Kusvika kwa Mambo Seke ku Johane Masowe Echishanu Velvet

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024

Komentáře • 50

  • @nelsonsithole9110
    @nelsonsithole9110 Před rokem +7

    Ndezvekupenga izvo unouya mumasowe neshangu hazviko

  • @mulnykays4386
    @mulnykays4386 Před rokem +3

    Kana mangoisa camera chete kuratidza vanhu hapana chekutumwa kwake mutumwa marasa musoro wenyaya

  • @georginamakomva432
    @georginamakomva432 Před rokem +5

    Chishamiso kuMasowe vanhu vari kukombererwa.

  • @ShepherdMupambwa-mp4no
    @ShepherdMupambwa-mp4no Před měsícem

    I ddnt exceptthis from Mambo Seke.since he'z an intelligent Chief

  • @kingmoyo9969
    @kingmoyo9969 Před rokem +2

    Munorega cy vanhu vachirasiswa nzira yekunamata mwari wechokwadi Madzishe mupasi vachatongwa sevaranda Pakuuya kwaIsaac

  • @ChivaraidzoDzadza
    @ChivaraidzoDzadza Před měsícem

    Chief ngavabvuse boots,hazviko pamasowe

  • @Washieoficial
    @Washieoficial Před 3 měsíci

    😂😂 Sparks wakarova white shamwarii

  • @providencetsuro991
    @providencetsuro991 Před rokem +3

    Winibhoni rushanga zvichamedzwa nerushanga 🙏

  • @rachelbondera2955
    @rachelbondera2955 Před rokem +1

    madzibaba Spacks kkkkkk inyaya yehelicopter chete irikushambadzwa apa hazviko izvo

  • @debrajemwa526
    @debrajemwa526 Před rokem +1

    Machief asingaitiswe Zimbabwe yese ndi Chief Bushu and Chief Nyamaropa

  • @Washieoficial
    @Washieoficial Před 3 měsíci

    Team rekumasove kunyanya vakuru vacho anovha aita kunge ndiye mwari😂😂😂vanhu vakutonamata owen wacho mucharasika zvenyu

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Před 3 měsíci

      Hausi wemasowe saka hausati waona Jesu

    • @Washieoficial
      @Washieoficial Před 3 měsíci

      @@maiyeukai9346 imimi makamuona kupi jesu imi nxaa hant ikoko munotonamata owen hr

  • @ellenjames1069
    @ellenjames1069 Před rokem +1

    Ana madzibaba avo kuda kamera kudaro hakuna mapostori akadai

  • @agnesmariba6412
    @agnesmariba6412 Před rokem +1

    Neka shade zvafumuka izvii

  • @wedzaprincess2216
    @wedzaprincess2216 Před rokem +1

    Velvet wooooow

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y Před 3 měsíci

    Kwawe kutengesaa izwi uku

  • @elvismadziva2237
    @elvismadziva2237 Před rokem +1

    Mariii yakanaka zvayooo but haibva Yaita masowe kut muunzee MA chief kudai Kkkkkkk

    • @nataliamurambinda1544
      @nataliamurambinda1544 Před rokem

      Ecos akazvireva pamharidzo yake achi sangano rimwe chte rinonamata asi risina njere i jowani masowe ichokwadi zanu pf yakatoonera pakasi

  • @elvismadziva2237
    @elvismadziva2237 Před rokem +1

    Spacks ayaa haasi masowe ayaa Kkkkkkk izombobvunza Olah anokuudza kkkkkkkkkkkkkkl..... Tora mariii United kkkkk haaaa ndaseka spacks.... Makafitwa nekuenda kumasowe mkoma

  • @chingombedaries
    @chingombedaries Před rokem +1

    Tora Mari United

  • @agnesmariba6412
    @agnesmariba6412 Před rokem

    Zvadhakwa suit kumasowe sure

  • @geegee8763
    @geegee8763 Před rokem

    Saka velvet ndiyo surname yamadzibaba muridzi wesowe here🤣

  • @stanleynutribyte9841
    @stanleynutribyte9841 Před rokem

    Hazvisizvo zvakasiya zvadzidziswa nababa vaJulius, budai mune zvematongerwo enyika

  • @blessingjoseph3556
    @blessingjoseph3556 Před rokem

    Amen Amen

  • @esseniamugai3390
    @esseniamugai3390 Před rokem

    Takapinda masowe hazviko izvo kutamba nezita rajohwane saka vamwe vachizofa vachitambura

  • @traceybinali8922
    @traceybinali8922 Před rokem

    KO akagara pachair pasowe zvichir zvemasowe fut here

  • @dhereckmherekumombe1945
    @dhereckmherekumombe1945 Před rokem +1

    Kana zvatoitwa pazvivhiti vhiti zvafa

  • @proudtapfuma9997
    @proudtapfuma9997 Před rokem +2

    Kwakugarwa pamabench futy..... Haaaaa zvinhu zvinochinja. Izwi rakataura kuti kana vauya vayenzanisei nevatendi nekuti kumusoro kunababa.... Hazvina kuipa hazvo tinoona tiri terrace

    • @siposamincube8482
      @siposamincube8482 Před rokem +1

      vakakomborerwa vachiri kunamata chinamato chakauya nababa johane vasati vaisa zvido zvenyama dzavo. rambai makamira pakutanga muchengetwe neizwi.

    • @chiponyosi3241
      @chiponyosi3241 Před rokem

      Zvotendwa🙏

  • @musicandentrainmentlovers1866

    😲 helicopter

  • @margaretmawango4591
    @margaretmawango4591 Před rokem

    Hazviko izvo kumasowe

  • @blessinggwiranenzara872

    😍

  • @stanleynutribyte9841
    @stanleynutribyte9841 Před rokem

    Kushandiswa neZanu Pf uko

  • @abigirlmuchetoabigirlmuche7936

    Ko ku velvet ndekupi nhai hama

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 Před rokem +1

    Zvekupenga izvo haiwawo

  • @blessingtakavada
    @blessingtakavada Před rokem

    Zvakanaka

  • @getrudebling123
    @getrudebling123 Před rokem +2

    Sure kumasowe hakutambirwe nekutii zvaitwa nevekumasowo zvonzi hazviko ayihwa vanhu vekuma sowe varikutodya norivha kudzimba uku

  • @esnathkamushinda7309
    @esnathkamushinda7309 Před rokem

    Kunyeperwa

  • @yvonnemushonga739
    @yvonnemushonga739 Před rokem +8

    Kkkkk ma prophets ekwedu kwasadza arikuzvinyanya imbinga kkkk tinoshuvira kt magumo acho azove akanaka