Chero kutarisa midziyo ya mufundisi unotoona kuti havana chavanga vachitambiriswa kuti vachinjewo midziyo mumba nhasi makubuda kuti vane makore vasingapiwe mari asi iwe uchiti uri mukuru wevese it's sad 😔
Anonzi Registrar General.Saka ungatungamira church usingatozivi the right terms here?A church is not a family business that the offspring can takeover as a family owned entity.Musaitiswa nezvimachurch izvi zvaana nhikwi.Tora Mari United!!!🤣🤣🤣🤣🤣
Vanhu vari kutuka baba ava mangoona 1 minute kwakutoisa comment. Ivo havana say or authority munhu ari in charge ndimai vacho nevanhu vavari kushanda navo, vari kutovavhunza vanhu vari kuitira madhoromadhi hutsinye kuti after madhoromadhi who is next. Journalist you should interview Mai ava nevanhu vavo and hazvishamisi kuti vaitira madhoromadhi hutsinye ivo vachiitira mwana wavo uyu wavakazvara
Vamwe ndoovekukudza sangano vamwe ndoove hutsinye so whats the mandate of the church here ? $3 p/m thats an insult mari yemazepe emwana weku crèche imika vanhu hatityei Mwari kudenga kure
Ko mari ye malawyers munoiwanepi kana maaccounts aka freezwa. Are you saying that even vatendi venyu homwe dzawo dziri frozen futi? Musatinyepera imwi munenge criminal wo futi imwi. Mapepa amunoti munawo hamusi kuashandisa sei nema Court Order acho zvinhu zvichisvika pakadai asi ndekubikira amunotya kuti chitsotsi chenyu chinozobuda pachena kanhi? Munoenderei kuma court amunoteva ayo kana makachena imwi?
😂😂 dzirimo here baba ava kuvhura ziso kudaro .. ingoti i company kwete church this is nonsense .zvichibva kune bhavha dzakauya ne bible kutibira gold and silver ..tagamuchira bible torishandisa futi kubira vanhu .😂😂 Zvakaoma
Hausi kutaura kuti uchabatsira sei naMadhoromadhi waakutomukandira kuna counselor. Chii chaakuota kuti musisamubhadharire imba. $3 muneshuwa here imi president
Ma Satanists munonetsa imwi, zvekwa Mwari zvinozomborwisanwa zvarinhi? Zvekuromba izvi ipai munhu mari dzake, you have no right yekuburitsa munhu mumba iye ari bofu. Muri masatanists plus church yenyu inenyaya iyi even vana vakadzidzapo iiiiiii vanotaura zvakawanda pamusoro pe church iyi. Ibvai ipapo mese zvekwa Mwari hazvirwirwe izvo, dzidzai kunamata Mwari chete. Imwi sekuru matova end of life imwi. Mukazodiii kubatsira munhu arikugara panze?
Vanhu vasingatyi Mwari ndovakawanda kumachurch uku. N sekuru y fight amai pachinhu chavakavaka nemurume wavo, even vasiri fit neage y not sit down naamai n fix t as a family. Apa u’re just showing off yo greediness.
Mukubhadhara malawyers munhu achirara panze tengai stand kuDema or kuDomboshava pastor vawane pekugara
Uribenzi iwe. Maishandisa Madhoromadhi kuita mari nhasi maakumurasa plus unengozi yamai iwe.Ipai Dhoromadhi pension yake aone zvekuita.
I agree with you
This is what he is advocating for. Did you even take time to listen..
Uri Benzi iwe don't Comment on what you don't know listen n understand..
Mafundisi dzidzai kuzvishandira fullstop church haisi bank
So does the work at the church. Who said church duties are not work.
Nyadzi dzinokunda rufu imi sekuru imi muri Satan satanic chaiyo iwe urikuzviti president iwe
What do you mean satanist. It takes one to know one.
Well done pahasha nekuramba muchidzifambira
We want Pastor Madhoromadhi to be back on his call as a fisher of man
baba iwe you are not fit to be mufundisi vanhu musapinde church iyi havanamate mwari
President Havana mhosva. Varikutonzwa tsitsi kunaMadhoromani. Chaatadzwa naPresident kusadzokera kuCourt to enforce the court judgement.Dzingai Board racho zviri pamutemo.
Ndivo vakafurirana kumba mari ye church hapana kana ari kuvanda munhu anotoka amai vake kunda nhaka amai vachiri kufema
Inenge church yetsvina tsvina. President vacho vanoita kunge vasingagezi. Hakusi kuromba hr 😂
Huyai muone haina tsvina ndivo vasinga geze mamuna kana munhu asina zvinhu zvake
😂ummm ndaseka hangu
President vacho kuita kunge n'anga kudaro. Muhutsinye imi batsira mufundisi avo. Hapana zvamuri kutaura apo.
Chero kutarisa midziyo ya mufundisi unotoona kuti havana chavanga vachitambiriswa kuti vachinjewo midziyo mumba nhasi makubuda kuti vane makore vasingapiwe mari asi iwe uchiti uri mukuru wevese it's sad 😔
Kana uchida kuita mari kungovhura church chete kwete kuti zvine mwari mukati hapana mwari apa mune utsinye henyu chero mufundisi ange ari duty kutadza kugadzira upenyu hwake asi mune utsinye imi
Saka uri president wei ..when you are not in control
I wonder too
Just help this pastor to exit well
Kutovhura maziso muchidzinga munhu. Christ is Love
Anonzi Registrar General.Saka ungatungamira church usingatozivi the right terms here?A church is not a family business that the offspring can takeover as a family owned entity.Musaitiswa nezvimachurch izvi zvaana nhikwi.Tora Mari United!!!🤣🤣🤣🤣🤣
Vanhu vari kutuka baba ava mangoona 1 minute kwakutoisa comment. Ivo havana say or authority munhu ari in charge ndimai vacho nevanhu vavari kushanda navo, vari kutovavhunza vanhu vari kuitira madhoromadhi hutsinye kuti after madhoromadhi who is next. Journalist you should interview Mai ava nevanhu vavo and hazvishamisi kuti vaitira madhoromadhi hutsinye ivo vachiitira mwana wavo uyu wavakazvara
Iyazveee president makurohwa zve uuuuuu mmmmm ini handiende kune zita rinonzi church asi ndichanamata mwari wangu mu house mangu 🧎♀️
@@JessicaMukora kkkk
3 dollar haikwane pocket money yemwana
asi shoko rinori musarega kuungana,saka unoungana kuhouse kwako hanti
@@MrBC-san ko kutyei ndinounganirei ndichiitei futi paungano hona zviri kuzobuda muungano yenyu church I business
Masatanist awanda veduwe
Saka munoto zviti ma president futi mu ma church enyu ini ndoti mutungamiri wenyika chete ndiye president chete ka ini okay 😂
President is just a title. There is nothing special about calling oneself a president of and organisation. Any club can have a president.
Mukutaura zvohwikwa koimi seumwe wavo matadza kumbovaisa kumbakwenyu nhai .
Enforce the court orders. Process contempt of court imi President or whatever.
Maybe mai venyu vari kuto signer zvinhu kuisa mumazita evanhu ivavo or kumbunyikidzwa
Vamwe ndoovekukudza sangano vamwe ndoove hutsinye so whats the mandate of the church here ? $3 p/m thats an insult mari yemazepe emwana weku crèche imika vanhu hatityei Mwari kudenga kure
kkk zviri pamutemo wani manje these cults are showing lack of christ
Is The laughter for me
Mwari ndimi bedzi munoziva chokwadi uye ndimi munotonga .Ruoko rwenyu mwari ngaruoneke nebasa aakaita
Ko mari ye malawyers munoiwanepi kana maaccounts aka freezwa. Are you saying that even vatendi venyu homwe dzawo dziri frozen futi? Musatinyepera imwi munenge criminal wo futi imwi. Mapepa amunoti munawo hamusi kuashandisa sei nema Court Order acho zvinhu zvichisvika pakadai asi ndekubikira amunotya kuti chitsotsi chenyu chinozobuda pachena kanhi?
Munoenderei kuma court amunoteva ayo kana makachena imwi?
Nonsense!!!
Church politics😅
Kamuroi ako
Saka kubudisa munhu panze ndokunamata here
President i see disaster kana mai vasisipo ,mukatadza kukatadza kugadzirisa whilst the sun still shine ,you are going to lose everything .
Saka Madhoromadhi oramba akangomira apa murikuti church accounts frozen kuchifambiwa nemota mbishi
Sekuru ndakatarisa makura but my question is ko zvechurch zvinoendesanwa Kumacourt here zvinhu zvamwari zvinozviita zvega baba anorunner church ndimwari varume, khulle matoratidza hudofo kare ibvai paCamera Satan, ndaona paiswa paside zvekunamata pabatirwanwa mishonga apa hapana kuchipa, panyaya yechikoro mudhara uyo aruda Mari uyo kkkk, contract nechurch😢 aaah ndatya nazvo ini, aaaaah kutora mufundisi kumuisa panze imika munokeswa namwari imi,
Dzidzai kunzwisisa president varikuti varikuendeswa kumakoti kwete kuti ndivo varikuendesa mai
😅😅😅 I love the way he loughs kkk a perfect comedian 😅
😂😂😂😂😂 kuseka nhema uko ,inside zviri kuvadya
@@namatiraisithole6158 yes yes ari very bitter
Musadaro pliz sakaurikunamata Chii muchiisa munhu panze asisaone paaioma maimuitisa muchatongwa imi fungai zvakanaka,hamutonyari kubuda pamhepo munhu mukuru ko Wana wozotsiurwa naani zvichskuwanaiwo hamusi mwari kukawa Darya kuriyambutsa
Zvigaro zvinouraisa vanhu namatai mwari namatai mese mava kuita sekunge vanhu vari kurwira munda
Imi saPresident muri kuitei nazvo bcz mom venyu vakura ava
Iwe usanyepe sei zvinhu zvavo zvaive panze
Mafundisi ngaadzidze kuzvishandira. Vanenge vachida kudya mari yashandwa naani?
Church kana ichitungamirirwa nemweya waMwari haishaye mumuririri,nekuty Mwari hawashande panyama asi pamweya nomweya mutsvene.
Zvema Court zvinei nekunamata Mwari ,asi church iyi ndeye politics nxaaaa
Imbavha idzi
Something must be done pliz
Sekuru imi nangai panyaya chaipo why makadzinga bofu imi makamuchengeta for 19 yars
Church hanty mai wako.
Ita kuti our business
Why imi muchizviti ndimi president imi musingabhadhare why are yu
Zvese zvavari kutaura kunyepa vari kunda kutunga mirira church vakamba 25 k vadii kuzvi taura hapana ari kuvanda ku church taura chokwadi kasoro
😂😂 dzirimo here baba ava kuvhura ziso kudaro .. ingoti i company kwete church this is nonsense .zvichibva kune bhavha dzakauya ne bible kutibira gold and silver ..tagamuchira bible torishandisa futi kubira vanhu .😂😂 Zvakaoma
Kkkkkkkkkkk mapenzi muchazvirega zvema church izvi inguva ye awakening ino
Shame mamwe machurch vanochengeta maLeaders avo kusvika murufu. Ngavavatsvagire kwekugara vaine rubatsiro. Pachurch ipapo vaingovapawo a nice cottage vogara havo.
Haiwawo chegumi hachiko kufamba nemota nemari yaani matsotsi
Makadii kuwapa pekugara pane kuwaisanpanze huuu hi apa
Hausi kutaura kuti uchabatsira sei naMadhoromadhi waakutomukandira kuna counselor. Chii chaakuota kuti musisamubhadharire imba. $3 muneshuwa here imi president
President kuita Seiko namatai uko nxaaa
This how can he be rev the only Rev we know is God he is also president kkk kuchemera kutungamira church kuda kubira vanhu mari
Ko kuzopa munhu 3usd kuita here ikoko
But he is out kaaa Madhoromadhi wacho
Dhoromadi ngaavhure yake chech since ane chipo chacho
Vatengerei musha kana stand munhu waMwari
Mmmm church iyi yakaoma iyi vatungamiriri vacho vakaoma,isatanism chaiyo iyi mishonga yakazara muchurch umu
Zviri pamutemo waMwari here? Saka are you fighting your mother?
Ma Satanists munonetsa imwi, zvekwa Mwari zvinozomborwisanwa zvarinhi? Zvekuromba izvi ipai munhu mari dzake, you have no right yekuburitsa munhu mumba iye ari bofu. Muri masatanists plus church yenyu inenyaya iyi even vana vakadzidzapo iiiiiii vanotaura zvakawanda pamusoro pe church iyi. Ibvai ipapo mese zvekwa Mwari hazvirwirwe izvo, dzidzai kunamata Mwari chete. Imwi sekuru matova end of life imwi. Mukazodiii kubatsira munhu arikugara panze?
Don't comment musati manzwa full story
Church iyi ichanetsa kana mai vashaya
Mbava nezvima church zvenyu izvo endesai nzaradzenyu uko
kadhara kakarema aka...mawonero angu hangu
Hahaha ndazvionawo haisi face yekunamata
Vanhu vasingatyi Mwari ndovakawanda kumachurch uku. N sekuru y fight amai pachinhu chavakavaka nemurume wavo, even vasiri fit neage y not sit down naamai n fix t as a family. Apa u’re just showing off yo greediness.
Ndiye ari kunda kuita mukuru we church ndosaka makamba mari muchifurirana madhoro vako.hauraye kunda kudya nhaka amai vachipo
Imwi sa President report people vakabudisa munhu mumba nevana. Kuna Mwari kudenga uku, itai ma deal enyu muchanosungana nazvo kudenga
ku runner church saka idhiri remari iri
Ane makore mangani mai vavo mdara uyu? I suspect kut it's Second wife chete .looking at this madala ane kuma 70 meaning mai akuma 100 ka
He’s in his 60s his mum is 87 sounds correct
Sakaibhuzimisi mucha endakugehena mese
Ko kupa munhu 3usd pamwedzi
Saka pane vanhu vachiri kutoenda ku church iyoyi here ?
Kuda hukuru err sekur .ko mukuvadzingirei paimba yamwari nhai.mAdoromasi wacho
Uchipa madhoromadhi $3😢😢😢😢
Vadzorere mumba uvaise mubasa
Kababa aka face yavo haisiyekunamata
Machurches ayo mazuva ano ave masupermarkets
Unenge wakangwarisawo
Nyadzi dzinokunda rufu imi sekuru imi muri Satan satanic chaiyo iwe urikuzviti president iwe