenge marodza ochidya hake here bota chingogarai mareva pfuma yacho
Dzirikuzvi bigger wena 😮
Saka achamuroora here mwana uyu norman
Ko iwe Norman unganyenga munhu wotodya bota same time here uri benzi
Akapika Kare haangapike katwo mombe dziye dzamakuda
Haa presenter makachena musanyeperwa
Uyu anonyepa uyu
Wanga uripo.tiudzeka chokwadi chakaitika.Siyanai nenyaya dzevanhu.Do not judge
Presenter you are always on point keep it up ❤ don't mind negative comments😊
Zvino hanzi nevamwe apfeke matsiga ndikuroore
Negative comments dzeiko? Kana uri pabasa unopfeka zvebasa kwete kunge uri kuenda kuparty. She is beautiful but the heavy makeup messes her. She would be more beautiful if she toned down. Unopfeka makeup kunge uri kuenda kuclub apa uri kuita program yekujeri.
@@netsietumu7767 vanopenga avo
@@angelakwaramba9752 pamwe she is not trying to look more beautiful
That's why they are different dress codes for every occasion she is a presentor and presenting a program which is in partnership with zps a government institution so it's best to dress formal but kani zviriri zvazvinoitwa kubva next time ngapfeke kabody top ka.
Varikumuripisirei ndyire dzevanhu kutengesa chinhu chemwana handiti akapika jere here
Norman is a liar. Ngaawedzerwe makore behind bars.
Norman anonyepa
y the uncle need compensation while Norman is already serving years in imprisonment thus unfair
Taidanana. Ndandaka dhakwa
ngaasabude kusvika ataura chokwadi, akufunga ruzhinji rweZimbamawe rwakateerera mafuza, hatigaye
Vabereki vemwana vaisada kt udanane nemwana wavo,vanga vazviziva sei iwe wakamunyenga ipapo ipapo nekumuraper uneguhwa zvkt pfutseke,kupinda murudzo neone day nekubvisa brugwa zibenzi
Ko mombe vachadii ivo vaka sungisa munhu dai vaka ripana kunze zve
Hapana mombe yavanofana kupihwa yei
Apo Norman wacho ngaasvike kuita hwitakwi yerume but dehenya rizere matuzvii
Uri kuyepa there was no agreement
It's good zbc if you hide names of the victims
unodapmbe dze8 nhaiwe pa7 dai wadzida asina kuenda kujeri
Norman isaskamu 😢😢
Yoh , evening wear on such a programme. Come on sis
Unowirirana sei nemwana anorwara pfungwa kuita bonde??
Imagine apa arikunyepa sei
Norman arikunyeba
Norman kutaura ita kushoma, urikunyepa iwe mhosva wakapara..
Here for Marvellous ❤.... can i have her surname please please
Norman ,Norman ,Norman how many times did I call your name???
Iri irombe iri. Musakan kudii kwacho mwana mudiki iyeye
Gara hko ikoko kusvika wakutaura chokwadi
Nomara 😂 wakanyanya iwe iwe chaiye kudzirwa zvekti chindidya zvinhu nemusikana. Aiwa Doro ndiro Haro bt waingova nepfungwa yazvo mumusoro. Kubvisirwa mombe munenge matochatisa Nomara kt adye zvinhu zvake zviri pamutemo. Akasungwa akaripira mhosva yake wht more do u want from ths guy imi vabereki imi. Muregerei and move on akatadza
Mhosva yaakapara (criminal case) ndoyakamuyendesa kujeri, but the family can still claim in a civil court for compensation/damages arising from the committed rape. So since this is a reconciliation meeting, it's still in order kuti vabva vangotaura chavanoda kuripwa nacho. Eg a murder case, the killer will be sentenced to jail, asi vozoripa ngozi futi
uyu ngaagare mukati uyu imbavha uye i bhinya guru uye ane drama.
Ko mwana waakakanganisa hupenyu wese ... Norman uri benzi remunhu .... Hongu amai VA Norman mukuchema ko mwana akakanganiswa
saka mapurisa anoti kuvanhu turiranai kana va raper vana here???
Nomara ka kutodanana nemunhu kwemahours makatobva madya bota
Wekwahuromba ndimi munoziva kune mombe dzakabiwa makatsvaga mabuyet saka imwe mombe moidiiii
Presenter you are beautiful and smart
Mombe dzave dzechii iye akapihwa murango wemhosva yake and time yose yaakapedzera kujeri
Jere I Jere ,anotofanirwa kubvisa mombe
Mombe ngaatobvisa, akatokanganisira hupenyu hwenyu hwemwanasikana
Normara zvaanenge arikungonyepaa zvee he's not yet reform
Zvanaka wani Norman apedza jeri ngaachingoperekwa mkadzi wake ndopachabuda chokwadi nenhema kt aimuda here
Norman ano nyepesa, ndiri kunzwa kuda kumu dira mbama nxaaaa. Ngafire ikoko chokwadi kubata mwana ano rwara.
Norman anonyepa apa akutonyepa neyear hanzi 202016
Uyu Norman anonyepa zvake wakangotorq advantage kuti mskana anorasa pfungwa auna chawati wadzidxa
Don't blame doro uchiti wange wakadhakwaa
Norman nhema Uri bhinya iwe
Unehutsinye Norman..mudhara anenge iwe kuraper 17 year old
Guy aneka ku nyepa
Mudarirei munhu anotongwa kangani veduwe