Mwari anoziva nguva yacho.Zvinoita chete.Evangelist T Muparinga

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 27. 01. 2022
  • Zvinhu zvese zvine nguva yacho.Nguva kana
    Ichinge yakwana hapana anoramba.Akati
    hongu hapana anoti kwete.Akati kwete hapana anoti hongu.
    Ngatimirirei nguva yaMwari at the same time playing our part.
    Tichiteerera Mwari.

Komentáře • 24

  • @joyfulmuza3414
    @joyfulmuza3414 Před 2 lety +4

    ndinonzwa kusunununguka ndikanzwa shoko renyu baba fambai naro

  • @taperakanondo4886
    @taperakanondo4886 Před 2 lety +2

    Mdara mwari ngaakuropafadzei neshoko renyu .Ndimi moga munopenengura shoko ramwari.Ndinoshuwa kukuonai

  • @bigmama5956
    @bigmama5956 Před 2 lety +1

    Thank you Evangelist Muparinga with this word. I believe Jesus Christ is going to show His grace and glory in the situation I am facing. Glory be to our God our Father our Abba. He is a mighty God. Nothing is impossible for Him.

  • @TheWorshipperBlessing
    @TheWorshipperBlessing Před 2 lety +1

    This is very powerful Man of God, I testify to this kind of God who in due season fulfills his word in our lives. Keep sharing I am blessed 🙏🙏🙏

  • @Following76
    @Following76 Před 2 lety

    Amen man of God tinotenda mwari neshoko ravo kubva mamuri baba🙏

  • @isaacruzvidzongwerume1259

    His ways are not our ways and His thoughts are our thought.
    Thank you Pastor for unraveling the Word. Your teaching gives me assurance that there's only but one God who protects, provides and heals, in His time. May you be blessed 🙏

  • @faithchinx6186
    @faithchinx6186 Před rokem

    This word is for me!thank you for the encouragement,powerful teaching,ndabatsirika hangu,mazviita Jehovah👏

  • @lucychitsike2694
    @lucychitsike2694 Před 2 lety +1

    Thank u. .Powerful

  • @petnessmpanduki6079
    @petnessmpanduki6079 Před 2 lety

    Powerful msg God bless you Evangelist ,

  • @nyariemangasawa3038
    @nyariemangasawa3038 Před 2 lety

    Amen ndabatsirika zvikuru.Thank you Baba

  • @loveragemanyika4191
    @loveragemanyika4191 Před 2 lety

    Amen powerful message,thanx you evangelist

  • @elainegomba5107
    @elainegomba5107 Před 2 lety

    That was powerful. It lifts my spirit high.i was going down pakuita basa ramwari.thank you so much

  • @lucychitsike2694
    @lucychitsike2694 Před 2 lety +2

    Short cut you might miss the season...true

  • @racheltaruvinga7438
    @racheltaruvinga7438 Před 2 lety

    Ohh hallelujah, thank you paster

  • @Following76
    @Following76 Před 2 lety +1

    Enda maparidza ini ipapa ndakutotadza kuziva kuti mwari variko here ko vambondisiireiko ndirimunguva yakaoma kudai ndirikunetseka munhu vamwari ndibatsireiwo pamunamato ndikundewo ndine kutenda kuti mukandibatsirawo nemunamato ndinokunda chete 😢

    • @TheTatatata08
      @TheTatatata08  Před 2 lety +3

      Nezita raJesu ,Satan akakundwa kare.keep on believing God for your miracle.Masuwo ese akavharika,ngaavhurwe nezita riri pamusoro pamazita ose raJesu,Amen.

  • @christinevito8527
    @christinevito8527 Před rokem

    I will continue to praise God

  • @taperakanondo4886
    @taperakanondo4886 Před 2 lety +1

    Ndinofara kana muchitipa shoko

  • @naomimuchemwa3604
    @naomimuchemwa3604 Před 2 lety +1

    Amen

  • @Following76
    @Following76 Před 2 lety

    Asi ndinotenda zvangu neshoko renyu ndotenda kuti ndinokunda chete .

  • @christinevito8527
    @christinevito8527 Před rokem

    Amen powerful word

  • @tanakazindi8185
    @tanakazindi8185 Před 2 lety

    Glory to God

  • @mariettemanatsa5878
    @mariettemanatsa5878 Před 2 lety

    Amen powerful

  • @marvellousvushe9818
    @marvellousvushe9818 Před 2 lety +1

    Amen